Murume Uyo Anochengeta Vana Vacheche 7 Mushure Mukufirwa Anotaura Nyaya Inosiririsa | EPWORTH

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 сен 2024
  • Murume Uyo Anochengeta Vana Vacheche 7 Mushure Mukufirwa Anotaura Nyaya Inosiririsa | EPWORTH
    #ShaneBonde #VanaSeven #VerySad #Epworth

Комментарии • 301

  • @Jaykayshopandhomefittings
    @Jaykayshopandhomefittings 11 месяцев назад +45

    Zvinorwadza izvi uncle thank you ne effort yenyu😢 varikuda help baba ava ini I'm going to do something Mwari vatiwanire nyasha hama dzangu

  • @gladysmuganiri3737
    @gladysmuganiri3737 11 месяцев назад +44

    That’s why we need a reliable efficient social services. But you see ED giving musicians cars and Ana Wicknell giving musicians who are already working large sums of money. What about the MP of that area and the councillor. Where are the fathers of these children and where is the wife of this man.

    • @ethelsawadye4023
      @ethelsawadye4023 11 месяцев назад +4

      Haurevi nhema hurumende yedu inobatsira vanhu vari kutokwanisa kuzvibatsira vachisiya nherera nevanotambura.zuro ndizuro ana vharazipi vakapiwa ma$1000 USD ekungoita drama for ED asi vanhu vachitambura kunze uku Zvakawoma hazvo dai mwari vapindira munyika medu hamuna kumira zvakanaka

    • @shelterkagande4798
      @shelterkagande4798 11 месяцев назад +1

      where is the wife

    • @TatendaClive
      @TatendaClive 11 месяцев назад +2

      Ed munhu here uya dangapwisi zvaro kupa vaimbi vakaita wana hwenje mbwaaa wo zvadzo

    • @TatendaClive
      @TatendaClive 11 месяцев назад

      ​@@ethelsawadye4023not 1000 my dear wasiya umwe zero it was 10000us each

    • @gilberttigere5116
      @gilberttigere5116 11 месяцев назад +3

      Where the wife is immaterial first things first he needs help. Zvemukadzi wake ratovawo drama iro. Kana maziva is that going to help this man who appear to be doing his best? Mibvunzo ngaiuye tabatsira. Tingatobvunza kuti what is the social services and government doing nekuti its a no brainer kuti ndivo vaitofanira kuva paforefront kupemhera mhuri iyi.

  • @FaithMakomeke
    @FaithMakomeke 11 месяцев назад +11

    Sekur venyika thank you very much bt ini ndine musha wangu wandakavakabkwa gutu avadii hee kugara kumusha vachiruma havo or kupfuya huku havo vachigara nemhuri ini ndakatorwa nemu Zulu saka pamba apana munhu

  • @angelmarima5355
    @angelmarima5355 11 месяцев назад +20

    Apa twakanaka ➕ smart chaiyo, Mwari wekudenga akuitrei zvkanak baba

  • @evangelistamazhandu4476
    @evangelistamazhandu4476 11 месяцев назад +8

    Zvakaoma apa vana vakugezwa vachichena moyo wababa ava so may God bless them. Thsnk you uncle

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 11 месяцев назад +10

    Problem yangu handinawo chandinacho asi moyo warwadza, thank you saint tv for bringing us this story

  • @faithmavhaza5234
    @faithmavhaza5234 11 месяцев назад +21

    This man he has a good heart ❤

  • @mesiMutepfa
    @mesiMutepfa 11 месяцев назад +25

    Apa the kids ar so beautiful n cute

  • @melodychawufa6300
    @melodychawufa6300 11 месяцев назад +13

    This is heartbreaking 😢. Handina hangu mari but l want to help him. If he want l can foster hangu vadiki avo

  • @robsonartscenterr.a.c1737
    @robsonartscenterr.a.c1737 11 месяцев назад +21

    Asi chiri kuped,za ve dzinza ambochitsvaga here tibatsirane tisati tataura nyaya dze kudya

    • @robsonartscenterr.a.c1737
      @robsonartscenterr.a.c1737 11 месяцев назад +3

      Mafiro arikuita hama ne ma zera Ari kusara umm something is very wrong and hidden.

