Baba Vemwana Varikutsvaga Vanovabetsera Kuchengeta Mwana Voridza Mhere

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 сен 2024
  • Baba Vemwana Varikutsvaga Vanovabetsera Kuchengeta Mwana Voridza Mhere
    #Glendale #Mazowe

Комментарии • 180

  • @samanthakane9986
    @samanthakane9986 Год назад +20

    This is a cautionary tale kuvarume. Usagare nemwana we vanhu usina kana kundokanda tsvakirai kuno.

  • @PriscaRazerera-tb9tt
    @PriscaRazerera-tb9tt Год назад +17

    Ndokumbirawo mwana kana vakasununguka please ndifanogara naye kusvika aroora😢

    • @babrahanga-fv6qc
      @babrahanga-fv6qc Год назад

      Zvakangooma futi nekuti vakadzi hatinavo moyo vekurera unoti varoora vobva vavana anoshungurudza mwana futi

  • @pretty_6824
    @pretty_6824 Год назад +13

    Mwari bless me with a house so that i can take care of people who have these situations 😢😢ndachema hangu .God bless you uncle saint

    • @ruramisaizimuswa
      @ruramisaizimuswa Год назад

      And me too handina imba asi ndinoshuvira ku chengetawo zvosiririsa maita basa sekuru

    • @ruramaichiwara487
      @ruramaichiwara487 Год назад

      Zvakaoma hazvo chokwad 😢

    • @FARMCO-zi1nd
      @FARMCO-zi1nd 6 месяцев назад

      May the Lord grant your wish

  • @ropchipondamoyolity
    @ropchipondamoyolity Год назад +2

    Inn ndinotenda bhudhi vemwana vari vamwe vaiuraya kana kutengesa kana kumutiza but i salute you baba zvinokunzwa zvamaita uye tichitenda chihanzvadzi chamoms vedu❤❤❤❤

  • @chipojeks9751
    @chipojeks9751 Год назад +7

    Mwari chengetai uncle saint. Amen!!!

  • @judeasikomo3376
    @judeasikomo3376 Год назад +4

    Umm inyaya inorwadza asi pakusadeedzera mudzimai kusvika pakufa eish mahwani voviga Yaa thanks kule pamwana

  • @Kbkariso1365
    @Kbkariso1365 Год назад +11

    God bless you Uncle Saint.. You are a Chosen One ❤

    • @trishchikuvanyanga243
      @trishchikuvanyanga243 Год назад

      God bless you uncle saint Mwari akupei hupenyu nerudo rwakadai

    • @trishchikuvanyanga243
      @trishchikuvanyanga243 Год назад

      Ndarwadziwa hama dzangu hupenyu hwakaoma asi Mwari achatirwira

    • @PriscaRazerera-tb9tt
      @PriscaRazerera-tb9tt Год назад +1

      Chokwadi ndakamboraramawo seizvozvi ndikatomboita Street kid asi now ndavenani pasvishoma izvozvo handishaye chekupa mwana uyu

  • @karrenkabasa6928
    @karrenkabasa6928 Год назад +1

    Thank you uncle Saint May God bless you in everything❤️

  • @dorothycasale9424
    @dorothycasale9424 Год назад +1

    We need more Zimbabwean men like you uncle saint. Men who can step up to the plate. Well done uncle! We love you. I was in tears when I heard you say you will take this baby and look after her.

  • @maslinechachona7500
    @maslinechachona7500 Год назад +1

    Thank you uncle Saint murambe muchiropafadzwa nashe ❤❤❤❤

  • @KudzanaiBarbraMurambwa-ix5od
    @KudzanaiBarbraMurambwa-ix5od Год назад +6

    Shem zvakaoma.thank you uncle saint.God bless you so much.dai akakwanisa kunoona hama dzakasara dzemukadzi wake kut vayanane zvisazonetsa mangwana

  • @carolinechirima
    @carolinechirima Год назад +1

    Stepping up to be a saviour Uncle Saind u are the chosen one

  • @sukoluhle-kv1mp
    @sukoluhle-kv1mp Год назад +3

    Eish nyaya iyi yakaoma let's hope mwana anopinda mumaoko ariryt 😢 asi gogo vemwana vasadero

  • @esthermadzinga8516
    @esthermadzinga8516 Год назад +2

    Thank you Uncle
    Mwari akuitirei zvakanaka!

