Haaa guys i dont see how you can point out that the calmness of the mother makes a guilty....mind you people deal with greaf differently and its been days since the child is missing crying or sobbing at this point is just dramatic because no one knows if the child is alive or not....
Thank you so much drewmas media nekusvikako, taikumbira mushande naheadman Goneso avo naMambo Ruzane, mhuri iyi irikujairira community mufunge, justice for mwana
Barnabas ...St Thomas (chisasike)::: St Peter's (Makwarimba ) ....drewmas media makumberi...mwana wekwani Inga zvakaoma akashaikwa pachikoro err .kumusha kwedu.KwaRuzane yuwiii kune vamuki hobho that Syd .kwakaipa
Zvirikunzi wardrobe irikunzi ma key ashaikwa muneyi ngatemwe vanoziva kune mwana. Ko kwa Rusape vaida kunoona ani sekuru na mbuya vanoziva sei mbuya vakaramba kusara ne muzukuru vakatevera kunocuera mvura panenyaya uhu ndiwo hurombwa uyu
Iyi nyaya ichaita seyekwaMakore
Sekuru na mbuya vanoziva kune mwana
Hasha dzekudzinga media kudaro vadziwanepi ivo vachineeder help,masuspects team iro
Varoyi zve. Havadi kufumurwa.
😳😳😳hasha ndedzei varkuziva kune mwana ava ngavasungwe
Gogo na sekuru vanoziva, gogo vanogona vakarova mwana akafa vakacherera Kwakunyepera kutevera kumvura kurasisa
Kucherera Pai ne20 mins. Akatorwa arimupenyu
Pamwe akakandwa mutoilet
Kwavaienda kwa Rusape ndokwaidiwa kuchekereswa mwana. Gogo ne sekuru varoyi big tym.
😂😂😂😂waona iwe
True muroyi I'm a yako. Same with Tapiwa makore snr
Sekuru nambuya vanoziva kune mwana
Mhuri yese inoda kurohwa inyatsotaura kune mwana. The calmness of the mother of the child is shocking.
Eee it's shocking kunge varikuziva kune mwan ahh 😢amai vàcho ndashamiswa nawo
Vanezvavanovanza mhuri iyi
Kana wena ukanyatsopererwa unoshaya simba.remember mai vaye vashaya mwana vakanzi hee vari calm bt akazonzii
Vanenge vaitotyawo Mai Ava mhuri iyo inotyisa coz Hondo yavange vakuda kuita ndeyei imi mune dambudziko
Haaa guys i dont see how you can point out that the calmness of the mother makes a guilty....mind you people deal with greaf differently and its been days since the child is missing crying or sobbing at this point is just dramatic because no one knows if the child is alive or not....
Mwana atova Chikwambo chemumusha Ari muhozi sekuru vanoziva
Sekru from first suspect.... infact culprit no 1
Iye murume asvikoti ibvai ibvai ndiye akaba mwana 😢😢
Thank you so much drewmas media nekusvikako, taikumbira mushande naheadman Goneso avo naMambo Ruzane, mhuri iyi irikujairira community mufunge, justice for mwana
Mwana wekuZviyambe uricey ...Yaa ngavainde kwamambo kwaGoneso
Chokwadi
Mhuri iyi inoziva kune mwana kogogo nasekuru vaida kuenda kaRusape kodini
Pane nyaya apa, let's only pray for protection yemwana Mwari vazviratidze
Zvinhu izvi zvakaitika mumhuri iyoyo,vanoziva kune mwana,hasha idzo dzine nyaya,kuvhunduka chati kwata hunger une katirikwa
Vanhu avo vanoziva kwavakaisa mwana sei vasingarwadziwe nekushaika kwemwana
Chandishamisa mai vemwana calm and collected mmm kushaya musatambe nekushaya mwana guys unoita seuchapenga mhuri iyi vanoziva zvavari varikuda kurohwa musha wose neCID
Kana musodzi kushinga kwevanhu ava
Sei vasirikurepoter kumapurisa
Hee pa St Marks Gonesooo
Wakuziva kune mwana mhuri iyi ko mai vacho kuti zii bhoo here
Mwana akatorwa nehama uyo varikudzingirei media inobatsira kuwana mwana
Nhasi nderimwe zuva Drewmas media taking us to another level
Mr Andrew Neshamba...... keep up the best work
Drewmas media taking you to another level 👏👏
❤❤❤❤❤ Drewmas media taking us to another level.
