This man is a bit arrogant. He just wanted to torture this woman to make himself feel better. Ndosaka vakafeka na mablinders ema shades. Behaving like a boss😅
Chibage chinogona kunge changa chakaorawo zveshuwa but uyo munhu wemukadzi saka vaingofanira kutora magwere just kurerutsira mai avo avo after effort yavaisa kuuya nemagwere
Ngorima ngaitwe mambo bcoz uyu anotyiwa ndosaka asingabhadhariswe Mari dzekupenga and Ngorima namai awo vanodanana ndini ndadaro😂😂 but hadzi Iyo iri paside pekaconfused mambo ako ummmm kahadzi bhoo kuzora hako
Ini hangu handizivi kwakabva nyaya asi varikudzvanyirira murume uyu,murume uyu arikuti Mai ava ndakavati vauye nebhagedhi reSample Ivo vabva vauya neose
@@naomimafemera4860 besides magwere saka munhu haapihwi mari yake here, in other words varikungoti end of May mari ngaivepo zvekuti ndeye chibage or yabvepi hazvina basa
Asi vanhu vari kuti murume uyu aita hutsinye papi chaizvo? Unless kana vachireva havo kuti dai asina kuripirwa in the first place; but kunzi munhu aripe panenge pawonekwa mhosvaka. Manje mai avo voda kuita husvinu bwekupa munhu mabagwe akavora; ndokuripa ikoko - wonzi ripa mombe wonotenga mombe yakavhunika gumbo woti munhu ngatore chete nekuti imombe? Imi ka imi!. Mai avo ndivo vanga vachida kuita vutsinye kuti murume uyo aruze; arase mabagwe acho. Vanhu ngavasada kutonga munhu vachisiya kutonga nyaya mhani. Munhu anatsa kutaura kuti ndakati tangayi mavuya nebhagedhi hwani chete (just a sample) kuti tivonesane kuti akanaka here. Avo mai tvsee zvatauriramwa, vouya nerori kana ngoro yakazara nemabagwe akashata kechihwani. Ndokuitavo here ikoko? The man is very understanding (real gentleman) he even accepted a loss from $90 down to $60; yet he did not contribute this woman's mess - yekutenga chisingagutsi anofanira kuchidya wacho. Dare rose ranga riri divi remukadzi uyo including chief wacho - vanga vasingatombodi kuti Ngorima ataure chinhu yet ndiye muridzi wenya.
Ngorima akanyimwa pakati hence why he’s abit angry 😂😂
This man is a bit arrogant. He just wanted to torture this woman to make himself feel better. Ndosaka vakafeka na mablinders ema shades. Behaving like a boss😅
Anehutyinye murume uyu kana chero ukavatari a a kuupfeka ma shades 😎 padre
Ndeekuvhara nyadzi hama
Excellent Head Man....,. Dare ndorinopa Date....... No one can criticize you.....
Murume uyo aneutsinye chose..Ngorima ngaasaita nemunhukadzi
Slymedia the best ever .......
Camera men urikutadza basa , tevera anhu arikutaura, not kuisa camera pane anhu asiri kureketa ba
It's called a listening shot
Ngorima anenge anorema dare kuita kumutya
😂😂unotyisa Ngorima
Ngaadzoke mudare nguva ya Allan na Gucci
Ngorima chaimbova chimupurisa pa Bulawayo saka vana sabhuku vanochitya
Hie kana pane number dzamai avo ndirikumada magwere ayo ndogara pamatondo township
Baba varikuda beans yaamai avo hazvina magwere mukati izvi
Ko dai vedare vaona chibage chacho first kuti chakaora here
Inyaya yeiiii magwere eyi
Ngorima unehutsinye kutaura chokwadi mangwana ndiwewo ungapenyesa zimhanza uchisungirira mai avo
Secretary manyama❤
😅️😅️😅️rasta
Kkk
He shoukd have told the woman politely that this is not the quality he wants not say the maize is fit for pigs or chicken aghhhhh he is rough
Apana utsinye Ngorima is rite vamwe avo varikuti Ngorima ane utsinye vari kurasika
Mai vakanzi hunzai 1 bucket sample , ivo vakuunza ese akaora , ngorima is right
Ane Hutsiye mudhara uyu akaoma moyo
Ngorima rineutsinye,
Masecritery manyama
Va Ngorima zvichiri zvemangwere here
Akamboiteyi mai avo kupihwa muri pouyo
Kutaura chokwadi chibage chawo chinenge chainge chakaorawo saka , kana aiwe akanana maida kutsara chiiko😅😅😅😅😅
Head chigodora munogona kutonga saMambo bushu 🤝🤝🤝
Ngorima urirombe ungaitira munhu wechikadzi utsinye mwari akuitire nyasha
Ko mudare machangamire mochimbopfekwa nguwani here? Chivanhu chaakukanganikwa kunyange nemadzishe nhai!!