  • @lilianmadzore9043
    @lilianmadzore9043 Год назад +1

    Thanks uncle saint maita Basa mwari akukomborerei

  • @patiencemawunga596
    @patiencemawunga596 Год назад +1

    ❤❤❤God bless you uncle .thanks to babavemwana vasina kumutiza nekuda kwe situation ndiyo hama yenyu iyoyo

  • @amariamudzindiko9138
    @amariamudzindiko9138 Год назад +2

    God bless you uncle Saint Keep up with the good work

  • @TatendaKusakara-p2g
    @TatendaKusakara-p2g Год назад

    Uncle saint thnk u may the dear God continue to bless u

  • @dominicachitapa6141
    @dominicachitapa6141 Год назад +1

    Sekuru saint thank you so much

  • @patiencetarisaisantana347
    @patiencetarisaisantana347 Год назад

    Ummm uncle Saint im in tears yur a wonderful person God bless you

  • @mercymukonza9814
    @mercymukonza9814 Год назад +2

    Uncle Saint moyo wenyu hauna vazhinji. Mwari vakuchengetei.

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад +2

    Maiitazvenyu kule Mwari akuitirei zvakanaka sure ndafara wena

  • @rumbidzaichinoriwa7757
    @rumbidzaichinoriwa7757 Год назад +7

    Iiii murume uyu ane zvivindi pane nyaya uncle anotoda kuti ayananiswe ne hama dze mukadzi .

    • @carolineburawa3565
      @carolineburawa3565 Год назад +4

      Hazvisi zvivindi veduwee kutoomerwa kwaakaita murume uyo shame

    • @rumbidzaichinoriwa7757
      @rumbidzaichinoriwa7757 Год назад +3

      @@carolineburawa3565 Asi even uchi shaya pane hama dze mukadzi dzinoita kuti uzivane navo usina kuroora. Zvakaitika manje ndo worse kuviga munhu pasina kana hama yake inoziva kuti ashaika. Iii anoda help chaiyo.

    • @hillarymusariwa7822
      @hillarymusariwa7822 Год назад +1

      Yaa murume ngavatore danho rekutsvaka Hama dzemukadzi uyu bcz imhosva kuviga munhu hamha dzake dzisipo

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад

      Yaaa pakaipa nhoroondo ye kumusha kwemukwadzi ndoma1 asi ototsvaka kwana sekuru kwacho wakakurira mukadzi vamubatsire ndopa unoona Kuti life ma1 apa murume wacho Hana fimily wo

  • @mandlovu-eb3gk
    @mandlovu-eb3gk Год назад +3

    😢😢😢😢ndachema hangu dayi ndiripedo ndatora hngu mwari chengetai mwana uyu

  • @mandy8080
    @mandy8080 Год назад +7

    Can’t baba find someone on this farm who thru help can be paid to look after the child whilst he goes to work? I’m sure on the farm there are other women or teenage girls if paid would accept just to relieve him whilst he goes to work because giving this young child to any stranger has really stressed me…

  • @maureenkariwo9330
    @maureenkariwo9330 Год назад +1

    Thank you uncle Saint tinobatsirana❤

  • @takundanashejangano
    @takundanashejangano Год назад +1

    Keep it up the good work

  • @memorymalunga670
    @memorymalunga670 Год назад

    Muri kugona Uncle Saint. You are a saint for real.

