Very humble. Very remorseful & honest. No self justification, blame casting and rationalizing. God bless u, real gentleman yet childlike in the presence of God.
Mai Sithole vacho haaa she needs help the spirit of Jezebel is upon her but as fo u papa plz nxt time hv ur principals n boundaries and let the holy spirit lead u
Imi zvakaoma shuwa the lady exactly knew what she was doing ukuwo varume vana vadiki zveshuwa koz kubva pavakanzi pindai mumba he should have sensed danger since vaiziva kut mukadzi uyu haana murume ende anofarisa
Very humble. Very remorseful & honest. No self justification, blame casting and rationalizing. God bless u, real gentleman yet childlike in the presence of God.
I love this man,haanyare kutaura chokwadi
AN HONESTY MAN INDEED
Ndovarume chaivo avo. Munhu anobvuma matadzo ake ashonda kuzvigadzirisa munhu kwaye. Kudos big man
Yaa nda biger Repoter uyu unogona wena kubvudzisisa munhu, thank yu so much.
Iwe wato reurura kune nyika yese. We accept your tryth and may God bless you.
Kuita chinhu nemuNyasarandi kana Moscan marwadzo. he is honest hake
Ndi wasu uyu
He deserves a very big forgiveness he is honest coz vamwe chero mav11 aripo anotoramba achingopikisa
Haaa baba makanakira kuti munotaura chokwadi
Kkkkk kutoti handisirini face ichitooneka haaa
Kudya rice then porridge for dessert 😂😂😂😂
KwaChigodora kune basa😂😂😂😂
Tirikumuda kudare kwa Headman Chigodora
Chokwandi 💯🔥
Aiwa, handei Kwa Mutape Chatibwege😂
Yaaa kwa chigodora
@@divinecomputers2789haaa uko hakuna chinobuda zvicanhu zvacho hazvina kudzidxa chipinge🙌🙌🙌🙌
@@divinecomputers2789😂😂😂😂😂 dare ramutape is it real or comedy 😂😂😂😂😂
Love you so much brother ❤❤
Mai Sithole vacho haaa she needs help the spirit of Jezebel is upon her but as fo u papa plz nxt time hv ur principals n boundaries and let the holy spirit lead u
Be blessed my brother 😢
A friend ineed is a friend indeed
Handinzwe shona mumwe nganditsanangurireiwo panoti kachihure apo 😂😂😂😂😂😂😂😂
😮😅😅 panguva dzatanga takuita
kachihure kedu😅😅😅😅😅😅
Zvinonyadzisa izvo yoooh unbelievable
Kwa headman Chigodora kunebasa. Ndoda kumboenda for a holiday kwa headman Chigora😅
I will join you Patie, when can we go
Me too
Kana neniwo ndotodawo kuendawo kuendako coz ndokunobuda mavedio eporn l remember vamatutsa vakaratidza rutendo porno zvekare😂😂
Huyai asi tinokubhadharisai mari yetsoka
Hakuna murume asi ngahure kunyepa chte
Power of the living God exposed the whole truth to the world 😂😂
😂😂 Shasha iripama 1.Heyo yapoya zvekare...sona bhurugwa wangu.
😂😂😂😂😂 mavekufamba munhu 😂😂😂
Kkkkkkkk ndafunga kuti kuda chigamba/patch kkkkk cameraman ma1
😂😂😂😂
Amen baba vakadzi vacho ngavanyarewo ka 😏
Thanks baba muedzo uripo pa vana wekutenda kubvuma kwamaita zvinokudzwa
Very good man
Honest guy,Samson chaiye fell to the same trap,Adam too,Rob Mugabe amongst other legends.Ndiye adii hake?
Haiwa thats an excuse ko Joseph wani akaramba kurara nemukadzi waPotifar wani
If l were a judge handling this guy's case l would discharge him on merit and good narration and admittance
😂
Yoo makanyangirwa nerima chairo.muyedzo mukuru chaiwo.
kkkkk hoyoo keep it up mudhara mataura chokwadi chii chakadero kwatiri vanhukadzi 🤦🤦
Aiwa murume akadai nyangwe ndirimkadzi wacho l will forgive ndakasununguka cz havana kuramba or kutenderera panyaya yavo
Anyatsotaura zvakaitika
This is wrong. Aitonakirwa nerudo chairwo....why do men hurt their wives
He is a true prophet...the Devil is after true man of God...
😂 😂funny right 🤔true prophet😳🙌
Kkkkk haaa ndaseka hangu nhasi iii
Kudya rayisi nomunhu waro ka1 😂😂😂😂 haisi mhosva yako. Murume wese kana neniwo ndaidya pakadyi
Big up mudhara
Muyedzo wesitonyeni hakundike thumps up man .
Ini ndega ndinokunda
Haa zviriko bamukuru..ndiko kuvamba kwemhanza ikoko😂😂😂 .kwahi mviromviro dzemhanza .mapfeka
Hezvo Kubata bata mafoni musiina ruzivo zvinonetsa blaz . I respect the brother foe being honest .
Baba awa wanotaura chokwadi mwari akuregererei vakadzi kukwva warume😮
The truth shall set you free
Yaaaaa zvinoitika ndiriseni hangu ndinovaregerera baba Ava cz vakasejuswa nasahwira wemukadzi wavo for me l forgive you baba Maramba
Aaah ini handichabve kwachigodora
The journalist haana skill uyu
The true can set you free bra!
