THE CLOSURE DNA SHOW: SEASON 7 EPISODE 7 Promo
HTML-код
- Опубликовано: 7 фев 2025
- Welcome To The Closure DNA Show
The Platform Of Realities!!!
Season 7 Episode # 7 BINDURA
Paternity DNA Testing
📲The DNA Man 📲 +263719428436
Instagram: / theclosurednash
...
Facebook: / theclosuredn
...
TikTok: m.tiktok.com/h...
...
---------
Don’t forget to Like, Share and Subscribe to our RUclips Channel: ruclips.net/user/ch....
Patrick= Pari trick 🤣🤣🤣🤣waiting
gegeeeee hanzi handina hangu zvekutaura ipapo ngatipaswetikei 😁😁😁😁🙌
Thanx ndanga ndisina kunzwa kuti atii
Waiting
But l am still hurt nelast episode pliz VaMugabe do something for that girl l cant stop thinking about her if there is any help needed l can assist her
Me too dear.but that girl is about to get married.she is pregnant.the help that is needed is to look for her real father,the mother's sisters know him because vaiti mwana haasi was alleged father.mari yobviswa real father wake waripo.munhu chaiye Ane kodzero yekudya Mari yemwana uya NDI gogo vakamurera.vamwe verse avo panongoitwa zvirango chete because they never cared .Hama dzeku side kwamai vake dzakamurasa.ivo ndivo vaifanira kudai vakamuchengeta since they knew the truth.
@@patiencemaunze6148 l cant stop crying and l dont know kuti mwana uye arikuzvitambira sei the rejection was too much she was rejected left right and centre rudo rwamai nababa akashaya though gogo vakamira naye ndirikurwadziwa apa atone nhumbu yakuda kuzvarwa she needs lot of counseling right now
@@calleenmkwezura6112 don't cry baby. You are my son 🙆♀️
Sure it was such a sad outcome the way she cried so ndakarwadziwa such an innocent girl
@The Closure DNA Show what happened here?
Hanzi pari tricky ngatipasvetukei.....can't wait 😝😝
this program had teach me a lot thank you so much Mr Mgabe God bless you
The song also say everything mwana anoda kuziwa dzinza rake .What more painful is that wanhu kadzi they go through a lot then they end up having secret .If it possible I would like to ask for the song
Hanzi ngatimbopati svetukai ipapo but what i know is Tinashe haambopasvetuke😂😂😂unobvunzurudzwa naMugabe kusvika wataura chete
Waiting patiently.
Tamirira kuona kuti pari tricky zvakadii 🤣🤣🤣🤣
Ditto 🤣🤣
@@amarie4776 😅😅😅😅
Waiting
😂😂😂😂
I can't wait
Pari trick..... can't wait
Waiting ✋️
Ndaonawo mumba makarongedzwa zvakanaka
pari trick😂 can't wait
Ndopengeswa zvangu neplatform iyi
Aizve, tichipasvetukireyi nhai Patrick 🤣
Waiting
Waiting 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Can't wyt to see this episode
Hanziiko naOliver mtukudzi ::: paritrick here
Ipapo pari tricky. Chekutaura hapana wombosvetuka iwe what goes around comes around.
Pari tricky 🤣🤣🤣🤣🤣
Mwana Ndewa sahwira avo ndapedza
Ichi chiri kuseri kuswetuka chinematatya🐸🐸🐸
Pa DNA closure atisvetuki chinhu, totoda kuziva zvese, tingasvetuke zvekuti makadii kuudza kuti kuna mai kumba isu tichibvunza kuti makaita bota pai, rinhi, kupi, how come to you mdara, kkkkkk
Pari tricky ipapo👌 takamirira
Tipeiwo full ...iyo
Ini svetu ndaknanga kunotnga data pnoda data apa hndidi kusara
Eheee😂😂😂 pari trick
The part ,Ndombopati svetukei mbijana for me
Paritricky😂😂😂😂hazvisi normal
Tiri kuda kupanzwa musapaswetuka purizi🤣🤣
Tsotsi Patrick
Takaimirira
Ndika Gara Gara ndopota ndichidzoka kuzoona hana ichirovera mumuromo kkkk
Takarimirira program iyi ka tinotapirirwa 😂😂
Takawamirira
Chimbopasvetukai Amugabe🤣🤣🤣🤣mujolo
😂😂pari tricky
Ndeye nguvai iyi weduwe balance me please
Wednesday @2100hrs
@@wildandexposed thank
Handina hangu zvakawanda zvekutaura vaMugabe ngati svetukeyi ipapo .
Eeeeeeeee pariTrick
Handina hangu zvizhinji zvekutaura nekuti PARI tricky
Ngatimbopati zvetukeyi VaMugabe kkkkkkk coz paritricy
Pari tricky
Ndombopati svetukei ipapo Vamugabe
Handisati ndane comment pano ndombopati svetukei😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Kkkkk zvakaoma varume vanoita zvinonyadzisa
Ndatosanotenga mapopcorn
I hope iyi vanoita 99.9% baba muridzi wemwana.
Paritricky anogona kuita zero
@@johannesjohannesj.m9061 shuwa 😆
Paritric kkkkkkkkkk paritric mhani
Mjolo uyanyisa kkkkkkkk
uyaku nyisa nyiii sibili kkkk
I pray kuti Bota father muwedzerw simba rekufambira nyaya idzi cz the next generation will survive in this mess
Yeah kuclosure uku kune basa shuwa. Ava vabva vamatcher matop nemacushion kkk.
svetukei kkkkk
Asingadiwo murume wekugara naye ndiani...vanhu vanonyeperana mumastreet umu
Aiwa varume tinovada asi womboongoorawo munhu wako chero zvako uri mvana zvinobatsireyi kuzadza imba nevana vakarambwa Nana baba vavo. Honai uyu kusvikira kuita mwana ne murume wemai nhingi
Kkkk paritriki
Pari trick ipapo ndosvekuka ipapo varume taurai chokwadi
pari trick
Idzi dznenge dzakadhakwawo idzi vaMugabe varikupindurwa neblack label havo
🙄🙄
Chimbopa svetukai ipapo kkkkkk hapapindurike
Mumba maaniko makanaka umo
Itii svetukei...kkkkk
Vamwe varume vacho Ummm I can rather be singuru hangu
Taura hako kuti uti idesperation here inenge yatibata or what unotozvishaya rather kugara wega
😒
😆😆😆😆😂😂🤣
Kkkkkkkkkkk
Kkkkkk vari Kuda Kuti muti svetukeyi kkkkk
kkkkk svetuukei
Kkkkkkkkk pari tricky
Waiting hangu pari tricky muchipa svetukirei imi mjolo muchiuda
You can't fake genetics guys umm
Waiting
Pari tricky
Waiting
Waiting
Waiting
Waiting
zvakaoma
Waiting