Huyai Munzwe Nyaya Ya Nurse Vekuba Mwana

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 12 ноя 2024

Комментарии • 35

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 6 дней назад +5

    Imi nemukadzi wenyu makafanana Upenyu zvawakaoma Muzim amusina vanhu here 😢😢😢zvakaoma uroyi hwaingoveko ndabvuma

  • @tinevimbo8751
    @tinevimbo8751 5 дней назад +4

    Newewo kunotsva wakadziya Moto wekuba kubira munhu mwana wake

  • @nicholaschingono8920
    @nicholaschingono8920 6 дней назад +4

    2nd confession ,Evil will not go unpunished ,you shall all pay both you and your wife ,money is not everything in life ,Mwari vaizongokuzarurirai mikana burikidzo nekutenda

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 6 дней назад +3

    1st confession I pray mucha tengeserwa zvizukuru zvenyu zvose mufe musina kubhata vazukuru

    • @Edinah-y8n
      @Edinah-y8n 5 дней назад +1

      Yesss💃💃💃💃

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 6 дней назад +3

    😢😢😢I don't think anga ari murume vako asi maichaisana mapoto asi kwakanzi cancer inobata vane Mari chete here my sister 😢😢

  • @Finnix-d5n
    @Finnix-d5n 6 дней назад +5

    Now i believe vakadzi vanobuda kwa Tinashe Mugabe vanhu vanzwa nekuchinjirwa vana

    • @vimbaispiwe6370
      @vimbaispiwe6370 5 дней назад

      Taura hako

    • @vhodionne
      @vhodionne 5 дней назад

      Taurai henyu sehope dzinokubata wapedza kuzvara paye haa unochinjirwa shuwa

    • @DefyRuzvidzo
      @DefyRuzvidzo 5 дней назад +1

      DNA vanotester amai baba nemwana sk zvinotooneka kt ndewanai vaita matest although vachizotaura abb chete

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 6 дней назад +3

    1# Confession heyyyyyy pakaipaa but pa Chivanhu mberi uko zvinogona kuita ma consequences kune vamakatengesera mwana vakakupai mari

  • @eppy2538
    @eppy2538 6 дней назад +2

    Last confession what goes around comes around .

  • @vhodionne
    @vhodionne 5 дней назад +2

    Ungadada nekugara pamother seat remota rechikomba haa iwewe uri dofo remunhu

  • @SaneleMtombeni
    @SaneleMtombeni 6 дней назад +2

    Urwere hausarudzwe dear
    Saka usati haana mari oita cancer
    Nokuti haasi wese munhu anounduka vhudzi
    Uye. Ingoti ndawana munhu ane mari but ndovimba kuti uchatengerwa kkkkkk good mabebeza

  • @Chipochashe1986
    @Chipochashe1986 5 дней назад +2

    Ummm amai vemurume akabatwa cancer mwari ndewemunhu wese amai ko mukazitanga akurwara srs imi zvekufa zvichadii

  • @esterdube8894
    @esterdube8894 5 дней назад +2

    Last confession i feel really sorry for you dear. You have no idea how God operates. Munhu haarambirwe hurwere you might see yrself in the same position one day.

  • @SaneleMtombeni
    @SaneleMtombeni 6 дней назад +2

    Enda kwachiremba mukoma
    Endai kumen's clinic munoongororwa
    Makadini vedare namukoma nashy

  • @vimbaispiwe6370
    @vimbaispiwe6370 5 дней назад +1

    Last confession..kwana...akati ukaita cancer wakufa ndiani

  • @ZANDIJOHNSON
    @ZANDIJOHNSON 6 дней назад +2

    2nd confession uri sasgo cancer is not the end of life if u truly want him to receive healing ask mukoma Nyash to give you prophet Fredys num. plus, u leaving your man to be a sidepiece, u need to go get pfugwa dzako tested kuti dzirimo

  • @faithmapope9404
    @faithmapope9404 6 дней назад +2

    Aaaah last confession usadero dear, saka wotiza murume nekut arwara, taura hako kut ukuchiva murume weumwe munhu uyo anemari, 😂😂aagh makaona askana

    • @ZANDIJOHNSON
      @ZANDIJOHNSON 6 дней назад

      Kacha chekereswa kunge jongwe repa Xmas

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 6 дней назад +2

    Hello Mukoma Nash nevamwe dare.. Nhasi ndini ndatanga.. 1st to comment 😅😅😅

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 6 дней назад +1

    Last Confession but musaoma moyo kudaro kutiza murume nekuti arwara apa mava kumuhurira

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 5 дней назад

    Imi vekuda kutiza murume nekuti arwara tayimbo funga kuti zvoitwa ne ma small house chete imi vakadzi vakaroorwa mune moyo yakaipa kudaro? Yes joni ine vanhu vane mari dzavo you are right and don't forget kuti majority yevanhu ivavo vane mari dzavo imari dze hurombwa.muri kuto ratidza kuti munenge matanga nhasi kuhura munga vhundutswa neku gara pa front seat here?dayi vakaku chekeresa vamu boyfriend vako.

  • @JamiaSamu
    @JamiaSamu 5 дней назад +1

    1st confession I don’t believe your story, you were part of the deal from day 1

  • @Edinah-y8n
    @Edinah-y8n 5 дней назад

    First confession iiii baba imi zvamakaita imi nemukadzi wenyu hutsinye maka diridza dzinde reru garerwe nyu nemisodzi yevamwe ,chekutanga munhu amakapa mwana aka fa aka viga mwana iyeye mumusha musiri make chechi 2 ava vaka kupayi mazi mari vagere nerudzi rusiri rwavo all because of you and your naughty wife.zvese zvichadzoka kwa muri ndipo pamuchazoona kuti all is vanity.

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 6 дней назад +1

    Maswerasei pano

  • @breem5414
    @breem5414 4 дня назад

    Wekudanana netwin uyo chii chakadaro nhaiwe.Unoda kuzvara mwana nhaiwe uuumm hameno henyu

  • @mekong7529
    @mekong7529 6 дней назад +1

    Last confession, leave the name of God outta ya damn mouth {in a Will Smith voice}

  • @monalisakaetano8083
    @monalisakaetano8083 6 дней назад +1

    🤦🤦Vekurumiswa ne pinjisi heyy makapinda pa ma1 but endai ku Men's Clinic or kwa doctor monotaura nyaya yenyu mokumbira kuitwa examine kuzasi uko mayb kuitwa ma Scan etc

  • @vhodionne
    @vhodionne 5 дней назад +1

    Abortion haiite ko ukafa inga zvakaoma shuwa

  • @MoreblessingMashizha-e5e
    @MoreblessingMashizha-e5e 3 дня назад

    imi mbua imi mukuda siya murume cz ave ne cancer zvimwe ityai Mwari munomboziwa hre kuti bba iwavo wemota wachakurombesai

  • @Eva-y9l9t
    @Eva-y9l9t 5 дней назад

    Urimuroi chaiyè ungatiza murum coz arwara uchienda kunochekereswa ungatozvid nemari yeropa idiot mwari hadhakwi tengerwa mota ungoita tsaon nayo unochekereswa chete