I don't know why I have a feeling of loving muvhevhi, I feel like he was a good person only that something caused this. May God forgive you dear Jason. We are all sinners but in different ways .
The mother is obviously central to the whole thing. Sounds like unresolved grudges, bad Juju and uncontrollable greed. Guy looks stone faced and hardened. Obviously a WANTED convict. Why are there guns everywhere in Zimbabwe? Even mentally unstable criminals have them in their possession.
@@gladysmakirimira3855 hongu ini ndinomuudza nekuti iye anenge andiudza anenge atondiremedza. Kunyarara means you are in agreement. People should say things that they are willing to standby. Kazhinji ivo vanonanga vamwe huroyi will be benefiting from the person vachiiimuita zino irema. Iwe ukaanzi uri muroyi haude kuzviviva here kuti ndoyauri kutambwa.
Zviripachena kuti mai ava ndivo vakaurayisa mupostori wa mwari asi chavakaita ndechekuti vakatanga vavaswededza padhuze kuti musaźvione Or kuzovafungira kana Paine zvazoitika
@@wintermandizha8969 kuba nekuuraya munhu zvakasiyana uye kuuraya munhu pahuso hwamai vako pasangana Kuti zvinonetsa kunzwisisa kana musikazive nhau asi kumberi ukoo muchazvinzwa chetee vanoziva chete vakatomboigarira pasi nhau iyii namai vake ko kana iye anga asikanamati pamasowe ipapo akazomuziva sei muporofita iyeye kuti ndiye ko akadii kupfura sowe rose
Jaison looks like prophet W Magaya
Or andrew neshamba
Ehee
kkkkkk
eh nhai
Lol
Mukadzi wechipiri anotsvagei zve pamupostori wemasowe ,hazviko izvi ,Ivo amai vaitsvagei pamurume wemumwe ndicho chipostori chacho hr🤷
Ko kana vaiwirirana nazvo vakuru vacho ?kugarisana kureva Kuti vaive vaiwirirana nazvo.kumapostori hazvishamise mkuru wacho ariye akatsvagira murume mkadzi wepiri.
Kuchishanu zvakarambwa kunze kwekuti kana vakaenda kumasowe vave navo.
Nhai ndashamisika hanty iyi haiti vakadzi 2 here vainzi vane makore mangani baba ava
Bvunzawo neni ndazvishayawo
Zororai murugare baba Provi my heartfelt condolences Mai Provi Mwari ngaakunyaradzei mudikani
Johane marange ndiyo inoita barika , masowe haaite barika . Madzibaba muporofita makazvidyisa netsananguro . Zororai murugare baba muporofita.
THANK U WELL RESEARCHED why is it that law enforcing personal are quick to talk of guns at the slightest incident they need reorientation
Good assessment yemukomana akaona pfuti paka vibrator fon .. ahhhhh ndiwe munhu anodiwa nekungwarira kwako
Jaison akafanana naComic Pastor
Zororai murugare madzibaba 😭...Muvhevhi mwari vachaita sekuda kwavo pauri chokwadi 🤞
I don't know why I have a feeling of loving muvhevhi, I feel like he was a good person only that something caused this. May God forgive you dear Jason. We are all sinners but in different ways .
Is that Love or Lust
You are not alone, I strongly feel something happened
When I saw him caught, he looked perplexed he was not himself. The walk was not him
Condolences to the ones who lost their loved ones
Pane zvaakaitwa chete
Ko mai wepiri vasiko zita ravo kudenga ndimi munopa speech here mukadzi wavo aripo
These fake prophets have a lot to do with this outcome.
Ndatova nyarira mai ava
Makambikwirekoo mukarava mabhuku amazita acho here
Great story narration !
Hugs to the breaved.Zvakawoma😭😭😭
Mai Jaison ndomuroyi mukuru vairuma vachifuridzira snake 🐍 under the grass, she reported madzibaba Kuna Jaison, ngavachifare
Olá
Munhu uyu akagarwa nemhepo chaidzo may their soul rest in peace
These people should be rehabilitated before leaving the force,mostly these issues are caused by traumatic situations
Ummm iwe kwana asi wakadyawo mari yeropa kani
Very true trauma from training, to orders given, to being haunted by unknown forces, etc
Mmmmmmmmmmm Mai Jaison vanozivana nemwana vawo
Taura hako
Vakaita makuhwa kumwana zvino maiteu
Seems zvekuromba kwemwana vaizviziva
Mai jaisoni ndomuroyi mukuru ndovairayisa
Deatailed interview thanks,rest in peace
Navowo maporofita ngavasiyane nekutaura zvinhu zvavamenge vasingagone kumira .muisiye system iyoyo kumasowe yekuudza vanhu kuti heeee makaromba heeee munoroya. Munofira mahara . This should be a moral lesson kumaporofita.muzive zvekutaura .