  • @tawandamudzi2746
    @tawandamudzi2746 Год назад +1

    Itirwai nyasha uncle saints murambe muchibetsera vazhinji

  • @julianamubaiwa6708
    @julianamubaiwa6708 Год назад +1

    Long lf uncle may God bless you 😢😢 u a 1in a million ❤

  • @gracemunoakwa486
    @gracemunoakwa486 Год назад

    You are a star uncle Saints

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 6 месяцев назад

    Good solution ukati waroora ziva hama dzake

  • @sibonilekhumalo9754
    @sibonilekhumalo9754 Год назад

    God bless you

    • @RoseChingwaru
      @RoseChingwaru Год назад

      Thank very much mwari vakuitirei zvakanaka

  • @omegamutsvedu1050
    @omegamutsvedu1050 Год назад +6

    Ko nhumbi dzemufi akadzisepi. Ko babamunini vacho havana vana here? Pane nyaya apa kuviga munhu pasina hama yake. Sekuru torai mwana henyu💔💔💔

  • @sydneynyakudya-dr2pi
    @sydneynyakudya-dr2pi Год назад

    God bless you saint much Love sekuru❤

  • @traceychakanyuka3070
    @traceychakanyuka3070 Год назад

    Yeah pakaipa zvovanikwa asi votoshinga hanzvadzi kuchengeta mwana uyo

  • @perpeeverlastingbizeki4831
    @perpeeverlastingbizeki4831 Год назад

    Uncle Saint you are God Sent be blessed

  • @blessingmakunda7193
    @blessingmakunda7193 Год назад +1

    that brother is stressed by just looking at him Mwari vamuitiraw zvakanaka

  • @brightonchiwanguwangu-2135
    @brightonchiwanguwangu-2135 Год назад

    Akura sei mwana uyu

  • @juliaherbet2063
    @juliaherbet2063 Год назад

    Hey it's puzzling to me that a grandparent would refuse to look after her orphaned grand children because she's married. Who said a woman can not be alone and even do well. Please let's ditch the old mentality of being completely dependent on someone. What if he leaves you, what if God takes him, WHAT IF? Women please I beg you to change

  • @gugulethumoyo468
    @gugulethumoyo468 Год назад +1

    Plz musamukanga nwise baba vake

  • @prideteengwenya8016
    @prideteengwenya8016 Год назад +1

    God bless you Uncle Sainty 🙏

  • @faithmavhaza5234
    @faithmavhaza5234 Год назад

    Uncle Saint may God bless you

  • @BrendaJairosi
    @BrendaJairosi Год назад

    Ndokumbirawo hangu mwana

  • @reginakere
    @reginakere Год назад

    Mwari akuitireyi nyasha uncle

  • @NetsaiManongwa-ro2us
    @NetsaiManongwa-ro2us Год назад

    Thank yuu so much uncle Saint

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 Год назад +3

    Maita basa sekuru torai mwana sure

  • @cathrinematambo187
    @cathrinematambo187 Год назад +1

    Vanhu vane mutsa vachiriko sure...tinotenda sekuru Saint

  • @theresasibanda5663
    @theresasibanda5663 Год назад

    God bless you uncle saint

  • @marymatava677
    @marymatava677 Год назад +3

    Unoviga hama dzake dzisipo iwee .wakadini kuvaudza achirwara kutikuno kwarwariwa nemwanawenyu

    • @lindahfarikai1152
      @lindahfarikai1152 Год назад +2

      Pataurika kuti mukadzi ndewe kuMoza uye manzwisisiro andaita vanhu ava vanorarama hupenyu hwemumapurazi havana permanent place vanongoenda vachitetereka vakadaro so vanotovigana izvezvi ukadzika dzika naye anotokuudzai kuti ndakabatsirwa nevamwe vekuMoza iye wacho anenge atoriwo wekuMalawi step yake so ndozvavari musanetseka