Mbuya na sekuru handikuchenesei😢😢
Next
akawanikwa here mwana
VaNeshamba mamakurohwa zvino ratidza Kut vanhu varikuziva tunhu twavo😮😮😮😮😮😮😮
Mhuri iyi imboko
Mwari huyai vanhu venyu vatanga
Drewmas team my favourite
gogo nasekuru vaida kodii kwa rusape
Boys zvazvinhu 😍😍
Nyaya iyi yandidzosa kunyaya ya Tapiwa makore haaa vanhu vemumusha umu varikuziva kune mwana ummmm jystice for Mwana veduwe ngaaonekwe mwana ngaabude
Zvataurwa na mai vemwana azvisi ku maker sense at all
Chokwadi mai vemwana kana kumboratidza kuti vari kushushiikana semunhu akashaiwa mwana ummm vane katurike mai ava
Sei vasina kumhangara kana kwasabhuku and the calmness of the mother
Batai vanhu
My favourite team
we thank God you are safe henyu Drewmas media crew inga makasangana nezvakaoma , hope mwana anowanikwa ari mupenyu
Mwana haachawanikwa.akatosandutswa kuita chidhoma
@Drewmas thanks for visiting my hometown ..Wedza pa St Thomas Aquinas apo
Team reDrewmas ndarwadziwa nezvamaitwa nevaroi avo ,thank God madzoka zvakanaka
Fambai nepfuti. Vakaburitsa matemo movati tokuputitsai hwa Muvevi chaihwo
Wanoziwa kune mwana varume awo
Mapurisa pindaipo panenyaya apa😢why vadzinga vanhu ve media
Basa rwenyu ma1 mukoma Andrew zvamucharohwa
Sekuru munemwana taurai chokwadi maindepi.mwana
Gogo vanoziva kunemwana avo na sekuru sei vkangoti kubva kumvura vakuti mwna arariswepi
Sekuru nambuya kwa Rusape maienda kunodii imi makaodii pamakadzoka mwana aripi imi
Aaaah mbuya mukati havasivo vane Dhiri remwana uyu
Ndiri wezvimunya mazuvano asi apo pane nyaya sei vanga vakukudzingai ivo vachida rubatsiro totenda Mwari hamuna kuzokuvadzwa
Vana vemwana she doesn't sound worried at all 😢
Kumba kwedu chaiko
Kumusha kwangu
Pane nyaya,,,mwana akaitwa zvakaitwa Tapiwa Makore,,chokwadi chichabuda hacho ngavadzikame
Gogo ngavataure chokwadi kwavakasiya mwana wemuroora
Ya very true. Vakaregerei kusiya mwana ari mumaoko sekuru. Jaungangotsveti mwana zve imi mange muchimuradzikidza pese apa.
Mwana akatorwa nevanhu vemumusha umu.Sekuru vemwana handivachenese.Mwana akasvotoka mumaoko avo
Mhuri ine nyaya iyi hasha ndedzei panyaya yakadai
And munhu wavaida kunoona kuHarare iye asina zita uyu ndirikufunga kuti waive wei
Mai vemwana kushinga hre ,vose vanoziva game ravo vanoziva zvavakaita mwana
kutogona kutsanangura pane zvawanoziwa vakabatwa ne CID chokwadi chobuda uye waida kuyenda kupi sei warikudzinga vanhu awo wanechekuita
Kumusha kwangu Wedza
Mai vemwana vakasimba nekuti ummmm nehana dzedu vakadzi dai vachingochema
Vanhu vakuda mari hamawoyee,
Vanhu veku hwedza varoyi ini ndakafirwa nemwana asinakana rwara tashanya ku barnabas haaa handina remuromo navo
Kune varoyi tooo much muzinda wevaroyi kuchigondo
Sorry shem
yohweusadaro notityisa.
Ndokumusha kwevana.
Sorry
Masuspect varidzi vemwana sei pasina kana kuvhunfuks kunomhangara kwasabhuku vachataura zvavo vakomana ndobasa ravo chairo vanorigona vachataura
Ini ndinoti hama dza sekuru dzakaba mwana.pliz we need closure ya baby haangangoite disappear.
