As a Ndebele traditional leader I always lean a lot from Headman Chigodora just a great man if all traditional men can have time to listen to his judgements I thank you
Chief Chigodora and his court needs to be educated on the rights of the girl child. That woman has a right to inherit a part of her parents' estate, married or not. Then, grandmother wanted to thank mwana wemukwasha through land. Now the court has overriden the wish of deceased. Sometimes headman is ignorant of the law of the land.
Mubvunzo wangu ndewekti is a girl child not supposed to inherit anything from vabereki vake, whether azoroorwa or not?? Iye mkomana uyu sei asina kupuhwa land nababa vake asina kutengesa yatete
The first part was good.but the second part yaratidza kuti mambo havazivi mutemo. Tete vatsanangura zvakanaka kuti ndivo vaiva nevabereki vakasiya mumba.zvoreva kuti kana mubereki afa pfuma yake inosarira vana.zvisinei nekuti mwanasikana or mwanakomaña. Zvakuita sekungo kwachigodora vanhukadzi havanakodzero just becausevanoroorwa.this is wrong and its not the first time kunzwa mambo ava ne team yavo vachityòra kodzero dzemadzimai panyaya ye inheritance.dai muchiisa number dza headman tivafonere tichivaudza
According to the Law of Contracts, kana watengesa chinhu cash or nechikwereti, you cease to be the owner of that chinhu. 1.Chinhu belongs to buyer Chako chikwereti chasara kumutengi or mari yawatambidzwa. 3. Hauchakwanise kutengesera mumwe munhu chinhu chisisiri chako. 5. Kana mari yako yechikwereti yanonoka kubhadharwa, unoenda kusmall claims or civil court to claim. 6. Ukatengesa futi watopara mhosva. 7. Mutemo unoti akatanga kutenga ndiye muridzi unless muine imwe agreement yamunenge maita mukuwirirana kwenyu muchichinja original agreement. 8. An agreement cannot be varied or changed by only one part to the agreement without the conscent of the other, so uyu haaikwanisa kutengesa futi stand asina kubvumirana neakatanga kutenga
Dare rechivanhu rinotonga pachivanhu chemu Zimbabwe richienzanisa vanhu. Zvese zvauri kutaura izvo uchida kunyepera vanhu kunge wakadziidza hazvisi zvematare echivanhu chemu Zimbabwe. Why are you this foolish. Akuudza kuti dare ra Headman Chigodora is the small claims court ndiani. Nyangwe ukauraya munhu ukapihwa 30 years in prison by the criminal court, nyaya yako inoperera mudare rechivanhu ra Mambo. Funga iwe
Its hard to be a lady in Chigodara's court. That lady was raising valid points but hapana ada kumuterera. These guys are selling land isingafanirwi iri kutotengeswa. Zvekuzoti mwana ndewe mukwasha izvo etc zvakwana kwapi ivo mai vangu vakafa vachiti muzukuru ndiye achagara ipapo - Uyo mfesi uyo akanzi gara - or kunzi pakata iye kwakutotanga kuridza - which is all wrong. Pakuti dai akaterera tete avo, pasina nyaya iyi mudare nhasi. Manje nekukara akaita udyire, kwakutengesa land, on top of that kwakuvharwa futi mari yacho - and kumagumo kwacho osara futi asina land, oyita futi refund kumunhu wakatengesera kechi 2 - ndoinonzi mame mame.
Tete mwakafunga kutimwagonawo ndiitewo Hama, apa Hama yacho haitokudii? Pamusha pevekwababamunini hapana nzvimbo here for that boy? Headman mwatadza mwanakomana or mwanasikana vese vana kani
Dare rachigodora rakubhowa especially ne that guy akazogariswa kumberi uyo. Chigodora anotarisira vanhukadzi pasi zvinobhowa. BaTaps kana muchimuudza our comments muudzei kuti vanhukadzi hobho varikuchema nemaitiro aakuita vamwe vanhukadzi. Uyo webass akagadzwa mberi through our comments must be humble he is too proud and full of i know. Dare radhakwa iri.
