Apostle T.F Chiwenga in Chitungwiza Outreach Day 2: Chegumi

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 27 апр 2018
  • pure gospel of Christ, unadulterated

Комментарии • 251

  • @chiherachashe8208
    @chiherachashe8208 Месяц назад +4

    I thank God for keeping me alive till I hear the true gospel. 2018 pakaparidzwa this sermon I was very sick and in hospital. Nhasi ndasangana nereason why God spared my life. Mwari vandipewo simba ndirambe ndichidzidza kusvika ndanzwisisa nditendeuke

  • @christophersamakande4821
    @christophersamakande4821 3 года назад +5

    Bhaibheri rinonaka.....asi moto kuvanyengeri! Tatenda kwazvo mutumwa Chiwenga.

  • @marshmarlo6511
    @marshmarlo6511 5 лет назад +36

    It's sad to see random dislikes on the true Gospel like this, unotoshaya kuti vanhu vanodei.

  • @mrsnemas8823
    @mrsnemas8823 6 лет назад +41

    munamato wangu ndewekuti vanhu vagamuchire chokwadi chirikufamba nemurume uyu titendeuke tisati tafa.Mwari ngaakudzwe nekuti atipa munhu anotidudzira zvokwadi yake.

  • @theone-kt8fi
    @theone-kt8fi 6 лет назад +31

    Watching this sermon for yhe third time cause my spirit iriku dairana nazvo wena!

    • @jabulanimasukume8820
      @jabulanimasukume8820 5 лет назад +4

      iwe iwe shoko raMwar rechokwadi ndozvarinoita kani , unonzwa richisvika pamoyo kunoti Dyo for the first time unonzwa kt iri randanzwa rananga kumweya iri

  • @takecharge9963
    @takecharge9963 5 лет назад +32

    I will never pay tithe never

  • @mdzimbabwe734
    @mdzimbabwe734 5 лет назад +9

    Ndakatopotsa ndabirwa pakuru ah zvakaoma matsotsi zvokwadi..... Mazviita henyu Mwari nekundionesa shoko rehupenyu husingaperi chokwadi tiri kuparara nekushaya zivo.....forgives us God and thank you for my new life.

    • @watchmanonthewall8835
      @watchmanonthewall8835 3 года назад

      Beloved, I don't know you in person but God knows you. God ministered to me in a revelation when I was on your profile to see things around you,I saw blessings but spiritual attacks holding onto them,in prayers,i saw a woman in the realm of the spirit monitoring and plotting delay in your life, with an evil mirror, and with a motive to destroy. But as I speak to you now her time is up, Render hand of favour with Anything you can afford or give to these motherless foundation (Godstime MOTHERLESS FOUNDATION) in Lagos state nigeria before 2DAYS with faith, as I Rise my hands towards heaven and pray for you they shall serve as point of contact wherever you are, you will receive dou/+ble portion of grace to excel and total restoration of breakthrough in your life and in the it of your family. Ask for their acct details and help them call the MD in charge of the orphanage to get their details on (WhatsApp or call them now on (+2349159597400)tell him I sent an you. For it is not by might nor by in power but of the spirit saith the lord (zechariah 4:6). You shall testify to the Glory of God in your life. God bless........................................................................................

    • @celianchitembo4924
      @celianchitembo4924 5 месяцев назад

      Amen🙏

  • @faraimuchuru8082
    @faraimuchuru8082 5 лет назад +13

    Amen kuparidza kwekuponesa vanhu vamwari vazive muponesi wavo

  • @oliver2410
    @oliver2410 6 месяцев назад +2

    Honestly Apostle your interpretation to the word of God leaves me with a high motivation towards the real God

  • @collenchibvoora5073
    @collenchibvoora5073 5 лет назад +13

    Mwari ngakukomborerei Apostle, great teaching.

