Stole from who? Handina kunzwa pakanzi vanhu vakadzingwa ini. Hanti original villagers were naturalized into the new system. Also think it was an advantage in developing & empowering the locals.
Handimbofungi kuti church inonyura ini. Truth & right will prevail. Sabhuku awo vatowa kuita land baron here? Pakasarudzwa executive vainge vasipo sei.
Mambo munokomborera matongero enyu ane full of wisdom Uye munotya Mwari. Raramai nokusingaperi Mambo.
I like baba mutasa wisdom is there knowledge from god phambili baba
I agree with you uyu anogara newanhu zvakanaka
@@Marastermaraster shuwa yooo
Chief mutasa from the day one l watch your programe your judgement is full of wisdom may god bess you and all your members l salute you
Our own Chief keep seeking Solomon.s wisdom we love u
Thank you mambo mutasa,Munotonga ne wisdom makanyorovera.Mudare handibve ndichitevera.Mwari vakukomborerai.
Pane kahosho kedu kari kurira kuseri uko.i like it😂😂😂
Mukotsanjeraa pabasa
Kkkkk
Kkkk hanzi kahosho kedu
Mambo one akafunda...pamongoti "its ok "ndotoziva menge maona zvende ndaona
Cherokee tozogara mambo Mutasa is so exallent pakutonga kwavo,more wisdom kune mamwe madzimambo atoona achitonga
Good respect kuna mambo
The only Mambo anoyananisa achisevenzesa reference yema office
this is the best ever....
Pamberi namabharani haasimudze msoro anonyora zvese nekukosora kwevanhu i think anogara nebox remapen zvino eversharp mazuvaano yakunetsa kunyoresa.
Kkkkk
😂
😂😂😂 munhu serious pa basa 😂😂
🤣🤣
Hanzi saka ukutaura kuti Changamire havazive Court of Arms😂😂😂
Sekuru wataura pekupedzisira awo is an ex headmaster badzi.
This Mambo is transparent and intelligent,
8:08 ndokut Mambo kwete vamwe vatinombonzwa vachitonga unoshaya kut zvirikufamba sei
Wisdom yenyu Shumba yakanyanya.🙏
I hope munounza part 2 am intrested ne outcome of this story.
Makurukota amambo vakagarira kubhon'a mudhara uyo anoda respect avamunhu mukuru so he deserves a bit of respect even akatadza.
Yes sometimes vanobhowa kamushorero kavanoita vanhu
😂😂😂😂 30:02…… Hanzi “aakufarisa mdara uyu “😅
😂😂😂😂😂😂😂mahedheni out😅makiristu in 😂😂😂
Iwe ibvapo neinterchaji yako iyo hapana zviri kuitwa makore mangani just an interchange road to be completed hauna basa ka
Baba avo vakati dzidzeyi
Mambo magona chimission chatibhowa ichi kubirwa haiwa ,nzvimbo makaiwana kupi ndomubvunzo 😅
Sorry hako kana chichikubhowa isu chakabvira kutinakira mudikani😂.One man's meat is another man's poison.
Baba avo vanodairira wanondinakudxa😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkk ungati chief vakatoona kuti ari good pakupedzisa sentence saka chief vanotaura vachisiya kuti iye apedzise
Kkkkk
I can hear hosho naMukotsanjex
Magona MAMBO
Magona mambo
Uko hakurambwi tsoro mbiri nguva imwe kuti uku ishe uku chairman no
👏👏👏
Methodist pioneers stole land iyi, wanhu wene wevhu wozi musagarepo. Same same neMutare Mudhara. All that land should be redistributed.😊
Stole from who? Handina kunzwa pakanzi vanhu vakadzingwa ini. Hanti original villagers were naturalized into the new system. Also think it was an advantage in developing & empowering the locals.
mambo dzimwe nyaya munotonga asi iyi makundikana
Kkkk ayas
Mr Tichkach howfar magweja epa penhalonga varikuchera free hr sezvo madzibaba Chikomichi vakasiya vavaka muteuro update pliz paPenhalonga apo zvakamirasei ko ivo madzibaba NyashaDzashe howfar mazuvaano varova zvekut varikubatira varikmusha maGutu mavo momo hr 😂😂😂😂😂😂😂😂
𝐌𝐚𝐦𝐛𝐨 𝐌𝐮𝐭𝐚𝐬𝐚👊👊👊🔥🔥🔥🔥
Baba Taps ndikuona marriage yangu pamupurisa wamambo help me please woooo.
Ummm mweya wakaipa Buda mumwanasikana ,hakuna tsuro inouya yega pamba ,tsuro kusango yovhimwa,
Akaroora mwana wayaya wangu mukwasha wangu
@@ChipoMpondemabatsira zvotonyadzisa
Taura zvako @@ChipoMponde
Ichooo😂
😂😂@@ChipoMponde
Ndaona church ichinyura, baba watsvuku awo wataura chokwadi though wanotonga na mambo waingowati respector mambo nepo vasina kumboshoora
Handimbofungi kuti church inonyura ini. Truth & right will prevail. Sabhuku awo vatowa kuita land baron here?
Pakasarudzwa executive vainge vasipo sei.
😂😂😂😂
Sabhuku makunike ndeupi
Haasi Ezazi ere
Kkk cout of arms kkkkkk
Zidofo ramambo
Yowee waita dofo papi manje
Dofo ndi Mai ako
Wakutopenga kabisira
Hezvo iwe wapindwa nei
Bdepapu paaratidza udofo
ndepapi paadofora zve nhandi