vanhu havazwe inga chivero inotaurwa pama spirit mediums grups kuti it's a no Ivo vanosanganisa chivanhu nechipostora ndo vanonetsa munhu mira panzvimbo imwe
Chivanhu chiriko. Even ngirozi vanhu vakafa vachinamata then dzodzoka kuzobetsera vapenyu. Same nemidzimu nemasvkiro. They all point to the same Creator. The problem is Africans we were brainwashed nevarungu. Wake up people.
@@solomonmagweva2469 Handina kuti njuzu ingirozi. Dziva iri ranzi rinoera. What I know is water is a gateway to the spiritual world. Not for spiritual babies. Peace
Angel's are Angel's is not a human spirit apamanyerera vanhu ngizozi hawasivanhu vakafa mumwevangu there is a difference between human spirit and Angel's
Pk vagona vataura chokwadi and vazhinji tine half knowledge kana dzave nyaya dzechinamato nechivanhu.Ngirozi vana vamwari zvave kumasowe these days nemachurchs vachiti Aaron moses so forth or angels or mweya mutsvene ngavambomire izvozvo mweya mutsvene itambo dzemagetsi 33kV chaidzo chiriko mazuvano masvikiro emweya wanhu wakafamba ne the true holy spirit vakafa ndovakudzoka vachipotera vapenyu semasvikiro emweya same as masvikiro kana kuti mhondoro dzenyika vana mbuya nehanda so forth.So angels nope its holy ghost. 2.What people should also understand mwari wakasika denga nenyika zvinobhururuka zviri mumvura nezvinokambaira ndivo,So masimba aMwari akawanzika uye anewo zvinomachiwa nekuchengera,Gomo rakayera zvekusungura kana kunyangadisa munhu so tisanyanyo rasiswa nevanhu vakupemha neBible.....
Hey dzimwe nzvimbo dzoera especially lake chivero ine nhoroondo zhinji zvotiwo makarwe ahuzoziva kuti chivanhu here imhepo here confused manje yotibata
Yes njuzu and sewage don't mix coz it is alleged that njuzu inoda zvinhu zviri smart kwete zvetsvina nway whatever it is it's a very intriguing story.😊
3/4 dzemapofita ,vanoporofita ne njuzu kana ngozi achinhonga tsoro zvekuti pakasaita muporofita wa Mwari chaiye anoona kuti iyi ingozi iri kuporofita kana kuti njuzu apana anoziva
Three scenarios here. She either drowned, taken by njuzu or eaten by 🐊 🐊🐊 crocs. Because what happened here is unusual in a normal drowning. You don't struggle for more than 3hrs fighting the water. If she was eaten by 🐊🐊🐊 crocs I'm sure her head will be recovered for I heard that crocodiles don't eat the head. If the crocodiles are this man, why not culling them and give the meat to the community of this place and use the skin to make bags, shoes, purses etc
Asi zvinhu zvacho futi so vaingomutarisa achinyura vasinga daidze help vakamumisa asati anyura..mabonga did a better job pane ma divers ari incompetent
I just love paanoti Zita rangu ndinonzi Andrew neshamba❤️❤️❤️
Me too😂
Drewmas media haah mukutitora to another level chokwadi 😍😍😍😍, we love you and makatikoshera mufunge
Inzvimbo yeMhondoro Chivero vanofanira kunoona Chief Chivero Shava Mwendamberi Gwenzi rakaviga Mambo vanogadzira nyaya iyi ikapera
Aiva akapoterwa ne evil spirit hapachina apo upenyu.Shave iroro ndorakamupinza mumvura.Thanks sekuru Neshamba
Ndatozoona kuti mayaz Drewmas taking us to another level sure and mayaz rambai muchidzifambira cause mayaz tikudzidza zvakawanda pano
It's too spiritual, hungwe 4 coming and surrounding her.
The way that lady just switched from Shona to ndebele😂 then back to shona
True Zimbabwean l loved it .ndazvida ini.Ngikuthandile lokhu.
vanhu havazwe inga chivero inotaurwa pama spirit mediums grups kuti it's a no Ivo vanosanganisa chivanhu nechipostora ndo vanonetsa munhu mira panzvimbo imwe
Chivanhu chiriko. Even ngirozi vanhu vakafa vachinamata then dzodzoka kuzobetsera vapenyu. Same nemidzimu nemasvkiro. They all point to the same Creator. The problem is Africans we were brainwashed nevarungu. Wake up people.
