CHIEF BUSHU KATSAMBARAFUTA KAKAPONDA HAMBUYA NEMUPINI VANODZIDZISA MWANA CHIHURE ANOYENGWA MUJECHA

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 21 окт 2024

Комментарии • 17

  • @enockmutendeudzwa3562
    @enockmutendeudzwa3562 Час назад

    Mambo kwete kunikidza mukadzi uyo ndiye anoshungurudswa imi musiko kumba kwake hazvite izvo

  • @SandraMabauwa
    @SandraMabauwa 9 часов назад +1

    Hello

  • @sipiwenkomo6347
    @sipiwenkomo6347 11 минут назад

    Munhu akakumbundira unomuruma sei kumsana😂😂

  • @it3788
    @it3788 7 часов назад

    Mmm musatiadOkere heveeeer y erasing ane obsessesion nemkadzi chibhinya ngora chemunhu

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova Час назад

    Kurova na amai kuti ndimi munodzidzisa mwana wenyu chihure ,murume uyu ndamutya zvachose pahunhu hwake.

  • @JemimaBhobho-y1c
    @JemimaBhobho-y1c 45 минут назад

    Nhai mambo siyai mukadzi kana ati haachada ko akamuka akaurayiwa

  • @alexmasiya
    @alexmasiya 3 часа назад

    Kana murume achitsamwa kusvika pakurova mai vemukadzi mhosva yacho anoiripa sei. Murume uyu haana hunhu zvachose.

  • @kudakwashemujeyi9248
    @kudakwashemujeyi9248 2 часа назад

    Sturbon kamufana ako kanoda rumamiso

  • @DavidPaul-p5p
    @DavidPaul-p5p 5 часов назад

    Munhu anorova baba vake sunungurai mwanasikana anouraiwa imhondi mu face uyu

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 9 часов назад

    Musamanikidze mukadzi uyo. Ko Gracious aripiko paita madofofo apo.

  • @alexmasiya
    @alexmasiya 3 часа назад

    Vanhu vanopedzisira vaurayana mambo. Kana wanano yaramba yaramba. Murume uyu ibhinya mambo.

    • @JemimaBhobho-y1c
      @JemimaBhobho-y1c 48 минут назад

      Taura zvako Alex wosvika uchinzwa kunzi mai wako warohwa nemukwasha chero vari wrong mukadzi wonzi garisanai nemumhu akarova mai wako haaa kana never

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 8 часов назад +1

    Musangotaura zvekuti hatiite zvekurambanisa vanhu. Mwana uyo akauraiwa munozodii? Dare renyu rinenge rakadhakwawo. Munhu anorova baba vake orova ambhuya imi momanikidza mukadzi kuti gara naye chete. Imikaaa asi munonwa ropa revanhu here murikuda kuti auraiwe muwane chekunwa. Kwanai. Mofunga kuti mombe inebasa rei iye munhu achiuraiwa. Mazipenzi Zidzoro

    • @rascocky6366
      @rascocky6366 7 часов назад

      True. That guy is not serious. He is accusing the wife of spending/wasting his money!! But she has 4 mouths to feed how much does that costs? Yet he spends his time at the shopping center spending money and playing big!! He hasn't bothered to register his children!! Very IRRESPONSIBLE!! The woman is right. Why must she spend the rest of her life suffering in a toxic relationship?

    • @frankmoyo7267
      @frankmoyo7267 40 минут назад

      Mangwana vanozotii kana munhu ave chando? Munhu kurohwa kusvika pakubuda ropa mumhino.

  • @ChristineJaji
    @ChristineJaji 8 часов назад

    yaaaa chakonda surrender kkkkkk guys

  • @CharityMarira-g7f
    @CharityMarira-g7f 5 часов назад

    Apa maakutadza kutonga manje munofunga kuti murume uyo anozowana respect here kana achirova ambuya vese nababa vake musakonzerese kuti munhu azourawa munhu kana asisade haachada murume uyo aneviolence mubhadharisei kurova ambuya zvisinei nekuti mukadzi haachada