    • @smartazchaparadza4472
      @smartazchaparadza4472 11 месяцев назад +2

      Munangagwa muroyi simple

    • @smartazchaparadza4472
      @smartazchaparadza4472 11 месяцев назад

      I am now getting to believe kuti mari dzanaChivhayo ndedze juju. Mhiko yacho haibvumire kubatsira varombo...

  • @memoryzulu6949
    @memoryzulu6949 11 месяцев назад +7

    Lord have Mercy nevana Ava ummmmmmmm hey ....ndipo paunoona president achitengera vanhu motor dzinodhura ma ministers achigara akangopfeka ma suits zvisina basa vana vadiki so vachida help ummmmm ndarwadziwa hangu ...d
    Ma Zimbabweans akasabatsirwa na uncle saints na Shema TV na Tete Tilder hakuna minister abombozvifunga kuti kune vacheche vanoda help haaaaa ndarwadziwa kusvika pasi pwmoyo wangu God bless you uncle saints nekutiudzawo situation yakadai

  • @EllenViera-o5e
    @EllenViera-o5e 11 месяцев назад +8

    Ndarwadziwa, ma landlord musadai kukoshesa mari here muchirarisa vana panze, i understand kuti imari yekuraramisa asi kuzoburitsa vanhu here😭😭

  • @meysuun215
    @meysuun215 11 месяцев назад +3

    Where are all these rich pple who are always donating to some pple who sing praises to our rich & elite politicians, Im just wondering becoz this man can survive on a very small amount of money which is far less than those thousands of usds some rich pple are just throwong around for sake of fame mockering. You lose nothing by helping the needy especialy helpless kids, let our lord keep this father strength to keep on doing this wonderful work.

  • @fortula.tichwagoramuog8784
    @fortula.tichwagoramuog8784 11 месяцев назад +12

    Tinofunga hupenyu inyore guys.Mwari tipei moyo wekubatsira.Misfortune can befall anyone so let us be sensible and sensitive to other people 's suffering.Kana Uri mu comfort zone usadziyirwa!

  • @sheltonkadondo8887
    @sheltonkadondo8887 11 месяцев назад +4

    Zvakaoma uncle May God bless Bonde and the family

  • @stellachakufora9415
    @stellachakufora9415 11 месяцев назад +7

    Mafiro evana vacho why nguva imwechete .ko mkadzi wavo aripi .but vana vari smart havo .varume vakadai havawanikwe

  • @Lovemakoto
    @Lovemakoto 11 месяцев назад +8

    😢😢Ngavandipe hangu mudiki uyo ndichengete

  • @mollineshato8442
    @mollineshato8442 6 месяцев назад +1

    Ana baba vangani vanozvigona Bonde you are 1 in a million chokwadi uuuuu its touching

  • @ChipoMarimo-do3ye
    @ChipoMarimo-do3ye 11 месяцев назад +4

    Mumusha umu sei kufiwa kudaro Lord have mercy,thax sekuru much luv

    • @pnasheclarah
      @pnasheclarah 11 месяцев назад +1

      Muzim munenhamo isingaiti kana ukaita kachirwere chero kasingafaniri kuuraya unofa

    • @shepherdchagonda
      @shepherdchagonda 11 месяцев назад +1

      Haaa pane muroyi arikupedza vanhu ava chokwadi

    • @marychogah4617
      @marychogah4617 11 месяцев назад +1

      sekuru tasvu ngawapindire

    • @rojamillerover
      @rojamillerover 10 месяцев назад

      My question too, kuziva kuti why vabareki vacho vakafa

  • @gracenhamomereki7724
    @gracenhamomereki7724 11 месяцев назад +1

    Ummm vana mai vacho kufa rudzii ikoko kt umwe January umwe July umwe last year. Chii chakadero chinenge ngozi

  • @patiencehwakuhwa4441
    @patiencehwakuhwa4441 11 месяцев назад +2

    Can't hold back my tears, may God intervene.

  • @adelaidebenyu9000
    @adelaidebenyu9000 11 месяцев назад

    Uuuuu mwari ropafadzai baba ava ngativabatsirei sure mhuri yezimbabwe thanks uncle Saint inyaya inorwadza

  • @johnmbanje4318
    @johnmbanje4318 11 месяцев назад +4

    Zvinorwadza izvi,murume ane moyo usina vazhinji .

