Suoer proud of you guys. Just the quality of your videos makes me happy. You been through adversity and this us how God blesses you. I have said this before. Don't get greedy , take care if each other. Be honest always be transparent. Always your religious USA 🇺🇸 fan. God truly takes care of his own.
@@Capenaturerubs😂😂😂😂😂😂😂😂makutokumbira mari pamanzwa kuti vari mhiri 😂😂😂... Asi wagona vakuru vakati mwana werombo kana akangwara anotamba nemwana wemupfumi
Nhaimi saka Jatiwero aingogara aripekuchema anoto actor kudai. Ndakazvimiririra i think Jatiwero, Vovo, Netsai and Ozemba have improved their acting very well since they left the other group. Keep it up guys. I loved todays episode. Kadhura na Matsaga 🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🤣🤣🤣🤣🤣
We want to see Benny Tike 's face guys be it an interview or what ngambobudawo ka1 tiwone munhu anogadzira video quality yakanaka so 🎉its a ,HD lets appreciate him aswell
Ayewa Jehovhah vakatungamira vakakubvisai ku NB uko maitsikirirwa zvipo zvenyu taingoziva Jati ariwekuchema badzi asi now hiiiii takuona zvipo zvenyu guys Ozemwa aingove wechiporofita chete ikozvino takuona talent yeumwe neumwe pahu 4 hwenyu go 4seasons media go Mwari vakuzarurirei njere murambe muchienda mberi guys munogona soon makupinda 100k go fo sizinzi go much love ❤🎉🎉🎉
Suoer proud of you guys. Just the quality of your videos makes me happy. You been through adversity and this us how God blesses you.
I have said this before. Don't get greedy , take care if each other. Be honest always be transparent.
Always your religious USA 🇺🇸 fan.
God truly takes care of his own.
Tumiraiwo mbichana kusupporter
@@Capenaturerubskkkkkk
@@Capenaturerubs😂😂😂😂😂😂😂😂makutokumbira mari pamanzwa kuti vari mhiri 😂😂😂... Asi wagona vakuru vakati mwana werombo kana akangwara anotamba nemwana wemupfumi
@@Capenaturerubs will do. Kkkkkk
Nhaimi saka Jatiwero aingogara aripekuchema anoto actor kudai. Ndakazvimiririra i think Jatiwero, Vovo, Netsai and Ozemba have improved their acting very well since they left the other group. Keep it up guys. I loved todays episode. Kadhura na Matsaga 🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🙌🏽🤣🤣🤣🤣🤣
Nhai nhai kungo actiswa achibowa sechipenzi😂😂😂 nxaa
They improved ❤
Masvingo language kadhura
💟Can we see Jatiwero 💝💝and 💝💝 Vhovho that is true love 💖💞💖
@@tinotendapaidajoe4828🤣🤣🤣🤣🤣🤣 huye bodo veduwe kkkk
Jati's fans where are you 😂😂😂😂😂❤ love you all guys..but nhumbi dza jatiwere ummmm 😂❤
Matsanga uyoo ma1 aya
😂😂😂dressing for acting
Team rinogona iri those with me like and comment....@Nyashiematic Tv 🎉🎉🎉
Tungamira tungamira song inongondiitira mhani😊
We want to see Benny Tike 's face guys be it an interview or what ngambobudawo ka1 tiwone munhu anogadzira video quality yakanaka so 🎉its a ,HD lets appreciate him aswell
cheers to us tinoseka 😂😂😂😂tisati tatanga kuona 😂😂😂😂😂😂
Haaaaa Vhovo zvaendwa apoooo 😂😂😂😂😂😂😂
Haaa uyo wamurikuti kadhuura uyo it's a no for me ,kuactor anozama bt kalanguage kekuti kudoo kudoo iyo haa maya
Atoita part yake itori character ikudiwa muraini inongobhohwa ine confidence dzisina direction
Hahaha Four Seasons Media ZW makapenga guys🙏💥💥💥💥. Benny Tike ngaambobudawo timuwone guys😅
Ayewa Jehovhah vakatungamira vakakubvisai ku NB uko maitsikirirwa zvipo zvenyu taingoziva Jati ariwekuchema badzi asi now hiiiii takuona zvipo zvenyu guys Ozemwa aingove wechiporofita chete ikozvino takuona talent yeumwe neumwe pahu 4 hwenyu go 4seasons media go Mwari vakuzarurirei njere murambe muchienda mberi guys munogona soon makupinda 100k go fo sizinzi go much love ❤🎉🎉🎉
It's true ka Mike machona.kachit I character yake munhu iyoyo unongo haha dhemet vanogona qva
@@user-ng2rn6uu4q taura hako
❤❤❤
Our stars at the moment ❤❤ it's good to have Matsanga the combination is lit 🔥🔥🔥
Na ozemwa hazviperi mushe mirai muone😂😂😂
Four seasons yadirwa sugar mukoma Jatie vakuda babe ndakaona ka smile kavo
Excellent guys rambai makadaro//) ndokumbirawo zita remuimbi arikuimba padrama renyu Kuti tungamira tungamira anonzani
Kkkk nice mukoma Jati wapinda murudo
Namatemai azviperemush
Tokudai gyz toda kugara tichikuonai keep it up
Tigare taliker neku commenter 😂😂😂😂 bcz kwakubudiwa mubathroom umo kunenge kusina kumira mushe😂😂😂😂😂
This comment made my day 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Yarohwa mubath ,kkk
Ko jayiwero makugezera kuraura
Kugeza naMukoma??