Very sad and shocking events for this community.
May the deceased RIP.
Restored
@@edwinmukize1199 woxhxxodixhxxoxuxu8xxxxx
Yah kuromba chingangova chokwadi Nigeria ine ma??????,
Taura hako hama
Rest in peace , mhondi iyi ngaiurawe nayo , gurwa msoro chaiko
Second wife muporofita mmmmm chihure ichi chang choitwa vakawhanda nechechi
His characteristics is that of a serial killer. A lot of people speak well of him.
Exactly chero vamwe varoi vanonaka kunze asi mumusha anenge arura apedza vanhu
Akagara achiuraya vanhu uyu ari kumuto. 7 yrs in Nigeria for what imhondi iyi
Very true
@@ceemu3966 ende ivavo havafe vakanangwa huroyi.... Kunonangwa vasina mhosva
Thanks for a detailed update!
Yava papi nyaya iyi
Let the fugitive killer roat in jail
Saka prophet vanga vadyiwa netsananguro akaroora mumwe wechipiri mukadzi
Mai vamuvevi she has something to do.nenyaya iyi...my brother was a head at Ruswa .St Mathias for the past 15 yrs.inyaya inovhundusa chose.zvinorwadza
My thought exactly
Well researched thank you
Ukangobara benzi unongonzi Mai vacho ,Mai ava Havana mhosva plz
The mother is obviously central to the whole thing. Sounds like unresolved grudges, bad Juju and uncontrollable greed. Guy looks stone faced and hardened. Obviously a WANTED convict. Why are there guns everywhere in Zimbabwe? Even mentally unstable criminals have them in their possession.
Im speachless
He looks like Magaya
Chokwadi
Ini ndoona kunge kuromba zveshuwa anogona akaromba.Door remotor remapurisa kuramba kuvhurika uyezve pfuti yepolice kunjema mmm pane nyaya.Zvese izvi zvinotyisa.
In the line of duty anything can happen,ukavhunduka unotadza kuvhura door repamba
Mai Jaison ndovakauraisa muporofita....
Ehe mashoko avo avakaudza mwana ndeeku pesanisa obvious. Vaifanira kungoramba vachinamata nekupihwa kundiso vorega kumuudza
@@gladysmakirimira3855 vane mhosva kumweya mutsvene.
@@gladysmakirimira3855 she did the right thing why keep it secret
@@chiyenyumba7135 vaingo namatirwa on behalf of mwana zve obva aponeswa pane kucreator ruvengo. Even ukanzi nhingi muroi unomuudza here
@@gladysmakirimira3855 hongu ini ndinomuudza nekuti iye anenge andiudza anenge atondiremedza. Kunyarara means you are in agreement. People should say things that they are willing to standby. Kazhinji ivo vanonanga vamwe huroyi will be benefiting from the person vachiiimuita zino irema. Iwe ukaanzi uri muroyi haude kuzviviva here kuti ndoyauri kutambwa.
Haaaa mai jaison ka mheno henyu zvino jaison muchamuonera kuchikurubhi
Wakaitirwa dangerous prayer nefirst wife madzibaba wakapesa pachinamato hanzi mukatamba nengirozi mumopera kufa
Akabvirei kumutemo, zimhondi iro ndariona zvangu
Better akatobvako otherwise aitopedza vanhu akahwanda nemutemo iyo irimhondi
Zviripachena kuti mai ava ndivo vakaurayisa mupostori wa mwari asi chavakaita ndechekuti vakatanga vavaswededza padhuze kuti musaźvione
Or kuzovafungira kana Paine zvazoitika
Zvakaoma hazvo komukomana wemu sealing akapererepi
Kkkkkkk iwewe futi
@@blessingmurozvi6059 kkkkkkkkk takasiiwa taka rambedzwa
Saruuchera from chiduku my homie
Anenge akashandisirwa mbashto
Kwaiva ne zvakanaka here ku nigeria?
