Well done mukoma Robert 👊 Sekuru Tasvu sando dzenyu ndapa kutenda zvangu basa munoziva zvekutodaro. I salute you sekuru. Ndatenda zvangu hamukundike imi 🙌🙌🙌💪
Mukoma Robert batsiraiwo mwana anetseka akabatwa nengozi arikungogwesha nyaya iri kwamambo marange but mambo vanenge varikukundikana mwana atambura veduwee kana muchida # dza baba na mai vemwana ndokupai
True His Called Simba thank that now as we speak you have met Simba's Parents & Simba We ngozi iri kupotera achigwesheswa in painful rough terrain God Intervene 😢🙏🏽
Oh! My Goodness! I’ve been going through the latest episodes looking for part 3! I’m definitely waiting hahahaaaaa..! (Banda and Mwale) pa chanetsha apho! nekuphisa! 😂😂😂
Sekuru Tasvu deserves to get reward of best N'anga in Africa so Sir Wicknell Chivhayo itaiwo plan kana musina godo ne N'anga dzedu idzi Benz kuna Sekuru Tasvu hazvinei kuti vanemotikari ngani🙏🙏
Haa ini panyaya dzen'anga ndavebhoo. Ndavekuda zvimwe zviri more stimulating. Sekuru this sekuru that haa ndaneta. Dai mawandirawo kumwe uku kune dzimwe news
kwete hama yangu but zvave kungosvota kunge wrestling. same things zvinongobatwa day in day out kunge zvirikugadzirwa nemaChina. ini varoyi vandainzwa vaishandisa nyoka, mapere, mazizi nezvimwewo kwete varoyi vanenge vechiSalad. Same story line kunge markerting gimmick
Yaaaaaaaah Antonio com seu brada ummmmmmmmm voces tem muito corragem pa ummmmmmm deve dechar divez,e Sekuru Tasvu asim qui voces ja foral ai nao vao mais ao drogar kkkkkkkkk zvapera hamurombe zvakare isvikiro irooo Tasvuuuuuu 1
Ini i want the mbira group to record nziyo dzavo idzo. This is priceless treasure
True vanogonesa
z
lam with you on that!!
Well done mukoma Robert 👊
Sekuru Tasvu sando dzenyu ndapa kutenda zvangu basa munoziva zvekutodaro.
I salute you sekuru.
Ndatenda zvangu hamukundike imi 🙌🙌🙌💪
Wasiya Translator manyama😊
Vana ngavachene avo Sekuru.Ndoziva you are against urombwa.Keep it up Sekuru
Mkoma Robert ndokumbirawo mupindire nyaya yengozi yekugwesha iri kwaMarange mwana anofa arwadziwa vachingotenderedza nyaya. Bmkr vakabata vanehutsinye havadi kuripa kt hurwere hwemwana hupere chavanoda kutambura kwemwana kugwesha haisi nyore. Please mkoma Robert nyaya iyi ngaiuyewo kwasekuru Tasvu
They can get in touch with me
I second you shuwa mukoma Robert ngava batsirewo mhuri iya
Chokwadi mwana watambura uya
Chokwadi mungabatsire mukoma zvinopisa tsitsi@@robertapfumaneyi
They finally got hold me, but havana busfare to come to Harare
Nadha ndabva ndafunga Patricia 😂, keep up the great work skru Tasvu nd mukoma Robert muri kurova basa. BRAVOO
Ndamufungawo nenaboats nematemba veduwee
Interpreter avo variKuseri🎉thanks tanzwa
🎉
Type iyi inonotorazve. Hadzizi type dzino Surrender zvekudaro
There is no way this guy is not related to Kapfupi.
Interpreter manyama haaa munogona sekuru sando dzenyu, mkoma Robert ❤, sekuru Tasvu much love basa mberi kugadzirisa nyika
Muturikiri tinaye chokwadi, pamwe anoisawo tusauti kuti zvifamba, well done ❤
Tateguru Tasvu to the world mozambique yapedzerwa totenda tateguru
Goni ana goni wake.welldone sekuru. Keep it up mkoma Robert
Pindai nepa state house sekuru tanzwa!
