😭😭😭😭thank you uncle saint , l can't hold my tears, may the lord bless you little angel , my heart is broken 💔, my lord, help us put food on the table, for the little boy.
Mmmm vabereki ve means uyu does not deserve to be called vabereki and be blessed with more kids anymore.. this boy has made me cry, he is way matured for his age… see him choosing to live alone achishanda kuti awanekudya panekugara me street.. this boy is a blessing
Lord have mercy on this young boy🙏 Asi sure vabereki unonzwa sei uchigara kwauri ikoko ,uchiziva kuti une Mwana wawakasiya ko ura hawurwadzi here ?? Mmmmm
I am really touched bt ndine vimbo nekuti mwana uyo haasi chidhakwa haaratidzi kuva into drugs.churches plz.like Chatunga said kune vaya vanopa vanazvo kare dai maona ava
😭😭😭😭thank you uncle saint , l can't hold my tears, may the lord bless you little angel , my heart is broken 💔, my lord, help us put food on the table, for the little boy.
😭😭😭
So painful
Handina hangu chekupa mwana uyo ndinotamburawo asi ndinoti mwari achakupa upenyu ramangwana thanks kune vachabatsira mwana Uyo uendeswe kuchikoro usafunge kuzviuraya mwanangu handit
Ummm vabereki tasadaro sure vana zvipo zvinobva kunamwari uncle saint i salute you my god bless you
Vakadzi tisakudze varume tichikanganwa vana murume haisi hama yako 💔💔💔
Chokwadi dear ndarwadziwa kani
varume vasakudze vakadzi vana vachitambura
zvakawoma 😢😢
Zvakaoma 😢😢
God bless you uncle Saint
Imagine mukadzi cayiye akasvika kusiya vana coz of murume. Hama we tisadaro....!!!!!!!
Ndarwadziwa l can't hold my tears Mwari itirai zvakanaka mwana uyu nokutenda mwana uyu achava munhu anoyemurwa
Its sad and anoratidza kuti ari sober and responsible. Kutoziva kuti Mwari anokomborera vanopa, Dai Mwari vamumutsirawo destiny helper .
Saint you are doing good job dai magona ruoko rwenyu rwabatsirawo mhuri irikugara muchikomo kuMasvingo tasiririswa
Muchikomo chipi chemasvingo tivaudze vasvikepo taurai Zita revhikomo chacho munyanda hre kana kumagwandi
Zita racho handizive eastern side yegomo rematank ekutarget kopje@@memoriegomana5850
Brave boy. God will look after you
Vabereki soo ka tichanotongwa so vamwe vachitambura mbereko, thank you Saint
Tears Are rolling down My chick's
Uncle Saint May thaaaa almighty God bless you and your Tv show
I really salute you
Uncle Saint the way you sound when speaking makes me cry because you are too soft you sound so good
Haafanirwi kugara ega mwana uyu kana ane fungwa yekuti kufa kuri nani
Baba kujeri mai kujeri😮😮😮
Exactly
Chokwadi😢
Mmmm vabereki ve means uyu does not deserve to be called vabereki and be blessed with more kids anymore.. this boy has made me cry, he is way matured for his age… see him choosing to live alone achishanda kuti awanekudya panekugara me street.. this boy is a blessing
Vabereki ngatichengetei vana veduwee my haert is broken 💔💔 thank you uncle saint
Thanks uncle Saint itai zvenyu basa ramakatumwa namwari, much love ❤❤❤
I can't hold my tears 😭😭😭
I can't control my tears yoooo mwari wangu
Lord have mercy on this young boy🙏 Asi sure vabereki unonzwa sei uchigara kwauri ikoko ,uchiziva kuti une Mwana wawakasiya ko ura hawurwadzi here ?? Mmmmm
Hupenyu soo munovaberekerei vana vacho muchizovatambudza haa ndabaiwa mwoyo uncle Saint rambai makadaro
Taurai henyu apa vamwe varikutsvaga vana vachivashaya vamwe vanongofuratira zvavo kungosiya kushaya hanya
Maivakaoma moyo kuroorwa kutadza kucheukawo mwana moyo wangu watsemuka 😭😭😭💔💔
Kune vanhu vakaoma moyo kana tichizogara zvedu
@@UserGmx-n8c zvakaomahazvo veduwe saka vanotodya sadza richipinda votomwa mvura ummmm vakaomamoyo havo
Zvorwadza izvi haa
Ndarwadziwa hangu😭😭.vabereki musadaro shuwa kushungurudza mwana zvakadai
Thanks you my brother
Bba hamuna hanya mhamha hamuna hanya obert chari akaimbaa
Ndarwadziwa hangu 😢😢vabereki tisadaro kurambana kwedu ngakusarwadzise vana 💔💔💔
Chokwadi
Thank you uncle Saint may god bless you for helping this little soul in such a situation
so painful may GOD bless you uncle and continue to do good work.