Headman Chigodora you are the best mhani yoooooh , ba taps dare iri rinotonga nyaya kwete munhu sando dzenyu Headman Chigodora na chief Mutasa matare enyu ndomafarira
Court process entails that the parties should both be accorded the opportunity to cross examine each, but Dare ra Headman Chigodora doesn't allow that. 😅
Chokwadi headman chigodora ne panel vanotyisidzira vanhu nokumanikidzira musungwa kuti abvume mhosva nyangwe mafacts aripo.mashoko okuti takangwara kudarike iwe are threatening to the defendant . dialogue is impartial not onesided
the last part was interesting, it challenges tradition in modern days, Tete vari wrong to be greedy but culture and tradition is wrong kuti tete is not entitled to land yema parents simply becoz she is married, she has right to inherit parents land/property regardless kuti ari married or not. Are we saying boy child ndiye ane entitlement yepfuma yababa chete ?
@@munyaradzinherera3383 You are missing the other side of things, lets say vana komana vane, their own misha iri not attached to inheritance yababa, mwanasikana can not inherit property yababa ? ndipo pane question yangu
@@Zinhle314 thats another angle of looking at things. Mukomana uyo is entitled to land yema parents ake aripi? Yes Tete was right to share or safeguard land within family hence she pointed mwana wababamukuru becoz of bloodline rimwe rema paternal parents. Then on babamukuru's side why this guy asiri paland yababa vake ? something happened to it or its happening to it. Those two so called agents/relatives are playing dirty mufamily umo. Tete itsotsi abit but she has more direct right to land yababa vake than that guy. Pa fair chaiyo hapana inofurira irere what i work for and have is for my kids not mwana we blazi vangu, they came later after vana vangu vafa or if i disown them from inheritance yangu
If the court admits that she gave her cousin the land then the court is admitting that she has authority, and authority to question what is going on about the land, I see double standards by the court.
I am a fan of Chigodora, but he needs to improve on how he treats women in his court. Vanofanirazve kutsiura vadare vavo on how they speak with people to ensure fairness nevanozonyanya intimidation
Chigodora# kusima mhodzi yerudo nerunyararo, makakomborerwa ishe ne chipo cheUshe Pamunotanga kutaura kana neni pafoni ndichiona video ndotoitawo atension sekunonzi kurikurairwa ini😂 Ndinofadzwa nehunhu hwenyu baba uye mune Moyo munyoro munotaura pachikurukurusaaa Ndotonzwa Kuda kugara mudunhu renyu l guess as life goes ndiyo nzvimbo ichaita peace and order Ma notes ndirikutora
As a Ndebele traditional leader I always lean a lot from Headman Chigodora just a great man if all traditional men can have time to listen to his judgements
I thank you
But his team is abusive
@@spiwemabge2769 they are not abusive at all .that's how a court should operate , you won't run a court like a grade 0 class
Chief Mutasa ,,,, Headman Chigodora ,,you are the best mukutonga nyaya
Thank you Karanganda kungoposter Headman Chigodora depression yangu inobva yaserera thank you so much i love this dare no noise rakadzikama
Clever headman indeed
Best headman ever❤ headman vanoziva zvavanoita.. keep it up
Vakakomborerwa havo vanoLiker ma Video nechido nemoyo yavo havo .
Seni kudai handione ndisati nda liker
Muri cei bataps thanks nekutipa nyaya dzekumaraini tinonzwa kudziirwa 😂
Ko kwamambo mutasa moenda rini
Tirpo isu
@@evidenceshopera4478 December
Taiyepo taiyepo paheadman chigodora wedu .hlw hlw zvirikutsvobida here team Karanganda❤❤.
