Apostle T.F Chiwenga The Edomy Confederacy

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 26 мар 2018
  • This sermon was preached from the book of { Obadiah 1:1-4 } by Apostle T.F Chiwenga of Jesus Revelation Ministries

Комментарии • 39

  • @jerrychiwa5586
    @jerrychiwa5586 5 лет назад +8

    Apostle ,shoko renyu since i started to listern to it ,Haa rondidzidzisa and handichina any fear in my life

  • @graciouspaswavaviri
    @graciouspaswavaviri 4 года назад +7

    I have never heard such teachings revelation after revelation

  • @mdzimbabwe734
    @mdzimbabwe734 5 лет назад +4

    Apostle Mwari ngavarambe vachimira nemi nekuti murikuita zvikuru through our Christ kuti tipone. Mazviita chose

  • @ropafadzaihove4458
    @ropafadzaihove4458 3 года назад +4

    Undiluted word of God. The true revelation unperveted. Thank you Apostle for ministering to our spirit not zvinofadza nyama zvatainzwa kumaShrines.

  • @washingtontaderera3166
    @washingtontaderera3166 4 года назад +5

    Thank you Lord Jesus for this bread

  • @marymoyo9439
    @marymoyo9439 3 года назад +4

    I was totally lost, and I believe this gospel found me

  • @tavongamataruse5801
    @tavongamataruse5801 5 лет назад +3

    Jesu ngavakudzwe

  • @sipelilemutandare7823
    @sipelilemutandare7823 4 года назад +4

    Shoko rinonakidza kunzwa everyday

  • @moffatkatanda6193
    @moffatkatanda6193 6 лет назад +5

    I praise LORD JESUS CHRIST for such powerful word that opens our spiritual eyes to see the truth in him,Glory be unto God of heaven.God bless you Apostle

  • @washingtontaderera3166
    @washingtontaderera3166 Год назад +1

    Zvinhu izvi zvakaonekwa naObadiah....
    Chii chawakaona Obadiah?
    Zvikanzi ndakaona mashoko🔥🔥🔥

  • @pamelajonasi4501
    @pamelajonasi4501 3 года назад +1

    Thank you God for the undiluted word

  • @alicemanda5587
    @alicemanda5587 5 лет назад +3

    Thank you Apostle for the message.

  • @leonardtinashejeche9485
    @leonardtinashejeche9485 3 года назад +2

    I must confess your sermons changed my understanding of the word of God. Whenever l listen to your sermons, l forgive myself for the wrongs l have done

  • @trustmondlisitholeallyroo1637
    @trustmondlisitholeallyroo1637 5 месяцев назад

    Ishe vakarurama

  • @colletaparadzayi989
    @colletaparadzayi989 3 года назад

    Have watched the sermon twice and have been blessed . Help us Lord to keep the word in our hearts and treasure it. Ndabatsirikana. Ishe vakandirangarira kuwana mukana wekunzwa shoko benyu

  • @netsayizemura6356
    @netsayizemura6356 3 года назад +1

    Ndakomborerwa

  • @joycemakomva9804
    @joycemakomva9804 6 месяцев назад

    Amen 🙏🙏

  • @SydneyNhunge-op8ix
    @SydneyNhunge-op8ix 3 месяца назад

    AMEN

  • @melissamarumure9341
    @melissamarumure9341 4 года назад +2

    Ndakomborerwa neshoko

  • @divinemafundi3790
    @divinemafundi3790 6 лет назад +7

    Where can i found you? I want to attend tomorrow's sunday service

  • @limbikaniseanpendami9121
    @limbikaniseanpendami9121 2 года назад

    Poto , from Gweru 2022

  • @marvellousmapungwana8536
    @marvellousmapungwana8536 5 лет назад

    Amen

  • @maxwellmazungunye5566
    @maxwellmazungunye5566 5 лет назад +3

    Jesus Revelations ministries inopindirwa kupi mu cape town.uye Apostle varikuuya rinhi ku cape town uye church service ichaitirwepi.mune wattsup here mu cape town please add me.0745285995.gospel roparidzwa na Apostle rakwana rinovhura pfungwa moyo ne pfungwa from false preaching

  • @zivanaichaitezvi214
    @zivanaichaitezvi214 5 лет назад +6

    Murume anoparidza hake uyu... Not prosperity gospel rangozara iri

    • @julietmusweweshiri914
      @julietmusweweshiri914 5 лет назад +3

      Ummmm ukaona munhu usikatendeuki nemharidzo dzemurume uyu ummmmm hapana true gospel inopfuure iyi

    • @alfoncegwatidzo2075
      @alfoncegwatidzo2075 5 лет назад +5

      This gospel was given to him by our Lord Jesus Christ himself

  • @okorongoigwe1669
    @okorongoigwe1669 6 лет назад

    baba awa vanoparidza asi ngavasiyane nema church evamwe ngavaziwe zveku church kwavo havasi mwari regai ku judgeamwe

    • @josefilimone1196
      @josefilimone1196 6 лет назад

      your problem is of the churches being of the people had to be of Jesus the only founder of the Church

    • @mdzimbabwe734
      @mdzimbabwe734 5 лет назад +5

      Iwee dai wanga uri kuminder your own business ekuchurch dzenyu dzemandadhi ungadai usiri pano kutevedzana nezvisinei newe waiziva so iwee baya

    • @rmusari
      @rmusari 5 лет назад

      Mtisi tibvirei apa.......

    • @sheillamareya6597
      @sheillamareya6597 5 лет назад +3

      Vasiyeyi vafumure

    • @mdzimbabwe734
      @mdzimbabwe734 5 лет назад +2

      @@sheillamareya6597 Vanhu vajaira kuudzwa vhangeri renhema musabvume kuomesa moyo yenyu kani...pano tiri vapfuuti hama dzangu hatitsvagei Mwari nguva ichipo