@@MadzudzoChihwa aaaaaaah iweka its mushe cuzen do you know how stressful it is kugara nemunhu akadaro chese chawaita anenge achiti wahura iwewe ka iwe kufirei manje
Ngayende ku Men's clinic uyu anodero anesugar or zvisvutwa nezvinwiwa zvake ndizvo zvirikumukanganisa kunetsana mumba umo ihasha dzehurume amai itai zvekudya pamwe dzingapera nababa chero isingamire shandisai dzimwe means to satisfy mukadzi wako chibhantiti hachibhadari hona ava kuda kuenda pfava remember une pauri kusarira mubedroom. Vanomboita zveGym here baba ava he must keep a clean bill of health uyu zvinopera izvi you are choosing dhoro nefodya over your marriage
chat.whatsapp.com/Gh5T1zhun5S6truLZDH2A5
Well said Chief,God bless you murambe muine huchenjeri
Best chief ever who puts God first love you chief
Too much drinking and smoking zvinokanganisa system yemuviri kunyanya ku nhengo yemurume
Dzidzai kuenda kuchipatara kwete kuswero nyeperwa nembavha dzechin'anga idzi
Wangu kusungwa hakupere nekuenda kuchipatara
Mambo munondisekesa 😂😂😂
Munhu wemusombodhiya haaburuke anokwama kusvika kumapena
Cheif God bless u
Tasvu and Nyangatayani failed this guy zvakaoma ndipo paunoona kuti zvese zviri kuitwa nen'anga dzekumalawi ndezvekunyepa.
The only thing that is certain kuya is kunodyiwa bag se bag 😢
Those one u have in Zim are not real ones they just robes people just like the so called prophets
That's true iwe hako fake Kani imiwee
@@ssam1430ipapo haunyepi n'anga dziya imbavha
I understand his pain 💔 ndakagara nemurume ane this situation for 9 years zvakaoma hazvo 😢
Shame....Hanzvadzi muchina wanga wakafa here ?? Too bad
Sister be creative shandisai mawoko enyu kubhinzi yenyu kusvika manakirwa shungu dzinoita nani
@@MadzudzoChihwa aaaaaaah iweka its mushe cuzen do you know how stressful it is kugara nemunhu akadaro chese chawaita anenge achiti wahura iwewe ka iwe kufirei manje
Ýaaah zvakaoma hazvo zviri mudzimba umu😢😢😢😢😢
😂😂😂😂...Mambo muchina wakafa uyu....unoda kugadzirwa
Shanje dzemunhu anemushini wakafa.
Dzinopisa semoto instead of kutoita order
I hope madinga ese ano commenta kuti endayi kwa sekuru chakuti nana miracle what what majekeserwa nemazwi emurume uyu
Ndogara ndichizvitaura kuti maporofita ne n'anga inhema dzega dzega vanhu vanoita kunge vakadyswa nharo
@@livy38 don't force pipo to believe your thots
Huturu hwekushaya bonde hapana chimwe hanzvadzi gadzirisai tsvimbo yenyu
Inogona iri medical problem plus chimwrr chinourays musana ifodya
Mafunga kuuya nechimunya hanty 😢
😂😂😂😂 machief manyama haaah ndokufarirayi Chief imi
Ndeyakudhara iyi
Tsvakai nyaya itsva
Kufa kwemushini kurikukuvadza brain dzababa ava
Marwadzo 😢 kana bonde pasina hasha dzinogara dzakabata
Mukadzi uyu akuda bonde uyo ndochokwadi but dai ndawana contact nemuface uyo ndaigona kumubatsira zvinopera izvo
Ngayende ku Men's clinic uyu anodero anesugar or zvisvutwa nezvinwiwa zvake ndizvo zvirikumukanganisa kunetsana mumba umo ihasha dzehurume amai itai zvekudya pamwe dzingapera nababa chero isingamire shandisai dzimwe means to satisfy mukadzi wako chibhantiti hachibhadari hona ava kuda kuenda pfava remember une pauri kusarira mubedroom. Vanomboita zveGym here baba ava he must keep a clean bill of health uyu zvinopera izvi you are choosing dhoro nefodya over your marriage
Regerawo kurova mukadzi ndooochikuru
Rushusho hiweeee
Ngavamboinda kuOrganicare
Hezvo murume wacho zvaanenge atori musvinu wani
Try medical input. Hazvisi zven'anga chete. Hugs from me.
Go kwaMike Pasi and ask for remedies and thank me later
Mukoma chimbonwai Kambucha
😂😂😂😂😂 marriage ma1
Panotwa amai ava vanonakirwa kunze uku kune varume vanorova dambarefu vakatunda ka5 pa 1 round
Hasha idzo kusaona bonde murume
ummm ma1
Mash central ma1
Gukaa😢
Murume is a gentleman
Kedemu 😂
Zvimwe zvinoda chipatara
Very sorry my friend
Ngaende kuchipatara
Zvakaoma sure zvirimudzimba yaa
Abuse is wrong, sungisai munhu.
Ngadzirisai imba ivo mambo
Shame ndanzwa tsitsi imba isina bonde hasha dzinowandisa chero shanje dzinowanda futi kuti zvandisirikumupa pamwe kune varikumufadza
Ishungu very true he feels useless and jealousy at the same time
uku uri kunwamishonga ukuvo urikunwa hwawa
Shame
uyu mudzimai unotaura and mutupo unenge chihera uyu and baba mushini hakuna ndokusakani varinesanje