Ummmmm ko Madzimai vakusvuta fodya ivo vachipinda Church. Chirudziiko ichocho. Church ne chivanhu hazvisanganiswe ba.Kana varikuita zve chivanhu chomira chiri chivanhu. Zve Church zvinomirawo zvega. Apa handichanzwisisa.Dare iri ngarienda kuna Mukotsanjera. 😮😮😮😮😮
Sometimes vanhu tinomhanya kungoshora cz tine vedu vatinenge tichida. Apo munhu anenge awona five minutes chete otoshora. Isu takaona till the end takaona dare iri rakanyatsoswatuka and the solution is there
Ndachema weduwe that boy paaenda mhepo hanzi "Mhama Mhama Mhama ndine nzara "😭😭😭no child should go through this and also no parent wants to see his/her child suffer like this weduwe ,vakuru vedu vekare vaiita zvinhu carelessly vasingafungire the next generation
Anna nyakuuraya ndiye aibika doro year in yr out achitsipika ngozi so now he’s dead ngozi yabuda yopenga so they have 2 options kuchengeta ngozi yavo vachiibikira doro or kunoiripa kumusha kwayo. Amai mroora I think vari kufira kuziva vonyarara vachisupporta murume.
Zvinorwadza vanhuwee ko vanhu vanouraireiko vanhu chokwadi mwanakomana uyo atambura chokwadi kugarwa nemufi akauraiwa kare kare nemadzibaba vake😢 it's so sad vanhu ripai ngozi chokwadi musunungure vana avo
You are right ngozi iripo zvayo but madzibaba vangona kusazogona kuita mate like mukatsonjera dai ambobvisa ngozi aisa kunaamai varikuita nharo avo vachizobvuma later
Don’t Forget to Like & Share . Stay Chulated with Machulasto kuti Chuuuu , Sofa rese
Ko nhy baba tapis dare iri Roda sekuru mukotsanjere iri
Tiripo baba Taps but idzi nyaya tinoda mukotsanjera weku Nyanga 😂 simple kwete vaana mama vee ava
Ummmmm ko Madzimai vakusvuta fodya ivo vachipinda Church. Chirudziiko ichocho. Church ne chivanhu hazvisanganiswe ba.Kana varikuita zve chivanhu chomira chiri chivanhu. Zve Church zvinomirawo zvega. Apa handichanzwisisa.Dare iri ngarienda kuna Mukotsanjera. 😮😮😮😮😮
Good sound quality Baba Taps 👍
Haaa ba Taps hatidi madrama aya. Toda Mukotsachenjera panyaya dzakadai idzi
Ndipeiwo like dzimwe nguva ndoda kuzodzoka anytime without any problems
😂😂
Mbuyaava ndinovadisa vanogona kuhaka mhepo
The way he is crying at the end 😭😭😞touched my heart may the Good Lord protect him
Baba Taps you are the best. I admire your dedication and good heart. Mwari ngavakuitirei zvihombe hombe.
Zvimwe zvacho zvinoda kushooora wapedza kuona , Iwe Woramba ,Woshooora
😂😂😂baTaps tatanga ngekushoora from introduction
😂😂😂Kwani baba taps vakapihwa mupfuhwira naSekuru mukotsanjera vamwe vose vakuona sevanotamba
Its dhonononono for me😂😂😂😂😂😂
Tajaira mupayist
Ndachema kani 😂😂😂😂😂😂😂😂😂@@GladysRumbidzo
Mukotsanjera pa nyaya dzengozi number 1, endai kuna Mukotsanjera
izvi zvezvinguvo hazvinadhiri mahumbwe
Confusion pano
Kkkk ini he was my number 1 buh haa zvkazopera
@@owenchingore7500ava vanohaka Mukotsanjera anotaura nayo iri pane umwe achii controller
Hemeni
I cried for the first time nenyaya dzekaranganda this was so touching
BaTaps Ndyp ...tirikuda nyaya..yekwakanjanda neyekwaMuranganwa
Kanjanda and Muranganwa to the world!!!
