One thing macelebrity anogona kutita rise high NEMA scandals coz it attracts attention of PPL ,so when PPL follow they will be following scandals and later get used of you
Vanhu havabude sister vanenge vauya kusofara zvakangofanana nekusuppoter bhora even team yako isiri kutamba you can still watch other team playing so munhandare hatibude hedu even team yedu yapedza kutamba 😅
Why vanhu vachitadza kutaura chokwadi abt gaffa the truth is winky was also a DJ,MC,PRESENTER and now artist ,song writter and winky he's the best of all hakuna anokunda winky chi DJ chacho,chi MC chacho,chi Presenter chacho,chi artist chacho,chi song writter chacho,mazvinzwa anoti anomukunda ndiani so winky he's being fought nevanhu wese ava kozoti kumafuns,wese vanoti JP vanoti winky vanoti master h vanoti winky ne ese ma artist ari mugame vanozviziva kuti mafuns avo are the same people vanoti winky coz winky ndiye akaita kuti ese ma artist amuke ndofunga mazvinzwa,check kuti the name winky ra appear kangani ,dancehall rinoti winky ndiye ane mafuns ese anozosapota ese ma artist kubva kuna JP kusvika pama upcoming artist acho
🎉🎉🎉 powerful advice..at the end 🎉🎉life is spiritual...social media advice😮😮😊
Aewa baba Jabuna @Winky D ndomuridzi weShow baab❤❤❤❤🔫🔫👍🔫🔫🔫👍👍👍🔫👍👍👍👍👍👍👍👍
Previous redefined ,umwe azo perfomer ari ega😂
Tangoona kuti VaWinky D tikati rega timboona kaa🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉❤❤❤🎉🎉
Haa redefined ine muridzi wayo ...dai vanga vakamirira murefu vaingoenda paakapedza
Mmmjh very interesting... i juss like the freedom of expression
Big up 3 of you guys 🎉🎉🎉🎉🎉Zigo The People's Journalist much much respect bredda🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🇿🇼🇿🇼🇿🇼💯💯💯👑👑👑🌍
Thanks my brother
Go bhootlick zanu PF makanyarara
Matuzviiiiii enyu
Winky ndomuridzi we show
Best artist of all the times
DJ Sparks doesn’t know how to articulate issues hapana chozikanwa but Zigo anofunga semunhu akaverengawo Animal Farm
Kwashota uncle saint
Sir Zigo, is very SMART brain-wise. From CUT to the real world, still smart!
Thank you bro
Biggy woyeeee woyeee nhai Igwe Hoyeeee Hoyeeee….pano panodiwa munhu kunge mari
Dj Sparks the standard of things is not set according to how you do it in Zimbabwe. That’s the reason we are so behind on a lot of things in Zim.
#Respect to Zigo, very factual.
Gaffa raiva pahome
Hamuna nyaya wangu Winky mukoma
That hun voice is big nice
Ndadzidza, thank you
😢maba Sisi vangu havazive haisinyaya ya WinkyD ,jahPraise ndizvo stage😅
Zigo chibaba uyo sparks mupengo
Chinhu chikaramba chichirira chinojairika akuna akatanga nekuda Zim dancehall
One thing macelebrity anogona kutita rise high NEMA scandals coz it attracts attention of PPL ,so when PPL follow they will be following scandals and later get used of you
haa Zigo is clever
Ingawani Zhakata ave kuimba gospel wani. Baba Harare anogona kuva zvimwe chete. Let's wait and see
1st 🎉🎉🎉
Shout to Popsy she nkows what she does,, not zvematumbu zviri biased izvo
Even to you DJs don't do scandal
Zigo chine brain ndakambenge mdakachimaka but chibho munhu
Kkkkkkk enjoyed this session
Tangohwa kuti baba Jabuna❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
ZIGO akangwara kudarika vanhu vese ava ndabvuma hangu 😂
Dj sparks apana choziikanwa, haasi Dj uyo
Zigo you are good
Kana tabvisa marii yedance hatizobude isina kupera
Vanhu havabude sister vanenge vauya kusofara zvakangofanana nekusuppoter bhora even team yako isiri kutamba you can still watch other team playing so munhandare hatibude hedu even team yedu yapedza kutamba 😅
KuKadoma JP akamboiswa kwekupedzisira akasara akuridza ari ega Va Winky D pachipedza nesu takabva tapedza navo show yacho 😂
Wakabuda wega 😂usanyepe we saw that show ,it was packed jp paakaridza
Why vanhu vachitadza kutaura chokwadi abt gaffa the truth is winky was also a DJ,MC,PRESENTER and now artist ,song writter and winky he's the best of all hakuna anokunda winky chi DJ chacho,chi MC chacho,chi Presenter chacho,chi artist chacho,chi song writter chacho,mazvinzwa anoti anomukunda ndiani so winky he's being fought nevanhu wese ava kozoti kumafuns,wese vanoti JP vanoti winky vanoti master h vanoti winky ne ese ma artist ari mugame vanozviziva kuti mafuns avo are the same people vanoti winky coz winky ndiye akaita kuti ese ma artist amuke ndofunga mazvinzwa,check kuti the name winky ra appear kangani ,dancehall rinoti winky ndiye ane mafuns ese anozosapota ese ma artist kubva kuna JP kusvika pama upcoming artist acho
Well said it's speech
Hapana kana chinhu chawataura apa
@@tendaichimanikire2009 zviripo hanty vapindura
You guys you need to listen again to the interview ya Olla na Baba Harare, hamuna kunzwisisa zvakataurwa naBaba Harare, muri kutaura zvisirizvo....
Agara Ari Madofo Aya
Hoyoooo holyten over to DJ Sparks
😂😂😂😂
Dj Tawaz
Uk kunoshamdwa vana bamunini and kuchiuya mari kwayo saka comic havaperi only vakuwandira kune zvimwe
Kumatumbu uku makukwikwidza mukuru, tichakushevedzai kumabiko 🤔
Haa dumbu isign of laziness kumba mukadzi akungogarirawo mari nevana 😂😂😂
Apa makungo ita damage control. Ingo bvumai winky d ndibaba. Zvamaku taura hee kiti yadhota yamama rative drummer. Musa nyare kuti Jp mwana wa winky
Tag team mustudio #Zigo #Kundai pakaipa
Content munenge musitorina sure
Umwe ane mbiri umwe ane mari zvapera 😂😂
Ndiani Ane Mari??