  • @maudthulibahadze7552
    @maudthulibahadze7552 11 месяцев назад +5

    Saka welfare yeZimbabwe inoshanda nevakadiniko kana vana vachitambura kudai

    • @bigmama973
      @bigmama973 11 месяцев назад

      Nyika yedu munoti inombozvitarisa here vanongoda kuvhoterwa vongodya vega havafungire vàmwe vanhu

    • @bigmama973
      @bigmama973 11 месяцев назад +1

      Ummm ko vanhu ava vaifasei vose vachisiya vacheche ko mukadzi wavo aripi

  • @reggiemuzikira6269
    @reggiemuzikira6269 11 месяцев назад

    Thank you so much Saint for broadcasting and viewing this heart touching story, let's hope some of us (viewers) will put a hand.

  • @iressemerson7468
    @iressemerson7468 11 месяцев назад +2

    Kuona hangu kwangu mhuri iyi inoda nzvimbo yakaita seruzevha kwavanokwanisa kurima nekugara pakasunguka nemhuri nekuti kuramba voloja haaa hazvibude,,Mwari ngavatibatsire tigone kutambanudza maoko

  • @belovedbasopo6600
    @belovedbasopo6600 11 месяцев назад +1

    ummmm in tears........God bless this man. wish i could help.

  • @nomatamanyanga1967
    @nomatamanyanga1967 11 месяцев назад +6

    But l think this situation yaingoda votsvagirwa ruzevha vozvigarira

  • @RachelJays
    @RachelJays 11 месяцев назад +2

    Hongu baba avo vanoda help asi vadii vatsvaga chikupedza vana..ko mukuwasha aripi? Ko mudzimai ..nyaya iyi haina kupera toda kunzwa zvizere

  • @rumbidzaichinoriwa7757
    @rumbidzaichinoriwa7757 11 месяцев назад +2

    Life is not easy. Thank you uncle ne basa renyu ramuri kuita.

  • @LaelDominicManjonjo
    @LaelDominicManjonjo 6 месяцев назад

    Uncle sent thank u ❤❤❤❤ god bless u sekuru ngazvisagumire ipapo

  • @tracyzvitambo1557
    @tracyzvitambo1557 11 месяцев назад +1

    Ko mukdz waShane Ari kup uye kureva here kuti akuna dzimwe hama dzingakwanisa kutora vana ava , why nherera dzese idzo dzikupiwa munhurume

  • @AliceMushambi-o6h
    @AliceMushambi-o6h 6 месяцев назад

    Eish...vana vadiki avo does this man even sleep??God have mercy 😢

  • @ducilla
    @ducilla 11 месяцев назад +5

    Guys siyanai nemibvunzo isiri necessary. Pari kudiwa help situation maiona kuti vanhu vakafa nei kana mukadzi aripi hazviunze chinhu patable..

    • @franciscashoko2484
      @franciscashoko2484 11 месяцев назад

      😢

    • @gracenhamomereki7724
      @gracenhamomereki7724 11 месяцев назад +2

      Aaaah iwe kana usingade kuziva siya vanoda kuziva vazive. Ko kana baba ivavo varivo honzeri. Chii chakadaro chinenge ngozi

    • @ducilla
      @ducilla 11 месяцев назад

      @@gracenhamomereki7724 prob vanhu vanongoda kuziva vasina chavanogadzirisa hakuna musha usina zvawo

  • @ngwenyasazile1624
    @ngwenyasazile1624 11 месяцев назад +1

    Ahh zvakadai zvinorwadza munoziva Mwari pindirai uyendipei chekutindigone kubatsira baba ava 😢😢

  • @tinomutenda7658
    @tinomutenda7658 11 месяцев назад +2

    Nyaya iyi its not making shuwa ko hama dzemuroora dzirikuti kudii nemwana mucheche uyo sei vasina kumutorawo. Ko vanasikana vakashaika varume vavo varikudii kubatsirawo pavana. Shuwa hama dzese dzekumuroora nedzekwakaroorwa vanasikana vashakabvu avo kwakutosiya tucheche utwotwu tuchigara nemunhu rume.

