Umm zvinofadza izvi veduwoye,vamwe vanoita twuchembere nekushaya mari bt now mai tsitsi vavekushaina vatsvukira zvinodadisa izvi uye vanogeza , uncle may the Lord bless you nekusimudzira hupenyu hwevanoda rubatsiro
Mai Tsitsi makarpngeka mufunge kutorima kuratidza kuva neramangwana rakajeka thank you auncle saint nekumira navo pfuudzwai mberi Nashe she's so smart ❤️❤️ woooow woooow this is good
Mai tsitsi itirwai zvakanaka namwari uye mwari varambe vachikupai pfungwa dzekutenda vashoma vanoita sezvamaita maitsisti and you are very smart iven Mumba menyu muri ku ratidza kuchena God bless you aucle itirwai zvakanaka namwari
Mwari akuitirei nyasha uncle. Zvinhu zvamunoitira vanhu zvikuru ne team renyu. Mai Tsitsi vari smart ndo vanhu vanonakidza kubatsira vasiri simbe. Big up up kuna mai Tsitsi.
Waaaaaal Mai tsitsi vanoshanda uye vanobatsirika.....she is so humble...kwaingova kushaya asi simba rekuzvishandira riripo mwari vakuitirei nyasha Mai tsitsi and also Sekuru vedu
Mai Tsitsi magonesa wena ende mukushanda wena uuuii ndafara wena kupawo kunemufaro hwana kufuga kt aunclo vanowana iwo wapa nemufaro zvichibva pasipemwoyo wawo thx mai Tsitsi
Mai Tsitsi ngavape dzidziso kune mamwe madzimai apera tariro.she hardworking and smart.chaingoshaikwa chte pavari was ndepekushandira.some ppl are poor bcoz they are waiting to receive for life,they dnt want to wk for themselves.mai Tsitsi say NO to the syndrome of receiving forever. Im inspired.❤
She is so SMART, vana and the mum vari kupenya ❤❤❤❤. My heart melted vachipa uncle chibage…… Mwari komborerayi henyu 🙏🙏🙏
Mai tsitsi she is smart n your child ❤
Ndazvionawo wena
Kupa kune rufaro kunokunda kugamuchira. Thank you my sister&the children and Uncle Saint&team, this is humanity at its best 🙏🏾
Umm zvinofadza izvi veduwoye,vamwe vanoita twuchembere nekushaya mari bt now mai tsitsi vavekushaina vatsvukira zvinodadisa izvi uye vanogeza , uncle may the Lord bless you nekusimudzira hupenyu hwevanoda rubatsiro
Mai Tsitsi is a hard working lady and she is very smart
Thank you mai Tsitsi , Mwari varambe vachikutungamirirai Nevana,uncle Rambai muchingoita zvakanaka Mwari ari mubatsiri pazvese
Mai Tsitsi makarpngeka mufunge kutorima kuratidza kuva neramangwana rakajeka thank you auncle saint nekumira navo pfuudzwai mberi Nashe she's so smart ❤️❤️ woooow woooow this is good
Mai vari Smart zvavo ava. Very beautiful kids. It's just good to appreciate anenge akuitirawo zvakanaka
Thanks uncle Saint may the Almighty Lord Jesus bless you abundantly for the work you are doing
Mai tsitsi itirwai zvakanaka namwari uye mwari varambe vachikupai pfungwa dzekutenda vashoma vanoita sezvamaita maitsisti and you are very smart iven Mumba menyu muri ku ratidza kuchena God bless you aucle itirwai zvakanaka namwari
Waaaaal Great Job our Zimbabwean uncle 👏👌
Aaaaaaaaa mai Tsitsi vanogona kubatsirawo vamwe
Uncle Saint kuita kwenyu kunokuwedzerai makomborero seamapiwa namai Tsitsi avo ❤❤
Mufunge
Mai Tsitsi rambai makadaro nekuchengeta mhuri yenyu shuwa nekunamata kose kwamurikuita, asi uncle paimba apo panoda fence kuti vasanetswe nevanhu zvakanyanya, kuti handinavo hangu chandinacho ndaivabatsiravo.But varismart vese nevana vavo shuwa
Zvinotendwa zvaitwa na mai Tsitsi vamwe vanenge vachingoti munowana. May God bless mai Tsitsi.
Mwari akuitirei nyasha uncle. Zvinhu zvamunoitira vanhu zvikuru ne team renyu. Mai Tsitsi vari smart ndo vanhu vanonakidza kubatsira vasiri simbe. Big up up kuna mai Tsitsi.
This house is so smart ❤❤
She is smart and grateful Mwari varambe vachivarangarira
God bless mai tsitsi shiz so smart even vana very smart.god bless you uncle .mai vane rudo ava
Tnks you sekuru venyika kutaura na Mai tsitsi nhasi God bless you
Tinotenda zvikuru uncle saint may the good Lord bless you and your family
Waaaaaal Mai tsitsi vanoshanda uye vanobatsirika.....she is so humble...kwaingova kushaya asi simba rekuzvishandira riripo mwari vakuitirei nyasha Mai tsitsi and also Sekuru vedu
That's true havamirire kuitirwa zvese
Thank you mai Naume God bless you with your family and also uncle be blessed
Thank you Uncle
Waaal Mai Tsitsi vanobatsirika ende vanogona kubatsira vamwe
Mwari varambe vachivaropafadze
Neni Uncle Mwari vakuwedzerei makore ekurarama
Uncle Saint vaiisireiwo maburglar bars padoor
Mai Tsitsi magonesa wena ende mukushanda wena uuuii ndafara wena kupawo kunemufaro hwana kufuga kt aunclo vanowana iwo wapa nemufaro zvichibva pasipemwoyo wawo thx mai Tsitsi
Thank you ancle muchengetwe na mwari mai stisti komborerwai na mwari ❤❤❤❤
Kkkkk ndopakati Tsitsi hre
Mai Tsitsi ngavape dzidziso kune mamwe madzimai apera tariro.she hardworking and smart.chaingoshaikwa chte pavari was ndepekushandira.some ppl are poor bcoz they are waiting to receive for life,they dnt want to wk for themselves.mai Tsitsi say NO to the syndrome of receiving forever.