Kkk inhema chaidzo ngirozi dzakagara dzasikwa kudenga hama... Kutaura chokwadi njuzi it's marine spirits they are from darkness.
@@solomonmagweva2469 Handina kuti njuzu ingirozi. Dziva iri ranzi rinoera. What I know is water is a gateway to the spiritual world. Not for spiritual babies. Peace
Angel's are Angel's is not a human spirit apamanyerera vanhu ngizozi hawasivanhu vakafa mumwevangu there is a difference between human spirit and Angel's
@@joshchawas4391 Everyone has the right to believe what they want to believe . Your views are respected.
Pk vagona vataura chokwadi and vazhinji tine half knowledge kana dzave nyaya dzechinamato nechivanhu.Ngirozi vana vamwari zvave kumasowe these days nemachurchs vachiti Aaron moses so forth or angels or mweya mutsvene ngavambomire izvozvo mweya mutsvene itambo dzemagetsi 33kV chaidzo chiriko mazuvano masvikiro emweya wanhu wakafamba ne the true holy spirit vakafa ndovakudzoka vachipotera vapenyu semasvikiro emweya same as masvikiro kana kuti mhondoro dzenyika vana mbuya nehanda so forth.So angels nope its holy ghost.
2.What people should also understand mwari wakasika denga nenyika zvinobhururuka zviri mumvura nezvinokambaira ndivo,So masimba aMwari akawanzika uye anewo zvinomachiwa nekuchengera,Gomo rakayera zvekusungura kana kunyangadisa munhu so tisanyanyo rasiswa nevanhu vakupemha neBible.....
Munhu uyu anezvanga zvichimunetsa. Kutsanangura pano handinbvumigwi. Vachamuwana havo asi aparara. Hazinei ne Njuzu ( machembere).
Munooneswa hama tioneiwo tinozvinonetsa
Chokwadi tioneiwo tinezvinoti netsawo tinotodawo vanotibatsira veduwe
Njuzu inotora munhu pese pese, ngavabike doro, asi musacheme
Usataure zvausingazive iwe.
Drewmas Media taking you to another level😍
Spirituality, especially in Africa, is complex
Vanhu ava shuwa vakazungaira saka mungaite 4 hours makatarisa munhu anyuraa mumvura muchitadza kudaidza police or vanhu vabatsire
Munhu akatotorwa ngakuitwe Chivanhu fullstop
Thank u drewmas media.mukaenda kumasvingo tiitireiwo FOREVER MISSED CHAMUNORWA NEBETA KUMASVINGO IKOKO
Yes yes kwaMapanzure kumusha kwedu 🤸🤸🤸🤸
Kkkkkk haa mayaz Drumas kuseri mayaz to another level mayaz mayaz mayaz
Goodbye my friend cool song thumps up Drewmas media👍
Vanhu vano fanira kuziva kuti nzvimbo iyi inoyera mkoma Neshamba
Hakuna nzvimbo inoyera mhani iwe
@@mzee5533 Vahanzvadzi muchiri kuyeuka here svikiro rekudzingwa nemurungu kuChivero gore riye richinzi riri mupurazi mangu,saka ndiyo nzvimbo yesvikiro iri muri kuitika minana yakadai.
@@mzee5533 dziriko iwe
@@mzee5533 inda mount inyanga ne attitude yako iyi haudzoki
@@mzee5533 huh?
Andrew Neshamba taking us to another level bravo
Hey ko njuzu yakavonekwa neveParks here? Kana kuti kune any aquarium yakabata njuzu here? Timboivona
Hey dzimwe nzvimbo dzoera especially lake chivero ine nhoroondo zhinji zvotiwo makarwe ahuzoziva kuti chivanhu here imhepo here confused manje yotibata
True ini ndine hanzvadzi yakafira imomo and the family is torn apart nekuda kwe issue iyoyo ku family kwedu hakuna anotaura nemumwe right now
The lesser power always bows down,people love doing things they don't understand and end up in trouble,knowledge is power..