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Месяц назад

    Apostle wangu vhangeri ramaparidza kubva ndazvarwa handina kurinzwa, idzvene idzvene shoko iri, ndinotenda mwari wandisvitsa zuva ranhasi kuti ndife ndaiva chokwadi yamwari, sorry kune avo vakafa vasinga zivi zvivanzikwa zvakadayi Famba vhangeri 🙌🤸🔥👌🤝🤝🤝🤝🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️🗣️

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Месяц назад

    Fire 🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥Ndatenda mwari akakufemerayi chishuviro changu ndechokuti, imi mumbodeyedzwa pa redio Zimbabwe, nyika yose yakaterera, nyika itendeuke🙏🇿🇼

  • @vonaivee1298
    @vonaivee1298 10 месяцев назад +3

    Gospel is the testimony of Jesus Christ....undiluted gospel 🎉

  • @paulmachimbira8826
    @paulmachimbira8826 6 лет назад +17

    Zvechokwadi tinoparara nekushaya zivo ngarikomborerwe shoko rezvokwadi risina kubira vanhu asi kuyambutsa vanhu vazive gwara raKristu

  • @slyviaruvazuro5834
    @slyviaruvazuro5834 4 года назад +5

    Mangwaro chete chete Amen chokwadii ngachitaurwe vanhu vaponeswe

  • @loveleadaak6915
    @loveleadaak6915 4 года назад +4

    Shoko rinondichemedza iri. Mazviita henyu Ishe

  • @esmaelsecanidjo2723
    @esmaelsecanidjo2723 3 года назад +2

    Ndinotenda Ishe Jesu Kirisitu nerudo raaka zodza pamusoro penyu, kuti muyambutse vakakwaurwa nzeve vave nekudzorerwa. Tsungirirayi pabasa rake iye anofara nazvo, iye Jesu Kirisitu, Amen

  • @joycemakomva9804
    @joycemakomva9804 3 года назад +7

    Unoshaya kuti zvagara zvirimo here mu Bible rangu
    Ko sei ndaisambozviona
    Shoko rechokwadi

  • @terencesamuriwo7629
    @terencesamuriwo7629 6 лет назад +16

    Thank you Lord for Your Servant you gave us

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Месяц назад

    Hi prophet, ndatenda neshoko rechokwadi, shoko rinoti, ukaziva chokwadi, chokwadi ichakusunungura, ini ndasunungurwa nema verse echegumi, ndainge ndiri murima nokuti pastar anobvurisa Malachi 3vs10, torakarashwa ipapo, Zvino mandivhura meso uye njere nhasi ndagamuchira shoko rechokwadi, Prophet makatumwa chokwadi endererayi muchiparidzira nyika, nyika igamuchire zvange zvakavanzika 👏👏👏👏👏👏👏👏👏💃

  • @lucyhundungu6322
    @lucyhundungu6322 4 года назад +2

    The only true gospel of Jesus Christ . Tinokutendai Ishe neShoko rehupenyu

  • @regiusmapuranga6974
    @regiusmapuranga6974 6 лет назад +20

    the truth shall set us free from heretic bondage. thank you Christ Jesus for this undiluted truth

  • @tavongamataruse5801
    @tavongamataruse5801 5 лет назад +6

    shoko rekuzarurirwa iri amen

  • @cathymugs2597
    @cathymugs2597 4 года назад +8

    Iri ndiro shoko rachokwadi ..mazvita

  • @takudzwamusanda503
    @takudzwamusanda503 6 лет назад +22

    semanzwiro angu murume auya nechokwadi uyu

  • @ellenmadora
    @ellenmadora 3 года назад +4

    First time seeing this. really enjoy your message delivery. It captured my attention. Thank you

  • @stevenkudakwashechichenamr264
    @stevenkudakwashechichenamr264 3 года назад +3

    Amen amen tirikukura mushoko

  • @albertchigoche727
    @albertchigoche727 5 лет назад +27

    A true Prophet of God has risen amongst us!