Kkkk vamwe muri muZimbabwe vamwe muri kuHarare kkkk
Huye soooka 😂😂😂😂😂😂😂muchazvirega zvemu jolo😂😂😂😂😂😂
Miedzo inouya saizvozvo pamunamati vareurura baba varegererwa he deserve forgiveness
Ichokwadi satani ndopaanoda ipapo
Vamaramba ndinedambudziko rangu baba vangu vakashaya nemabayo ikezvino sisi vangu vavakunzwa zvemabayo saka handichazivi pokutangira ndokumbiravo rubatsiro
Ndavafarira hangu baba ava nekuti vataura chokwadi chavo kana mwari atovaregerera
Kkkkk dzonyepa idzi
Haaa kwa headman Chigodora kune mweya yetsvina😂
😂😂😂😂😂
Havana zororo vachigodora
😂😂 chikuru kufema
Ndatovaregereraeo baba ava. One munhu ari honest.
May the Lord forgive this man
Baba avavataura chokwadi mhayiwee
Akadya bota zvisina kupokana😂😂😂😂
Straight
😂😂😂
Tipeiwo video racho
Tipei video racho tione kuti ichokwadi hre musaona mega kkkkkk
Kusatorohwa chaiko .
Kurapa my foot ...kamukono ketsambaramafuta
Karume katsotsi aka kanoziva zvese zvakaitika dai karikarume kangu ndaikazhaka nedanda hakatauri chokwadi ihure remurume
aaaaa veduwekaa mmm 😂😂
Imi zvakaoma shuwa the lady exactly knew what she was doing ukuwo varume vana vadiki zveshuwa koz kubva pavakanzi pindai mumba he should have sensed danger since vaiziva kut mukadzi uyu haana murume ende anofarisa
Dont underate the power women wield over man when it comes to these issues!! 😂😂😂😂😂
Aaa kwachiGodora saka Heardman varikuzviziva her😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂
One mistake can cost life,mangaingai
Gentlemen,God will forgive you for being honest
Saka makatodya bota here
😂😂😂hoyoooooo hoyoooooo .Muedzo unouya baba ndimi maizodiiwo pakadaro😅😅
Sure iyoyo
Vakadzi mugure kuva nemashamwari
Vamwe vari muzimbabwe, vamwe vari harare...😂😂😂😂
😂😂😂😂
Mozambique muputukezi wakabeka mutombo
Murapi weku moza, umm dai matendeuka.
😂😂😂😂😂 this man is comic.....hanzi asi havana kuzorovana zvavo
Mambo dhuterere
Muputukezi wabeka mutombo hayi uchanyura nachenge chigodora imhosva iyo
😂😂Vataura havo chokwadi chavo
😂😂😂😂😂 foni yakafumura kkkkkk
Ummmmmmm ndavanyarira baba ava kutotaura kunge zvisvinu
Panekunyepa
Nhai kana kusanyara
Nyaya dzacho kkkk
kkkk mudhara anoda mboma hke
😂😂😂 ndabatikana
That's y ndisingade kuiita hushamwari hwekupfuridza
Ichokwadi ichocho mochijana murume
Akarohwa ne technology munhu washe kkkkkkk
Mujolo mujolo baba apa no protection muchazvirega chete
Kana kunyara baba ava shuwa mmmm
Camera 🤳 bho hre🤸
Zvinonakidza muri imi varume mrikuzviita makamama mdara
Hesvo makarara neshamwri yemkadzi inga zvakaoma shem varume hamua limit shuwa
Ndomhepo dzacho bba.Musabvume kukurirwa nemweya yakaipa.namatai zvakasimba.
Zvevakadzi hazvina anonamata izvi kana uri murume.
Takumirira mdhara kudare raHeadman Chigodora bata nzeve yerudyi utaure chokwadi mudare raHeadman Chigodora, or raChatibwege😂😂😂😂😂
Baba ava vakakwana here,ko vari kutaura vasina kana ganda kumeso nyaya inonyadzisa kudai
That worried me. Kutoti " taanga taamurudo" men are really untrustworthy
mdhara zvowanikwa izvo , just move on thumps up for telling the truth
Kkkkkk
Wakagadzwa nevakuru vachurch kwete namwari.
Koo Mazabique Maisireio bozi isusu notokusapotao turu kuno mazabi•••
Kkkkkkk mudhara unonakidza iwe kkkkk
Dzakaseterwa chikirimbani😂😂😂
Kkkkk aizodiiwo mdhara uyo chinhu chacho hachina mugoni. Ndaakutomuzwira tsitsi mdhara uyo
Kkkkkkkk gentleman chaiyo
Anoshandira asi murome uyu
Chinorwadza ndechekuti ko dai arimudzimai wenyu aita kudai maizomuregerera here.
Kqzhinzhi unotowana mukadzi adimburwa nedemo
Chihure chanyanya muzimbabwe shem mwari pindirayi shuwa 😭😭😭
Yyyy7
Danika kwachief Bushu ndoodzaanyaya dzavo
No one can't stop reggae,it's everyway
Kwachisina kunyanya ndekupi?
Rambai muchizviita muchanamirirana
Apupura chokwadi murume uyu zvowanikwa madzimai ndoanotanga varume sometimes
Kana akambunyikidzwa endaka kumapurisa 😂😂😂😂😂😂 mistake yekubvisa bhurugwa 😂😂😂😂 unodakutakwa nematombo iwe 😅😅😅😅😅😅
Umujolo uyanyisana