Zvakaoma.
Kuti ngorima adzikame , Mai ava ngavamude zvipere
Its acceptable and its not unusual to sit under such poorly put up shed/ structure. Very normal indeed.
True chinomzi chivaka
Chokwadi
Ngorima anenge panasabhuku wangu wakadyisa mumunda make kana dziri nzungu vanoda kuripwa dzava musvo unogona kunzi 50kg yemusvo. Dzimwe nguva haachaje padyiwa anoverenga matsimba emombe padzatsika mumunda make okuchaja
Iiiiii zvkaoma haagone kugarisana nevamwe muraiini make sure iye haachapariwo mhosva
@@olindamachiya7812 iye anoti kana dzake dzadya muripise zvaunoona kuti zvinokuitira usamunyare
Ngorima une hutsinye tsk wako,unehutsinye iwe Ngorima nxaaaaaaaa
Ndinoona amai ava havana murume then baba ava vakuda beans vakapihwa beans zvatopera amai ipai baba beans nyaya yatopera
Maonero angu mai vakasvinuka avo. Sei vakatenda kusarudza magwere vachizadzisa kana ainge akanaka. Dare ngarisvinure. Mutongi agona zvake pakuzotara nguva otherwise yaizouya after 5years
Chibage Wangu hachimbofa chakanzi unoshaya chimwe chisiri bho mudhara uyo anotooneka kuti mu cde haatogoni kugara nevamwe bho haachadi Chibage nokuti chemu munda now chabho
Varume vaitonga apa havasi right
True
Ndicho chinasisi vakaromba wering zvakare, muroyi mudhara uya kutemba zvidhoma
Ngorima ita semurume mhani
Chibage chinogona kunge changa chakaorawo zveshuwa but uyo munhu wemukadzi saka vaingofanira kutora magwere just kurerutsira mai avo avo after effort yavaisa kuuya nemagwere
Kutambira chibage chekaora nekuti chauya nemukadzi chete? Zvadiiko neukadzi hwacho? Chii chashamisa pakuva mukadzi?
Ngatingoti ngorima ngaaite tsitsi chete kunamai avo. Not nekut munhukadzi. Hunhu chete!
Ngorima haana hutsinye because akati moms huyai nebucket first tionesane ,but moms iri stuborn
Ngorima ngaitwe mambo bcoz uyu anotyiwa ndosaka asingabhadhariswe Mari dzekupenga and Ngorima namai awo vanodanana ndini ndadaro😂😂 but hadzi Iyo iri paside pekaconfused mambo ako ummmm kahadzi bhoo kuzora hako
ngorima ane zviwanda uyo b careful
Sounds good
Haaaa hapana hapana mudhara wangori ne crush chete aw 😂, wakatadzirwei ?
😂😂😂
😂😂😂
Chokwadi ane utsinye murume uyu
Makadii kugara mataura mari nhai vaNgorima. Imi vatongi ongororai kushandiswa kwaita amai ava. Baba vanotsvinya
He is rough and unempathetic....ndosaka akabviswa mwazino ngeanhu
Ndiani akabviswa mazino
Ini hangu handizivi kwakabva nyaya asi varikudzvanyirira murume uyu,murume uyu arikuti Mai ava ndakavati vauye nebhagedhi reSample Ivo vabva vauya neose
Tasvikao pano maoko👏👏👏👏
Ngorima uri muroyi, unotemba zvidhoma
Who is the Plaintiff & who is the defendant here😂
Kutorasika chaiko. Yaive guesswork
Ngorima Siya ushasha utongeke, apa ngorima oda Mai ava
Uyu Ngorima muroyi chaiye
Madzishe ose dai angadzidza kubata nyaya kunoita vachigodora.