Huya pakingstone house dear tinamate hapana chinokunda mwari
Saka ivo mapostori matatu akatenderera Silage pakashaya kana one akaona kuti madzibaba pavo paguma. Zvechiporofita izvi dzinongovawo nharo
Ndaitawo mubvunzo ipapo vakatoita havo munamato vakatotadza kuona here kut arikuuya akabakata pfuti bt kana zviri zvevauya nezvipuka zvavo zvanoshandisa mabasa akaipa vanoona wani
Zvakaoma hama yangu vakatogarwa nenhepo yacho
Hooo Saka Mai Jaison varikuziva nyaya yavo cz vakatombotaura kt muchazviona vana vangu varikuuya mushure mekunge vaudzwa kt mwana wawo akaromba vakati mazozvitaurirei nkt ndavenemakore akwanda ndichhinamataa pano saka vanerimmwe nemwana wawo
Madzibaba for Ed
Feel bad for the nephew though
Nigeria ndokwakabva hurombwa asi mai ava vakaronga nemwana wavo chte
Zvanga zvisina kuipa hazvo kuti mhuri yekwaMuvhevhi vauye kuzobata maoko
Pakaipa wena apa prophet vakafa vachangoroora wena.
Mapostori munongoona zvehuroi chte muchinyepera vnhu nxa
Lord help us
zvakaoma
So sad the muzukuru was so emotional could not sing
Komborerwai vaSaruchera homie
Iyhooo ingazvskangooma hazvo
Kana rufu rwasvika hapana anoramba. Muzorore murugare madzibaba
Ummm second wife kumasowe never
😂 😂 😂 Hezvooness
Aparira dzinza shuwa. Akupinza hama busy .
Huu pakati pamai nemwana pane nyaya
Why the mother said am going to tell my sons vachauya, after prophecy that clearly means she is the one who caused all this blood shed
Ko mkadzi wechi2 uyo qngaoendep iye atokura kudaro kuzotoita mimba aaaaaah zvimwe zvunhu zvacho Ma1 chemai netariro
Kukura pai nhaiwe
Zvinorwadza mufunge mweya yakaipa inoshanyira vanhu
Pana Mai vekwaMberi vandaziwa apa mutwin uyo
Pamwe anga ava kupenga murume uyu akauraya. Muporofita
KuNigeria ikoko pane zvakaita ikoko
RIP Kule Sirej..
Ndaive ndisipo nematambudziko
Amai kan maporofitya musapopotera mweya coz zvinosimudza mhepoo
Documentary renyu harina kunyatsoibva.
Madii mambomira zvishoma
Mai Javison vakarohwa vanotaura chokwadi vanoziva dhiri rakaikita
Haurevi nhema manje ngozi yapinda mumusha
Very true kasekuru ako koreva chokwadi chakakonzera ma rufu ayo
Mai vanoziva chiyi iwe dofo iwe mwana wako akaba ndiwe unosungwa here dofo
@@wintermandizha8969 wanotoziva mai awa why wakat huyai mushandire xana iwo vana wacho wasipo wakaromba awa
@@wintermandizha8969 kuba nekuuraya munhu zvakasiyana uye kuuraya munhu pahuso hwamai vako pasangana
Kuti zvinonetsa kunzwisisa kana musikazive nhau asi kumberi ukoo muchazvinzwa chetee vanoziva chete vakatomboigarira pasi nhau iyii namai vake ko kana iye anga asikanamati pamasowe ipapo akazomuziva sei muporofita iyeye kuti ndiye ko akadii kupfura sowe rose
Dai maporofita vaziva zvekutaura kwete kundojobera munourawa
Kkk
Hanzi akagara kuNigeria, saka iboko haram ka
?? +?????????
kwaaaaaa
yes imboko haram chaiyo,,dusvura moyo ,,eish zvinobaya moyo...
Wataura chokwadi
Kkkkkk ehe
Mhuri yekwamuvevi kunobata maoko will look like an insult to the bereaved families
Kumusha kwedu Chiduku inga zvakaoma
Ini zvinondinetsa kubvira karekare tichiri kushanyirawo vanhu vemweya kuti sei tsanangudzo dzawo dzisinganyatsobuna pachena. Ko ava vatatu vakasviko mutenderera kakatu sei vasina kuona kuti pane munhu arikuuya ne pfuti kuzopfura muporofita, ini ndoona vanhu ava vezvemweya sevanoonera madzere, ( ndodavira kuti vanhu munoziva kuti KUONERA MADZERE chii.