Muranganwa musi wa29
Ko Tonde yakapera here
Koya tonde how far
BaTaps dzokerai kwaChigodora munomuudza kt arege kuzvikudza ,nyadzi dzinokunda rufu.ngaazvirereke akumbire ruregerero
Ramba uchiona hako masamba achachinja uye ma Demands acho yuwiiii
Rega titevere tione... Ane green arikupota hake achirasika kutaura, omboti ndakauraya, omboti ndakaurawa
Takazviemera
@@UserchiriAkaura murume wemukadzi ambo rohwa iye iri mhepo ye ngozi,ndiye akatanga kuurayiwa ane green
Ane green uyo hiiiiii pane bsa chairo kunze kwakaoma uku
@@UserchiriBata Shona ane green akauraiwa anova iye avakuuya yavangozi ...ngozi yacho ndiyo yava kuurayawo fut
Thanks karanganda . Mbuya vahakira ngozi awo ini handishori hangu zvavari kuita wekwamaTiyanike kupedza ngozi kuripa
Ngozi 1 inobuda pavanhu 2 here?
@@ButeleziKel6115 idzo ngozi idzo two imwe ndeyekumachazi ndiri kubuda pana gogo but dzese ndedzekuMozambiki pane zita rataurwa kwekutangu plus kudzvova kunenge kuchiita ambuya awo mhepo yacho ndioinenge ichidzvova hawasi iwo anenge achidzvova
Team ronyima iro kutii apana doro iro riripo vachinwa
@munekanimunekan6115 paita ngozi na sahwira wayo saka dzai2 dzese dzai bikirwa doro gore ne gore
Eish 😢😢😢 Tht Mama heat so deep in my heart am crying .guys kana tazogara ngatiregerei kusiira vanavedu hondo dzakadai
I thought I'm the only one who cried I was looking for a comment like this , I cried zvisingaite paakatanga kuti Mhama ndine nzara 😭😭😭
Excited. Can't wait to watch. Am at work😢😢😢😢
I feel sorry for the father, he’s the most troubled man there. He’s going through a lot
Karanganda best tv ever kuti dhesheeeeee sofa rese nhasi matigonera 2 hrs thnx baba taps bt zvamukotsanjera zvakarongeka hazvina mhere mhere
Kuna mukotsa njera ngozi dzacho dzinonyararidzwa dzicjinzwa izviwo zve noise 😂
Kwete zvakakanjand zviya izvi ndizvo chaizvo baba taps mbora mberi ndomira meni
Thanks Karanganda tv my favorite channel but ma bishop aramba ku instola mandiri,... Mukotsanjera to the people simbi yebasa❤
Ngozi ikagara pane aneworksuit Mmmm nharo dzacho ma1
Uyo anoda kurohwa
Hasha dzacho ma1
l think hasha ndidzo dzaaiva nadzo asati auraiwa, zvakafanana nekuuraya benzi ngozi yacho haigoneke
Anenge arikuzviitisa ane personal namai avo
@@chingombedariestrue
Mukotsanjere🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️ huya kungozi dzakakumirira idzi
Kufa kwaTonde on Demand
iyo iya handiitruste😂
Ngozi yakaoma veduwe, but kuripa ndokuzvipedza.kutambudza vasina mhosva😢it’s very sad
Nyaya yatonde yakazodi handichaione
Yadii yatonde
Yaa toda kuona kty zvakafamba sei
Pakaipa pakaipa moto 2 people 😂😂 Baba Taps this part is fire Beer beer . May God help this Family🙏
Yoooo yowe ndanga ndashala🏃♀️🏃♀️🏃♀️🏃♀️
Moyo wangu unorwadza that guy in green Is my school mate taitova same stream vanhu musadero kana waita nyaya dzako pedza woga
Vanhu mukugara makabata ma fon hanty karanganda number 1
Tichashandira data gore rino😂😂😂
Ini mwri akanzwa rangu data ndakapihwa naJohwani
@@constancemarifiye6658 tipevo😂
Karanganda yinotapira iyii kkkk tikaishaya torwara
Ini hangu I like amai avoo vakazvininipisa madzimai
I really feel for baba vemkomana akagarwa uyo ……b strong baba ndokutanga kwecease fire so kp fighting.