Yes sekuru
😂😂😂😂😂 hoyoooo
😂😂😂😂😂 sando dzako iwee
Sando kuna interpreter ❤
Mukoma Robert batsiraiwo mwana anetseka akabatwa nengozi arikungogwesha nyaya iri kwamambo marange but mambo vanenge varikukundikana mwana atambura veduwee kana muchida # dza baba na mai vemwana ndokupai
Sly please take over nyaya yanetsa iyi
😢😢please mukoma Robert batsirai mwana iyeye
True His Called Simba thank that now as we speak you have met Simba's Parents & Simba We ngozi iri kupotera achigwesheswa in painful rough terrain God Intervene 😢🙏🏽
Sekuru tasvu makanyanya
Well done Sekuru Tasvu ndinokumbirawo mubate Bond anozviti ndirisvikiro re nyika ye Zimbabwe ichokwadi here
Ana passion java vepa moza
😂😂😂😂😂
Bho here ma glass ayo Antonyo😂
The great thing is that they all want to repent and be good boys😂❤
Uncle Robbie thank you so much Be Blessed, you truly stand apart in Being "The Hand of God ln Flesh To Bringing Sorrows To Joy",
Makorokoto akazomuka umm ndange ndakutya zvangu
thank you guys that reach out to Uncle Robert he indeed responded our cry & plea Uncle Robbie you have heart for your people
MaBoss surrendering zvikwambo welcome Apostora Ammon and welcome to fatherhood Antonio👏
Keep the standard up sekuru
Sekuru venyika tinothemba imi munyika medu
Thanks Robert 🎉
Wataswuriwa kaaa Antônio
Thanks mkoman Robie
Oh! My Goodness! I’ve been going through the latest episodes looking for part 3! I’m definitely waiting hahahaaaaa..! (Banda and Mwale) pa chanetsha apho! nekuphisa! 😂😂😂
Ana passion java vepa moza
@@bamudiwa7159😂😂😂 handitika!
Ne pride idzo kutoti inini nditori mbinga isingaite pamaraini pangu😂
@@bamudiwa7159 kkkkkk
@@bamudiwa7159😂😂😂😂😂😂😂
Nhasi ndapururudza veduwee 👏👏👏👏👏👏
Sunglasses Ayo big mafia 😂
No mercy kwanzi ndondoona ikoko kudenga
😂😂😂😂
Tasvu tasvuuuuu uuu akatumwa kuzodzikinura Robi ndikuuya wo ikoko ndaneta kushandiswa
Sekuru Zvega humorous 😊 lively personality 🙏🏽
Mkoma Robert thank you for the great job🎉🎉
Antonio wakagona chaiko kusamuudza Sekuru Tasvu vachamugadzirisa kkkkk
Robert tasvu muhombe zvake one tasvu...dai aramba boss amon we hv sanyangwani
Simbi dzikakwesherana dzinoiswa ku panel beating. Sekuru Tasvu 1 chete chete .
I'm married nemumoza wekuFingoe zvavari kutaura hakusi kunyepa,ndakakugara kwakarema ,kune mumwe wandinoziva akaurairwa nyoka yaiba mari mushop iye akabva afa,gonzo rainwa mapeps mushop nemabiscuits asi unowana mabox akaboorwa padiki,madrinks haarasike anonwiwa smart,vanobeliver myshonfa chete
Ndokunoda kuendeswa wengozi yekugwesha
💯
Boss Amon airamba aibva auraya Boss Antonio, dai akaudzwa kuti ndizvo ndafunga. Apa ave kunyara uye shungu dzekukoniwa kuponda munwe wake.
Can't wait
Keep it up bro Robert and Sekuru Tasvu mukuita basa rakanaka
Mozambique and Malawi, Zambia don't play guys
Northern Cape SA
Sekuru Tasvu deserves to get reward of best N'anga in Africa so Sir Wicknell Chivhayo itaiwo plan kana musina godo ne N'anga dzedu idzi Benz kuna Sekuru Tasvu hazvinei kuti vanemotikari ngani🙏🙏
Ngatenge nemari yawo unoti Mari dzanochaja kubatsirwa munhu imari shoma her
Anosvikobatwa uko hadzina kuchena mari dzavo Sir venyu. Munomunyarira
Taura hako@@washingtonsandi4404
Mai tasvu chimbonyararai
Well said sekuru magona mamutsura sekuru àri kutoda kuita pride 😂😂😂😂
❤❤❤❤Muchakurega henyu huroi
Zvega wabva wati boss amon and boss antonio.....ndorifarora iri zvega ,anogona kuturikira anonyatsozama
Dei akaudziwa chokwadi aidzvanya Dumwa racho omuuraya handiti rakabatanidzwa nemoyo wake aimuuraya
Interpreter uyu anozonyanya kuwedzera nezvisina kutaurwa ii
❤❤❤ sando kwamuri sekuru namukoma
Well done sekuru Tasvu murikubata basa
Better nhasi akuchiramba kkkk paye hanzi nditambidzei chinhu changu
Asi asingatomuurayi hake sis iwawo, better pane anouraya eish
Well done sekuru tasvu
Haiwawo matalks eiko ngaatochekwa nyora zvipere
Mkoma Robert you must do, where are they now like anaPatricia vaye timboona kuti vapapi iyezvino
Drama harina aftermath
Nyaya iyi ya Banda na Mwale chaiyo
I would like to meet Sekuru Tasvu 😢❤ I'm from Botswana 🇧🇼
Tasvu chibaba ( great of all time amazing doctor.)