Tsangaz pfeee tsangaldo
Hapanawo option yekuliker kaunonzwa kuda hre i feel to give 1000 likes
Baba vavhovho varikuuyawo nazvo off topic zvavo ... Jati and vovo never disappoint 🤣🤣🤣
Zungairwa kkkkkkk
Kkkk taura hako bt ndapafarira manje
kkkk. hakuna baba vakadaro
I can support team iri zvachose rogona manje
Kadhuura usawanza ana doho nhaiwee
True
umwe acharohwa nedemo jati siyana nazvo wakabatsira zvakwana
😂😂😂😂😂😂😂akutoda kubatsirwawo pakubatsira kwaakaitaa
M happy to see Matsanga
comrade Matsanga 🔥🔥
Go go 4 season
God bless ur hustle guys❤
4 season iri kutigonera zvedu 🔥🔥
I’m addictive to this channel nhaim😂😂😂😂😂we luv u team❤❤
Gyz Kadhura to the world 😂😂
Your acting improved guys since u moved from that group top notch 🎉
Automatic love ,i lyk it ine kadat so than yekupfimbana
True
Haa video quality 🔥🔥🔥🔥
Smile yaJati 😂😂😂bhoo bhooo
Four seasons ❤
Guys you are super good keep up the excellent work
Akaimba song iyo titungamirei ndiani
Bless you matsanga ❤🎉
Hoyoooooo jatiwero
Dhimos pfee big up mdhara the most calm zim actor
I can't wait to see Jambwa
Can't wait to see Jatiwero and vovo
We can finally see Vhovho’s talents now
True .they are acting every roll now ❤❤❤
ku Naiza vai subbotagwa now u can see their real raw talent
❤❤❤ jambwa to the world
mai vhovho havana kathat ngavawedzere maskills avo havasi kunyatso ndiitira but keep up the great work
Woooow 3 kuseri Vhovho akupisa 🎉🎉🎉❤
Jati na vhovho🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
Zvakarongeka izvi❤
😂😂😂Thank you 🎉Four seasons for smiles on our faces...,,,Road to 100k this month🎉🎉
So close!
@@Four_Seasons_Media ❤️❤️❤️❤️❤️❤️❤️ t-shirt yangu 🙄
@@propro9957+263 77 227 9433
@@Four_Seasons_Media❤❤
❤
I can't wait to see Seasons Four❤🎉😂
Good
Hoyooo bhora kumberi Guy's ko ozi mamuisep
Mukudadisa guys rambai muchitipakurira huchiii🔥🔥🔥
Naiza ayidzvanyirira,, vanhu vane zvipo awa apa wanonakidza zvekuti heki
Well-done guys murikugonesesa
Bos matsanga kuda nyama idyai mukaka mhayiweee Mhayiweee Aaaayaas anhuwoyeee ❤❤❤😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Kadhuura and Tsangazi bhora mberi guys
Matsanga my favorite
Yah isai jedza😅
So proud of you guys munondigonera so proud to be a Zimbabwen so proud to be a shona❤
mukubika
Hehehehede vovo na Jatiwero aah paita zve love apa
Kkkkk loving vhovho and jati hahahahahah😂😂😂😂😂😂
Happy to see Kadhura
Kkkk siki yati yanga iri yekurova mabude chaiwo well done guys
Guys, who is the lady having her hair done? I find her voice and her personality very attractive. Mr producer let’s do a one on one introduction
Matsanga ❤❤❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉 yaa pavakuzonakidza apa
Four Seasons ichandidzingisa basa. Ndanamira payiri
Vovo atirwa maSuprise pakaipa chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Welcome kadhura ,natsanga ,nevamwe vakajoin anajati mogona
KaMatemai katema mbiya kudhara kamuzukuru kaVamadziva
Kdhura looks like gringo chokwadi well done guys chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Good combination kip it up
I love you guys munondi gonera asi jati na vhovho zvicha pera mushe hr apo
😂😂😂😂😂😂😂hanzi dai uri zidhura zviri nani
😀😀😀
Jatiwero Matemai!!!
Guys you won't disappoint, take us to another level
It seems like maitotsikirira zvipo zvenyu muri ku Nb ikozvino zvabuda manje well done guys
Mukoma jatiwero mukuda bby ndazviona
Makutopisarudo kugeza mese haaaa❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
kadhura anogona at large❤❤❤
Kkkkkkkkkk kwanzi musoro unengura kkkk
Four seasons media huchi 🔥🔥🔥
❤yah matsanga asimbisa
Song tungamira toiwan cy uye ndiani akaimba
Netsai anoda mari dzevanhu Anhuwoyeee Aaaayaas mhayiweee ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Mukugona guys song iyo yakaimba nani l like it
Rudo ka uru rwkutotsva jartwell manyama mhayiweee anhuwoyeee anhuwoyeee Aaaayaas ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉
Jati naVhovho ko kupfekawo maPush zvavo. Boss Matsanga hoyooo. I iike the statement. "Tanha dzaunosvikira"
Waiting for the Jambwa
Vovo najati hokoyoi na ozemwa
Vovo achiri kumurume hre or xvakatopera iiii anoti kudiiko murume achiona mukadzi wake achibatwq batwa kudai
Mwari ngaakudzwe
I can't hardly wait , Four Seasons Media to the world
Kkkkkkkk yaaa jati vakatowana ko netsai aakuramba mwana nekuda kuroorwa kkkkkkk
Im also happy for Kadhuura and matsanga alongside ❤❤
Kadhura ngaangotaura zvri clear zvana doho izvoo haaaa zvotobhowa
Jatiwero nhumbi watenga her iwewe 😅😅😅
Kkkkk
matsanga hoyo keep up the great work
I love you guys mogonesa🔥🔥🔥
panemoto pano kadhura namishero pane nyaya hombe musindo uyo hausi wega apa akutozorambwa nanetsai matsanga kupfura shiri rudzii uko Sinyoro dzinenge dzitori kugaya zvadzo bota mama busy nezvemwana
Move iri moto🎉