Heyo pfuma yenhaka! Ndingatozviuraya panekumupa pfuma yamai wangu-Chief Makoni's traditional court

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 25 окт 2024

Комментарии • 47

  • @georgevale6690
    @georgevale6690 5 месяцев назад +7

    Haana kuadoptwa uyu akatochengetwawo nekuti mai vake vakaenda. Haafane kuwana chinhu panhaka yatete iye anowana yekwababa vake

    • @Tachiesreen5717
      @Tachiesreen5717 4 месяца назад +1

      Iye akawana kwababa vake haafaniribkuwana kwatete

  • @joycemakomva9804
    @joycemakomva9804 4 месяца назад

    Cief Makoni Hey
    Haa murume mukuru marasika apa Ah

  • @saka5135
    @saka5135 4 месяца назад +3

    Makoni haangoni kutonga zvachose

  • @ernestmbaura3086
    @ernestmbaura3086 5 месяцев назад +3

    Ndiri ini ndaingobva zvangu, zvine makuva izvi

  • @blessedmhako9776
    @blessedmhako9776 4 месяца назад +1

    Magona kutonga Chief , musikana ane pamuromo , adoption as Africans hatii nzwisisi , mutemo wakajeka mareva zviri pamutemo chaizvo.

  • @agrippamukonyora
    @agrippamukonyora 5 месяцев назад +3

    Bhoo here mutongo uyo?? Is adoption not approved by the courts of law?? There shld be paperwork to that effect not zvemuromo

  • @Prospermachesi
    @Prospermachesi 4 месяца назад

    that guy haana right yekuwana kana anything apo ngaende kwaaberekwa, kuchengeta munhu haisi mhosva.... apa mambo vapotsa kutonga apa, madzimambo aya anodzidza mutemo here or kungogadzwa chete as succesor

  • @makonidanies7851
    @makonidanies7851 5 месяцев назад +2

    mUNHU NGAAENDE KUMUSHA KWAKE PURIZI

  • @TafadzwaMoyo-u5v
    @TafadzwaMoyo-u5v 4 месяца назад

    Chief hamugone kutonga imi,ko kasekuru kacho karikutofara zvaanoita karomo kanenge kamubato ke ketero nxaaa

  • @mollygombera1802
    @mollygombera1802 4 месяца назад

    Umm chief ava havagone sure

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 4 месяца назад

    Ngaaende kune vamwe mambo this is nonsense mhani! Ini ndishandire mwana wemumwe munhu wangu osuffer😢
    Shit!

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 4 месяца назад

    Chief? What Conspiracy Theory are you referring to Sir??

  • @Prospermachesi
    @Prospermachesi 4 месяца назад

    adoption is valid kana munhu ane mapaper vanotopihwa rinonzi certificate of guardianship

  • @tatendachisango4130
    @tatendachisango4130 4 месяца назад

    Hakuna kutonga kwakadai, dai ari Mutasa or Chigodora, vadare vese avo shuwa kutadza kutonga nyaya iri pachena kudai, murume uyu hapana chake apa, kuchengetwa kwaakiatwa ikoko its enuf

  • @Tachiesreen5717
    @Tachiesreen5717 4 месяца назад

    Makoni muratidzeivo matongero anoita vaMutasa Bushu Nyamaropa even headman Chigodora chaivo vanomukunda uyu

    • @BrendaManganga
      @BrendaManganga 4 месяца назад

      Yaaa true kuenda kumakoni kupedza nguva

  • @smartchidyamuti2437
    @smartchidyamuti2437 4 месяца назад

    Munhu kumusha kwake

  • @gawundenciamuza9290
    @gawundenciamuza9290 4 месяца назад

    Imiwe mwana we handzvadzi ndi baba vamai vake uyo ane muromo chete zvowotaura nhasi vafa chiyi

  • @ChipoMunyayi
    @ChipoMunyayi 5 месяцев назад

    Chief uyu whats wrong in acknowledging dare rese

  • @MemoBias-qd9cs
    @MemoBias-qd9cs 4 месяца назад

    Chief ndinoti murimbwa katatu imiwo vagadhi munonyatsoziva magariro ajokoniwa makadini makapedza nyaya muchiri kumatunhu not kunorwadzisa Maggie

  • @shamainetimarizeni5429
    @shamainetimarizeni5429 4 месяца назад

    Usanyeperwa iwe approach another court. He is not adopted akachengetwawo paita maproblems. 😂😂😂 chief idofo avo usatyisidzirwe iwe

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 5 месяцев назад +1

    Hanzi mose muri ma adopted children, how can you adopt your own biological daughter.