Varoiyi vanoshungurudza nevanoromba 😊
Thank you brother Robert
Mukoma Ribos ndokumbirawo mubatsirewo mai nababa Simba vekwaMarange
Vakasununguka ku fona
Kudya mari but the skin is not glowing
Imagine ... It's not glowing at all😂😂😂
@@talietalie5412 kuita sema farm bwoyi Inini ndinotambura but my skin is looking mwaaa
@mikemaelstromangara nhasi wandispaka 🤣🤣.Kugeza kunongodiwa either you have money or not
Ngaatibvisire masun glasses mumba mheni
Mudare renyu nhasi ranga richirema sekuru. Matsikwa nema Boss. Matsotsi haa gerane.
Chokwadi hapana chisingaperi
@@user-eg2ge8le2g You can say that again. Haa unopererwa chokwadi.
Boss Amon vanobyinya chikwambo kusvika Antonio azhamba😂
So ava right
These guys are Mozambique origin ......vano believer muurombwa they can't believe in smart hardwork ndanzwa tsitsi
Ndosaka muchiona Kuti kwaChigodora kwakazara hurombwa bcz vanotora Mozambique padhuze
I don't understand kune avo vanotaura zve church ivo vabatsirwa na sekuru chii chakadaro ichocho😊
Interpreter manyama .haa makaoma 🤣🤣🤣
ndokuti muzivekuti kumoza hakuna vanogona zvemari kunevaroyi kwasekuru tasvundokuna mwari wese
Ini ndinodawo kuoona na sekuru Taswu chiranga mapenzi...... Makwati ndiwo ma1. Mari bayis kbatika
Tateguru Tasvu vano Tasvura
boys resmoke
2 billion mzn is over 30 million USD. Boys rine bag iri or paita mistranslation
Rambai makadii skr musadzora tsvimbo tiri kuuya ikoko tiponewo
Ndichauya ne family yangu pane anedende ranetsa
Nhasi wabatiwavo kwa Sekuru Tasvu vasakuregereravo urayai sezvaaiitavo Amos uyo kkkk
Sekuru tasvu big up
2billion its close to $31 million USD
Close to R600million Rands
Tinotenda Mwari nevadzimu chokwadi nemiwo sekuru matendwa nedenga nepasi vese vasiya zvakaipa varume ava
Good reporer
Uyu wemabhodhoro kumeso uyu imbomudzemurai sekuru Tasvu uyu .
Ummm kusvipa zvivarume awa nemoyo yese
Bhora mberi mkoma Rob mukubatsira chaizvo varoyi nevakaromba ndovanoti muku faker vanoziva oneday is oneday hama dzavo dzichasvikawo zvikafumuka zvese
But this guy in glasses once came with her sisters, they where accusing him of sleeping with them
Haasiri iye Itayi
Boss Amon vanooneka kuti pakudzvanya ishasha vanoratidza kuti vaiita kudzipa dumwa Antonio kobva kambofenda mbijana kkkk pavanosangana paye voti tenga drink ukaita funny ndokuendesa iwe basop kkkk
Kkkkkkkkk ndozvakazomusimudza kuuya kuZim
Mkoma robert may you link ngozi yekugwesha kuna sekuru tasvu mwana abatsirike uyo mambo varemerwa
Haa ini panyaya dzen'anga ndavebhoo. Ndavekuda zvimwe zviri more stimulating. Sekuru this sekuru that haa ndaneta. Dai mawandirawo kumwe uku kune dzimwe news
asiwakaromba kani
kwete hama yangu but zvave kungosvota kunge wrestling. same things zvinongobatwa day in day out kunge zvirikugadzirwa nemaChina. ini varoyi vandainzwa vaishandisa nyoka, mapere, mazizi nezvimwewo kwete varoyi vanenge vechiSalad. Same story line kunge markerting gimmick
Enda unoona maiTT kana wadhiniwa
Handidye guru comrade
Yaaaaaaaah Antonio com seu brada ummmmmmmmm voces tem muito corragem pa ummmmmmm deve dechar divez,e Sekuru Tasvu asim qui voces ja foral ai nao vao mais ao drogar kkkkkkkkk zvapera hamurombe zvakare isvikiro irooo Tasvuuuuuu 1
Pride ndiyo yakamuwandira murume uyo, anongomisa mabhodhoro ari kumeso, kwanzi zvizhinji tozvionera kudenga totangira ipapo
😂😂😂😂yes too much pride
KO boni boni aribve hre sekuru ngaambobvisa maboni
😮Zvakaoma vanhu akaromba avo vanonetsa
Miss part 1 can some one tag me please
Mukoma Robert pamberi nebasa
Magona mkomaRobert
sekuru tasvu vakuru👏👏👏
Emen emen
Ko first episode ndeipi
Nyika inorema shuwa kuromba kwakaipa zvachose, maita basa sekuru Tasvu