Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Thank you baba Shero ngiyayithanda iminculu yakho ngeyezwa amazwi iminculu yakho iyakha
Haaa cheso anokupedzera unoti haa now latest ndaanemanzwi ayo mangwa unoiroverwa yakachinja zvkt unotamba kusvika washodoka bhachi ❤ keep going ba sharo mukutifadza chose
Kariba is the best dancer
Madzingiro aitwe Elton Muropa naMacheso pa mic 😂😂😂Elton naye akuviringa viringa pama vocals
Macheso ane stage management yakapenga manje
😂😂😂😂 ndaiti ndini ndazviona ndega .. Elton Muropa wapera mazuvano. Barna took over
#TeamZvichadaHama ❤🎉!! Koo #HunhuHwakashata & #Undiregererewo hadziibvi here kani team management?? Album redu raakuite kunga rema singles kani akhiti woye???
Chesso power Bass quitor 🇧🇼 Botswana we miss you
Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 chesso power
Nemamiriro akaita zvinhu aya Macheso mudara munotiuraya nekuchema nayo song iyi please
Kkkkkkk😂😂
iyi togona kuzvinyira nayo anenge ma1
Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 we lov that song from town called jwaneng 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana 🇧🇼 Botswana
Song iyi hatina zera nayo, The melody is hot
Macheso midzi mberikwazvo muti zvimwe zvese mashizha zvinodonha
Were is seleman mupochi, it can't be a stage without him. Majuice come back please
Ma Juice ane kamwe kaku darikira soo. kana asipo pa Stage zvino endeka
Vakomana vanenge vakanaiwa avo
Cheso power
Majuice kana asipo stage yakarongeka haana kana oder anenge achida kuonekwa ega
Aaa iwe hautozivi ma Juice ndiyo simbi
Chii chakarongeka ..panenge pakatolacker vibe zvekudaro
Vakatoita sevanaiwa vakomana
Ma juicy speedy kunge Toyota wish
Thanks mambo zorodza ma juice zvaka rongeka
Zvakaoma zvemukuru uyu
Power power power power powert
Where is this song pliz
Don't wry it's coming soon,track #6
Keep on Kariba
Handisati ndakambochema cz of a song asi apa ndachema
Ngasadzoke maJazii
Amen
Waya waya Ahhhhyaya ❤❤❤❤❤
Ma juice ikanindo chaiyo
Inzwa voice
Number rakaipa iro that's why muropa adzingwa na mudhara pekutanga kwe song. Aizoimba nepasipo 😅😂😂 .. then Barna took over
Yes
I can't wait ❤️❤️😭
waya wayaaaa
Where is maJuice
God bless you ❤
Ko majuzi akaenda kupi
Chesooo
Gore rino tichanakigwa
Murume uyu chibaba
Rovai mdra
Majuice kekuda dzvene hakapo
Juice 😢
Kana majuice asipo pakatonhora
Musiyei azorore anoda kuonekwa ega uyo
Iwe vanenge vakanaiwa vakomana
@@regnyagumbo4596kana Ari pa stage iwe ona vamwe
Thank you baba Shero ngiyayithanda iminculu yakho ngeyezwa amazwi iminculu yakho iyakha
Haaa cheso anokupedzera unoti haa now latest ndaanemanzwi ayo mangwa unoiroverwa yakachinja zvkt unotamba kusvika washodoka bhachi ❤ keep going ba sharo mukutifadza chose
Kariba is the best dancer
Madzingiro aitwe Elton Muropa naMacheso pa mic 😂😂😂
Elton naye akuviringa viringa pama vocals