Ngavatange vaona masvikiro enzvimbo iyi voudzwa kuti voita sei,kana iri njuzu panonzi pasa chemwe
Haaa blaz varikuti “Mayaz chii” it’s just funny 😂😂😂
It's too much zvinhu zvese mayaz
😂😂😂Slang zvee
Kkkkkk...AaH yah Mr Mayaz
Thank you mukoma Andrew musanete Shumba tirikuvarairwa tichidzidza zvakare .Thank you Crew.One love
Thanks Drewmas mugotipawo feedback like what you did yekuMatepatepa
Jehova ngavapindire veduwe 🙏🏻
Yes njuzu and sewage don't mix coz it is alleged that njuzu inoda zvinhu zviri smart kwete zvetsvina nway whatever it is it's a very intriguing story.😊
Thanks Dreams ichokwadi nhau dzino zvigadzira dzega idama iroro
Kwahi ini ndrimufish bonga🤣🤣🤣🤣kureva fish monger here hayasss
🤣🤣🤣🤣 ndaseka zvawabvunza
Hongu
Mukoma Andrew ndokumbirao Zita resong ikurira kubackground
Siyai munhu injuzu yakamutora kana akafa muchamuona aripamusoro pemvura ,vamwe vanhu vanotorwa Wani nenjuzu wachipedza mazuva arimo achizobuda nemisonga dzake dzokura chimbomirai kuchema nemacamera enyu iwawo chimbomirai pamwe aidi kuraya bt kana yatsamwa inouraya i
Upenyu rwakaoma , zvinotyisa izvi
so zvese izvi zvakaitita for this long imi mhai and your crew makangotarisa njee instead of calling for help sure here nhai mhai ......
Akaromba munhu uyo. Mukabvunza mazitabakataurwa pakuti mutambo uya watsvuka ropa. Zvakamupandukira
ndini ndoga hr ndirikunzwa sekunge volume haisi kunyatso kwana zvakanana?❔
Asi vanhu so kaaaaaa zvakaoma kupinda mune makarweee
3/4 dzemapofita ,vanoporofita ne njuzu kana ngozi achinhonga tsoro zvekuti pakasaita muporofita wa Mwari chaiye anoona kuti iyi ingozi iri kuporofita kana kuti njuzu apana anoziva
Koidzi dzkungot mayaz 😂 bho hre
Drewmas Media. Taking you to another level
nguva yese iyi vakatarisa vaitadza kusheedza vanhu sei... kusakwana gemenzi ndiwo mweya mutsvene mxi🤔
Nhy zvako
Even neni ndatozvishayawo ini kuti sei vakatarisa munhu achiita zvese vachitadza kmibatsira
@@serataruvinga7922 hanzi for 4 hours
Vanhu kana uchiziva zvauri usatambira pa mvura ini ndakapota ndaenda kaviri kose
njuzu haitori munhu mukuru unless uri virgin
Inotora imi mbuya vangu vaitorwa vachidzoka
@@lovenessmatambo6707 uhm ndatanga kuzvinzwa nhasi
@@lucaspetermapale2383 inotora
Vanhu remekedzai musango nezvimwe dzinoera chivanhu chinoyera
Drewmas thanks for the song good bye my friend dziyo yakambopisa kuma 1887
Who sang the song please😀
Chivanhu chiriko. Inga zvakaoma
Mabonga hanzi akanyura two. Iye ndibonga futi kkk
Vanhu ngavarege kuchema uye vasaite zvechirungu
Brain dzako dzinoda kusunungurwa. Gehena rakamirira vakaita sewe. Itya Mwari chete
ko hant zvinonzi njuzu murungu saka arikutii Mavis. Schizophrenia chaiyo inogona yakatobata apa
Akatorwa nenjuzu aive neshavi renjuzu asi tinokumbirawo mugoramba muchiti ratidzawo zvichaitika mberi
Nguva yese iyi maidiii kufonera parks ?