Eeh kani nhai veduwe vanonzwisa tsitsi
Marashika tete. Ndinoona kuti team yevarapi iri one side. Shuwa vanhu vouya kuzo shopera vosvika voda mbanje. Kkk
@@zimzimm-qe5in mbanje dziriko kumatare echivanhu
@@tabethamashava7923 episode iyi is epic. Thanks neziviso nezve mbanje. Had no idea
@@zimzimm-qe5in munoziva here Kuti zvichida Mai avo havagoni Doro nekusvita fodya asi APO vazviita nekuti Anga akavagara ndizvo zvaaiita
Hey nyonga nyonga chaiyo, Karanganda ❤thanks our best channel
Karanganda TV🔥🔥🔥🔥🔥
what a sad life story... mhamha mhamha ...... may the grace of the Lord be upon this family
Ndayiyepo mufunge ❤❤
Tsoka bae where are u luv ....we need u here as Karanganda nation pliz bbe
Sometimes vanhu tinomhanya kungoshora cz tine vedu vatinenge tichida.
Apo munhu anenge awona five minutes chete otoshora.
Isu takaona till the end takaona dare iri rakanyatsoswatuka and the solution is there
Asi mai avo vanohaka namukotsanjera vanoita 50-50vakabata basa havooo dai vaitove kutraditional vanogona havooo
Karanganda you don't disappoint🎉
Iyi inoda Mukotsanjera iyi chiororo chengozi
True
Mukotsanjera
I agree with you zvotoda red kwete mazi blue akapfekwa ayo.Danai mukotsanjera
Chokwadi
True Mukotsanjera number 1
I hope we will have part 2 and 3
Iyi ndo part 2 kwasara part 3
Part 1 iripo takumirira 3 yacho
Ava ndaida kuziva nezvavo. Ndivo vakamboedza mwana uya akazobatsirwa naMadzibaba Elias, Madzibaba Elias vokuzotukana naSekuru Kanengo. Inongova mvengemvenge.
Hezvooo madzibaba vayaa vakatukana nasekuru kanengo
Apa hapana zvikumboitwa apa kupedzerana nguva
Iyo huro yamai ava
Ngozi dzisina order kudai kkkkk
😂😂😂
Mhondoro dzemunyika mamambo Mutasa adzichadi tsvina Dai kuchipinge zvaiikikawo izvi
Iko ka Mutasa kwanyanya hei
Ndachema weduwe that boy paaenda mhepo hanzi "Mhama Mhama Mhama ndine nzara "😭😭😭no child should go through this and also no parent wants to see his/her child suffer like this weduwe ,vakuru vedu vekare vaiita zvinhu carelessly vasingafungire the next generation
Ndarwadzirwa wo zvinorwadza izvi
kana neni ndarwadzirwa i remember baba vacho vachiti kana zvapera anochema achiti mama mama and ndozvaakaita veduwe 😢😢😢😢😢
Zvakandirwadzawooo kaniii apa anongomira nababa naamai 31 years mwana achitambura vamwe vachidya vachiguta
😭😭😭😭moyo wokubereka wandikurira 😭😭😭
Kuseka nhamo serugare bb Taps zvimwe zvamunotirakidzaso yoooo zvakaoma sure munhu haangofe sure ndabvuma apa ngozi one yakabuda dzose dzotosheedzana
Tsanangudzo dzavo dzakafanana nedzavaiudza vemwana vaya
Mukottsanjera on point senge dambe senge Boe senge dambe
Big up to mupurisa waMambo havachatya nyaya idzi
Sure nenguva yekumbotsvaga msikana haana
😂😂 Asi kaa@@linnetgambura9943
@@linnetgambura9943😅😅😅😅 ko ingomutsvagirawo ka
@@PaloSant 😂😂 sure chando chirikuperera pasi ndichatomutsvagira sekureva kwako 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂ndaseka kuchema chimbuya ichi chichidhonzwa neimwe ngozi😂😂😂😂😂😂
Mhuri iyi haina hayo rudo kani,kusiya baba vachibata vega mwana pazvapera kushaya vauya kuzopukutawo dust ...dai Mwari vamusunungurawo .Zvinorwadza izvi
Taura zvako
Nemarovero arikuita iwayo unoenda here
Super kana scud ndoorinodiwa uyo arikuda rinobata tengai Tekuteku kana kenge
Vanhu ava vakapusa vachabikira ngozi doro kuti igare mumusha mavo tsvee kuiendesa kumusha kwayo voripa nanga dzamambo madofo chaiwo zvii izvozvi
Anna nyakuuraya ndiye aibika doro year in yr out achitsipika ngozi so now he’s dead ngozi yabuda yopenga so they have 2 options kuchengeta ngozi yavo vachiibikira doro or kunoiripa kumusha kwayo. Amai mroora I think vari kufira kuziva vonyarara vachisupporta murume.