Ndiko kunonzi kutonga uku naHeadman Chigogora nedare ravo ❤❤❤❤
Headman ndokumbirao kuti mumbotiiii mirei kumwa ma drinks mumbovake shade honai kuri kupisa uku thank you nekunzwisisa 👏
Pamwe mhondoro dzenzvimbo iyoyo hadzidi Kunakirwa zvechirungu remember idare rechivanhu
@@esthermujiche1783 😂😂😂 drink harisi rechivanhu ngavanwe maheu ndochivanhu kkkkkkk
Zvekudya musare zvichiitirwei
I enjoy every episode.
Excellent!!!❤
Uyo aripa side pa Chief mmmmmmm.itai muchiteramira bambo. Inzwai kutaura kwakanyorovera kwa Headman.Kutii kubvunza munhu kuti mapedza here kutaura.Mr muripaside pa Headman itai mushe .Dai maivemi Headman maikamwembwa mumusha umu.Nyoroverai mukuru,teedzerai Headman
ane kadzungu uye rough
I miss the beautiful female secretary. She always made my watching enjoyable.
Muchafira pakat sengoma
Unenge unenyaya iwee
Kkkkk akadzingwa Basa nachigodora
Uumm
She is married now
Am i the only one who misses Mdhara Kagurabadza ladies and gentlemen?? 😅😅😅
Me as well kagurabadza and crew
Me too ndakaivhurira ziso nyaya yeyo
Me too l miss him
I was beaten immensely... mudhara uya mwari ngaave naye
Chief Chigodora and his court needs to be educated on the rights of the girl child.
That woman has a right to inherit a part of her parents' estate, married or not.
Then, grandmother wanted to thank mwana wemukwasha through land. Now the court has overriden the wish of deceased.
Sometimes headman is ignorant of the law of the land.
Chigodora and his crew knows very well about land corruption going on in his area , They are involved
Vakuru munenge makakurira mutwn vanhukadzi havaiswi panhaka mangwana unochema wangu
@@curthbertzimunhu2345Saka mukazvara vasikana chete it means vanotambura kana mafa nekuti zvenyu hazvisi zvavo
Where was she diminished or not respected.
Mubvunzo wangu ndewekti is a girl child not supposed to inherit anything from vabereki vake, whether azoroorwa or not??
Iye mkomana uyu sei asina kupuhwa land nababa vake asina kutengesa yatete
Thanks baTaps nekuratidza real things muhupenyu . Hapana chinopfuura kuziva mutemo. Kune varume nevanhu kadzi, mutemo hausarudzi beneficiary we nhaka. Vana sikana nevana komana vanoita benefit equally. Semu fananidzo. Mumba inevana 6. Vabereki vofa , nhaka yoregwa kugoviwa. Vose vakapera kukasara mwana sikana. Nhaka YOSE inoenda kumwana sikana( last surving sibling)
Matigonera baba Taps,You're best of all social media TV's ....Karanganda ndoida
Haedmn i sugar inonakisa zvese
Headman chigodora made me love karanganda more and more
Me too
Headman vanonyatsogona kutonga ava. Vakadzi vanoda zvinhu zvemahara kunge shiri.
Tawepo dai muchitipa nyaya mazuva ese❤❤❤❤
Ngatiisei ma likes guys ndokuti baba Taps vaitewo mari guys
Keep up the good work headman chigodora tikudzidza zvakawanda front you
I like first before I watch❤ thumps up baba Taps
Headman nedare renyu makanyayaa ,ndinofarira machinda enyu anosimudza musoro chaiko vakashinga havavhunduki vanoshanda ku justice ,inzwai word from judge 😅😂ooooorder mudare 😂
Respect madzimai imi vatongi imi, mai ava varikubirirwa nhaka yavo
Vekwa mureyani vakazodii😢
Mureyani family to the world
Neni ndakaimirira yekwamureyani
Tasvu akavhara matare
You should post everyday baba Taps, we need our daily dosage of Cheif Mutasa and Headman Chigodora every week.
