Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Kuita nyika yemarombe chaiyo ruling part destroyed people
Kkkk.Hanzvina kana direction..
You can say it again and loader
Agree 100%..
Very sad😢😢😢
Zvinotonyadzisa haungambopinde makadai nevabereki ,zvechirombe Vega zvega
Nyika iyi haife yanaka iyi
MBUYA VA BHUBHU😂
vakapihwa somthing here mai ava ndivo vakaita show inakidze kkk
Mai avo ndivo rava celeb rezimbabwe here Nyika yedu haina kwairi kuyenda shme zviri kuimbwa zvacho hazvinzwikwe
Chakauya chematako ichi nhaka
Zvimbo zvacho kunge zvemahwindi or maskwata
Vakadzi vedu vanawo mug arrow but havana kuzungaira so, sies
Camera man unobhowa zvekuti
Mother awo Ari nyika yavo ega😂😂😂😂😂
Kkk ma1
Asii avanakurorwa kani amai ava hmmm
Izvezvi murume hapana kutadza kungoona kuti varume havaise mumba zvakadero
Today I'm the first
❤
Vanhu vanotsvageyi vanotokukumbira mari vanhu vepa zim
Video iyi inouraya meso kuita kunge yakatorwa nemwana wainwa mukaka pazamu kkkkkk poor bro
😅😅😅😅😅😅😅
Ko boots hanzii
HEROES DAY, ZUVA REKURANGARIRA MAGARO EVANA VEZIMBAMBWE
Garo's day. What a shame .ndimai vaani ivavo
😂😂😂😂😂
Ko vanhu kuzadza Stadium 😢hanziiko
Love your country bro...
Zimbabwe Defence Forces day
Avo vajaira kutambisa garo manje hazvisikuenderana coz music haisi sungura
Magaro day
Munhu akatora video haatogoni zvachose
Ok tirikugdzirisa😢
Amai ava vanomwa mutoriro
Chivhayo akatiparira. Vakadzi vakutsvaga ma favors nemagaro!!! Zimbabwe is a joke
Haaaa zvakapera zviye vakainonokera
@@captainjcky9107 kkk, dzatonjuga. Anogona kuijumha nanaChivhayo lite vanogona kubudikira
Very pathetic shame