Mbuya na Rasta Dare ra Chief Mutasa

Поделиться
HTML-код
  • Опубликовано: 18 янв 2025

Комментарии • 282

  • @pearlmambinge451
    @pearlmambinge451 6 месяцев назад +4

    Sekuru vanetsika, veduwe koperai kwavari. Vanopa rukudzo kuna Mambo kunyangwe zvavo ivo vari Sorojena. Kudos tsika ngadzotevedzwe tikadaro tinofamba zvakanaka diko. Vakateera Tete, muroora maraswa nedare. Sekuru havasi nyepi, mwana waDhereto haaa vakachena. ❤❤❤

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 месяцев назад +11

    Sekuru vavharisa nyaya, he's explanation is very clear. Muroora wakutonga kumusha kwavamwene hindava dzokai kumusha kwenyu

  • @EvidenceVeremu-rc1ku
    @EvidenceVeremu-rc1ku 7 месяцев назад +12

    Chief makanyanya thumbs up 👌👌👌👍👍👍

  • @TamaryManyika
    @TamaryManyika 7 месяцев назад +33

    Kwababa Taps ndoisa like ndisati ndatomboona nyaya yacho

  • @thobelikhayandlobvu765
    @thobelikhayandlobvu765 7 месяцев назад +3

    My favourite chief . Chandinofarira mambo mutasa hawatongi munhu wanoronga nyya .. excellent my chief

  • @shepherdtombizana
    @shepherdtombizana 7 месяцев назад +3

    Excellent,Mambo wamadzimambo ,murume uye ane chipo ,anogadzirisa nyaya sezvairi ,hatongi anogadzirisa nyaya

  • @jephiasmanunge
    @jephiasmanunge Месяц назад

    Thank you mambo mtasa ❤ I love your judgment 🎉

  • @ronaldevans9420
    @ronaldevans9420 7 месяцев назад +3

    Karanganda , i like before watching

  • @nomsamajola1407
    @nomsamajola1407 7 месяцев назад +6

    Chief endai munotongera kwamakon achiona zvamunoita please 😮😮

  • @crazymaze4611
    @crazymaze4611 7 месяцев назад +34

    Afroman havanete kunyora manotes 🙌

  • @brendamutasa
    @brendamutasa 7 месяцев назад +8

    Mambo Mutasa ..monotonga zvino dadisa mhani ...
    Proud to be one of your own❤

  • @KingEddie2nd
    @KingEddie2nd 7 месяцев назад +5

    180k subscribers and counting ....grow Karanganda grow

  • @gladystsikayi1919
    @gladystsikayi1919 7 месяцев назад +2

    Karanganda you're always on point ❤❤❤❤

  • @victornguni4794
    @victornguni4794 7 месяцев назад +2

    This Chief is sharp

  • @shiyelia
    @shiyelia 7 месяцев назад

    Munofara here baTaps. Ndimi mukutipakurira zvinovaraidza nguva dzose. Keep on!!!

  • @elliotjonasi5094
    @elliotjonasi5094 7 месяцев назад +33

    Guys let's put like why not

  • @leahafauconier4072
    @leahafauconier4072 7 месяцев назад +27

    KwaChigodora takatobvako since musisiko

    • @zimboysacrobats3086
      @zimboysacrobats3086 7 месяцев назад

      Kune karanganda ndokwatinoenda ❤

    • @ChristinaMavhusa
      @ChristinaMavhusa 7 месяцев назад +4

      😂😂ndaiti ndini ndega kwakutosvota hako takabveko isu

    • @chingombedaries
      @chingombedaries 7 месяцев назад +3

      Chigodora abuse power because of fame now got many lawsuits

    • @visionmashowaire-zl7sf
      @visionmashowaire-zl7sf 7 месяцев назад +6

      Haaaa takabva wena zvadhakwa tave kwaMutasa isu tongoda karanganda takabva nayo kure