Kasong aka ndokaimba everyday kunge gospel
Matinyadzisa mhuri yekwamazivanhanga moziva kunemwana imi. Taurai. Chokwadi mubatsirike. Kunyanya sekuru nambuya vanoziva zvakaitika
Baba avo avana hunhu imi nekurasika kwamakaita yayiri sign yekuti kunezviripo ne hwayi ye black Inga zvakaoma😢😢
CID ngaipindire ikarova vanhu avo mwana anowanikwa chete vanhu ngavarohwe
vanozoda kutandanisa Drewmas Media kuti ndiyo yakanyangaditsa mwana here
Mmmmmm, family iyi ma one, Imhondi idzi
Mbuya vano ziva wakapa mwana. Iye munhu wakavadzosa kuti vasasa enda kumba kwake . Ndiye akazouya kuzotora mwana iyeye. Why vakati muroora tunga mira ndino tevera. Zvichabuda zvazvo. Sado kuna Headman
Ngavasungwe
Sungura kuseri kwekuseri ...vanogona vakomana
Barnabas ...St Thomas (chisasike)::: St Peter's (Makwarimba ) ....drewmas media makumberi...mwana wekwani Inga zvakaoma akashaikwa pachikoro err .kumusha kwedu.KwaRuzane yuwiii kune vamuki hobho that Syd .kwakaipa
Potayi muchifamba mazivisa mapurisa ari padhuze Nyamuziwa. Munokuvadzwa nevanhu.
Thanks kuti hamuna kurohwa dreams vanhu ava havazive sure
PaGoto,Drewmas maita henyu,I miss home.
Yakazo pera sei nyaya iyo nhasi rimwe Gore
Varume vadzinga Mr Neshamba ndivo vakachekeresa mwana nyika yorema Sure mhuri to ekwama ziyanhanga vabisei mudunhu renyu
Ngavadedzerwe sekuru kanenhonkana Tasvu vakuziya zvakaitika
Yaa vanoziva kwakaenda mwana
Matsine ndipo pachikoro pangu pandaka dzidza
Nzvimbo yematsine madirei kti nyadzisa kudaro buritsa mwana haiwa
Mudhara uyo arohwa neporis anotaura kune mwana. Aidzingirei media
Varume ava vakuziva kune mwana vanoda kusungiswa
Haaa mai vacho simba rekutaura vanoriwana kupi mwana wavo asiri kuwonekwa
Dreams media❤❤❤
Mhuri iri iri kuziva kune mwana
Akarombeswaaa kwemwana apa huroi chaihoooo ngavaende kwaTasvu vanonyepera kungwara.
Haaa team iro ririkudzinga vanhu they know more...they know kune mwana...apana mabhinya apa akauya kuzotora mwana...
Saka mai avo varikutodya hr yoo
Sekuru nambuya vaida kunoona munhu anoita nezveiko kwaRusape. Paive ne deal rehurombwa apa.
Ndavasuspecta wo ini mbuya nasekuru munhu wavainzi varege kuuya zvavo nekuti haapo ndiani
Saka ndiwe uri kukokera vari mumatambudziko. Kwese kwawakaendesa matsotsi ako hapana akabatsirika. Mbavha yemunhu.
Family iyi inozivakune mwana
If there is anything that hurts in this world is the failure by adults to protect children. I suspect mwana akanoripiswa ngozi
Akanoripiswa nani? Do u know procedure yekuripa ngozi?
@@shingiraitrevormboto2105 uri kubvunza ani? Keyword is in that statement is suspect. Why would you chase away prople trying to spread the news?
@shingiraitrevormboto2105 I grew up kuhwedza njanja I know two of my primary mates vakanoroodzwa kungozi could be right or akatizawo hameno
But pakuzoroodza 2yrs ah izvo zvikuru am sure kana vabereki vanga vasiri vese panekuvigwa kaitwa mwana or its a ritual thing😢
Myb you are ryt .whychase peoplewho are trying tohelp😮
Zvakaoma family iyi hasha ndedzeiko
Neshamba hawuna kumbopiwa gwenya ipapa
Rovai vanotaura .vakachekeresa
I ❤❤❤❤this song take me to another level
Mwana akatoendeswa kumarituals like Tapiwa makore,CID homicide itai basa vakomana tinodada nemi,vanhu avo mbuya nemai avo ngaende kuinterogation kumagetsi chaiko
Mukoma Andrew pane nhau sei vari kuvhariridza mhuri iyi inoziva kwakaenda mwana manje nezvavatoita izvi taakutoda kuziva zvimwe zvacho chakafukidza dzimba matenga honai yekwamakore yakazobuda zvese nezvakaitwa musoro wemwana
Zvirikunzi wardrobe irikunzi ma key ashaikwa muneyi ngatemwe vanoziva kune mwana. Ko kwa Rusape vaida kunoona ani sekuru na mbuya vanoziva sei mbuya vakaramba kusara ne muzukuru vakatevera kunocuera mvura panenyaya uhu ndiwo hurombwa uyu
Saka sekuru vakatora vakaisepi