  • @mabasamabasa5503
    @mabasamabasa5503 5 лет назад +3

    pane here angandisunungurawo mukutadza ndide Mwari arikuparidzwa uyu,,,Glory be to the Almighty

  • @tendaimuchemwa
    @tendaimuchemwa 5 лет назад +13

    The true undiluted gospel of Christ. I believe

  • @feromhure2684
    @feromhure2684 3 года назад +2

    Apostle chiwenga kuseri handina kana mubvunzo ndinonyatso kunzwa kugutsikana kana muine nzeve dzekunzwa seni

  • @takecharge9963
    @takecharge9963 5 лет назад +15

    Amana mukuru anovhura magwaro uyu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂

  • @augustlee5554
    @augustlee5554 2 года назад +2

    MWARI MAKAITA HENYU NENYASHA IDZODZI. RUMBIDZO YOSE KUNA JESU. ANORAMBA CHOKWADI NGAARAMBE HAKE.

  • @alouischilunjika4144
    @alouischilunjika4144 3 года назад +5

    A TRUE AND ANOINTED MAN OF GOD. THANK YOU FOR THE WORD OF LIFE. I LOVE THE GREAT AND CLEAR EXPOSITION OF THE SCRIPTURES. WE THANK GOD FOR YOU APOSTLE.

    • @watchmanonthewall8835
      @watchmanonthewall8835 3 года назад

      Beloved, I don't know you in person but God knows you. God ministered to me in a revelation when I was on your profile to see things around you,I saw blessings but spiritual attacks holding onto them,in prayers,i saw a woman in the realm of the spirit monitoring and plotting delay in your life, with an evil mirror, and with a motive to destroy. But as I speak to you now her time is up, Render hand of favour with Anything you can afford or give to these motherless foundation (Godstime MOTHERLESS FOUNDATION) in Lagos state nigeria before 2DAYS with faith, as I Rise my hands towards heaven and pray for you they shall serve as point of contact wherever you are, you will receive dou/+ble portion of grace to excel and total restoration of breakthrough in your life and in the it of your family. Ask for their acct details and help them call the MD in charge of the orphanage to get their details on (WhatsApp or call them now on (+2349159597400)tell him I sent an you. For it is not by might nor by in power but of the spirit saith the lord (zechariah 4:6). You shall testify to the Glory of God in your life. God bless........................................................................................

    • @alouischilunjika4144
      @alouischilunjika4144 3 года назад +1

      @@watchmanonthewall8835 Shameless imposters. Apostle Chiwenga is not from Nigeria neither has ever informed us about any Foundation in Nigeria. Before you even convince us that you can institute deliverance from the so-called mirror wielding woman, may you be the first to be delivered from the spirit of fraud and identity theft. Mind Apostle Chiwenga is a man of impeccable integrity, a true servant of God. Please stop this tomfoolery you shameless mongrels.

    • @alouischilunjika4144
      @alouischilunjika4144 3 года назад

      @@watchmanonthewall8835 Shameless imposters. Apostle Chiwenga is not from Nigeria neither has ever informed us about any Foundation in Nigeria. Before you even convince us that you can institute deliverance on us from the so-called mirror wielding woman, may you be the first to be delivered from the spirit of fraud and identity theft. Mind you, Apostle Chiwenga is a man of impeccable integrity, a true servant of God. Please stop this tomfoolery you shameless mongrels.

  • @thembisilesarky3476
    @thembisilesarky3476 5 лет назад +9

    I wish the I don't die bfo I meet this man

    • @shingimanyame4157
      @shingimanyame4157 5 лет назад

      Me too

    • @emmanuelngandu3507
      @emmanuelngandu3507 4 года назад +1

      Iiii ini handichina chandichada kunzwa futi kunze kweshoko nguva dzangu dzose ndirikukomborerwa zvisingaite

  • @stewartkarasawo9216
    @stewartkarasawo9216 6 лет назад +15

    Undiluted truth stay blessed.