    • @gracegrace2388
      @gracegrace2388 7 месяцев назад

      Diii imwi ndasuwa Tamari

  • @solomonmangwende4181
    @solomonmangwende4181 7 месяцев назад +1

    Baba tap ndbonga mambo Anedama kwaro anobongwa🎉🎉🎉🎉

  • @visionmashowaire-zl7sf
    @visionmashowaire-zl7sf 7 месяцев назад +4

    Ndiko kunonzi kutonga uku hats off Mambo wedu

  • @patriciamarangwanda5188
    @patriciamarangwanda5188 7 месяцев назад +2

    Shumba yangu inotonga veduwee thumps up mambo mutasa ❤

  • @CuthbertMachongoni
    @CuthbertMachongoni 7 месяцев назад +13

    Mbuya mupambe upfumi dzoserai kumusha kwenyu hamuchengetei imi, hamuterei motopikisa mambo mutasa

    • @Agnes-l7f
      @Agnes-l7f 7 месяцев назад

      Vakazara ne confusion ..murora zukuru uyuuu akuda kupamba pasipake... DAI angoita zvepaakapihwa

    • @gracegrace2388
      @gracegrace2388 7 месяцев назад

      😂😂😂😂 mbuyaaaas

  • @tonderaibhanisi7728
    @tonderaibhanisi7728 Месяц назад

    Mambo Mutasa ndinokupai rukudzo nerutendo mnoenzanisa zvakafanira ndinofanira Kut imi makatumwa namwari

  • @nyashabuwerimwe-sw6qu
    @nyashabuwerimwe-sw6qu 7 месяцев назад +2

    Kana ndeinyepa mwari ngaandiuraye 😂😂😂😂

    • @constancemarifiye6658
      @constancemarifiye6658 7 месяцев назад

      Amen hama ndoopane shungu dzangu ndiritori buzy kutsvaga stand dea let hope mwri anonzwa kuchema kwedu

  • @TafadzwaMutsaru
    @TafadzwaMutsaru 7 месяцев назад +1

    Bba Taps ❤,mambo Mutasa Shumba mai wangu ❤❤

  • @ganyaz
    @ganyaz 7 месяцев назад +6

    kana pane wazukuru varikukurira mumusha mawana sekuru dzidzai panyaya iyi garai maenda kumusha kwenyu zvekuzoda kudzipana nawana sekuru izvi zvinoshupa

  • @gideonmatorino6038
    @gideonmatorino6038 7 месяцев назад

    Mambo.... mogona kutonga.... you look like my old man as in 100% looks.... mogona.... hamuputsi ... well done! This is a typical example where the beneficiaries can easily lose their inheritance ...Mbuya ayo hapasi pamusha pavo... ngavabve... but if tinetsitsi she can stay to the conditions of the beneficiaries ... Ndatonga!0:06

  • @MaDubeChishongo
    @MaDubeChishongo 7 месяцев назад +1

    Hanzi kana ndichinyeba Mwari ngandiuraye kkkkkk gogo kaaa

  • @leahafauconier4072
    @leahafauconier4072 7 месяцев назад +12

    BaTaps kune wawekukutangirai kuposta but ationibà

    • @visionmashowaire-zl7sf
      @visionmashowaire-zl7sf 7 месяцев назад +1

      Chokwadi even pic quality is bad yemagoons iwayo

    • @ZmoothsOperator
      @ZmoothsOperator 7 месяцев назад

      Ma goons 🤣 zveshuwa. Havana kana respect nesu coz their quality 🙌🏾

  • @tatiratsawa7981
    @tatiratsawa7981 7 месяцев назад +2

    Waivepo here ,,,,,,kuti chuu

  • @mikemagidi5365
    @mikemagidi5365 7 месяцев назад +5

    TIKAPA CHIEF UYU NYIKA YEDU KUTONGA ANOGONA KUTI CHINJIRA ZVINHU 2MINUTES TIKATO GARA BHOOOO

    • @liciousnyamande4251
      @liciousnyamande4251 7 месяцев назад

      Nyika yasiyana nekutonga dunhu

    • @cub_paw
      @cub_paw 7 месяцев назад

      Kana kutomuita Minister of Culture and Heritage chaiko

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 7 месяцев назад +2

    Mambo Mutasa vanotonga, vanobudisa nyaya sezvairi very intelligent, wisdom,learned