Nhai hako
Tamirira nyaya Drewmas
Another level indeed!!👌🏾
I love this song
Pamberi na Andrew Meshamba 💪
Andrew Neshamba kwete Meshamba dhia
@@officialfaychi7941 It's a typing error 🙏
Thanks Drewmas media. Last song kills me kkkkkkkkkkkkk
Thank Drewmas media taking us to another level
Haiwa gogo vemazizi ngavachete voga vanobatsirwa chii vaimapfuya vaiti ihuku
chipositori chenyu ichi munachiona, muchapera nokuda kurwisana kwenyu nechivanhu, munoshoropodza chivanhu chedu sezvinonzi murvachena manje honai kuti murkubhadhara mhosva dzenyu neupenyu hwenyu zvishoma nezvishoma. Hugone kutiza mumvuri vako, manje zvaingori tsika nditsikewo
Umm nyika yakatakura kurema shuwa
But chamupupuri icho, injuzu
Mmmmm yeah zvotyisa
Thnx drewmas, nhau iyi kaa chivanhu chiriko zvedi anogona mweya mutsvene wadzika paari asi asati akamurirwa chivanhu, Christianity nechivanhu idzinde rimwe
Hazvibatani zvinhu izvozvo hama musanyeperwa
Three scenarios here. She either drowned, taken by njuzu or eaten by 🐊 🐊🐊 crocs. Because what happened here is unusual in a normal drowning. You don't struggle for more than 3hrs fighting the water. If she was eaten by 🐊🐊🐊 crocs I'm sure her head will be recovered for I heard that crocodiles don't eat the head. If the crocodiles are this man, why not culling them and give the meat to the community of this place and use the skin to make bags, shoes, purses etc
Maita basa but vamwe tine phone dzisina ma volume saka hatisi kunyatsozvinzva izvi
Aaaah sound quality bho
Nhayi vanhu munhu akanyura haayende pamusoro pemvura hre
Drewmas media taking us to another level
Thanks Mr Neshamba, i side ripi reChivero kwazvakaitikira.
Akanyura munhu uyu aneshavi renjuzu saka panoda kubikwa doro nechembere dzakaguma ura ,hapafanirwe kuve nemaurida kana masea divers
19:08 vanoadii mazizi aaah vanhu vanoshereketa. Ngavaite donate ku birds park, kana kuma siya achienda musango
Lol bird park... owls get a bad wrap.
@@frankieman1611 😂😂 i wonder if this woman wanted to use them elsewhere
Bushman's point ichiriko here kuChivero kunogara maBushman?
Kandai maruva ma
Chena, ne hupfu hwezviyo
Ndokuti zviite seyi anodzoka ari mupenyu here?
It's winter mvura is very cold. Waigona kudhidha ere Mai awa.
Ah nhasi ndavarairwa eish now watching alone. Inga zvinotyisa.
What's "hungwe"?😎🤔
@@sindisomoyo6026 it's a bird
@@shiyeliainkorea yes but which one..what type
@@sindisomoyo6026 African fish eagle
Saka vakamira 5 hours before they call for help.
Kana ndiwe shuwa vanhu vakangotarisa
Mademon ari kutonga muZimbabwe but Jesu vari kudzoka
Mental illness is real, communities need to be educated about mental illnesss
Zvakaoma hazvo vanhu vanoyerura chivanhu munoona motoo
Asi zvinhu zvacho futi so vaingomutarisa achinyura vasinga daidze help vakamumisa asati anyura..mabonga did a better job pane ma divers ari incompetent
Drewmas media ndopamusha murikushana mukomana Andrew Neshamba
Pliz Mkoma Andrew we need feed back on this story,we want to know what really happened.
Drewmas KO madii Madan mapurisa kuti munhu anyura mubvura
Mayaz pese pese🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Aaaa zvakaoma ini pamvura haditambiri iiii munhu ziva zvauri nguva dxose usafarire kuenda kusingapindirane newe kana uchiziva zvauri
Andrew ndipeo kasong ako #mukwane
Zvinoera zvinotyisa
haa pane chivanhu chakaitika apo
Kuchafiwa zve ipapa
Mai Karuma avo vanobva kupi maybe ihama yangu
Thnk you mukoma neshamba
Musacheme pliz, anodzoka.... But makachena haadzoke....
Kana munengwena mudziva racho akadodliwa
Uuu zvakaoma zvinotyyisa
Ah mazizi vanomadii
Mayaz
Mayaz chiiko iwe taura zvakanaka
Gava deedze vanhu vemashavi
Avo mai vechindevere avo vanotaura chokwadi munhu akaita lunch yengwena
Thank you Mr Neshamba
Ende baba avo hanzi ndiri fish bonga
Kkkk vaimbomachengetera chii ,ngavanomasiya musangozve,vanopenga mbuya ivavo