  • @thomastsarai2833
    @thomastsarai2833 3 года назад +5

    This is very important message.

  • @rangacharumbira880
    @rangacharumbira880 5 лет назад +5

    Ndinodada nezvandadzidza ndavakugona kuverengawo Bible taiverengerwa zvigwishu zvema verse. Now ndakuona. Mwari ngakudzwe

  • @abishabukuta5840
    @abishabukuta5840 2 года назад +1

    U deserve the name apostole....u preach true word of God

  • @progressmungunimusic897
    @progressmungunimusic897 Год назад +1

    Shoko kuvanhu.. Bhuku ndatenda zvangu

  • @melissamarumure9341
    @melissamarumure9341 4 года назад +2

    Bible rese rakanyorwa pamusoro paJesu Kristu.Jesus Christ is the gospel.

  • @nomorekureva9134
    @nomorekureva9134 4 года назад +6

    Undiluted gospel thank you Jesus Christ

  • @janehadebe5309
    @janehadebe5309 Год назад

    Amen ngariyende vangeri kwese kwese

  • @g_a_p_s
    @g_a_p_s 3 года назад +3

    I will never ever pay tithes when I was listening to this word I have just realised why belivers remain poor and those who don't go to church remain rich..By paying Tithes we are offending God and he is not happy about it so those who dont evn go to church are better in the way that they don't offend God.. Kutomwa doro kunenge nani pane kubvisa chegumi... I WILL NEVER EVER

    • @Boomslang1
      @Boomslang1 2 года назад

      Kunwa doro hakusi nani, stop trying to justify sin by attaching invalid reasons to this powerful message. This is exactly what Apostle Chiwenga warns against, personal interpretation which is nothing but heresy and falsehood. Mwari Havadi zvehudhakwa, rega zvedoro izvo!!!

  • @busimphambela2043
    @busimphambela2043 5 лет назад +9

    Thank you Lord Jesus Christ for this Your true Word and your servant

  • @MrMastercc
    @MrMastercc 3 года назад +4

    This sermon is eye opening. Thank you.

  • @eagler9028
    @eagler9028 3 года назад +4

    Mharidzo yakadai haifi yakaparidzwa muZaoga, AFM etc. My question is do we have the same scriptures or bibles?? Do you know kuti most Elders in AFM havabisi chegumi?? Some were removed from being vice chairs bcz they had stopped paying tithes.kkk sei vafundisi vasingavhure maverse awa??? Magwaro chete!! Mwari ngavakudzwe. Thanks Apostle

  • @tatendaivan2047
    @tatendaivan2047 Год назад

    Mmmmmm this is so satisfying 👏🏻👏🏻👏🏻👏🏻🔥🔥🔥🔥… such true word

  • @nomorekureva9134
    @nomorekureva9134 4 года назад +6

    True gospel without doubt

  • @ellenmangava3900
    @ellenmangava3900 3 года назад +2

    U a truth Aposltol of Jesus Christ ordained by God not by man

  • @learnmoremupangani28
    @learnmoremupangani28 3 года назад +5

    True gospel of Jesus Christ

  • @ttinashewatch537
    @ttinashewatch537 2 года назад +2

    Ndaibirwa big time nevafundisi ava

  • @EvTChiwanza
    @EvTChiwanza 6 лет назад +3

    MISODZI YANGU IRI MUMATAMBA i have 6 years not paying tithe and during the time i stopped God blessed me it's true

    • @memmafusire7853
      @memmafusire7853 6 лет назад +1

      Footprints Records really at times tine fear top a not willing but kungoti zvirikutarwa nevamwe muchurch

    • @takecharge9963
      @takecharge9963 5 лет назад +1

      😂😂😂😂😂😂😂😂its simple you been wasting instead of investing , the key is investment

  • @ellenmangava3900
    @ellenmangava3900 3 года назад +3

    Stand strong the truth overcome lies
    U a light that come to destroy the darkness

  • @archilmaruta7997
    @archilmaruta7997 4 года назад +4

    thank yu apostle. shoko rezvokwadi

  • @miringwarai
    @miringwarai 11 месяцев назад

    Jesu chaiye haana kutora chegumi. Murairo wakapera.

