Kkkk varoi hamuneti here,trying to undo what God has done, all you can do is manipulate, have a little bit of satisfying. Chinenge chikwambo, it will save you for a moment, but masimba amwari anozviratidza. Munaoona kuzochenerwaka eii😅😅😅😅
Muri sey ve dare sisi avo vari kushandira avo vane mwana anovarova u veduwe zvimwe hazvidi kubvunza zvinoda kufunga kuti muri muranda here kana kuti munhu ari kushanda ibvai pabasa muchage rimwe
Sister vakaromba neruva verenga bible my dear is it really worth it Jesu kristu akataura what does it profit a man to gain the whole world and loose your soul repent and give your life to Jesus Chtist kunyangwe ukanakurwa here on this earth toti for the nxt 100 years but ku gehena it's ETERNAL loosing your soul is the second death of going to hell dear the devil has nothing for free unobhadhara nemweya wako habzu,kuchema, kitambudzika ku KUSI NGAPERI hanzi musanyengerwa Mwari haasekwi chaunodyara uchachikohwa
Hezvo kurohwa ngaarowe mai vake
Mkoma sure kokusaverengao confession yangu
Mamukawo sei vedare namkoma Nash
Kkkk varoi hamuneti here,trying to undo what God has done, all you can do is manipulate, have a little bit of satisfying. Chinenge chikwambo, it will save you for a moment, but masimba amwari anozviratidza. Munaoona kuzochenerwaka eii😅😅😅😅
Siya basa
Kkkk, kutoendera munhu kunguwo tsvuku nezvisina basa. Iwe nemuporofita wacho kuti brain dzenyu dzakakwana chaizvo 🤣
Naidoo ps siya Vasa like yesterday if possible go ti the police report zvekubatisa mwana migoti vokurova kana vakasasungwa unenge wanbovanyafdzisa
Nyaya dzemaruva idzika 🙆♂️
Sisi avo vemwana anonzi avarove siyai basa anogona chirichikwambo nxa
First good morning
Morning
Avo vekurohwa nemwana, hazvisati zvarwadza munhu anoziva kurwadza kweshangu ndeakadzipfeka so ngavarohwe vakanyarara @@ZimSecretsandConfessions
@ maswera seiko
@ tamuka Maswera sei.
1) yaaa zvakaoma shuwa
Veduwee musadaro veduwee 😭 zvehu admin zvacho asi maotambiriswa kani
Kuroyerana Zvinhu zvisina pay
Munombotukireyi vanhu vamusingazivi painternet
Siya basa iro usaitiswe haisi mhosva kushaya mari
Siya basa usati wauraya mwana shamhu yavo vachaiwana havo waenda dear
Uuumm ndomurova zvekuti mwana uyo murove kana Mai vacho vasipo hezvo nhai iwe
Kuroya kwacho uumm shuwa nekuti wabviswa pahu admin wakatadza wena
Saka mushonga yenyu hayina kushanda and hayi shandi zveshuwa mwari variko musatamba imi.
Muri sey ve dare sisi avo vari kushandira avo vane mwana anovarova u veduwe zvimwe hazvidi kubvunza zvinoda kufunga kuti muri muranda here kana kuti munhu ari kushanda ibvai pabasa muchage rimwe
Ari Bloemfontein anowanikwa, sei timubatsire
Vanoda kurova vese na mai vacho
Morning mukoma Nash
Bloemfontein haisi nzvimbo yekugara tsvaga kune mapurazi basa unoriwana
Mumwe musikana akatuka mumwe murume pa facebook aka sungirwa mbereko agadzirwa apa havazivane
mu nga svika pakuromba muchirombera kuva Admin we group zvinhu zvisinga kupeyi sadza .ko munhu iyeye akazo fa muchadii nhai cc.
Maid siya basa wazvinzwa here?tsvaga rimwe basa ma basa hobo.
Iiihii une hutsinye wena kudyara ruva pamba pevanhu mwari ngakurove iwewe neshamhu ine minzwa kumagadziko Uri muroyi wemasikati satani chaiye uuumm