Zvemweya zvinonetsa... Jesu chaiye mwanakomana waMwari aiva nesimba rekudzivisa rufu rwake asi haana kudaro nekuti ndozvakanga zvakanyorwa. Kana nguva yasvika hautizi
@@sibusisolavendernyereyemhu693 kikkkkk sme whatsapp group here
😢😢😢😢 may his soul rest in peace
Ko mukadzi wepiri haatonyari here kubuda pachena kuti ndini mainini zvinonyadzisa izvi.Mufi anga arimhombwe
Nhai aana kana nyadzi
Nyange uchichema comment section unogona kubatwa nesetsa
Nhay hko chipfeve chega
Hezvo... Itr their choice
Hanzi mapurisa akati tomuziwa ane history yekudii? Ane dzaakaita dzichamutadzisa kugara kujeri
Ummm akaromba mukuru uyu
Mai vakwana papi kwanai mai imi
Mai vajaison varikuziva nyaya yese nezvavakataura nemwana wavo kumba kwavo vaidedzerei muporofita kumba kwavo
Ndivo vakaudza mwana zvakaporofitwa
Rest in peace papa
Nhqsi akunzi Nigeria akambonzo SA Durban ska Nigeria ndokwaaiuraya vanhu
Ko sei vasiri kubudikirawo mai Jaison vacho tivaone
Saka aori nedanga revakadzi kauyu koumwe watakaona kufacebook ayiti mwana wake wekutanga ane 3 years umwe mukadzika
Saileg ndiyearikurehwa
Kuri kurehwa Sairegi hanty muporofita uuu kubandi rechiuona baba ava vange vasingamiri , yooh uyu wemimba ndiye wechi 2
Eeeh mari nevakadzi zvinosiyana here
Aiva wamuvhevhi, uyu i second wife yemuporofita
wakamagona ma porofita enhema e zanu pf aya
Muvhevhi akafanana na Magaya
2nd wife hanzi baba vaida peace ✌️ are u sure momz
Makaomamoyo vekwamuvhevhe mwari ave nemi
Ivo maporofita arege zvekuporofita nhema munofa
7 years ku Nigeria zvinhu zvacho everyday new statement
Haaa ende ummm pasowe pedu chaipo
Ma kwi kwi shwa vakomana
Mweya wamunotaura uyu unourayisa
Ngozi iyi yaparirwa mhuri hapana kuchina.
I think Mupostori angaachidya mai Jaison mwana ndokuzvibata kuti Mupostori atora mai nemweya coz mweya unotora mabhebhi mumachechi umu apa mai jaison ishirikadzi , plus idzo tsananguro dziya dzataurwa pachikuru Madzibaba vanga vachinzi musanopombere pamusha wevanhu munourawa
Saka zvinebasarei kana vange vachidanana namadzibaba avo .iye Jaison mwana Aida kuvakwira here ?
Musabatanidza tsuro negwenzi Hakuna mweya unotora madzimai
Ngangogarirako hama.musamurege nokuti nyika yakutya
Ngaatongogarirako the rest is history
Mai vaJaison ngawanyatsorohwa chaizvo
Boe err
Ndivo honzeri vanoziva
Ndivo vaka, profiteer here
ngaato zvara wana wezvikwambo zvaauraya
Uuu Mai vamuvhevhi vaiziva zvangazvirikuitika .uye mapasowe muprofita haifanire kutaura nevashandirwi ibasa revadare ndovanofanira kutsvaga vanzwi vengoni kwete kuti munhu anoti kumuprofita kasikai muuye mushandire Vana vangu
Saka ivo vanhu vemweya vanoona auya nezvidhoma zvake pasowe ko uyJason auya nepfuti sei mweya usina kuona zvombo dzemhondi iyi yazvauya nazvo
Taura hako, iwe ndiwe wagona kuvhunza, uyu muvhunzo handina chokwadi kuti pama porofita ese zvavo pane anokwanisa kuupindura.
False prophets
Ummm zvorwadza