Our stupidity is legendary. Mwana akabaiwa nebanga akapona friend yake yakafa in the same incident. What does Tsoka tell you “imhepo mumusha muneurombwa zvakonzeresa” When are you going to be told kuti you’re a lucky person & midzimu yako inokuchengetedza. Our mind has a tendency to accept negative things than positive. Hapana chaunoshoperwa chiri positive. Yet life inezvese + -
@ Lucky unoriwana everyday paunomuka kuseni nepakupera kwezuva apo musiki anenge akupa rimwe zuva rekurarama iwe nemhuri yako. That 24hr period is what I call Lucky, so everyone has it. Zvekupinda basa, kuwana hupfumi, kuroorwa handi lucky iro but those are fruits of effort and wisdom.
@@dhavetembo7654 tingati kurarama iluck here... Kurarama is gift not lucky bro... Gift of life hakuna munhu anorarama neluck pasi pezuva... Luck ndere kunhonga mari muroad kwete upenyu
Rovai bsa Sekuru Mukotsanjera watching from Capetown
Famba tsoka🎉🎉🎉🎉🎉🎉 watching from Capetown
Beautiful home. Our beloved Sekuru MK❤ 🌹💯. Blessings to you and your family.
Shumba yeGorongozi my Best Tsoka
Aiwa gorongoza ndikokwaakarombera basa rake kumozambiqie raanozvirumbidza achiti shumba yengozi
Our stupidity is legendary.
Mwana akabaiwa nebanga akapona friend yake yakafa in the same incident. What does Tsoka tell you “imhepo mumusha muneurombwa zvakonzeresa” When are you going to be told kuti you’re a lucky person & midzimu yako inokuchengetedza. Our mind has a tendency to accept negative things than positive. Hapana chaunoshoperwa chiri positive. Yet life inezvese + -
Most stupidity person who watch tsoka programmes pese paabuda. I think tsoka unomuda ku terera pese panoita show yake ooh baba unorwara somehow
Lucky ndiwo mudzimu wacho kkkkkkk.
Lucky rakanzi kudii paye naTuku??? Chii chinonzi luck
@ Lucky unoriwana everyday paunomuka kuseni nepakupera kwezuva apo musiki anenge akupa rimwe zuva rekurarama iwe nemhuri yako. That 24hr period is what I call Lucky, so everyone has it.
Zvekupinda basa, kuwana hupfumi, kuroorwa handi lucky iro but those are fruits of effort and wisdom.
@@dhavetembo7654 tingati kurarama iluck here... Kurarama is gift not lucky bro... Gift of life hakuna munhu anorarama neluck pasi pezuva... Luck ndere kunhonga mari muroad kwete upenyu
babavemusha vashatirwa zvisingaite vapumhwa kikiki varikututuma nehasha mukati
Ayewa basa munogona tsoka mwari nevadzimu vakuwedzereyi makore ekurarama
Aiwa Mwari nevadzimu havafariri zvirikuitwa namukotsa arikushandisa hurombwa mweya wemunhu waasina rudzi naye wavakanotenga kureva wavakanoromba kumoza kugorongoza pamwe ihanzvadzi yambuya vako irikutobatiswa basa ipapa yakatofawo nekupondwa
Batayi basa Tsoka Seni Mai vangu vatambura nemakumbo shame 😢😢😢
Imi simukai nemwana aaaa
Ndibatsireiwo sekuru ndatambura😭
Ko akunwa dragon nekutaura paphone ndiye landlord here
Sekuru anosekesa munhu mukuru zwese zwieikuwuya kwahuri
Mwana ngaaende panze
Zva Tineshe mugabe zva Zuro uno Makarekare vaiziva kuita Ms DNA wani
Sekuru tsoka makadii
Panya dzekusutsora endesaivo laki mumuriki ndakumbiravo hamadzangu haaone mukostojera
Aaaah zvaita sei
Tsoka I like it kana mkomana wenyu achipanda dare not you.
Kana chikwambo chavo chichipanda matare chavakaromba kumoza kugorongoza
Musha wekwani uyu ndokumba kwedu
Endesai vana panze hatichanzwa ne noise
DNA for Tinashe Mugabe 😅😅Imi itai zvengozi zvisavhiringe
Kasongo yeye
Vanhu avo vanonyanya kukudza chirungu zvechivanhu vanenge vasingazive
Cash cash pakati cash
Nhaiwe Tichkach hausikuona mwana uyo akuvhiringa here its so annoying ndovana vaye vanonzi musamuitire hasha anozochema saka tonzwa mwana kaa
Nhai nhai
Ngaaende panze naamai vake
Anotadza kunotamba panze nevamwe
Deadman ❤
Bho chaizvo
Bvondo Bvondo