Love & Reality yatopera here? | THE BLACK COUCH
HTML-код
- Опубликовано: 4 окт 2024
- This is where they discuss about the film while in their characters that they played in the series and not their real life. Watch and discover the hidden truth that was not mentioned in the series as well as deleted scenes. #actorsclash #slimazprotv
Team Nelissa varikuti love & reality ngaidzoke let's gather here siya like pano
Ngavadzoke fut nayo please 😢😢😢
Ngaidzoke shuwa
Tokumbirawo love n reality season 2
Love and reality ngaidzoke we are learning a lot from it. Ngaienderere mberi zvekutidaro
We need season 2 please guy tiri kudzidza zvakawanda veduwee
Tavakuda Love and Reality Season 2. Misheck atevera Tarisai.
Team team munotigonera love and reality haieñderere mberi kusvika Lesley anemwana uye tarisai achadzoka here
Brian anoda kubatsirwa chaiko confusion, vamwe vanhu vanovhaira nekudiwa kurambwa sekune muswere. Dai ndaimuona ndambomurova. Agatha handisati ndaona mukadzi akaita saye coz vakadzi vese ndoziva vachiti ndoda kuita mwana wangu. Problem chaiyo
You guys are amazing I salute you.
Team Nellisa ngazviende mberi
Thank you
Team mellisa
Season 2 weduwee
Ngaidzoke please please
Agatha did very well to put these episodes on top .There is no Reality without Agatha . She is on top of her game .
Ahhhhhhh ngaidzoke team mellisa ❤
Slim chimbo buritsa story of Tambaoga ❤
Team Mellisa ngaidzoke
Guys tirikuda season 2 nekukasika
Love and reality must continue haifanirwe kupera
Ngaidzoke sn2
Ngaidzoke sista murikutaura chokwad haifanirwe kupera yakadaro zvee todakuona mwana waBrain plz hama dzatarisai tizive akatora chipfeko chatarisai
Yes we learn more guys munogona zveny
Ngaienderere mberi please guys
Ngaidzoke tiri kutoida zvekudaro
Team Melissa ngayidzoke
Team Nelissa ngaiende mberi love and reality
Ngaidzoke guyz Kusvika Lesley ava nemwana mwana wacho Kusvika ayenda kuchikoro
Ngaidzoke season 2 pliiizzz
Beauty is a heroine
Love and reality ngaiende mberi 😊
Mai chapodza vahombe❤
Asi pafair misheck akatadza dai akapisa mukadz wake sekunzwa kwaakaita pafoni Tarisai naAgatha vachitaura semunhu mukuru uye Tarisai iproplem fti auuye kuzoparadzanisa mumusha mevanhu
Team Mellisa continued to ❤
Yaaa ngaidzoke guys tikutoida
Team Nelisa
Team melisa ngaidzoke pliz
Tirikuda season 2 pliz haaa Agath ma1. Ukaona ukaita mukadzi akaita saAgath unenge urimumoto chaimo
Team Mellisa❤
Noddy ane point pana lesly she have to learn to solve her problems by herself
Team mellisa dzokahiweeeeee
Pliz love & reality ngaiyende mberi
Amana season 2pleas ❤
Ngaende mberi tinoda kuuona kt brian lesly vakazodi .uye tari namisherk vachadiii maichapodza nevana vavo vachazodiii
Chidzosai weekness
Its true ngaiuye season 2guys
Ngaienderere mberi
Haifanire kugumira ipapo tarisai ngadzoke kumba kumurume wake coz tarisai Hana problem pakutora rumume wa Agatha bcz panga pasina plan Aida munhu saka saka akaita zvinhu izvo
Team Melisa
Ngaienderere
Season 2 pliz
Brain Ari right ndizvo zvatiri varume apan anoda kutorerwa munhu wake vamwe varikutodanana nema ex girlfriend vakatororwa coz munhu waunenge wakamborara naye plas uyu anga avepamba ka uyu in ex wangu ka ndikawana mukan naye apan nyaya tinotangira ipapo
Brian atori ma1 chaarikuda haachizive uyo .apa honai akutamba na beauty kuda zvinhu
Yakasira kupera
Love and reality ngaiendemberi zvnyu
Munogon guys
Haaa guys fambai nayo haingaperi zvekudai haaa muri ma gud actors imi ini ndoda misheck azotevera Tarisai uye Brian dakuzoonawo kt achadii haiwaa haipere zvekudaro munogona mose kkkk Agatha hr haa pane bsa
Noddy dxoserai rako riya coz izirayiri harisati rasvika amana 😂😂😂mombondisawo
Season 2 wen nhaim
Team mellisa ngaidzoke kusvika tarisai adzoka😂
Team Melissa
team Mellisa
Season 2 inodikamwa tione kut misheck haana kuzoteera tarisai here uye Brian aavakugaya tarisai on the other side
Ngaidzoke plz munotigonera uye tiri kutodzidza
Dai ya continue up to episode 100 😂
Team neli
😂😂😂😂😂😂 agatha haaana kumira fyn kunge hwindi ajegera kombi
Inga yanzi season finale meaning there is another season
Timu Mellisa
Mwana ana Lesley I don't think ndewabrian coz akadya bota kuna tarisa haana kunanga misheki akangorova nekumitisa
Dai tarisai asina kuenda haaa misheck ndaimutorera hank 😂😂😂😂😂
Season 2 purizi
Brain 😂😂😂😂zviriko
Agatha ndoda kumurova hakuna munhu akadaro kani
Rambai makadaro asi gadzirisai quality ye camera
Kooo yepera tisina kuwona Tarisai kt akazodiyi hr
Haaa vanhu mabva mati zii nhymi
Zvekutidero
Sando kuna mai Chapodza 🔨🔨🔨⛏️
Why Yapela neku kasika😢
Hanzi nemi mafans moda tiite zvopera kkk
@@slimazprotv we want s2 director 😄
@@slimazprotv please we need season 2 please
We need season 2 @@slimazprotv
😂😂😂😂😂😂😂😂
Team mellisa
Team Melissa
Team mellisa
Team Nellisa
Team Melissa
Team mellisa