This is heartbroken veduwee ndabatikana shuwa handina hngu chandinacho uuuuuuum Mwari uyu awane Nyasha shuwa mwna mkomana uyu..😢😢
Ndarwadziwa hama dzangu ura hwadambuka
Hiii ndarwadziwa thank you Uncle Saint
May God continue to bless u Uncle i cant hold my tears😢😢
😭😭😭😭😭😭SO SAD I CANT HOLD MY TEARS
Baba uye namai wemwana uyu itaiwo moyo wekubereka zvinochemedza izvi
Mwana anoda kubatsirwa😢
Uncle saint God bless you more!!!!!!!
So sad indeed. God have mercy on this boy. Muh love uncle Saint ❤️
God bless our country kudayi tinevatungamiriri zvinhu zvese izvi zvingadayi zvisipo asi takapiwa vatongi mwari pindirayi
Ndarwadzirwa zvangu vabereki musadaro plz 😢😢😢
Oh sekuru you do great job chokwadi keep it up am soo sorry for this boy chokwadi kurara mainyashainyasha chokwadi
Zvakaoma ndarwadziwa my heart is broken
Such a brave guy❤
Ndarwadziwa hangu mwari chii nhai anamai hamurwadziwe here nekutakura mimba kuizvara mogosiya mwana achitambura
Mwari vakukomborerei uncle saint nemabasa amurikuita chokwadi
Zvakaoma veduwee thanks uncle saint
Misodzi yangu yangoyerera sooo touching😢😢
Saint mwari vawedzerei pavatapudza
Ndairwadziwa hangu vamwe varikusvaga vana vamwe vachito Vadai
Chokwadi zvinokudzwa. Mwari varambe vachikugonesai basa ramuri kubata. Ndichitenda zvakare ne varikubatsira, Mwari vakukombirerei.
Ndipei hangu ndimuchengete mwana uyu😭😭😭😭ndabaiwa moyo
Vabereki chii
Am dry my brother god is watching you
Zvakaoma vabereki tisadaro why kuzvara vana vekutambudza God bless you uncle saint
M in tears guys ummmm vabereki tisadaro sua😢😢😢😢
I'm glad haana hake kufunga kupinda mustreet nekutora zvinodhaka,God is watching over you mwanangu
Chokwadi
Sekupa kwaunoita madzimai hembe mu road .......Amen
Mwari ropafadzai mwana uyo ndakumbira zvangu
Mmmm zvinorwadza ,ndabva ndagumirwa.Ndipo paunoona kuti vamwe vanhu havafunge mukurarama,ko vanozvarirei vana vekuzoshungurudza muhupenyu.Vese vachabatsira dai Mwari vavakomborere vawedzere pavachatapudza.😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Mwari muchengeti chengetai brave nokusingaperi
Makadii uncle ko chimbofambira nyaya yekudzinga kwevanhu masvingo Bhuka zvinosiririsa zvikuitika
Zvinorwadza Zvinorwadza izvii murikubata basa sebasa mukoma Saint
Apa he is so handsome shame....thank you uncle saint ❤
Shem ths is painful 😭😭😭😭Mwari ndipeiwo mari ndikwanise kubatsira vanotambura 💔💔💔
Zviri nani ndife nevana vangu ndarwadziwa hangu
Vamwe vana Mai mot dzakakwana imi kutovata nemurume kufara chaiko unemwana kudze uko wausingaziii kut aripai akurarama sei
My god i cant hold my tears
So sad, Mai vemwana uyu ndozibenzi rokoshesa murume kusiya Mwana,, murume haasi Mwana wamai vako. Imbwa chaiyo Mai ivavo
Zvinorwadza inzvimbo dzine maMP Chief nasabhuku vanorega vana vachigara hupenyu hunorwadza
Vabereki ngavaonekwe please. Mwana ashuva kufa kuti kurinani vabereki varipo. Ko nhai sissy watanza here kutora mwana wamai vako. Ko mukoma wake uripiwo Ndarwadziwa
Zvakaoma veduwee ummmm ndarwadziwa hangu
Ngaaende kwana prophet anobetserwa kuchengetwa uye kuenda kuchikoro ndobasa remachechi
Yoooooh life yakaoma apa kuswera zuro akadya chibage veduweee ndachema zvangu
Marwadzo vabereki tisadaro hama ngatibatsire mwana
Icho chaita kt Uncle saint vamurangarire vatumwa namwari mirai nemwana uyo ane pfungwa dzakanaka dzekuda kudzidza .