  • @TruemanTrueman-z1v
    @TruemanTrueman-z1v 6 месяцев назад

    Its so painfully please Zimbabweans lets help this man

  • @BlessingChirima-v9f
    @BlessingChirima-v9f 11 месяцев назад +3

    I'm heart broken😭😭😭😭😭😭Mwari vavabatsira ......ndovanhu vanofanira kuitirwa mago fund me ava kwete vatinoona vachiitirwa vaye vane zvinhu kudhara

  • @TakmoreMare-ys6nb
    @TakmoreMare-ys6nb 11 месяцев назад +1

    Nyaya inobata iyi asi ndinemubvunzo muroora paakashaya hama dzake dziripi nemurume wake ko vana vevana sikana anababa vacho varipi, besides kuchengeta vana panotoda a sporitual help coz mufiro wakaita muroora nevana sikana vaviri zvinemubvunzo

  • @OscarSthol
    @OscarSthol 4 месяца назад

    My Godnees asi nhaiwe munangagwa urikupi iwe nyika ichitambura sooo dai mwari vangogumisa Zimbabwe chete dzimwenyika dzosara mwari inzwawo chikumbiro changu torai zvenyu Ed and asazorora murugare

  • @librajames7609
    @librajames7609 11 месяцев назад +1

    Very painful story of this man.ManGod bless him❤🙏

  • @RutendoKakamba
    @RutendoKakamba 11 месяцев назад +5

    It's so touching

  • @Smart-er6hf
    @Smart-er6hf 11 месяцев назад +1

    🎉Ko Bonde haana mkadzi here thx uncle

  • @cathrinemarwendo7654
    @cathrinemarwendo7654 11 месяцев назад +1

    Lord intercede
    . Koo mukadzi uripi..l hope haana kufawo futi eishy😔😔😔

  • @EdifyMukuvari
    @EdifyMukuvari 11 месяцев назад

    I wish hangu dai ndiri padhuze ndatorawo mwana one hake,ndoshuva kuchengeta nherera,mwari ropafadzaiwo mubato wemaoko angu ndibate basa renyu

  • @sophiadzingirai7498
    @sophiadzingirai7498 11 месяцев назад +3

    Mwari ngaatibatsire ndarwadziwa Ini 😢😢😢

  • @rutendojeche5820
    @rutendojeche5820 11 месяцев назад

    Uncle saint mwari akutungamirirei

  • @carencaren5870
    @carencaren5870 11 месяцев назад +1

    Apa parikutoda strong help ,chii chirikudya vabereki vevana ava ,,,sey vabereki varikufa vana vaine mizera iyi....mmmm panenyaya apa parikutoda kuitwa go deeper chaiyo uncle Saint nyatsofambirai nyaya iyi tirikuda kuziva kurikubva dambudziko chaiko ....Havana vamwe vehukama here baba ava vanokwanisa kubatsirana navo kumhuri idzi ....zvavakafirwa nanamai ko vana baba vacho varipi vemhuri idzi .....zvinonzwisa tsitsi asi tirikuda full information about it ...ko mudzimai wababa ava arikupi ....havanawo hanzvadzi mbuya kana Tete here ko Ivo vedivi revaroora hakunawo hama dzinokwanisa kubatsira pavana vasiiwa here ??? Toda mativi ese kubva kuhama dzevaroora nekuhama dzababa ava tinzwisise kut zvirikumbofamba sey and tinenge tichida clear proof yemanext of kins acho....thanx uncle Saint bt pliz mutipewo mhinduro apa

