Prophet Walter magaya Vaita mashura Murume anga ane skin iya pakaitika miraculous healing yashamisa
HTML-код
- Опубликовано: 9 июл 2024
- IF YOU WANT TO ADVERTISE YOUR BUSINESS CONTACT 0774045235
follow us on FACEBOOK link / djsparkszw
EMAIL US trustysparks@gmail.com
#prophetwaltermagaya #prophetemmanuelmakandiwa #prophettfreddy #prophetpassionjava #prophetmagayalatest #prophetwaltermagayahealing Развлечения
Seeing is believing. Yes God is great
Ndopane calling yavo prophet Magaya
Kubata kwaMwari kunoshamira, Ngakudzwe wekumusoro kudenga..🙏🙏
Powerful testimony
Makanaka Jesooo
He is a true man of God there is power in the name Jesus
Yaa zvinhu zviri kufaya kwaPro Magaya God is still speaking its only Jospart even my son was drug adict and pro magaya prayed fo him nw he is totaly healed and free from all evil forces musaite zvekunzwa huyai mega muzvionere kwaZindoga pablue shed waterfalls.
Nhema dzega
Powerful
Uuummm mabasa aMwari ivava ngavarambe vakadaro
Amen ❤❤❤❤❤
Zvatanga paCorona ma prophet iwaya vaita kunge vakanga vambotorerwa masimba hapana akakwanisa kuona kuuya kwayo nekubetsera
We need to hear from the relatives of this person. Coz i had a relative of mine who came all the way from Topola. Masvingo Havana kukwanisa kuonekwa naprophet. Eventually akazongodzokera kumusha and passed away after two years. Vaita zvekufunuka Ganda makumbo nemaoko.
Akapora zvesure asi pava nenguva
Wakapora kare uyo
Tora mari United
akapora kare munhu uyu ukutiratidzirei zbinhu zvakare Josphat akapora uyu
mwari ngakudzwe kudenga nepasi
Vamagaya apo havapotsi ndovimba navo
magaya kana achigona kubatsira chaizvo ngaaende ku harare hospital kune vanhu varii kurwara chaizvo and stop acting skits here and market here church busness Prophets dont run churches. priests are the one who runs the church if you wanna talk about prophecy you should have told us that corona was coming then i would have belived you
Motopengawo henyu imi I think motoda atori miracle Paul chaiye abvise hupenzi huri mupfungwa dxenyu
Hazvirevi kuti munhu akapedza dambudziko akupedza evanhu ese emuno muzim ita kuti wakamumaka chet
Magaya is the truly Man of god but ahazopedze matambudziko avanhu vese but anogona
He has to cure himself first.Only fools will believe this.Magaya of all people.Come on guys give us a break
Yaaa vanhu so kaa zvakaoma so ukutoramba kut munhu uyu akapora hr kungot kana usat wambosangana nedambudziko ukabatsirwa haubvume like me ndaisambobvuma but ndakazoporeswa ende vaindiziva kare vakatondiona now vanotoramba kut ndini coz mmmmm it's a long story my dear this guy anobatsira hake ndakazobvuma
Une dambudziko huru eeeeee 😢