Ndine Mukadzi Siyana Nneni NeNhumbu Yako
HTML-код
- Опубликовано: 2 июл 2024
- By Bringing You News & Current Affairs Through Social Media, You Don’t Need To Wait For Your Grandchildren’s Questions To Remind You That You Should Have Paid More Attention To Current Events +263775964849
Ava Chief ava chozikanwa hapana
Chief ipai vamwe chigaro
Watching from SA🎉
Watching from SA ❤
Ndilindile mnaa
First nhasi ❤❤ waiting
Ivo varume ngavarege kunyenga nyenga kunze uko ivo vaine vakadzi vavo. Murume is also to blame. Varume gutsikanayi nevamakaroora.
Ko kana vasinganake
Kana asinganaki musiye ainde pane kumutambisira nguva yake wotsvaka vanonaka vacho
❤❤🎉🇿🇦
Vabereki varikutadza kuraira vana vavo. Kana kuti vave kuita business nevana vavo! Itwo twusikana twach twufungawo here. Kuvhurira makumbo munhu wese wese? Nxa!!
Men should control themselves
Kanopamwa futi aka, in 6 months kanenge kaipiwa zvekare mimba
Dzokororo ine simba... kanonyoreswa Paper 2