  • @LaelDominicManjonjo
    @LaelDominicManjonjo 6 месяцев назад

    Thank baba god bless you ❤❤❤❤

  • @Tee-ei4en
    @Tee-ei4en 11 месяцев назад +4

    Zvakaoma hazvo😢😢 ko ivo van vaizombofa nei vachiteedzana padiki padiki kudaro

  • @EmelyCaptain-kw8vm
    @EmelyCaptain-kw8vm 10 месяцев назад

    Tinotii tinotambura vanu vamwari baba vandinzwisa tsitsi avo shame ndarwadziwa😢😢

  • @NormanTauro
    @NormanTauro 11 месяцев назад +1

    Hmmmm this situation ndashaya kana kuti ndoti kudiii chaizvo Mwari pindirai

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 11 месяцев назад

    Good heart man.zvakaoma veduwe Mwari tibatsireiwo

  • @stanleymarufu5425
    @stanleymarufu5425 11 месяцев назад +1

    Saint TV ndipei mwana musikana hangu ndinevakomana chete

  • @HeatherMwenga
    @HeatherMwenga 11 месяцев назад +5

    Zvinopisa tsitsi mwari chengetai vana wenyu

  • @meddeimuchenje8141
    @meddeimuchenje8141 11 месяцев назад +2

    Mwari ngavatibatsire apavakasimba kunge pane mukadzi ndabatikana

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 6 месяцев назад

    Uuuuuu ndapererwra uncle saint wabatsirei

  • @tinymukwati7376
    @tinymukwati7376 11 месяцев назад

    It's so sad ndarwadziwa zvangu mwari pindirai

  • @takuramasvaya7894
    @takuramasvaya7894 11 месяцев назад

    Vedue ndarwadziwa in Mwari pindirai pamhuri iyiii Jeovha ..handina hngu mari but moyo wangu unodawo kubatsiraa

  • @blessmoremtandwa4045
    @blessmoremtandwa4045 11 месяцев назад

    Nyika yedu inoda Jesu chokwadi,hoonayi kutambura kuri kuita muranda washe,vana avo vanoda masocial workers ,nemachild grants.Ndanzwa tsitsi zvikuru ve hama neshamwari ngatibatsirewo hama yedu iyo.

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 11 месяцев назад +1

    Uncle vhunzai zvakawanda wanda tizivewo sekuti mukadzi aripi nekuti maiva nevangani😊

  • @ThamiMats
    @ThamiMats 6 месяцев назад

    Mwari vakuchengetei sekuru vazukuru nevana vakure munyasha❤

  • @mancuencube5409
    @mancuencube5409 11 месяцев назад

    Mmmm ndarwadziwa chokwadi,asi bba pa44yrs vanga vavane vana varoora nekuroorwa here ,ndevavo hre or ndeve brother yavo mmm zvorwadza mufunge

  • @nokueganya6258
    @nokueganya6258 11 месяцев назад +2

    Ummmm I'm so touched ,mwari ndibataireiwo ndigone kubatsirawo mhuri iyi

  • @elsiehovahova725
    @elsiehovahova725 11 месяцев назад +1

    Ko iwo mukadzi akaita sei yoh zvakaoma vakutoita kunge mukadzi kuzotoziwa makore ese ummm😢

  • @shaniquanyamukondiwa7671
    @shaniquanyamukondiwa7671 6 месяцев назад

    😢😢😢Mwari pindirai,baba vanemoyo vakanaka ava,kuchengeta mhuri yose iyi zvakaoma shuwa

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 6 месяцев назад +1

    Mwari akuitirei zvakanaka sekuru chokwadi Tinotenda halleluya Ameen

  • @maviskaseni
    @maviskaseni 11 месяцев назад

    Baba ava ngavabitsirwe ummm yah hupenyu mutoro

  • @TendaiChiripai-o1j
    @TendaiChiripai-o1j 11 месяцев назад

    Zvakaoma situation yakaoma iyii but vana varii smart thank you baba nemoyo wakanaka

  • @petronellampofu2992
    @petronellampofu2992 11 месяцев назад +4

    Moyo wangu wabatikana

  • @evemudungwe168
    @evemudungwe168 6 месяцев назад

    Kune vaye varikutenga motor ndo vimba varikuona chsiko kunoda help

  • @Liberty-pi2zk
    @Liberty-pi2zk 11 месяцев назад

    So touching ummm, thanks uncle

  • @CharityMlambo-nc7lk
    @CharityMlambo-nc7lk 11 месяцев назад

    Ko Kumba kwemuroora akunawo hama hr uncle ndarwadziwa hangu

  • @MercyTMangisi-cb9pm
    @MercyTMangisi-cb9pm 11 месяцев назад +1

    Zvinorwadza izvi ko mudzimai wavo aripi 2 vanhu ava vaishaya nei kuda kwamwari hre or pane chivanhu chiri mudzinza ravo baba avo

  • @lorettachogugudza-kn1vb
    @lorettachogugudza-kn1vb 6 месяцев назад

    Mwari akuchengetei baba mugoona kubudirura kwevana venyu moyo wekubereka wandibata