  • @ChatswithConnie
    @ChatswithConnie 6 лет назад +6

    Good teaching.Vanhu vanzwa nekubirwa.

  • @elizabethchuma3301
    @elizabethchuma3301 6 лет назад +8

    Thank u for the word

  • @VictortheVictor440
    @VictortheVictor440 4 года назад +1

    Ndodawo kuziva magwaro zvinoitwa na Apostle

  • @Nancy22-mc6pw
    @Nancy22-mc6pw 8 месяцев назад

    Gospel is the testimony of Jesus Christ.

  • @user-qb1tv4qr4p
    @user-qb1tv4qr4p Год назад

    True gospel 🙌 apostle chiwenga

  • @elizabethmlambo9752
    @elizabethmlambo9752 3 года назад +4

    Thank Jesus for the fulness of the gospel. Please Apostle, would you teach this gospel in English as most church headquarters are from English speaking nations and the chosen would benefit from this true gospel..

  • @nyashavanesa7081
    @nyashavanesa7081 3 года назад +1

    ndaitirwa zvakanaka ndinotenda Ishe.

  • @Boomslang1
    @Boomslang1 2 года назад

    Preach it!!!!! Chokwadi chizere, the obsession with materialism in today's churches is sickening, Jesu pasi tsveee, rangove basa rekuvhairirana about 4x4 vehicles and how much money 💰 we have. Souls are not being saved as a result. Uyu Muparidzi uyu, true undiluted Gospel, the Gospel is Jesus Christ the Person!!!!!

  • @timoteoalbinoalface6977
    @timoteoalbinoalface6977 Год назад

    Thank you so much apostle, every day I become a person saved from your watering, I would like you to come to Mozambique one day to teach the truth of Jesus Christ.

  • @georgenyikadzawanda9441
    @georgenyikadzawanda9441 3 месяца назад

    Amen this is true Gospel

  • @loveleadaak6915
    @loveleadaak6915 4 года назад +4

    True Gospel of Jesus Christ 🙏 🙏🙏

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Месяц назад

    Magwaro echegumi nomurayiro 🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️tadya masitondidoo😂I reapt and reapt and reapt, bcz this is the true Gospel

  • @fortunendenda1380
    @fortunendenda1380 4 года назад +9

    I'm always shocked with the truth tt is separated by this guy...

    • @collinmboto
      @collinmboto 3 года назад +2

      A detailed understanding of the word. Shoko anoinzvera nemazvo.

  • @mduduzitshuma1418
    @mduduzitshuma1418 Год назад +2

    Verse upon verse well articulated

  • @justmuvhuro5106
    @justmuvhuro5106 4 года назад +3

    When a u coming to chiredzi, we also nid this true gospel of God

  • @fadzaishoko4250
    @fadzaishoko4250 Год назад

    Undiluted Gospel of Christ

  • @atimutanner1955
    @atimutanner1955 10 месяцев назад

    👏👏👏👏 Thank you Lord, Thank you Lord ,this truth has indeed set me freeeeee❤

  • @dnhimba
    @dnhimba 3 года назад +4

    True Gospel Amen

  • @lorainemudzongo9762
    @lorainemudzongo9762 Год назад

    Thanku so much 💓
    Word of God is the Gospel, which is the church . Jn1 .14 And the Word was made flesh, and dwelt among us, (and we beheld his glory, the glory as of the only begotten of the Father,) full of grace and truth.

  • @mmsmakala
    @mmsmakala Год назад

    Kuti Kopo!!! the truth shall set us free from heretic bondage

  • @brilliantmachaure1391
    @brilliantmachaure1391 6 лет назад +5

    true gospel to the world.