Im inspired.❤
Mai Naomi keep up the good work mwari vanokudai Tendai mwari zvinoita
Mai vari smart aya Mwari avape zvavasina.uncle muri munhu waMwari nemasaints mese ropafadzwai 🎉🎉🎉
Thank you mai Tsitsi Mwari vawedzere patapudzwa
Very smart mai Tsitsi thank you so much uncle Saint
May hod bless you Uncle .Mai tsitsi mwari akuitirei zvakanaka.
This is a beautiful story.Mai Tsitsi is amazing
It's good to see them glowing
Thanks sekuru Saint mwari akupei makomborero makuru
Izvi zvinogonekwa na Mwari chete ...tinotenda Uncle saint ..thank you again
Uncle Saint thank you so much
This is the best feel good story of the week thanks so much uncle Saint for all the good work you do.😊
Vana varikufara shem,Thax uncle much 💞
Thank you so much Maitsitsi
Good job uncle may the Lord bless you more ,Mai Tsitsi Mwari variko zveshuwa inguva chete wedzerwai nyasha
Wonderful to see how the family has been uplifted with proper shelter.
Surely, a security door/screen is required.
Thank you mai Tsitsi mandidzidzisa something
Munhu usango faraiuchitirwa asi paunowanawo napo ipawo back
Thank you uncle
Keep up the good work uncle.
Thanks so much Mai Tsitsi
She very is very smart ❤❤❤❤❤❤
Panoda fence pamba apa for security.
Thank you Saint Tv
Mai wanoshaya awa thank you Uncle nesimudzira
Ummm mai tsitsi makatongeka henyu moratidza kuve munhu anobatsirika koz hamugarire maoko and. Mumba menyu eish mukuita kupenya well done .uye munoziva kuti mumwe anobatsirwahwo nepamuinapo maita henyu mafadza uncle nezvamavairira .zvatoratidza kuti chero mwari akakusimudzirai kubva ipapo mune moyo wekupawo and chibage chamakakohwa makatokunda vamwe vari kumusha chaiko eish
Good work uncle
Ava variFree than mai tawana.thanks uncle rambai mkadaro.very smart mai tsitsi
Thank you mai Tsitsi
Thank you uncle saint but pamba pavo kana pachimbonokwa husiku vanoda screen vaisirei screen sezvo varimunhu kadzi
Mumba menyu muri smart❤
She is a hard worker great job uncle
Kupa kunemufaro kunokunda kugamuchira thank you mai tsitsi
❤ thanks sekuru rambai makasimba
❤❤❤very smart mai Tsisti
Weldone Uncle saint namai Tsitsi Mwari ave nemi
Keep up uncle good job 👏🏼
Misodzi yangu yabuda Mai Tsitsi saga here Mwari vakuitirei zvidhafu dhafu
Vari smart mai avo😊
God bless you Uncle ❤
Nice hair style uncle
Strong woman
Keep it Brother
Great job uncle
God bless Mai tsitsi and kids naUncle saint
She is a hard worker
9 masaga wonderful
Smart on point ❤❤❤❤
Ummm zvinotendwa izvi thanks mai tsitsi mapa uncle chibage
Strong woman Dai vari mumwe munhu atogara kt uncle vachauya
Thanks you Mai tsitsi
Vari smart veduwee uye vanenoshanda nesimba
March love
Tichiti much love
Mbiri kuna Jesu Christo We Nazaretha.
Am learning something
Blessings uncle
Ma buckets emvura akaita kuchena wedu weee
Very smart
Mkadz Ari smart uyu ndatenda zvangu
Sekuru welldone kufambira nyaya chokwadi 😂😂😂
Good work uncle ❤
Thank you 🙏🏼 lord ❤❤❤❤❤❤ birthday present in advance
Mai tsitsi ndazvifarira anozviriritira 9 matsga ndazvifarira
Wel done mai Tsitsi
SAINT TV Ndoshaya chekukuitirai asi ndowimba 50 us ndokutumirai muwape saka toitumira sei pamukuru waripo hre
Uncle mai avo ngavambomira zvekuzvara wena ummm child spacing iyo ma¹ wena
Vane murume here ipapa 😂
Stress inodariso wena. Munhu anestrss zvonetsa kuyeuka time kana madates. Peace of mind is the backbone yezvakakwana.
Kule vedu Mwari venyu vakuitirei zvidhafu. Mai tsitsi n vana they so mncwaaa. Vese vakatambanudza maoko Mwari vakuitirei zvihombesa
Yaaaa mwari ngaakuropofadzei nekubvuma kushandiswa na mwari
Mai Tsitsi vakunyanya kugeza vanomitiswa futi manji manji
God bless you sekuru❤
Mai tsitsi vanobatsirika zvesure nekuti vanotozivawo kurima nekushavira mhuri that's great umwe akabatsirwa anotomirira izvozvo
That's good
Thanks Uncle munogona kundipfuura