Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
As long watove nechi tokolosh, pakutodiwa ropa... Mari hehurombwa munomboidireiko... Mubairo wechiv rufu...
Ndokumbiravo # dzasekuru ndoda kundorapwa
Yaa kuromba kwanyanya thank u mukoma Nash nema conf tiri kudzidza nhamo haiurayi shuwa
Pachipamwe vedare murare munyasha ❤
Haaaa weduweka ,shuwa kuti munhu unotora mari dzevanhu nemishonga here .Nekurwadza kunoita kushanda .
Yeeeeeeh, just another Horror Story from the one and only, My Brother Nashe ❤❤❤❤
Maswerawo sei mkoma Nash nevedare
Taswera maswerawo sei
Mmmmmmm nyika yaoma sure
Hakuna mari yemahara zvinoperera kuropa. Most people don't have patience 😢
Uumm kudenga kure
yhowee nhy Mwari Joni urikutiparira sua zvakaoma
Zvichapfuka
Vanhuwee musaiye muchinyepa kuti sekuru Havana kunasonditsanangurira zvichazoitika pakuromba,as long watsoka pamushonga ziva kuti kuuraya hama. Satan haakupe zvekwake for free
Ityai mwari nekuromba uku mari ino shandwa kwete kuita zvemahara purizi munopedza dzinza
Iwe siya chikwambo ichi ,enda kuma postori unobetserwa because hama dzirikupera ,itosiya usati vadeura ropa
Playing with the devil 😈Kuda zvemahara shuwa
Ndakazvida haachemwe
Nyaya dzemari dzinotonetsa 🤣🤣🤣🤣🤣
Mukoma Nashe nhaiwee Susan 🤣🤣🤣
Veduwee hama tiregeiwo kuno Joni tirikutamburawo isu 😢
Kkk kusvika zvako zvaita means kusvika taakugehena tese
Weduwee kaaa zvakaoma hazvo
Zvinorwadza hama yangu apa kushandisa hama dzako
dai mukoma masiya chikwambo icho nguva ichipo hama dzapera shuwa musadaro
Vanhu ngatidzidze kushandisa maoko edu unozaishisa zvekusvika pakurombasei vamwe vachishanda muma garden evamwe anonyepa uyu ndidzo hama dzisingadi kushanda dzinoda zvirinyore
Ahh zvigunwe zvakutambidzwa mazita. Hope mine is not included 😂😂😂
Take it back
Kuromba kune labour nhai.😂😂😂
Imagine ini andingazvikwanise😂😂
Hakuna zvinongouya zvisina mubairo mangwana
😅😅.😅
Mmm
Ummmm very sad srry hey,
Hi
Kushanda kunorwadza guys regai kutora mari dzedu nemushonga ngatidzidzei kushingirira nhamo ahiurayi
Nhymi nemarwadziro anoita kushanda iwaya munhu ongotora hake zvakaoma hazvo
Enda unochidzosera kwa tasvu usauraye hama dzako
Zvinonetsa akaromba nehama dzake
Selling your soul for 350 US shame

Playing with the devil 😈
Kuda zvemahara shuwa