Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Gogo ini ndoda kt gogo vanyatsonditsanangurira nezvesari ini ndikufungidzira kt pamwe ndinaro pliz help gogo
Nhay gogo vekumandara vanzi gogo ani
Gogo ndikauya zim ndirikuuya kuzokuonai.
Amai ava ndakavafonera vakandidaira ne rough, ndakatoshamisika kuti munhu anobatsira here uyu?
Very true. Ndizvozvavanoita!
Ha unoziva munhu ne mwoyo wake. Handingabatsirwe nemunhu ane mwoyo wakadaro
Very true ,,ndaifunga ndini ndahakira ,,,,
No social media and what a person is in real life zvakasiyana
zvimwe zvaiva bho but problem yavo yekusanganisa bute nemasowe ummmm madzimai Esnai uku ndaaaaAmbuya Mavhu yooo
Ava wakafita kugona
I just love her ,,wil visit her ,,,
Zviri munzeve gogo,ndokumbirawo number dzenyu
Makadini Gogo nemimose Matisanganisa patsime reruponeso
Makadini.....Gogo Mavhu
Zvinokudzwa kana tichiine vanhu vakadayi pakati pedu Tinovimba kuti ticha wana rubatsiro kubva mzvi zhinji zvinoti netsa Kwaziso kuna Gogo Uye kwamuri mose
zvine nhoorondo zvedi
Kugaro rotawo mombe ,,Shumba kana vatumgamiriri venyika chii
uchabawo zvir kuita mutungamiri wako
@@telmamatare5700 kkkkk mainini maikuru ka ,,hold there ,,,
@@amaramudi1068 kkkkkkkk jokes kani
@@telmamatare5700 😅😅😅
Shumba imhondoro, mombe mudzimu especially mombe dema
Chivanhu chiriko
Ndateta nekuona chiedza in ndoratidzwa mishonga ndichi wudzwa kuti inorapei andizibvi kuti nditangire kupi ndibvatsi rei woo
Murikup imim
@@hazelgapara4281 ndiri ku Botswana
Chihera makanyanya mbuya
Yoo
Yaa neah
Chivanhu chiriko vanhu musaratsa tsika dzenyu
Hie
Number gogo mavhu
Tadziidza chokwadi chematare.Ndichasvikako.
Ö
Gogo ini ndoda kt gogo vanyatsonditsanangurira nezvesari ini ndikufungidzira kt pamwe ndinaro pliz help gogo
Nhay gogo vekumandara vanzi gogo ani
Gogo ndikauya zim ndirikuuya kuzokuonai.
Amai ava ndakavafonera vakandidaira ne rough, ndakatoshamisika kuti munhu anobatsira here uyu?
Very true. Ndizvozvavanoita!
Ha unoziva munhu ne mwoyo wake. Handingabatsirwe nemunhu ane mwoyo wakadaro
Very true ,,ndaifunga ndini ndahakira ,,,,
No social media and what a person is in real life zvakasiyana
zvimwe zvaiva bho but problem yavo yekusanganisa bute nemasowe ummmm madzimai Esnai uku ndaaaaAmbuya Mavhu yooo
Ava wakafita kugona
I just love her ,,wil visit her ,,,
Zviri munzeve gogo,ndokumbirawo number dzenyu
Makadini Gogo nemimose
Matisanganisa patsime reruponeso
Makadini.....Gogo Mavhu
Zvinokudzwa kana tichiine vanhu vakadayi pakati pedu
Tinovimba kuti ticha wana rubatsiro kubva mzvi zhinji zvinoti netsa
Kwaziso kuna Gogo
Uye kwamuri mose