Zvitori kumhuri dzakawanda zvekubikira doro nekuvakira chimba chisina munhu
Mukadzi uyoooooooo in'anga kwete bishop 😅
@@phineasmasori3540 muporofita anoputa Bute anonzwa doro chero mupostori akahaka sei haanww doro anosvipisa ngirozi plus vaifanira kuti umwe munhu ndiye ngabudirwe muporofita achibvunza ndiye mhepo kuti zvofambiswa sei apa ava kutungamira kuti bikai doro muite zvamaiita kudhara doro pangozi rinobikwa kana mava kunoripa ngozi yacho kwete kumbobika rekunwa henyu zvimwe zvikwambo zvamunobikira doro muchiti ngozi vaifanira kubvunza uyo mukomana kuti unoda kuripwa nei tifambe sei kuti tisvike kumusha kwako tinobhadhara huripwa changa chichibuda Pana Mai avo chikwambo Icho
Vagara vakatoibikira doro kare vakaigamuchira chasara kungonoiripa kumusha kwayo
Kkkkkk hokoyo nengozi yaibhema mogo, vanhu dzidzai regai kuuraya vanhu sehuku
Apa paingoda tsoka apa kwete vamwe vanhu. Kungoti mazuva ano vanĥu wakuda mbiri chte. Asi zvinoitika panyaya yengozi haipedzwi nemaporofita inotoda n'anga maporofita ano deler nemamhepo kwete ngozi. Ngozi dzinoda n'anga. Midzimu inoda masvikiro. Manje problem vanhu takungosanganisa sanganisa zvese. Maporofita akungohakirawo dzisi dzawo
haasi maporofita aya.vanobata mishonga
Vakugona wani
Haaaa Amai vakakosha, adzikinurwa bvaatotanga kudaidza mai 😢😢😢
Zvengozi zvomboda zve church here zvotoda chivanhu
It's family affairs, this might be personal
Team iro ndiwo mamwe matsotsi mukadzi nemurume
that's true,apa chirkuitwa apana apa
Kana chimwe Aya mahumbwe chaiwo@@TatendaWaltonChimanikire
Ndaitotaurawo na madam vangu tichiiona kty ukaina mukadzi nemurume vachiita izvi vese matsotsi
Ungaudza ngozi kuti wakundigumbura kkkkk
😂😂😂haa pakaipa idi
But ngozi yanga yakatsipikwa isingataure.. Vakwanisa kuhaka kuti itaure.. Mbuya vane mudzimu unobata matare Dai vari vekunyepa varohwa kana kudzipwa nengozi.. Mbuya vabata dare vanhu vakawanda vanga vasiri kuziva kuti nyaya ndeyei now yapachena
How far part 3
Mukotsanjere akudiwa apo kwete mahumbwe aya tsoka vanopedza basa soft and easy
Shuwa
Iyi mhuri nengozi yacho zvese zvine mheremhere
ummm zvichiri zvengozi here kana kut zvavazvidhakwa kkkkkkkkkkkkkk aaaaaaaaaaaa no order
Hanzi nengozi taitobhema mhamba tichinwa mogo😂😂😂
Kudhomoka last
Kkkkkk
Mbuya yarova super iyo 😅😅😅😅
Mbuya ava vanodzvova zvo semesa
You can say that again 😏
Shuwa neniwo zvinondifizura
😂😂 kunge nguruve
Zvekumanikidzira
I thought ndini ndega
Kkkkkk ndimi kani Jeremaya hanzinyiko kumufi Hebylow😂 🙌
Baba taps tapota matare engozi dzakadai ipai Tsoka hazvini vechurch izvi nhorondo hakuzikugadzirisa zvinhuba
Dedzai Tsoka avo handisi kushora asi avo vacheche vaedzawo