Shuwa
Chokwadi.yekwaHonde wakaionawosei yezvidhoma 😂😂😂
Thank you pakanakai
@@wilmarmarara2448 😄🤣🤣🤣🤣
Chokwadi iyoyo
Dare iri rinobvisa ma stress ose Dai rambowuyawo ku Somalia Kuno kuzowenzanisawo zvirikunetsa kwedu ..... Chigodora munogona basa
The first part was good.but the second part yaratidza kuti mambo havazivi mutemo. Tete vatsanangura zvakanaka kuti ndivo vaiva nevabereki vakasiya mumba.zvoreva kuti kana mubereki afa pfuma yake inosarira vana.zvisinei nekuti mwanasikana or mwanakomaña. Zvakuita sekungo kwachigodora vanhukadzi havanakodzero just becausevanoroorwa.this is wrong and its not the first time kunzwa mambo ava ne team yavo vachityòra kodzero dzemadzimai panyaya ye inheritance.dai muchiisa number dza headman tivafonere tichivaudza
Chigodora wagara vakadzi anovatsikirira
Baba vanotonga zvandinoda ava,wonderfulì❤
Anopenga chigodora haana kuzvarwa nemkadzi hre
According to the Law of Contracts, kana watengesa chinhu cash or nechikwereti, you cease to be the owner of that chinhu.
1.Chinhu belongs to buyer
Chako chikwereti chasara kumutengi or mari yawatambidzwa.
3. Hauchakwanise kutengesera mumwe munhu chinhu chisisiri chako.
5. Kana mari yako yechikwereti yanonoka kubhadharwa, unoenda kusmall claims or civil court to claim.
6. Ukatengesa futi watopara mhosva.
7. Mutemo unoti akatanga kutenga ndiye muridzi unless muine imwe agreement yamunenge maita mukuwirirana kwenyu muchichinja original agreement.
8. An agreement cannot be varied or changed by only one part to the agreement without the conscent of the other, so uyu haaikwanisa kutengesa futi stand asina kubvumirana neakatanga kutenga
Unodiwa parade iwe unemployment facts
@@user-wg4br2rf3pApa matikudiiko chaizvo.
Dare rechivanhu rinotonga pachivanhu chemu Zimbabwe richienzanisa vanhu. Zvese zvauri kutaura izvo uchida kunyepera vanhu kunge wakadziidza hazvisi zvematare echivanhu chemu Zimbabwe. Why are you this foolish. Akuudza kuti dare ra Headman Chigodora is the small claims court ndiani. Nyangwe ukauraya munhu ukapihwa 30 years in prison by the criminal court, nyaya yako inoperera mudare rechivanhu ra Mambo. Funga iwe
Ndomutemo chaiwo pakaparwa mhosva hobho apo
Why is it vana sikana they aren't benefit anything from their parents
Continue praying for Wisdom Simango
😂l enjoy dare rekwa Chigodora nemakorokota awo vanoudza munhu sezvazviri pasina divi ravakarerekera,keep up the good job ❤
Dare iri rinonakidza but pane vakuda kutonga kupfuura mambo
Thank you headman chigodora and baba taps, kugadzirisa nyika.
Kty chigodora ndokuti karanganda.
Much love ❤
Kuti chu
We miss you heard man watching from Greece
Headman
Margate ndirikuside kwako ..murume ari paside raHardman anoita kuita mambo😊
Anespeed inobhowa kubva dare richitanga
No he is too harsh
Nhaka Ina kuti Ani inopiwa anonga apiwa zvotopera zvakadaro
Its hard to be a lady in Chigodara's court. That lady was raising valid points but hapana ada kumuterera. These guys are selling land isingafanirwi iri kutotengeswa. Zvekuzoti mwana ndewe mukwasha izvo etc zvakwana kwapi ivo mai vangu vakafa vachiti muzukuru ndiye achagara ipapo - Uyo mfesi uyo akanzi gara - or kunzi pakata iye kwakutotanga kuridza - which is all wrong. Pakuti dai akaterera tete avo, pasina nyaya iyi mudare nhasi. Manje nekukara akaita udyire, kwakutengesa land, on top of that kwakuvharwa futi mari yacho - and kumagumo kwacho osara futi asina land, oyita futi refund kumunhu wakatengesera kechi 2 - ndoinonzi mame mame.