    • @queen7008
      @queen7008 Год назад

      ​@@lindahfarikai1152 ichokwadi chawataura

  • @luciamkenala7561
    @luciamkenala7561 Год назад

    God bless you Uncle

  • @ruramaichiwara487
    @ruramaichiwara487 Год назад

    Mwari dai akuchengetai uncle

  • @Jahlady
    @Jahlady Год назад

    God bless you uncle, much love

  • @loxlux8118
    @loxlux8118 Год назад +1

    Kudos to you uncle. ❤❤

  • @liliangede2638
    @liliangede2638 Год назад +1

    Thank you uncle

  • @sibongileshoko6066
    @sibongileshoko6066 Год назад +1

    Uncle komborerwai Saint nemoyo wenyu wakanaka

  • @sandrahmakaure8867
    @sandrahmakaure8867 Год назад

    Its really sad,thank u for moyo wekubereka.

  • @dorothymate3755
    @dorothymate3755 Год назад

    God.blessing you.sekuru

  • @nyashagandanzara5348
    @nyashagandanzara5348 Год назад

    May God bless u Uncle

  • @SharonKiwa-nv1mx
    @SharonKiwa-nv1mx Год назад

    Maita henyu nerudo rwenyu sekuru mwari vakuropafadzei

  • @sarahmatambiko9764
    @sarahmatambiko9764 Год назад

    Mwari full my plans dzekuzo chengeta nherera nevanotambura

  • @kubeshangovender4244
    @kubeshangovender4244 Год назад

    Mukoma sly mwari waedzere nyasha kwamuri❤❤❤

  • @Talentsolokkkkkkkkkkk
    @Talentsolokkkkkkkkkkk Год назад

    God bless you mukoma ❤❤

  • @princessmamthe
    @princessmamthe Год назад

    God bless you 🙏 ❤️ 🙌

  • @YvonneFungai-go6nl
    @YvonneFungai-go6nl Год назад

    Uncle Saint God bless you 🙏

  • @esthermamu5643
    @esthermamu5643 Год назад

    Good bless you uncle Saint

  • @IreneKwenda
    @IreneKwenda Год назад

    God bless yu uncle

  • @nomsamapiravana
    @nomsamapiravana Год назад

    God bless you Ucle saint

  • @carolinemunemo1825
    @carolinemunemo1825 Год назад

    You are blessed

  • @perpeeverlastingbizeki4831
    @perpeeverlastingbizeki4831 Год назад +2

    Mukoma wedu is tramatized May you find comfort in the Lord Sad Story

  • @mentalitymagejo7353
    @mentalitymagejo7353 Год назад +1

    Mwari akuwanirei nyasha dzakawada nerudo rwamaita kutora mwana kunogara naye nimiwo mkoma muridzi wemwana musazokanganwa mwana nekuda mafaro

  • @mandlovu-eb3gk
    @mandlovu-eb3gk Год назад +1

    Haaa mwari vakukomborerei ndafara hangu

  • @kurrieoriginale3613
    @kurrieoriginale3613 Год назад +1

    Ii uncle thats a very sad story. If I was not in diaspora I will have taken the baby.

  • @mandy8080
    @mandy8080 Год назад +4

    Uncle saint please yambirai baba Ava kuti mwana asangopihwa munhu wese wese … children are being physicall and sexually abused Nhai veduwe. Some of these young men need guidance. A 2 year old girl is too young to just leave with anyone. Where he lives can’t anyone look after the child pafarm ipapo here whilst he goes to work? I’m confused - are you legally trying to adopt the baby ? Please clarify …

    • @Mattmunnabmatt
      @Mattmunnabmatt Год назад

      Very true

    • @carolinemunemo1825
      @carolinemunemo1825 Год назад

      I think ndanzwa sekudaro kuti vakuita legal process ,farm life is not good for her either pane zvandaona apa I don't think the father can cope with her