  • @LorraineMukoyi
    @LorraineMukoyi 7 месяцев назад

    Mambo mondigonera 👏👏👏👏

  • @tafadzwamazivanhanga555
    @tafadzwamazivanhanga555 7 месяцев назад +2

    Dai arichigodora aiyitadza nyaya iyi😂

  • @edinahchatunga5671
    @edinahchatunga5671 7 месяцев назад

    Chief Mutasa to the world ❤

  • @misszozo410
    @misszozo410 7 месяцев назад

    Kacharoya kambuya aka 😂😂😂😂...sandi penyu ba apo

  • @mariahn8446
    @mariahn8446 7 месяцев назад +1

    Maita basa mambo Mutasa.. awo mbuya awo wakachenjeresa kuudA muridzi wemunda kuti uri mwana mudiki😅

  • @HazvineyiZingoma
    @HazvineyiZingoma 7 месяцев назад

    Wise chief keep it up

  • @ApoloniaDamburayi
    @ApoloniaDamburayi 7 месяцев назад +9

    Pano panogara pakazara ndatenda hangu

  • @wimbaimangwende8122
    @wimbaimangwende8122 7 месяцев назад +1

    😂😂😂 Mambo Mutasa makanyaya

  • @NqobileMpofu-mk1qq
    @NqobileMpofu-mk1qq 7 месяцев назад

    Haaa ndokuti mambo uku 🎉

  • @leahafauconier4072
    @leahafauconier4072 7 месяцев назад +1

    Mhaiyo awo wakangwarisa shuwa ummmmm

  • @nicsaker9262
    @nicsaker9262 7 месяцев назад

    Baba Taps kuti haradada kwakupedzepo kwakuti deshe😂😂😂

  • @CarolDoka
    @CarolDoka 7 месяцев назад +4

    Chief vane chipo chekutonga haaaa em very proud to be a wasu helele SaMutasa

  • @dudutaziweya3349
    @dudutaziweya3349 6 месяцев назад

    Magonesa mambo- Batsiraiwo Gracious Bushu - wakurasika mazuva ano

  • @selinasakupwanya8053
    @selinasakupwanya8053 7 месяцев назад

    Baba Cosmas Sakupwanya I see you Shumba

  • @violamavhatu6434
    @violamavhatu6434 7 месяцев назад +4

    Nhasi chief mutasa watadza kunzwisisa gogo wavekutovavhiringidza mentally cozy wati wakakumbira pokugara murume ndiye akatumirwa nanasekuru pamwe kwaibvawo

    • @dellonmzala6222
      @dellonmzala6222 7 месяцев назад

      ndirikuzvionawo wena

    • @clemenceranso8768
      @clemenceranso8768 7 месяцев назад +1

      Wangu gogo avo vatori nebook ravo vane minda yavo yedzinza ravo vazukuru avo vakada panoibva chete

    • @takurakajengo7184
      @takurakajengo7184 7 месяцев назад +1

      vavhiringa kutonga. Vaakunyanya kuzvitutumadza kuti vane wisdom.

    • @charitychoda3755
      @charitychoda3755 7 месяцев назад

      Vagonesa vazukuru vanojairira misha isiri yavo ngadzikame kana wapihwa pokugara

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 7 месяцев назад

      Muzukuru munhu ufunge ko iwe ukaitawo wako akazonzwaro unonzwa sei havana kugara nechisimba asi wakakumbira uyo namudhara wake hawatoziyi muganho wanga wakachonera harare izvozvi kwarwadza wavekudzoka manje kumusha mazuwano lifestyle yekumusha iri kufaya waisauya kumusha awo ​@@charitychoda3755

  • @rabbyPick
    @rabbyPick 7 месяцев назад +4

    I think mbuya iyi inoroya inotembeyi chaizvo kutoshinga pamba

    • @Moniquechiqous8052
      @Moniquechiqous8052 7 месяцев назад

      Ko kupindura rough vakubvunzwq ivo votobvunzawo

  • @BenjaminMoyo-r7d
    @BenjaminMoyo-r7d 7 месяцев назад

    Mutasa urimberi chief wangu

  • @memorymvundura7166
    @memorymvundura7166 7 месяцев назад +6

    Panezvandadzidza usatsara pic yenyama yaunodya kwako urimuyedxi idya zvawaisirwa mbuya ava vagaries mumusha mushwe wakurebese nw vana ngavachinovaka kwavo

  • @teetoox365
    @teetoox365 7 месяцев назад +8

    The chief must respect the elderly woman. She has come a long way living on that land without being challenged. That alone approximates to title.