Tete mwakafunga kutimwagonawo ndiitewo Hama, apa Hama yacho haitokudii? Pamusha pevekwababamunini hapana nzvimbo here for that boy? Headman mwatadza mwanakomana or mwanasikana vese vana kani
Ichokwadi apa havana kubata nyaya sezvaiiri hudzvanyiriri chaihwo
Inga vakatengesa wani also uyo paakatengesa akavapawo half wani
Pane mapoints ayitsikwa panyaya iyi ayida kutaurwawo natete iye mukoma uyu adya nhaka kwese kuimba yababa vake nekwatete
Nditete vangu mufunge ndachema pandaona land yakutoenda zvekudaro,Pakafa Mai vavo nhaka yakasara iri yatete ndiye mwana akanga asara aifanirwa ku benefita nhaka yamai vake ,Ndokuti pamba hazviiti kuti pasare pasina munhu Ndokuti mkomana afane kugara pamba,mkomana kwakutotora advantage iyoyo ende Munda vakakura ivovo.at the end tete vakuto pihwa mhosva ye mheni
Thanks for this baTaps
Headman Chigodora muri huchi 😍🙏🙏🙏
Headman Chigodora & crew ndapa kutenda ...u are God annoited
Haaa makurukota ahead man Chigodora excellent vanogona kutaura
Dare rachigodora rakubhowa especially ne that guy akazogariswa kumberi uyo. Chigodora anotarisira vanhukadzi pasi zvinobhowa. BaTaps kana muchimuudza our comments muudzei kuti vanhukadzi hobho varikuchema nemaitiro aakuita vamwe vanhukadzi. Uyo webass akagadzwa mberi through our comments must be humble he is too proud and full of i know. Dare radhakwa iri.
Listen up to the end before you comment. Hapana panopinda nyaya ye girl child apa. Matare emadzishe nemadzimambo anotevedza tsika dzechivanhu. Musatore chivanhu kunge chirudzi. Ndaka ona nyaya dzakamirirwa vanhukadzi nedare ra Headman Chigodora, dzavaka rwira vanhukadzi vaive vode kutorerwa dzimba neproperty dzavo nehama dzevarume, mushure mekunge varume vavo vafa ! Tete avo vane yellow vaudzwa zvavari nedare!
Headman Chigodora you are the best mhani yoooooh , ba taps dare iri rinotonga nyaya kwete munhu sando dzenyu Headman Chigodora na chief Mutasa matare enyu ndomafarira
Best headman ever♥️
Tete manyama. Notorious aunt
My father my headman❤❤❤
Claiming a share of her inheritance is not the same as kutonga musha. I think this court is not respecting women.
True
True,it's sad
Yes ndakazviona kare Havana respect negender yedu hapana kwatirikuenda nekuti boy or girl they deserve the same thing
@@user29171 pane kakudzvanyirira to a girl child, mwana wese has a right to inheritance whether boy or girl
Illiteracy on steroids!