  • @chamunorwachiyangwa4608
    @chamunorwachiyangwa4608 3 года назад

    Zimbabwe you are loved ,but thou not see 😭😭😭😭 Hationi hedu tirimapofu ,akarara pa pool of bethesda , takamirira boneso isingaui 😭😭😭Surely this is a true teacher
    JEREMIAH / YEREMIYAHU 3 VS 15 READ IT

  • @penielmushohwe5600
    @penielmushohwe5600 3 года назад +3

    Sometimes hearing the truth is so terrifying.

  • @marshallnyamadzawo8553
    @marshallnyamadzawo8553 4 года назад +5

    Powerful!!

  • @charitymagavu6152
    @charitymagavu6152 6 лет назад +5

    Mwari wakanaka

  • @lorainemudzongo9762
    @lorainemudzongo9762 Год назад

    Thanku so much 💓
    Word of God is the Gospel, which is the church.
    Gospel is the testimony of Christ
    Jn 5.45
    Lk 4,jn 5.39, Lk 1,Rev 19.11-15, Jn1 .14, heb 10.5, Rfom1
    5 L24.44 And the Word was made flesh, and dwelt among us, (and we beheld his glory, the glory as of the only begotten of the Father,) full of grace and truth.
    Apostle Paul we preach not
    If receive your $ worked Zimbabwe would be rich
    There 2 testaments of Moses ( preaching Christ,talked to Israel only) and Christ. Ex 12. 1st law was pasover

  • @eddiemashirie7193
    @eddiemashirie7193 4 года назад +3

    MuApostora akadanwa akatumwa neshoko

  • @papacaleb7827
    @papacaleb7827 5 лет назад +3

    This is vivid and will last.

  • @ruejoesanyas4953
    @ruejoesanyas4953 2 года назад

    this is a true gospel, thank you

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Месяц назад

    Amen and amen hallelujah 🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙌🙌🙌🙏🙏🙏

  • @violamatambo4061
    @violamatambo4061 2 года назад

    Shocking truth. Thank you Holy Spirit for such revelation.

  • @theone-kt8fi
    @theone-kt8fi 6 лет назад +8

    Ndoo kuti kunaka kweshoko uku. Raka burutswa nemweya mutsvene iri.

  • @MrPicture1970
    @MrPicture1970 2 года назад +1

    This is the real gospel of Christ

  • @gracekotei728
    @gracekotei728 5 лет назад +10

    Apostle ini ndini mumwe anga ari mujeri rokusaziva chokwadi.iye zvino kubva pandatanga kuteveea yr teachings meso angu avhurika.

  • @lawrencemandava7418
    @lawrencemandava7418 2 года назад

    ndaita kuroyonorwa..... kupedza hangu kuhwa kuti Ishe vavachitii.

  • @Nancy22-mc6pw
    @Nancy22-mc6pw 8 месяцев назад

    Amen Apostle 🙏

  • @WishesVK
    @WishesVK 4 месяца назад

    Amen ndatenda

  • @MrMastercc
    @MrMastercc 2 года назад

    Powerful msg and teaching. Keep up the good work.

  • @jabulanimasukume5575
    @jabulanimasukume5575 6 лет назад +7

    undiluted truth

  • @justicechitakira9275
    @justicechitakira9275 2 года назад

    Really powerful preaching.let God reveal himselfs unto man.

  • @mutsakadzere9415
    @mutsakadzere9415 Год назад +1

    If possible, can you re-upload the sermon with English subtitles so that it gets to a larger audience......

  • @preveladgemagodonge9723
    @preveladgemagodonge9723 2 года назад

    Ndakomborerwa thank you Jesus Christ 🙏

  • @talentumlambo3284
    @talentumlambo3284 10 месяцев назад

    Our national treasure

  • @preciousprecious263
    @preciousprecious263 Месяц назад

    Daggie Apostle muma kereke umu mune udyi nhasi zvapera zveumbavha😂😂😂😂😂😅