Knowledge Gonzo-Tirirudzi rwaMwari Zimbabwe

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 17 сен 2024
  • Knowledge Gonzo-Tirirudzi rwaMwari Zimbabwe

Комментарии • 10

  • @alixbadiel8009
    @alixbadiel8009 6 лет назад

    Iwe uri maKristu, kwete nokuti iwe uri kufamba maererano neBhaibheri asi nokuti uri kufamba maererano nemuporofita Kacou Philippe! Nhasi ruponeso ndechekutenda muna Uyo Wechokwadi wechokwadi akatumwa naIshe wedu Jesu Kristu kuti atiponese.

  • @chantalkadio9300
    @chantalkadio9300 6 лет назад +2

    21. Kana ukaona umwe munhu nguva dzose achiti, "dzoka kuBhaibheri! Dzoka kuBhaibheri! Bhaibheri rinoti…! Bhaibheri rinoti...!" Ramba wakanyarara unyatsoongorora, munhu uyu zvakanaka uchaona kuti idhimoni! [Mup: ungano inoti, "Ameni"]. Zvinoratidzika kuti zvakanaka asi ndidhiyabhorosi. Kudzoka kuShoko zvakasiyana "nekudzoka kuBhaibheri"! I dhimoni rimwe chete rakashandisa mukadzi uya wepaMabasa 16. Uye kuyedzwa kweShoko hakusi kurwisana nezvinotaurwa nemunhu uchishandisa Bhaibheri! Nokuti Bhaibheri ibhuku renhoroondo, ndezvakare uye kana zvichikutsamwisa izvozvo unoda kudzikinurwa! Ibhuku renhoroondo rakaoonekwa kukosha kwaro naMwari, kwete nekuda kwendangariro dzevaporofita kana maitiro emakereke asi nekuda kwedivi raro rechiporofita!

  • @felistersgara1098
    @felistersgara1098 6 лет назад

    tiri rudzi rwaMwari tiri vana vekutenda
    chinomisa rudzi rwaMwari oh hakuna
    well done Mr Gonzo

    • @yaoestelle7753
      @yaoestelle7753 6 лет назад

      Felisters Gara 12. Uye kana Mwari vachiponesa muKaturike, muPurotesitandi, muevhangerika, mubranhamisti kana nhengo imwe yezvitendero izvi nehushumiri uhu, Mwari vanofanira kubvisa gehena uye munhu wose achaenda kuParadhiso, kunyange Satani. [Mup: Ungano inoti, "Ameni!"]. Munhu angaramba kugamuchira muporofita mupenyu wepanguva yake ndokuenda kuParadhiso sei? Munhu angaponeswa sei kubva kuMafashamo apo akaramba Nowa? Apo Ishe Jesu Kirisitu vakanga ari pasi pano, zvaigoitika here kuti mumwe munhu amurambe achizoponeswa? Nyika yose iri mugomba risina chigadziko nekuda kwekereke idzi.

    • @alixbadiel8009
      @alixbadiel8009 6 лет назад

      Felisters Gara Iwe uri maKristu, kwete nokuti iwe uri kufamba maererano neBhaibheri asi nokuti uri kufamba maererano nemuporofita Kacou Philippe! Nhasi ruponeso ndechekutenda muna Uyo Wechokwadi wechokwadi akatumwa naIshe wedu Jesu Kristu kuti atiponese.

  • @yaoestelle7753
    @yaoestelle7753 6 лет назад +1

    12. Uye kana Mwari vachiponesa muKaturike, muPurotesitandi, muevhangerika, mubranhamisti kana nhengo imwe yezvitendero izvi nehushumiri uhu, Mwari vanofanira kubvisa gehena uye munhu wose achaenda kuParadhiso, kunyange Satani. [Mup: Ungano inoti, "Ameni!"]. Munhu angaramba kugamuchira muporofita mupenyu wepanguva yake ndokuenda kuParadhiso sei? Munhu angaponeswa sei kubva kuMafashamo apo akaramba Nowa? Apo Ishe Jesu Kirisitu vakanga ari pasi pano, zvaigoitika here kuti mumwe munhu amurambe achizoponeswa? Nyika yose iri mugomba risina chigadziko nekuda kwekereke idzi.
    www.philippekacou.org

  • @kouameregina9021
    @kouameregina9021 6 лет назад +1

    8. Ndimwi madhimoni ekupedzisira asati ambogamuchirwa panyika. Hakuchisina Lenin. Hakuchisina Bernito Musolini, hakuchina Himmler. Hakuchinazve Adolf Hitler naJoseph Stalin asi vakaipisa kudarika ivavo vavengi vaMwari saivavo varipo panyika muzita raJesu Kirisitu nemabhaibheri mumaoko avo. Hapachina Communism. Hapachina Fascism, Nazism neGestapo asi makereke enyu akanyanyisa asi nyika inotozviyemura. O Mwari, apo kereke yaT.B.Joshua yakadonha, seyi pakaita vakararama? Apo kereke dzakaodza nzira dzose dzeRuponeso panyika maringe naGenesis 6:12, seyi zvivakwa izvi zvisingawiri pamapurisita nevaporofita nevafundisi nevateveri vavo mangwanani eSvondo? Ko sei mabhazi nendege dzinovatakura kuyenda kuvungano huru dzakadai dzisingaparara navo? [Mup: ungano inoti, "Ameni!"].

  • @joellenguetta1906
    @joellenguetta1906 6 лет назад +1

    Iwe haugone kuva muKristu nhasi kunze kwekuti iwe uchitevera Kacou Philippe, muporofita uyo Mwari akatumira nguva yako.
    www.philippekacou.org
    #ProphetKacouPhilippe

  • @anneseverinekouame6902
    @anneseverinekouame6902 6 лет назад +1

    7. ZVINO MHARIDZO IYI INOTI KUDINI? Mharidzo iyi inoti hatichisiri munguva dzamanheru asi tava pakati peusiku. Zvisinei hazvo, chizvarwa ndichocho noMweya waEriya ndomumwe, asi iMharidzo “Itsva” inova chiyero chapamusoro pane iya yenguva dzamanheru. Naizvozvovo Zakariya 14:7 yakasiyana naMateo 25:6.
    Www.philippekacou.org

  • @chantalkadio9300
    @chantalkadio9300 6 лет назад +2

    21. Kana ukaona umwe munhu nguva dzose achiti, "dzoka kuBhaibheri! Dzoka kuBhaibheri! Bhaibheri rinoti…! Bhaibheri rinoti...!" Ramba wakanyarara unyatsoongorora, munhu uyu zvakanaka uchaona kuti idhimoni! [Mup: ungano inoti, "Ameni"]. Zvinoratidzika kuti zvakanaka asi ndidhiyabhorosi. Kudzoka kuShoko zvakasiyana "nekudzoka kuBhaibheri"! I dhimoni rimwe chete rakashandisa mukadzi uya wepaMabasa 16. Uye kuyedzwa kweShoko hakusi kurwisana nezvinotaurwa nemunhu uchishandisa Bhaibheri! Nokuti Bhaibheri ibhuku renhoroondo, ndezvakare uye kana zvichikutsamwisa izvozvo unoda kudzikinurwa! Ibhuku renhoroondo rakaoonekwa kukosha kwaro naMwari, kwete nekuda kwendangariro dzevaporofita kana maitiro emakereke asi nekuda kwedivi raro rechiporofita!