Am ever on Karanganda TV watching my best headman Chigodora
Karanganda please musajamba mazuva musina kutipa nyaya tapota ndiyo inobudosawo zvekwedu
Court process entails that the parties should both be accorded the opportunity to cross examine each, but Dare ra Headman Chigodora doesn't allow that. 😅
He is uneducated anotonga nedemo
Chokwadi headman chigodora ne panel vanotyisidzira vanhu nokumanikidzira musungwa kuti abvume mhosva nyangwe mafacts aripo.mashoko okuti takangwara kudarike iwe are threatening to the defendant . dialogue is impartial not onesided
Headman Chigodora tinofarira kutonga kwenyu asi tivakireiwo imba yekutongera
Thank you headman Chigodora 😍👌
the last part was interesting, it challenges tradition in modern days, Tete vari wrong to be greedy but culture and tradition is wrong kuti tete is not entitled to land yema parents simply becoz she is married, she has right to inherit parents land/property regardless kuti ari married or not. Are we saying boy child ndiye ane entitlement yepfuma yababa chete ?
Traditionally yes mwanakomana ndiye anogara nhaka yababa to protect mvuma from being inherited nevatorwa sezvakaita Gutu yakutongwa nevakwasha. Mwanasikana kana adzoka pamusha anochengetwa nevanakomana haafaniri kudzungaidzwa
Ivotete can leave thet inheritance toher vazukuru.vezvizukuru
@@munyaradzinherera3383 You are missing the other side of things, lets say vana komana vane, their own misha iri not attached to inheritance yababa, mwanasikana can not inherit property yababa ? ndipo pane question yangu
Ndosaka mwana uyu achisangana nezvirikuitika kwaari nokuti haisi land yemaparents ake! Ndiko kukoka ngozi mukati memusha make. Akazvikokera ngozi kubva muridzi westand ndipo panenyaya yese! Paagere ndipo pane ngozi nokuti havana kutevedzera zvakanzi vaite. Headman Chigodora vanogona kuti agare asi mwana wababamunini ndiye anosangana nazvo.
@@Zinhle314 thats another angle of looking at things. Mukomana uyo is entitled to land yema parents ake aripi? Yes Tete was right to share or safeguard land within family hence she pointed mwana wababamukuru becoz of bloodline rimwe rema paternal parents. Then on babamukuru's side why this guy asiri paland yababa vake ? something happened to it or its happening to it. Those two so called agents/relatives are playing dirty mufamily umo. Tete itsotsi abit but she has more direct right to land yababa vake than that guy. Pa fair chaiyo hapana inofurira irere what i work for and have is for my kids not mwana we blazi vangu, they came later after vana vangu vafa or if i disown them from inheritance yangu
Thank you baba taps ..headman vatonga zvakanaka apaa maonero angu havana wava favour apa..tete vane nyaya avaa 😂😂😂😂
It was a blessing to listen was also mouth watering
Chigodora wangu Kani mhaiiiiiii... Dare renyu rine order apa monatsa kunzwika loud and clear buh izvo zvedu ana Gucci boy ngazvisawanze hasha mhani
Vane hasha ivava sometimes vanodiwa kuti Dare risadheererwa.
Kikikikkkikiki kwahi stand inotengeswa kunga mavheji here🤣😂🤣😂🏃🏿
vaChigodora muri kugona kutonga problem yamunayo muri kudzwanyirira vanhukadzi muchiti vanofanira kutonga kwavakaroora ipapo murikutadza basa coz vanhukadzi kwavakaroora havatorina power, Tete avo vadzwanyirirwa pafuma yevabereki vavo zvandirwadza uyo mkomana kana akangwara ngaatuurirane natete avo coz ngozi yatove kumukwapaidza achifunga kuti akangwara achiparadza pfuma isiri yevabereki vake
Mkomana uyo ngawirirane natete kkkiii pfuma yenhakaaaa unokuvaraaa mupfanha kkkiii 😊
If the court admits that she gave her cousin the land then the court is admitting that she has authority, and authority to question what is going on about the land, I see double standards by the court.
What were the giving terms?
😅😅thank you K TV
Mamwireiko muromo wese mubhotoro kkkk hayaaa
Taapo 😍
Nyaya yamukoma vaElias iri so touching
😿😿😿😿
Baba Taps please tell this headman to read inheritance principles because vavakutoshaisha zita ravo rakanaka
Eya ndaiyepo. Usasoshora!!!
