My sister iyi ingozi huru iyi uchazviona uye uchazodzoka zvakare ne second confection, kunenge kopisa iri rine manyanga hariputirwi, sezvinoda tete venyu
Last confession ya amai vakachinjanisa vana, please enda unotaura nevanhu ava vazive even muridzi wemwana azive. Your mother's dignity haina basa in this moment plus she told you to do it. If you don't be mindful kuti newe zvinozotokudhakwirawo futi
Mukoma Nash mwari akuitirei zvakawanda thank you so much ❤
Nyasha ngadziwedzerwe kwamuri mukoma Nashe 🙏
Mwari vakuitirei nyasha mukoma nashy muri kutigonera nekubatsira vanhu
Jehova mukuru komborerwayi mukoma Nashe basa ramunoyita iguru kwazvo neniwo ndinoshuvira kubatsira, ndinovimba one day is one day
First confession chikuru hama dzacgo wakadziudza siyana nazvo but zvakaoma l hope hazvizonetsi vana newe
God bless you mukoma Nashie
Ummm askana hamusi mava kuzvikuvadzisa here uri kunwiwa ropa pauchapepuka it wl be too late
Thank you so much mkoma Nashy mwari vawedzere patapudzwa 👏👏👏
Hi mukoma nedare
Thank you Mukoma God bless you
Maswera sei mukoma Naahe
R1 380 inokwana kuenda kumba mkoma Nash ngavasanonoke kunobatsirwa
Kana asina passport its r1 500
Zvakaoma akaremedzerei mwana nhai zvakuda uende kunobatsirwa nevakuru vanofamba naJesu
Kuzviurayisa wakasvinura sematemba aagh sure ungakwevewa ropa for the love of money 💰
Sister vokunwiwa nechinhu chavasingaoni ndine hurombo mukapukunyuka zvakanaka mhedzisiro yacho chichazoda ropa mari yamunopiwa iyoyo inemubayiro unorwadza 💔💔💔 ndareadziwa nezva muchasanhana nazvo
My sister iyi ingozi huru iyi uchazviona uye uchazodzoka zvakare ne second confection, kunenge kopisa iri rine manyanga hariputirwi, sezvinoda tete venyu
Ummm zvakaoma last confession ukushandiswa
Pachipamwe mkoma Nash
Zvivana zvacho munozviomesa pazuva mokuya poweder yacho drink 1teaspoon morning/evening everyday for 3months
First conf siyai vakadaro asi fambai nemwana abatsirwe ,the sooner the better
Handiti murume wako akatotaura kuti mhoswa yakapaewa asi icharipwa nekufamba kwenguva saka ngozi irimo mudzinza
Last confession ya amai vakachinjanisa vana, please enda unotaura nevanhu ava vazive even muridzi wemwana azive. Your mother's dignity haina basa in this moment plus she told you to do it. If you don't be mindful kuti newe zvinozotokudhakwirawo futi
But mwana aizogezesa baba wake achiitiswa ,zvese izvo mukadabvunza sei,ko dai akafa mushure mazvo maizodii
The love for money😮unosvika sei paku roorwa nemunhu usingazive kuti anoita nezvei??
She was too young at the time
Mukoma Nashe brother vane cancer vakazoenda ku zim ngave tsvage muti unonzi mubvee drink for 6 months ndo mushonga we cancer iwowo
Midzi here kana mashizha kana makwati acho
Tete endayi pamweya kumaporofita
mukoma Nash ndakaisawo msg yangu kuinbox yenyu ye watsapp but aisati yapindurwa ndikudawo help yenyu mukoma
𝐹𝑎𝑚𝑏𝑎𝑖 𝑛𝑒𝑚𝑤𝑎𝑛𝑎 𝑚𝑒𝑔𝑎 ℎ𝑒𝑛𝑦𝑢 𝑎𝑠𝑘𝑎𝑛𝑎 𝑐𝑜𝑧 𝑚𝑦𝑏 𝑎𝑘𝑎𝑖𝑠𝑎 𝑚ℎ𝑒𝑝𝑜 𝑝𝑎𝑚𝑤𝑎𝑛𝑎