Zvinozomboda here kuona mai bishop nemudzanga 😂
Uuuummm ma demands acho bodo mubatsiri wacho bodo kutoitawo kunga pwere Mukotsanjera is so professional when it comes to this
Mubatsiri aifanira kuisa mhepo pane mumwe munhu kuti zviite sence
Ngozi kazhinji ndozvarinoita munosara musina Mari inenge ichida kufixer kuti mukaure
Not about to fix but aifanira kuisa mhepo on another person iye achironda like Mukotsanjera do zvinonga zvichisotana iye achironda
Mukanzwisisa kuti munhu wese can not be Mukotsanjera muchabatsirika
Zvinorwadza vanhuwee ko vanhu vanouraireiko vanhu chokwadi mwanakomana uyo atambura chokwadi kugarwa nemufi akauraiwa kare kare nemadzibaba vake😢 it's so sad vanhu ripai ngozi chokwadi musunungure vana avo
Mahumbwe arikuitwa nemaBishop enyu vemachira emanjuzu arutipedzera data mahara kukambira zvisiri zvavo Sekuru Mukotsanjera musatiite nherera paKaranganda pano 😢
😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂 I'm dead hanzi mahumbwe
Tekaira tone apo in tsokas voice
Mahumbwe chaiwoo haaaa kana chimwe chine musoro😂😂
Where is Mukotsanjera apodze ngozi iyo Waiyepo here Karanganda to the world
No order , ngozi kuda Doro kudarika kuripwa??
Hakuna ngozi yakadai hanzi Chibaba , makuruwani 🤣🤣 🙌🏻🙌🏻
Inzwa Karanganda hapana kana kuzhezhera sound clear pic clear kwete zvana chibanda 🤣🤣🤣🤣
Vakakomborerwa ane dzinza risina ngozi, zvakaoma
Chibaba makuruwani chimbomirai ...aaah Ngozi dzamazuvanoka
😂😂😂😂Apo ndaisa doubt
Wazvinzwawo😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 Gozi yamanga Lee
@@honestrufu5354 iiii nhaimi .... Ngozi yekuMozambiq yotaura Kut Chibaba makuruwani
Zvinhu zvacho apa yakafa kare kare
😂😂karanganda to the fullest izoooo
Karanganda tv munopisa imi too 🔥 🔥 🔥
Haaa ngozi ma1 shuwaava vemagemenzi zvekuhaka ndozvavo ndavaziva vakambohaka yemwana wekudonha uya handivashore hangu mapositori avo asi mukotsanjera ndokwake uko anopatsanura plus kudzikamisa mhepo chaiko
Cigaro after cigaro da eu fumar munokuwara mukauraya wepa mozambique kunzwisisa kuri kure
Karanganda woyeeeeee
Hoyeeeeeeew😂😂🎉
Woyeeeeeeeeeeee
Misodzi yangu yayerera apa
Asi mukadzi uyu agumisira kubudirwa ari kubudirwa er or akunyepera ummm😢😢😢😢
Arikunyepera aonekwa nekuramba mvura vamwe vari kurova supa😂
Avazvigoni mukotsanjera to the world 😂
Try to finish yhe whole video
Wayiyepo here❤😂
Ini chese chine chekuita neNgoza ndinotova addicted ne1 n'anga ine maDimples
😅😅😅😅
Kkkkk wave murudo iwe ndikuzviona hangu😂😂😂
Wapinda nemoyo shuwa
Muku crusha
Zvichiri zvengozi here kana kuti zvatove zvema crush kkk😅
Bishop ngarege kuzobata matare engozi nekuti vavekuudza vanhu kuti ndiri munhu we church ipo pachidiwa chivanhu
