Chikristu neTsika- Mudzimu

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 24 ноя 2024
  • Bhaibheri harinei nechivanhu. Zvinowanikwa mubhaibheri hazvinei nechivanhu. Asi ngatimboonai kuti bhaibheri rinoti chii pamusoro pemidzimu.
    Makristu mazhinji anoti vakafa havana chavanoziva(Muparidzi 9:5). Iyi verse ndiyo the most misinterpreted verse. Pane zviitiko zvakawanda mubhaibheri remaKristu iroro zvinotaridza kuti mweya wemunhu unogona kudzoka semudzimu 1 Samueri 28:3-
    Hatisi kuti Bhaibheri is the yardstick, asi tirikungoti mubhaibheri ravo iroro, rinotsigira kuti vakafa vanogona kudzoka semudzimu...

Комментарии •