  • @NzwisisaiMuzenda
    @NzwisisaiMuzenda 11 месяцев назад

    Uuuuuummmmmm sei pachifiwa kudero uuuummmmm zvitsvakei baba imi

  • @clementinechitanga6643
    @clementinechitanga6643 6 месяцев назад

    Vanotenga mota vaya muchipa vapfumi vagara vanazvo heyo problem hatikuoneyi Mwari uyu kaa

  • @shawnmasaira8911
    @shawnmasaira8911 11 месяцев назад

    Murume uyu Mwari wedenga amuiture zvakanaka awedzerwe mamwe makore arambe achiriritira vana ava ... Kushaya hake but vana vari smart vashoma vanozvigona

  • @hildazvimhashu7134
    @hildazvimhashu7134 11 месяцев назад

    Life zvatinosangana nazvo zvongoda kushinga sa baba ava nekuzvipa kuna Mwari misodzi inonhobuda yega uchiona zvakadai dai zvaibvira baba vawanirwa basa vashandire vana

  • @jossietaruvinga3980
    @jossietaruvinga3980 11 месяцев назад +2

    So touching

  • @TryletMagaisa-r3r
    @TryletMagaisa-r3r 11 месяцев назад

    Ndarwadziwa

  • @TarmolineMadziya
    @TarmolineMadziya 11 месяцев назад

    Eeem so touching God help me so that I can help eeeem zvakaoma

  • @miriam489
    @miriam489 11 месяцев назад

    Mwari atotanga ku kuitira I zvakanaka baba god bless you

  • @EileenMaugara
    @EileenMaugara 11 месяцев назад

    Mwari ndibatsireiwo iyi mhuri iyi.God please give me money to help him.

  • @concilliasibanda5380
    @concilliasibanda5380 11 месяцев назад +1

    It so painful dai mwari vapindira

  • @kudzanaifranciscakazingizi3990
    @kudzanaifranciscakazingizi3990 11 месяцев назад

    Ndapererwa dai ndine mari ndatora hangu one ndachengeta ummm

  • @cathrinemusinazano277
    @cathrinemusinazano277 11 месяцев назад

    Beautiful kids hey nhai Mwari

  • @Favour478
    @Favour478 11 месяцев назад +1

    May God bless him

  • @ngonidzashezhou8672
    @ngonidzashezhou8672 11 месяцев назад

    Zvakaoma wena but may God bless this man

  • @PATIENCESYMON-MANCUBE
    @PATIENCESYMON-MANCUBE 11 месяцев назад

    Mudzimai arip

  • @ThelmaMunapo
    @ThelmaMunapo 11 месяцев назад

    Ko mudzimai waBonde uripi...zvorwadza izvi

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 6 месяцев назад

    Haaa chengetai chokwadi munoitirwa zvakanaka chokwadi Ameen

  • @JosephineChidume
    @JosephineChidume 11 месяцев назад

    Social welfare haikwanise kuchengeta Vana here baba avo vanotsvaga havo Basa pamwe vangawanane Mari vakatenga chiruzevha chavo

  • @FaithMuwani-kb4ze
    @FaithMuwani-kb4ze 5 месяцев назад

    Ummm nyaya iyi inorwadza shemu. 😭😭

  • @tapiwanashezinhumwe3584
    @tapiwanashezinhumwe3584 11 месяцев назад +1

    Ko mudzimai wawo aripi

  • @trishchikuvanyanga243
    @trishchikuvanyanga243 11 месяцев назад

    Mwari ngaaropafadze baba ava vane good heart

  • @TafadzwaMarange-i6f
    @TafadzwaMarange-i6f 11 месяцев назад

    God bless this man

  • @wisheszvitete9602
    @wisheszvitete9602 11 месяцев назад +2

    Mwari chengetai mhuri

  • @NomaSibanda-ie3tb
    @NomaSibanda-ie3tb 11 месяцев назад

    Mhhhh ndarwadziwa💔 misodzi kumatama😭 mhhhhh nai mwari kani

  • @MarvisChikato-jl7fo
    @MarvisChikato-jl7fo 11 месяцев назад +3

    They are so smart and healthy