Ane paakatsika ngorima ndovarume vanorowa ava
Vangorima vatopamunhu lose bcz akatenga $90 Saka imwe$30 yavo vodii
You didn't understand the story well
Kana chibage chakanaka chinosarunzwa chii Mai vakatenga chibage chakawora
Ngorima une hutsinye ndosaka usina mazino
Umm ukaona uchigarisana nemunhu akaita sangorima better kuisa durawall recement rekuti hamuonani better kusangana kunhamo nekumisangano coz DAI akataura kuti anoda $60mai avo vasina kuwaster mari $90yavakatenga chibage
Aida sitonyeni. Aiitira kuti arambe achionana naamai ava kusvika vava frustrated zvekuita GIVE IN . NDOMUVINGA NGORIMA WACHO
ANgorima chibage hachitengwe zvekumhanya nenguva yatiri .Vanemoyo vakaoma vaNgorima
Headman vagona end of May not bad
Ndiyani anotenga magwere in May vanhu vachibva kukohwa
@@naomimafemera4860 besides magwere saka munhu haapihwi mari yake here, in other words varikungoti end of May mari ngaivepo zvekuti ndeye chibage or yabvepi hazvina basa
First
Munhu ane camera haasi kuita boe toda kuona uyo murume ati ngorima hwangova utsinye yaaa uyo ataura ende aneushingi ndovanonzi varume
Neni ndachida kumuonawo 😂
Aripi magwere acho ngaauye padaee izvozvi
Baba avo havana kukwana.amai avo sure vangatenge chimbage chakaora here
Kuzvitutumadza mudare hutsinye kusagarisana nevavakidzani zvakanaka
Asi vanhu vari kuti murume uyu aita hutsinye papi chaizvo? Unless kana vachireva havo kuti dai asina kuripirwa in the first place; but kunzi munhu aripe panenge pawonekwa mhosvaka. Manje mai avo voda kuita husvinu bwekupa munhu mabagwe akavora; ndokuripa ikoko - wonzi ripa mombe wonotenga mombe yakavhunika gumbo woti munhu ngatore chete nekuti imombe? Imi ka imi!. Mai avo ndivo vanga vachida kuita vutsinye kuti murume uyo aruze; arase mabagwe acho. Vanhu ngavasada kutonga munhu vachisiya kutonga nyaya mhani. Munhu anatsa kutaura kuti ndakati tangayi mavuya nebhagedhi hwani chete (just a sample) kuti tivonesane kuti akanaka here. Avo mai tvsee zvatauriramwa, vouya nerori kana ngoro yakazara nemabagwe akashata kechihwani. Ndokuitavo here ikoko? The man is very understanding (real gentleman) he even accepted a loss from $90 down to $60; yet he did not contribute this woman's mess - yekutenga chisingagutsi anofanira kuchidya wacho. Dare rose ranga riri divi remukadzi uyo including chief wacho - vanga vasingatombodi kuti Ngorima ataure chinhu yet ndiye muridzi wenya.
Hutsinye hupi apa? Kana akaora akaora
Vamwe varume vanehutsinye chaihwo shuwa kuendesa neighbour kudare pamusaka pe60usd chaiyo uye kutadza kungotambira magwere iwayo kana, asingade kudya okushira huku dzake kana kugaisa Sadza rembwa chete nyaya yopera. Imagine marrying a daughter of that hard headed man unenge uripa nguva yakawoma chaiyo.
60$ unayo here iwe ipapo 🙄
Akambotadzirweiko murume uyu?
@@dakawangu4490 haisi mari iyo kana full tank ye golf haizadze
Anemurume ere ambuya awo.Ngorima pamwe akambokanda sjoko zvikaramaba saka ambuya yarevenge yamakurowerwa kkkkkkkkkk
😂😂
Yes you are cruel Gorima
Mukuzivawo nyaya yacho mafambire ayakaita? Mai vakazova nemagwere angorima zvakafamba sei?
Anopenga Uyo Kuda kuramba achipinza munhu busy.kungoda Ku fixer chete
Chinge vakati ndave kumagadzira wani mukaramba.musadaro mangwana ndimiwo
Ko kumbosiya munhu achitenga wozoti haachaadi magwere acho, unodada murume uyu
Pamunamato gud
Ngorima akuda kujairira vanhu manje
Dzakachenama wena
Madays aya dare rakanga richiri ne discipline not izvezvi 😂😂😂😂
VaNgorima vakakuda kuda zvenye
ngo varikuda chimoko
Ngorima vanhu havatedzerw terera mambo
Sly media mune poor camera than Karanganda apa zvinooneka kt I Karanganda yatora
Mrume uyu arikuita hutsinye
Ko chibage chacho chakadini kuuya kudare kuti vanhu vaone kuti chakashata here dare is one sided
Kkkkkkkkkk pamwe akamborambwa amvuya hamuna mhosva magwere makaunza kkkkkkk
Zvichiri zvemagwere here vaNgorima
Bota remagwere ndoririkunetsa apa
Ko magwere chii guys
Chibage😂
Ngorima anorema uuuuuum utsinye
Hutsinye chaihwo taurayi henyu
Dare iri riri biased. Rine vanhu varinobata zvakanaka, but vamwe vanobatwa rough. Ishe nedare munotya Ngorima.
Useless judging
Speed amai
Panenyaya apo kkkkkkk
Second
Uyu murume uyu anemoyo wakaoma mmmmm
Hava batsiriki Mai ava
Ngorima inhubu
Hello everyone
Kuita sabhuku kungoswera kwakaoma
It's not fair ngorima ane utsinye. Hasi kuda kuripwa akuda amai avo.
Ngorima tsveruka
Zvakaoma
Mangwana ndiwe
Ngorima haana mhosva l
Chibage ndirikuchida mamutare