God bless you uncle
Vabereki musarambane pls tarisai kutambudza kwamunoita vana, community chengetai mwana uyu, hupenyu hutikurwadza nekunetsa isu vanhu vakuru what more a 14yr old child, vana mai kana marambana nanababa vevana itayi muchicheuka shure muchiona kuti vana vamakasiya varikurarama sei or kuudza varume vanenge vakuwanayi kuti mwana wangu haana kugara mushe kunababa vake ndange ndichikumbirawo kuti mumutore ndigare naye pls vabereki
Shuwa mai vanosiya mwana achigara ega ko akapondwa vakadzi tisadaro
Eish vanhukadzi munonzwa sei muchisiya vana nekuda kwekuroorwa. Aa zvinochemedza izvi mhani😭😭
Ndarwadziwa hangu 💔💔😭😭😭kurambana kwevabereki kunotishungurudza ndadzoserwa mundangariro youpenyu hwangu asimwari vachakurwira munin'ina ndinokutendai Uncle saint Mwari vakuwedzerei makore ekurarama nebasa ramunoita
😢😢😢 mai ngavasadaro ngavaite moyo wekubereka mmm ndarwadziwa hangu
Asi vabereki chii nhai 😢😢😢 mmmm
God bless you uncle saint
😭😭 upenyu hwakaoma veduwe
😭😭😭😭nhy vanamai tisadaro ngatinzwei moyo wekuzvra ndarwadziwa hngu
Yaaaa vanhukadzi tisadaro 9 mth sure uita mai Benzi kuudza murume mwana kuisa nherera uripenyu mai va Brave kudenga kuna Mwari muzazorwadziva Brave asimudziwa asisakuonei
Ndarwadziwa age nemwana wangu first born 😢kutogona kugara ari ega
Ndarwadziwa veduwee vabereki musadaro asikana
Uncle sent please 🥺🙏 god bless you 🙏
Ndarwadziwa nemwana uyu
A handsome boy
Ungoona wega kuti handisi kudiwa so painful 😢 zvinorwadza usina vekuudza
Izvozvi ukatarisa amai Vacho kwavari vari kutoenda ku church. Mwana achitambura kuda.kana kuda murume kwacho. Benzi remukadzi
Weduwe kana michiona kuti hamuzogoni kuchengeta vana please imwai mapiritsi kwete kushungurudza vana
I am really touched bt ndine vimbo nekuti mwana uyo haasi chidhakwa haaratidzi kuva into drugs.churches plz.like Chatunga said kune vaya vanopa vanazvo kare dai maona ava
Vamwe vakadzi kusakwana chaiko
Ndaita hangu kure nemwana uyu ndaimutora ndogara naye zvangu
Mai nababa kutadza kucheuka mwana here
Ndipeyi henyu mwana ndigare naye chero hangu ndiine zvishoma
Uuum zvakaoma veduwe so young , saka baba namai vanenge vachiti mwanakomana ari kudii
Ndarwadziwa vabereki musadaro
Mai vakakoshesa kuroorwa vachitadza kuchengeta Mwana Wavo💔💔
Ndanzwa kubatikana zvakanyanya nemwana uyo ,handina zvangu mari