  • @Fayrwa06
    @Fayrwa06 4 месяца назад

    MAGGIE GO TO THE MASTER OF HIGH COURT AND DEAL WITH THE ESTATE OF YOUR MOTHER.

  • @alexmasiya
    @alexmasiya 4 месяца назад

    Ishe hamugoni kutonga zvachose. Munoda kutombodzidziswa mutemo.

    • @alexmasiya
      @alexmasiya 4 месяца назад

      Chief the man was not adopted kanhi.

    • @MemoBias-qd9cs
      @MemoBias-qd9cs 4 месяца назад

      Chief idako ndinobva kudunhu kwake but kana ndikanzi ndipara mhosva handibvume kutongwa naye

    • @MemoBias-qd9cs
      @MemoBias-qd9cs 4 месяца назад

      I wish jokoniwa kuti ngaabve pamba he don't deserve kugara pamba l'm with you Maggie

    • @alexmasiya
      @alexmasiya 4 месяца назад

      @@MemoBias-qd9cs Jokonia haana chake pamba apa. Hangawani nhaka kaviri, kuti kumba kwaakaberekwa nekwatete

  • @FunTownHQ
    @FunTownHQ 5 месяцев назад +1

    but mukomana uyu anodya nhaka ngani????? Anodya kumabiological parents otora half futi kwaari adopted. Angawane hake something but not half

    • @tinshemakem4140
      @tinshemakem4140 5 месяцев назад +1

      Ehe anodya kwese hazvina basa kuti Ari adopted

    • @MemoBias-qd9cs
      @MemoBias-qd9cs 4 месяца назад +1

      Ummm ndazvitya izvi chief murimbwa l think dayi manzwawo back ground imbwa yemunhu

    • @Prospermachesi
      @Prospermachesi 4 месяца назад

      apana kana chaanofana kuwana uyo

  • @MemoBias-qd9cs
    @MemoBias-qd9cs 4 месяца назад

    Maggie was working all along l feel sorry for you Maggie 😢

  • @frankmoyo7267
    @frankmoyo7267 5 месяцев назад

    Ko chief ava vanonzwisisa hre chinonzi ku adopter mwana? Kana wa adopter mwana which means mwana iyeye automatically anotochihnjwa ma documents pazita ra mother of child and also father of child kana surname chaiyo, uyu munhu akakurira kwana tete not kuti tete vakamu adopter saka ndikakurira kwana sekuru kubva ndiri nhumbu ndine right yekupiwa nhaka kwana sekuru hre? Dare iri rine madofo chete.

  • @FunTownHQ
    @FunTownHQ 5 месяцев назад

    His facial expressions show his character. And zvaanga achitaura zvekurova munhu mbama after that kwaakudzipa munhukadzi. Just look at his face nyaya ichitaurwa. He is a nasty fella

  • @constancegwasira2418
    @constancegwasira2418 4 месяца назад

    Mukadzi uyu is devil.Urisatan iwe mukadzi.uri kusouth ndiani avatars kuvhaira ne South
    Mambo well done
    You are 1 in a million
    Muneuchenjeri hwa Solomon
    Isu tingadzinge vana vakurira pamba pedu kuti vaendepi
    Satan woman

    • @MemoBias-qd9cs
      @MemoBias-qd9cs 4 месяца назад +1

      Please vanhu jajayi kwamashera this is my neighbor jokoniwa is a shit guy magie uyu ndiye ega mwana wambuya nherera jokoniwa uyu akutora advantage Maggie she suffered kuchengeta Mai vake l can't explain more my heart is bleeding 😢

    • @shamainetimarizeni5429
      @shamainetimarizeni5429 4 месяца назад

      Haa guys munhu uyu ane kumusha kwake mhani kwaakatogoverwa kudhara