@@giregrace317 ma civilians vaimirirei ipapo pfuti dzichikokwa. Iwe pane zvavaiitana vanhu vakaona pfuti vanototiza. Ivo hwaiva huchenjeri here kumira ipapo
Saka urikuedza kutaura kuti vaurayiwa avo ndovaiponda vanhu here kujambanja waiveko here wakavaona here vachiponda usadaro ufunge vamwe vanhu vachichema iwe wototaura mashoko anorwadza
Iyo pfuti yakamboendwa nayo kubhawa here shuwa
Veduweee zim yaipa pfuti dzakungoridzwa ummm nenhamo kunevakafirwa
Murume ane green arikurwadziva chokwadii....sorry hako
Akashaya ndiye gotwe mumba mavo.vateedzani
RIP justice I'm so sad 😭
@ Zim Quick tv.....what kind of journalism yekuti motipa nyaya ine 2 mins .....tikwanirei imi.....
Read your dictionary carefully in brackets (Highlights)
Zvinorwadza chokwadi izvi,nematambudziko
Vaiendepi ne pfuti kubhawa
So sad ,very sorry 😭😭😭😭💔💔
Asi Zimbabwe 😭😭😭
So sad
Masoja akakoka pfuti apa akadhakwa chii chirikuitika. Makaitei vanhu imimi pajambanja. Ngozi idzi zvaakudzokororwa manje. Maiponda vanhu muchifara ndookurwadziwa kwavaiitawo ikoko.
Zvorwadza izvi, sorry wena
Shem bhud sorry hako
Sorry hanzvadzi 😢
Dzungu plus Kusadzidza avana chikoro vafana ava
Kubuhlungu
Shame Sorry hako
Sorry Veduwe
Shame sorry hanzvadzi
Masoja aiendepi nepfuti kubhawa. Dzaangozi idzi masoja aya aiponda vanhu pajambanja saka zvoenderana regai zvipondane.
Pakaurayiwa 2 civilians vasina mhaka musadaro this story was short hamuna kunzwa zvizere uyo arikuchema his brother was not in uniformed forces
@@giregrace317 ma civilians vaimirirei ipapo pfuti dzichikokwa. Iwe pane zvavaiitana vanhu vakaona pfuti vanototiza. Ivo hwaiva huchenjeri here kumira ipapo
@@giregrace317 pamwe vanga vatobudisa tumafoni ku recorder mavideo ndobva vadashurwa
@@nicholasfungurani9677 zvii zvinoitwa zvinoita kuti usiku vanhu vapinde mubhawa mune vanhu vaine pfuti ?asi urimusoja kana mupurisa? Because umwe akatopfurwa atova panze meaning vaisava comfortable kunwa doro pfuti dziripa counter mubhawa
@@giregrace317 saka paakabuda achitiza pfuti vakabva vamuteera vakati urikutizirei ndobva vamupfura? Hazvimeke sense. Zvimwe zvisingameke sense masoja aiitei nepfuti mupublic place? Ndosaka ndati mune zvamakaitana kuzosvika kuti muurayane. Ko pavaifamba road yese havana kumboona munhu vakazongowana iyeyu chete kwaakutomupfura ndiye ega aivamo. Itai hunhu kana muchitaura nhema dzenyu
AK47 kudoro
Saka urikuedza kutaura kuti vaurayiwa avo ndovaiponda vanhu here kujambanja waiveko here wakavaona here vachiponda usadaro ufunge vamwe vanhu vachichema iwe wototaura mashoko anorwadza
Shame sorry hako hanzvadzi zvinorwadza,nicholas usataure uchidaro dai ari mwana wamai vako ndopawaiona kurwadza kwazvo,chemawo nevarikuchema mangwana dambudziko rinouyawo kwauri
Ivobhudhi vajasi vacho ungati vanopenga kutawura kwavo
Munhu ari kurwadziwa
Shame, very sorry kune vakaurayirwa vadikanwi vavo
So sad