WHO PAYS YOU ALL? (MURUNGU WENYU NDIANI?) PACHENYU IMI MA MEDIA HOUSES NEMA CHANNELS MUNGA TIUDZEWO HERE KUTI VEMA PROJECT E HURUMENDE NEVE MA PROJECTS E RUSUNUNGUKO NDEVAPI.?I ASK BECAUSE MESE MAVE KUTAURA ZVIMWECHETE. ZVEMA LIKES NEMA SUBSCRIBES..MA SHARES NEMA NOTIFICATION BELLS. NOT ON "HOW" TO BE FREE. YOU FOLLOW THE STREETS AND SIT THERE HOMELESS AND POINTLESS. ..WAITING FOR JUDAS ISCARIOT. GENERAL WEMA DZAKUTSAKU
We not paid by Zimbabwe Government for doing this We are here to spread shoko kuVanhu pane zvinenge zvaitika Hatipihwe Mari Hatisi MaCIOs Hatishande tinongogara muZimbabwe
@ellisonmadenyika4239 Thank you so much This platform mudhara inobhadhara Mari according kuposter so kuuya kwatinoita nenyaya month end inobhadhara Mari that's why tichishanda so hard
Ma headlines enyu nezva unozo taura zvinobva zva siyana aaaa fed up.
Well. Musoro wenyaya ndiwo unobhowa coz zvose zvainotaura hauna kumbotaura zit ramunangagws. Zvekuti Zim b4 vaiti kuChivavariro dai uchizadzisa nehumbowo. Urikuzama hako.
Thanks brother for telling us the truth
Your Headline ne History yaurikutaura hazvisangane wanzwa bhangu
Shaaaaa musatanyoko.Hautipe data zimbwa remunhu
Haaa Zimbabwe izita rakabva pachivako chekutanga chamambwe.
Uyu manje arikutaura chokwadi bcz situation irimu zim ayide munamato ihondo iyi
Shuwa mazimbabweans havangaurayani zvakaita sezvuri kuitika zvinotyisa nono
Forward ever backwards never. Yavenguva yekupandukira madhara aya tisati tapera one by one
Wake up Zimbabwe
Zimbabwe must be ruled by original Zimbabwe not vauyi. No more vauyi. Shona. Ndebele or Tonga only
Zvinoenderana here netopic iyo futseki mhani
Mumwe mashoko awunotaura anonetsa kuteerera munhu wamwari .maZimbabwe pachavo havafi vakarongeka
Zvidza vezimbabwe chete kwete vauyi
Uyu kunyepa ndikupa certificate
Nomore vauyi
Munhu aisa musoro wenyaya iyi mukosho chaiwo
Futseki kana washaya sadza kumbira yu are going to pay for nhema i m telling yu
Simhata rako zvikiru
Achiurawa Nani ma content creators mapererwa siyanai nazvo muri pwere
Urikabenzi bhururu
Zvima audio zvenyu ndezve kumama izviii
Nhema dzako
Chokwadi zvose izvi
Why shona people and ndebele are being killed
Godzva
, vi a surname zve vauyi nomore muzimbabwe. All must be vetted
kumhata
Pamhata vakomana imi musatijairire
WHO PAYS YOU ALL?
(MURUNGU WENYU NDIANI?)
PACHENYU IMI MA MEDIA HOUSES NEMA CHANNELS
MUNGA TIUDZEWO HERE
KUTI VEMA PROJECT E HURUMENDE NEVE MA PROJECTS E RUSUNUNGUKO
NDEVAPI.?I ASK BECAUSE MESE MAVE KUTAURA ZVIMWECHETE. ZVEMA LIKES NEMA SUBSCRIBES..MA SHARES NEMA NOTIFICATION BELLS.
NOT ON "HOW" TO BE FREE.
YOU FOLLOW THE STREETS
AND SIT THERE HOMELESS AND POINTLESS. ..WAITING FOR JUDAS ISCARIOT. GENERAL WEMA DZAKUTSAKU
We not paid by Zimbabwe Government for doing this We are here to spread shoko kuVanhu pane zvinenge zvaitika Hatipihwe Mari Hatisi MaCIOs Hatishande tinongogara muZimbabwe
@@ZimHDNews 🤣🤣🤣🤣don't just answer. O ma likes ka aya feeder mhuri yako.
@ellisonmadenyika4239 Thank you so much This platform mudhara inobhadhara Mari according kuposter so kuuya kwatinoita nenyaya month end inobhadhara Mari that's why tichishanda so hard
@@ZimHDNews 🤣👏👏👏ngaisiye matambo.Munozivana and muno chengetana. I had hoped to learn how much you guys know who is who
Off topic
Hj
Low low volume please edzai kubudisa mazwi enyu
Satan unopenga iwe
Jhg
Fake news taneta nemi