Amazing, i had the priviledge of witnessing Macheso perform this stage with Tongai Moyo in 2010 in Kwekwe during the Family shows era....today its the son feeling the father's boots. Dhewa should be smiling from the heavens, what a legacy😇
vanhu muri kuti Peter voice rakadhakwa but apa zvakakonzerwa ne transpose haana kuisa guitar rake pa the right tune inoyenderana ne voice rake but usually anomboita zviri better paano player that song
Voice haana hake but He is doing his best though to fill His Father's shoes 👟, we just have to get used with his own voice instead of expect him to be singing in Father's voice or comparing him with the late .He is now playing the lead guitar 🎸 well
Peter indava uchizvimakisa kutsvaga Mari yeRent enda kuLocation ku Ghetto kwaunokwanisa. Tanha dzaunosvikira Peter usanyare kugara kana ku Mufakose etc ndozviripo. Live simple. Usamwe maSuper Peter vakatanga une good voice now voice iro radhakwa😂😂😂

Me 2 😢😢
Zvayinakidza wena
Peter haasi tongai .. mukaziva izvozvo munonakirwa .... wagona mapepetso
One thing I like about Macheso he is not a jealous person with other musician and he knows how to bring them together
But when he come to Botswana 🇧🇼 he came i lone we what to see Peter Moyo,Mogarn Denbo Tindai Denbo and Tongai Junior Moyo.
His love ,humbleness and kindness has seen him thru
Peter mavocals ari kuda kuendeswa kwaGazaland chaiko kuPanel beating rinoita mushe Macheso ndiye ari kutogona kudarika Peter wacho 😅😅😅😅😅😅😅😅😅
Peter moto baba Shero combination of the country 🔥❤️🔥👍
Macheso thank you
❤️❤️❤️
You have a gud heart ❤
Wakagona zvako Peter zvako ,,,haisi mhosva kuita voice gobvu
Kkkkk peter chichikwapaidza chakwanwiro doro shoma shoma zvechiIgwe igwe, love you shiri yekwekwe
how do i like twice
Baba Shero vakazonakwa newaya vakatanga kuteedzera waya nemuromo haaa ndaseka 😂😂😂 waya idzo ma1 vabereki🙌🙏
Chi pita icho hachigoni guys aaaaaaa ndochiii ichocho
Peter unongondinakidza mupfana I wish to meet you Soon
Baba Shero the man himself bigup munosimudzira vaimbi vakawanda mureza up
Apa vakamira Mira 🎉
Haa Dhewa is gone sure ...😢..zvauri kure kurarama usipo inyasha...
Mudhara uyu ndezvake idzi.
Moyo to the World
vanhu muri kuti Peter voice rakadhakwa but apa zvakakonzerwa ne transpose haana kuisa guitar rake pa the right tune inoyenderana ne voice rake but usually anomboita zviri better paano player that song
Peter pakuimba inoloron chairo😂
Peter wakuwanza doro iwe your voice was good pa clash yako na mark ngwazi
Peter ka unongonakidza so hamufaniri kusiyana naMudhara Macheso
❤madhara ayo
Peter akutotadza kuteedzera mudhara wake,,voice redoro
kkkkk huro yakushozha nedoro kkkk
@@brianmazorodze4860gitare anogona asi
Voice haana hake but He is doing his best though to fill His Father's shoes 👟, we just have to get used with his own voice instead of expect him to be singing in Father's voice or comparing him with the late .He is now playing the lead guitar 🎸 well
Iwe voice rababa wako unorigona
@@richardkhoza2878 unenge usina kuzwisisa zvaari kureva
Peter unotirangaridza mudhara wako RIP Dehwa
❤
Macheso uri baba chaiye
Peter indava uchizvimakisa kutsvaga Mari yeRent enda kuLocation ku Ghetto kwaunokwanisa. Tanha dzaunosvikira Peter usanyare kugara kana ku Mufakose etc ndozviripo. Live simple. Usamwe maSuper Peter vakatanga une good voice now voice iro radhakwa😂😂😂
Ko matopedza here nezve album yenyu baba Shero
Dhewa waiva muchina muhombe chokwadi
Ko hamusi kutoona kuti this was done for the sake of Peter?
Ndakati mpfana wangu 350 usd mukati 2 rooms asi mu loation inokwana full house 🏠
Voice riri kuramba Moyo
Peter woye wakuuraya mavocals
Zvakanaka zvakadsro vakomana
Nhasi zvangu Peter😂
I stage fright but he tries to bring back the memories,better though
You can’t deny the fact that these guys really enjoy Dewa music . Tongai Moyo was a legend
100 percent truth
Although this song has a history. he always say Dhewa akatora song yangu. Starting when Dhewa was alive, and Tonga never denied it
It even sounds better....now performed by Macheso....Mfana uyu akudya misuri ndoikuita kudai
Voice Peter masese mayite mashoma
Ka leadguiter Kamudhara karikubuda,,,zvevoice ,,,haasi Tongai ndi peter...kkkkkkkkkkk
Peter haugoni kuimba hako
anoita sadembo. haagone kuimba neluridza same time.
zvaigonekwa naMashal munhumumwe kkkkk
Aakutobatsirwa vocals ...Dewa
Haaa guitar wakugona zvako
Chakapenga ndiye arikupisa
Macheso was betta on those vocals than chi pita icho
Baba Sharon chibaba, ❤❤
Peter zvaramba
Nziyo yaari kutaura iyo ndakainzwa baba vake vachiimba
Usadaro mwana iwe.
Ummm Peter Aaaj😮😮 not doing justice to Muchina Muhombe
Apa ndakanakirwa apa
Peter guitre chodambura hacho asi
Anogona zvesure
Jonas kasamba anovhiringidza macheso akachitaura
Anotogona ndiyo sangoma yake...anospicer
Ummmmmm zvinovhiringa tozvitaura coach anotoona mistake yeplayer iye asina kana kumbokawa bhora racho critism haiurayi inoumba
Kukundwa nababa shero kutevedzera mudhara
Peter voice hapana chaanogona magitare
Gitare anogona but voice rake ibotso chairo
Peter voice 😂😂
Horse voice 😂😂😂akakura achimwa mahewu
Macheso mbanje manhi
Dzawamumonera here ....haungauye pabig platform yakadai wonyora kuti Macheso anoputa mbanje ka ukuda kudii. Ziya pekugumira shamwari.
Iye akaputa he gets paid iwewe ukutoshaya yedata tsek