    • @firstlady2671
      @firstlady2671 7 месяцев назад +1

      Eish I am halfway watching this but my little heart is broken with the way they treated this old lady. She explained well but they are twisting her words vachit hazvisi zvawataura but zviri izvo. It's so sad!

    • @takuramaboreke6995
      @takuramaboreke6995 7 месяцев назад +12

      Maybe both of you didnot follow this step by step...There is a difference between endowment and entitlement in land ownership...this woman was endowed to this property and she was given some user-factory rights ...eg ukapihwa mota yebasa , you can use it zvawada but it doesnot become yours kana basa rapera or wafa...mbuya was greedy to extent the land she was given ...as a matter of fact , mbuya havana kumbotorerwa munda , asi varikunzi you are now extending and encrouching uchipinda muland isiri yako apo yako yacho wakatochekerwawo by the owners....the law is fair and there is no kindness in its partiality or wholesome...mbuya ngaagare pasi nevaridzi veLand and ongoita maintain paakapihwa then hapaite hohoho chete

    • @takurakajengo7184
      @takurakajengo7184 7 месяцев назад +2

      @@takuramaboreke6995 sazita, manzwiro andakaita, you can't claim bounderies dzane 5+ years. Anyone ashandisa communal land for 5 years without dispute inenge yava yake.
      I feel gogo vangombunyikidzwa and vashorwa as if she is a deliberate liar, and that's wrong. Rasta should have come to the rescue and clarified some of the misinformation yayakuitwa nana Chief.

    • @MuparidziNyama
      @MuparidziNyama 7 месяцев назад +3

      Ayewaaa mbuya vanekumusha kwavo avoo ngavaende kumusha kwavoo chaiko chaiko end Mbuya avaa avasikunetswa nana Sekuru varikunzi ngavagare asi ngavasadarike muganhu apaa vatorinenharo kunge ndivoo vehukama kkkkkkkkk kkkkkkk

    • @sydneynyaruwata7870
      @sydneynyaruwata7870 7 месяцев назад +1

      @@takuramaboreke6995 Thank you , before any judgement mambo vanotanga vaidambura dambura to find the root of the matter which is good

  • @rampolful
    @rampolful 7 месяцев назад

    Mambo munotonga Mambo, muri dura renjere.

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 месяцев назад

    Iyazveee mbuya murikuita misha mingani kkkkkk.

  • @OlindaMachiya
    @OlindaMachiya 7 месяцев назад

    Bba Tapu's murisei why camera yenyu face hadzisi kuoneka bt sounds boe

  • @rabbyPick
    @rabbyPick 7 месяцев назад +1

    Yaa raster yaperi mushe panofa munhu kkkkkkk

  • @tendi_xo
    @tendi_xo 7 месяцев назад

    Karanganda woye 🎉

  • @St-G2
    @St-G2 7 месяцев назад

    Muchizobvunzawo masize emasuit vakwasha, sekuru kuita muniggle kudaro ere. Mukwasha tenga imwe sutu😅😅😅

  • @NqobileMpofu-mk1qq
    @NqobileMpofu-mk1qq 7 месяцев назад

    Giniyasi mambo 😂😂😂😂😂

  • @Wachidopaidamoyo
    @Wachidopaidamoyo 7 месяцев назад +3

    Mwari ndibatsire ndikwanise kuvakira vana vangu musha izvi zvemisha yefamily

  • @MelodyBaddas
    @MelodyBaddas 7 месяцев назад +1

    Iyi I Shumba yomene

  • @ChishongoMadhuve
    @ChishongoMadhuve 7 месяцев назад +5

    Vana vemkwasha ngavanovakira kumusha kwavo or kutotsvaga mastand avo kwete kuvakira kwanasekuru.

    • @honestrufu5354
      @honestrufu5354 7 месяцев назад

      Ko kana muine makuva mustand imomo

    • @ShupMacheka-vj7qw
      @ShupMacheka-vj7qw 7 месяцев назад

      Moregei kuudza hama dzenyu kuti endesai vana kudzinza mozoda kutaura hama yafa takufudzirai mombe dzenyu nokukushandirai hazviko izvo

    • @liniagumbo9339
      @liniagumbo9339 7 месяцев назад

      ​@@ShupMacheka-vj7qwi followed your replies in other comments,asi wakakurira kwaana sekuru?