Ipai mutongwi nguva uyo headman chingomupai chikwangwani changamire havachatauri
Chigodora excellent
Saka mwanasikana haana chaanowana nokuti mukadzi? Be serious guys.
Headman uyu anoda mari too much kani. Everything is chargeable and punishable…..ummmm
Ndarwadziwa nemukomana wemusha wakarohwa nemheni mukadzi oroyiwa futi plz itai kuti baba nemudzimai wavo vabatsirwe
Karanganda yave mberi ❤
Tikwidze maoko padare🙏🙏🙏
The last case was too emotional
Headman Chigora and need a place to stay in your area. Where I stay the chiefs and other local leaders are useless, corrupt etc
Nyama yemusoro izwaiwo ngeyenyu 😂😂😂 headman chigodora
Simba ngauye Kkkk plz nyaya ifambe nana Evelyn acho ma agents iwayo
Waiwepoo ereeee😂😂
I am a fan of Chigodora, but he needs to improve on how he treats women in his court. Vanofanirazve kutsiura vadare vavo on how they speak with people to ensure fairness nevanozonyanya intimidation
Excellent kana ku court ndizvozvo it's either you pay back the money wth interest or momupa stand yacho or imba yacho
Headman, council of elders haichatauri because Gucci haape vamwe chance
Thanks bataps
Baba headman is very good abantu bayahlupha
Taiepo, Murisei BaTapusi. Kuno tinodakara yamho ,tichikuonai tiriku Cape Town .😊
Baba tapus nyaya idzi mukùdziona kupi 😂
The man next to headman Chigodora anoziva zvaanoita
Headman manyama ❤
Aaah ndaona mheni Headman Chigodora vakaera
Headman chigodora big up man
iya uyo ndi Tiwayi na Aaron here😛😛😛😛
Second part iyo😢😢😢 veduwe imhosva here kuita mwanasikana
Mwaiyepo ere
Any lawyers to assist gogo avo to get inheritance yevabereki vavo. Stroke ngaende ku chipatara ngarege kutsvaga huroyi.
Magirazi arikupiko nhayi Hedman Chigodora asi makamudzinga here
Vachigodora woyeeeeeree, mudhar munogona hamuna hudyire
Hazviite here kuti muchinje zvehu headman momboita hu MP, member of Parliament
Ahhh dare raheadman chigodora rinodzikisira vakadzi kana tazogara panofanira kuitwa plan apa vakadzi vanobatirirwa mudare iri kakawanda stereki nxaa
Munhu anongomuka avakuzviti ndi Agent,ko panodiwa Agent here pakutengeswa kwe rozhi.,
Don't cry my brother it is well ,headman Chigodora batsirayi mwana uyo.
Mkomana uyo ari kumukirwa nevabereki vatete vake akapuwa penguvaka iye busy kuparadza minda isiri yevabereki vake andibhowa zvekuti apa ndiye nyakuti ndakumira natete achiziva kuti anoda kuzotengesa minda
Headman chigodora ndipeiwo rozhi 😂😂😂ndakuda kugara ikoko
Chigodora# kusima mhodzi yerudo nerunyararo, makakomborerwa ishe ne chipo cheUshe
Pamunotanga kutaura kana neni pafoni ndichiona video ndotoitawo atension sekunonzi kurikurairwa ini😂
Ndinofadzwa nehunhu hwenyu baba uye mune Moyo munyoro munotaura pachikurukurusaaa
Ndotonzwa Kuda kugara mudunhu renyu l guess as life goes ndiyo nzvimbo ichaita peace and order
Ma notes ndirikutora
Waivepo ere kkkk ko ava vari paside paheadmam yellow and black stripe vaita chinamira nechihubhu semwana ari dhami😊
Ari kunwa chidhami 49:41 😂
Mr chigodora handigoni nemi