  • @JessyWaya
    @JessyWaya Год назад

    God bless you uncle sainty

  • @christianmurape5127
    @christianmurape5127 Год назад

    Thank you uncle saint

  • @zamilemuronga1377
    @zamilemuronga1377 Год назад

    Uncle be blessed

  • @Sheila-yr8jq
    @Sheila-yr8jq Год назад

    Itirwai nyasha uncle saints

  • @sallykandira4261
    @sallykandira4261 Год назад

    Ndarwadziwa ne situation iyi Dai ndiri ku zim ndatora hangu mwana uyu ndamuchengeta

  • @enitahzangure
    @enitahzangure Год назад

    God bless yu ancle❤

  • @faustinandoro9534
    @faustinandoro9534 Год назад

    Sekuru Saint mubatsirei kutsvaga anaSekuru wemukadzi iyeye through asahwira waye waataura wekumusha kwemukadzi , murume uyo he is not OK Ari kushungurudzika mupfungwa ari kutoda help yakanyanya

    • @theophilus6147
      @theophilus6147 Год назад

      Taura hako arikuta mbudzi ka Mai ne hanzvadzi dzangomusiyawo Hana we kuudza nhamo dzake ndokuzonzwa Kuti munhu azviuraya ku kurirwa

  • @Tinto4490
    @Tinto4490 Год назад

    Thank you uncle nemoyo wenyu shuwa.Mwari ngavaku komborerei henyu

  • @lovenessnyandoro4592
    @lovenessnyandoro4592 Год назад

    Veduwee ndarwadziwa hangu

  • @ellenduri
    @ellenduri Год назад

    Thanks uncle 👋👋👋👋👋👋👋👋

  • @rumbidzaichinoriwa7757
    @rumbidzaichinoriwa7757 Год назад +1

    Hi uncle .Pamberi ne basa .

  • @tinotendajuawo547
    @tinotendajuawo547 Год назад

    Sad story 😢😢 uncle saint rambai munerudo rwenyu

  • @juniorfreedom8775
    @juniorfreedom8775 Год назад

    God bless you brother

  • @rutendomatanha8572
    @rutendomatanha8572 Год назад +2

    Murume uyu ane nhema dzaanadzo

  • @agathachirisa7901
    @agathachirisa7901 Год назад +1

    Yaaah unofanira kutsvagawo kana hama sure uuuuuu

  • @emmanuellewena6729
    @emmanuellewena6729 Год назад

    Murambe makadaro brother

  • @thomaschawira1307
    @thomaschawira1307 Год назад +1

    Sekuru rudo wenyu rwakanyanya ndokutendai

  • @NdanatseyiMushambiMapara
    @NdanatseyiMushambiMapara Год назад +1

    Mai kuramba ropa remwana wavo chokwadi nekuda kwe murume zvakaoma

  • @daphinetatenda5978
    @daphinetatenda5978 Год назад

    Longlife uncle saint🙏

  • @rutendomatanha8572
    @rutendomatanha8572 Год назад

    Mwana uyu ngaatsvagwe anotora pliz

  • @NdanatseyiMushambiMapara
    @NdanatseyiMushambiMapara Год назад

    Thanks uncle may the dear Lord bless you

  • @faithndandani
    @faithndandani Год назад

    I am crying

  • @NyaradzoMusarandoga
    @NyaradzoMusarandoga Год назад

    Bless you uncle saint

  • @UeretaMoyo
    @UeretaMoyo Год назад

    May God bless you 🙏

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 Год назад

    God bless you uncle ❤

  • @user-br5rt6eh9u
    @user-br5rt6eh9u Год назад +2

    Ichokwadi here I ichi zvaoma manje akutsvaka rubatsiro akadi kutsvaka rubatsiro paiirwara

    • @sharonkwadiwa4459
      @sharonkwadiwa4459 Год назад

      taurai henyu aifanha kutswaga rubatsiro kt awane hama dzake dzemukadzi nt sure zvaari kutaura