  • @MuparidziNyama
    @MuparidziNyama 7 месяцев назад +1

    My question is ko Murume wa Mai avaa paakafa akavigwa kupi exactly

  • @KudziMaunganidze
    @KudziMaunganidze 7 месяцев назад

    Chief manyama❤

  • @chiedzamatongoOfficial
    @chiedzamatongoOfficial 7 месяцев назад

    Kkkkkkkk gogo iRadio chaiyoo😂😂😂

  • @JeremiahTeteredzai
    @JeremiahTeteredzai 7 месяцев назад

    Mambo Mutasa munogona bsa renyu

  • @Wadzanai-xc4uq
    @Wadzanai-xc4uq 2 месяца назад

    Mbuya ngaadzokere kumuha kwake

  • @ElizabethManyarara
    @ElizabethManyarara 7 месяцев назад

    Ma bocha hamuazivi here nenharo😊

  • @TendeukaiSibanda
    @TendeukaiSibanda 7 месяцев назад

    ❤❤❤❤❤

  • @storyushe9716
    @storyushe9716 7 месяцев назад

    Karanganda TV wayeipo here

  • @gogoguveya8642
    @gogoguveya8642 7 месяцев назад

    Mambo Mutasa namambo Bush Mwari vanemi munotonga nemazvo

  • @AfroMedia0507
    @AfroMedia0507 7 месяцев назад

    This kind of journalism is sarcasm...😢.

  • @MuparidziNyama
    @MuparidziNyama 7 месяцев назад

    Kkkkkkkkk Kkkkkkkkk haaaaaaa kachembere akaa ngaaakabvee kwanasekuru kanoroyaaa akaaa

  • @modistamaraidza1346
    @modistamaraidza1346 7 месяцев назад +6

    Kwedu muzukuru mwana wemkwasha haapuwi Munda!!!! Munopedzisira madzingwa imi varidzi vemusha. Return soldier rinoenda mu kitchen ma Mai varo nemakora aro

    • @wimbaimangwende8122
      @wimbaimangwende8122 7 месяцев назад +2

      Isu takatopiwa tiri vana vevakwasha kudaro 😂 ndezvekumama izvo kana ndakarambwa nedzinza rangu ndodii apa madzisekuru anenge achitishandisa ehe vakapusa tinovatorera kutovadzinga chaiko

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 7 месяцев назад

      Vazukuru vanhu weduwee mangwana vanokuchengetai ​@@wimbaimangwende8122

    • @linnetgambura9943
      @linnetgambura9943 7 месяцев назад

      Ummm zita iro rinorwadza mdikani kuti return soldier rinemakora aro totenda mwariii munedzinza rakarongeka

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 7 месяцев назад

      Imhosva here kuita single mom. Chakaitisa munhu single hamuchizive so learn how to talk

    • @nomsanyika151
      @nomsanyika151 7 месяцев назад

      Makora ndiani manje that's bad language Saka ingaite mhosva here kufirwa or kurambwa hakuna munhu anoapplier kurarama life yehusingle

  • @Madzimai-v1h
    @Madzimai-v1h 7 месяцев назад +4

    Tamhanya tafunga kt mukotsanjera auya 😂😂😂😂

  • @NomakhosiMasekesa
    @NomakhosiMasekesa 7 месяцев назад

    👏👏👏

  • @EmmaMugwagwa-o2g
    @EmmaMugwagwa-o2g 7 месяцев назад +3

    Mbuya ava vanorwara ava

  • @TintoShava-x7r
    @TintoShava-x7r 7 месяцев назад

    Kuti chuuuuuu ❤❤❤❤karanganda woyeeee

  • @BeautyGonese
    @BeautyGonese Месяц назад

    Tose tichatama tiuye kwaMambo Mutasa kune chokwadi kumatare

  • @brightonmatinyadza4187
    @brightonmatinyadza4187 6 месяцев назад

    Ndatenda Mambo Mutasa mogon kutonga ndabvumA

  • @yukonmutetwa6959
    @yukonmutetwa6959 7 месяцев назад

    Mutorwa meaning for me. Ummm ndaona mambo

  • @ceebarwe8120
    @ceebarwe8120 6 месяцев назад

    Rasta my sekuru

  • @briangarikai719
    @briangarikai719 7 месяцев назад

    Pfeeeeeeeee munyika ya MAMBO MUTASA vanotonga nouchenjeri

  • @Mamoyo4
    @Mamoyo4 7 месяцев назад +1

    Pakurova mbuya rasta wakatadza

  • @WesleyGuma
    @WesleyGuma 7 месяцев назад +3

    This grandmother is a true definition of mubocha they will never submit that they're wrong