Ngozi haitombode zvechurch
Ava vanoita zvese. Mai avo varikuputa fodya yematare
havaite zvese .impossible pane one chavanonyepedzera
Endezvedi
Amai avo varikutogona basa rekubudisa ngozi nekuti zvese zvavarikureva ndizvo chaizvo zvirikurehwa ne mweya veNgozi urikubuda pane mufana iyo
Ini ndaona zvakajeka ini but vanhu kushora apo vaona two minutes chete
@@victortenga5807 vanhu hamuvazivi here? Vanobva vaita kunge ndivo ana Mukotsanjera vacho
Bishop avachatonzwisisiwo zvirikuitaka
🤣🤣🤣
Bishop wakurirwa
Nyaya ye Ngozi haidi drama iri inoda n'anga ipai Mukotsanjera basa iro
Tsoka vanodzi patsanura apavabuda vese one time
Apandakurova signature yemufi😂😂
Yaaa asi ngozi iripo hayo shuwa nekut mkomana uyo arikunyatsobvunza zvakaitia chaizvo
Kutaurwa kwazvo zvinonzi mkadzi anonzi anoziya nezvazvo kufa kwakaitwa mumozambique uyo
You are right ngozi iripo zvayo but madzibaba vangona kusazogona kuita mate like mukatsonjera dai ambobvisa ngozi aisa kunaamai varikuita nharo avo vachizobvuma later
Ngaingotauraka pane kuswera kutenderera
Yeah
Drama
Bt this issue is very clear vana havachakwanisi kubikira chikwambo chengozi iyi doro vakufanira kuripa ngozi ipere simple
Umm ingozi rudziiko iyo isina rukudzo ngaidzikame panenge pane kunyepera apa.deedzai mukotsanjere apedze nyaya.
Ini ndatove neconfusion😅
Chokwadi panenge pane kakunyepa
Ngozi hamuizive ka vanhu imi kangani Tsoka vachibata Ishida kurova 😂
It's personally dzema families vakamakana
Nhai shuwa vaibatawo ichida kurova@@nomusasiwela9621
Nhaii mwari😢😢😢zvatosiirwa nhamo nemababa edu chokwadi haa huye ndarwadziwa.
chiremba vengozi, Tsoka Mukotsanjera. ndokuti zvirondedzereke pamwe nekunzwisisika
Madhonzerwe aitwa musoro wehuku uyo umm zvakaoma
Mbuya iyi yondisvota nekungodzvova
😂😂
Will continue watching after my i don't want to be fired😂😂😂😂 2 hrs not a joke ❤
😂😂😂😂 Shuwa unopihwa written warning
@@ElmarFadzai idi ndakazviruza
Avo ngavamire kakudzvova kari kusemesa maan
Taura hako zvinosemesa
Havazviitiseka zvouya zvega
Kune vanotobuda madzihwa wena kudzvova ma small small
Ngozi ndiyo iri kudzvova..
Nhaka tinonzwa nekudzvoverwa😂😂😂😂mbuya itai muchi limita kudzvova ahhh😂😂😂😂❤
Hahahaha ndiyo mbuya yekudzvova iye😂
Zvinouya zvega
😂😂😂😂
Ummmmm kudzvova kwenyu one day muchatirutsisa
😂😂😂musatisetsa veduwee
Mukotsanjera on point
Tsoka uripi anhuwee Tsoka Tsoka ngauye mudare zvoda Tsoka izvi
Hameni SIMBOTI TSOKA ngavauye kubsa iri vapostori havagoni izvi Madzimai vakurovabute TSOKA woyeeeee
Machazi Mozambique
Mbuya haana kushaisha kugara here
Havachisiri mbuya
Yaaaaaa ngozi
Kkkkk pa 33:15 apo. Kkkkk