  • @rhynoleen
    @rhynoleen 7 месяцев назад

    Pana nyepiiii apo

  • @LorraineMukoyi
    @LorraineMukoyi 7 месяцев назад +1

    Kana iri mwana wemukwasha pliz wakirayi kumusha kwenyu Kwana sekuru handi kwenyu hamawoye ana Mai ngatiratidzeyi vana kunana baba wawo

    • @ShupMacheka-vj7qw
      @ShupMacheka-vj7qw 7 месяцев назад

      Anovakirepi kana asina kuratidzwa baba vake akura asingavazive moregei kuudza hama dzenyu kuti endesa vana kumusha kwavo achiri mupenyu nemhaka yei musingadzinge achiri mupenyu

  • @RayMarume
    @RayMarume 7 месяцев назад +1

    Mbuya itsotsi avo kana vachiti vakapuwa pekugara pekurima paivepo why now vakuisa mabanana pekugara inyepe mbuya iyo😊

  • @nolinjimu8237
    @nolinjimu8237 7 месяцев назад

    This mambo is gudhu mhani

  • @clariskumba3538
    @clariskumba3538 7 месяцев назад

    Waiyepo ere 😅😅😅

  • @elphuselvisnyangombe383
    @elphuselvisnyangombe383 7 месяцев назад +1

    Muroora zukuru uyo itsotsi ngaabude ngaabve adzokere kwake kwaakabva

  • @nomsamajola1407
    @nomsamajola1407 7 месяцев назад

    😂😂😂 vanhu vese awo varikuda kutongwa hahaha vanhu varikupara mhosva

  • @FelixMupfawi-go3bw
    @FelixMupfawi-go3bw 7 месяцев назад +2

    Mbuya tsotsi ,she want to confuse dare neka history kekunyepa ngakadzokere kumusha kwawo kwete kuuya kuzotyisidzira vanhu mumusha mavo

  • @camillioadmire1162
    @camillioadmire1162 6 месяцев назад

    Mambo mutasa is not being fair to this old woman. He called a witness for Rasta but did not call a witness for mbuya.

  • @Liberty-yv5my
    @Liberty-yv5my 7 месяцев назад +1

    Baba tups pambiri nemwi chimboendaiwo kwa Mutambara

  • @CynthiaDenhere
    @CynthiaDenhere 7 месяцев назад

    Tavepo🎉🎉

  • @terminagematinyarare8699
    @terminagematinyarare8699 7 месяцев назад +6

    16mins ... 450 views imi vanhu muri kuitawo tym nevana venyu here or murikuwanza tym kuKaranganda kkkkkj ... kuti dhesheee

    • @patiencemujuru296
      @patiencemujuru296 7 месяцев назад +1

      😂😂😂😂Foni yangu inonakidza kudarika munhu😂😂😂😂

    • @makichii2341
      @makichii2341 7 месяцев назад +3

      Vana tovapa Skubhi dhuuuu

    • @MaslineNyakujara-i3e
      @MaslineNyakujara-i3e 7 месяцев назад +1

      Kkkkkkkk tikutsvaka mukotsanjera

    • @gondo17
      @gondo17 7 месяцев назад +1

      Vana varikuonawo, ndokuti vazive tsika

  • @tinzamedia
    @tinzamedia 7 месяцев назад

    Give the old lady time to explain.

  • @monicanics01
    @monicanics01 6 месяцев назад

    Mbuya mbuya

  • @MariaNyika-n1b
    @MariaNyika-n1b 7 месяцев назад +1

    Mbuya vanonetsa kugara navo

  • @officialfaychi7941
    @officialfaychi7941 7 месяцев назад +1

    Nyaya yeminda yakaoma inemutauro

  • @tinamakasa7493
    @tinamakasa7493 7 месяцев назад

    First 🎉🎉🎉🎉😊