LATEST !! Prophet Makandiwa Targeted Response To Apostle Chiwenga !! NDAKADZIDZA INI
HTML-код
- Опубликовано: 11 май 2024
- #makandiwa #uebertangel #theclosurednashow #chamisa #karanganda #chigodora #slymedia #tilda #zimcelebs #tytie #kikkie #unclesaint #shematv #magaya #zigo #kundaichitima #djollah #maititi #madamboss #zimbabwe #chiefmutasa #chiefnyamaropa #chiefbushu #mnangagwa #chamisa #maititi #madamboss #mhosva #mamavee #comicelder #jahprayzah #fyi #viral
Fair use
Credit @EmmanuelMakandiwaTvHD - Развлечения
TF Chiwenga is the best
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️ 🇿🇼 👍
Hmmn yeah Makandiwa is on another level. Leave this man alone.
Inini hangu Prophert Makandiwa vanondivhura brain ndotoshuwiravo kuva pedo nguva dzose nekuda kweshoko chete ❤❤
I love PEM my Father ❤
My father thank you
Zigo chibaba manje…of all the journalists Zigo anorema …analysis dza Zigo dzine ka skillful
And anotipa nguva yekuzvionera pamhuno sefodya
O@@kudakwashe8312
usatambe na Manu is a strong teacher he has strong revelation
hapana revalation apa wangu arrogance idzo dzakazara nekuvengana
Zveshoko nyararai Emmanuel Makandiwa makuruwani eshoko
Yes Prophet you are right
Ini ndongoziva kuti talent isuscum
kk
Kupenga kwange kuchitaurwa naProphert Makandiwa unokuona comment section
When pride sets in...
Man of wisdom, this man is very wise
I don't get some ppl saying talent is better, cummon guys talent goes to preach makandiwa at his shrine when makandiwa is busy talking about Jesus, who is who, all you hear from talent is makandiwa did this but makandiwa had never mentioned him in a single word, if you think talent preaches the word of God then you need a psychiatrist, maybe makandiwa is his Jesus, talent and his followers needs a lot of help. Seriously
You are lost . Makandiwa blasphemy God by being more gifted than Him. God is not compared . Igava murume murefu uyu
@@georgerateyiwa9579 can't expect anything better from a person who seats under a man they call mother, some pastor study the word of God then preach but your mother studs makandiwa then go to preach, you all pathetic and malicious.
@@georgerateyiwa9579 who gifted God?
People who know the true Gospel they knows that Apostle T Farai Chiwenga preach true Gospel.
Ana chiwenga ngawagare pasi😂😂😂😂😂
John 14:26 (KJV) But the Comforter, which is the Holy Ghost, whom the Father will send in my name, he shall teach you all things, and bring all things to your remembrance, whatsoever I have said unto you.
Point of correction makandiwa haaterwe nevanhu veku Ufi chete even Chiwenga wo
Mataura chokwadi chemahara😂😂
Chiwenga is a follower wa Prophet Makandiwa only haadi kubvuma anozoda kuuya achi diluter message kuda kurasisa vanhu iye achida kuwana all information from Prophet ega
That's very true man of God
Ngiyakuthanda Makandiwa shame kakhulu futhi
@Zigo Prophet Makandiwa is very correct. I remember Apostle "Amai" Chiwenga attacking Bible schools and yet he likes the teachings of Apostle Paul who had received training as a ovaries and was an educated man. Yes, the Holy Spirit did reveal more things to Apostle Paul but we should not forget that apostle Paul was educated in scripture he only lacked understanding which the Holy spirit gave him.
Lastly all the doctrines that Apostle Chiwenga teaches are from people like John Calvin (Calvinism), Martin Luther and other protestant Preachers who went Bible school/University and had degrees in Theology. Martin Luther had a Doctorate degree in Theology.
Yet, you have someone preaching that education is not necessary.
How can the devil scatter his own , you are for the devil. In makandiwa there is no word, what word did makandiwa preach there is no even one who can match apostle chiwenga
😅😂😂 haa Zim Daily yakubata apo
Chikafu Haa chiriko zveshua kwa makandiwa
Haa pa Cartoon Mabuda mukuru Zigo 😂
Apindurwa zvose zvaanotaura Makandiwa akadya mabhuku Chiwenga anoshoropodza vanhu zvisingadiwe naMwari but pashoko haasvike zvachose apo book rangamedzwa kwete zvekuseka tisadherera Makandiwa vanouya becoz nemenu yavanopihwa he shocked kuti muchandimirira ndatoenda kune imwe church mozondiona ndichibuda ndakatogara zvangu dzapedzerwa zvisingaite
A quick reminder we have more Doctors in Zimbabwe including Our Vice president
Hausi hako best journalist kkkk but uri one of the best youtube reactors 😬. Journalism requires you to be impartial manje iwe uri flipfloper nhasi urikukuza or kushora Makandiwa or Chiwenga then mangwana vice versa depending kuti who offered you money or freebies. Journalist verify their sources zvino iwe ukanzwa opinion yaHwende or someone who claims to be from SADC wotomhanya kuita publish without doing due diligence
ZIGO idofo
Now about food sacrificed to idols: We know that “We all possess knowledge.” But knowledge puffs up while love builds up. (1Co.8:1)
Mukoma ZIGO munorwisanisa ahhh😅😅😅😅
Taura hako izvozvo he is good at neku wedzera tusauti mbichana as well
1 Corinthians 1:25, 27 (NKJV) Because the foolishness of God is wiser than men, and the weakness of God is stronger than men.
But God has chosen the foolish things of the world to put to shame the wise, and God has chosen the weak things of the world to put to shame the things which are mighty;
Zigo you are than educated journalists. Apostle TF vagadzirirwa size yavo naprophet Makandiwa
Chiwenga is ahead of you ×10 iwewe unomonyorora shoko zvisiriizvo plus unozvikudza ndosaka wakati uri more gifted than God almighty
Thinking Chiwenga is ahead is insane
The 1 that is more gifted than God almighty is the most foolish man,pride will chock him
What you have just said is self explanatory of how much behind you are
I'm behind God almighty through Jesus Christ,I will not be behind someone with flesh no
Zigo is zin..zin...dzin dzin....dzunguman
My Prophet PEM chibaba
Haaaa Manu arikuvava😂😂😂
Chiwenga chibaba
Akakuti you are one of the best journalists ndiani? 😅
Tht pilot joke😂😂dzapedza
God does have all answers he is the one supposed to express and prove everything not 🚫 humans themselves,i a done for now,if you know you know
Manje kwakuti after 3 yrs vamakandiwa kwakubuda nechizaruko chakadhakwa kudaro haaaaa garai henyu ne bible study dzenyu
Bho here ma window ayoo
What I think is Makandiwa is just proud of himself for what ever he is doing (Proverbs 8:13 “To fear the LORD is to hate evil; I hate pride and arrogance, evil behaviour and perverse speech.” Proverbs 11:2 “When pride comes, then comes disgrace, but with humility comes wisdom.” Proverbs 16:5 “The LORD detests all the proud of heart ) and also he is ignorent on the other side Chiwenga was wrong if what ever Makindiwa is saying is true about his qualifications. More over It is not easy to apply something from theory to reality and you cant just go and start investment without start up, some professions requires a lot of money for investments compared to preaching or ministering, yu do not need any money to do this things you need confidence in yourself to start end up taking money from people for own selfish gains. In what ever he is saying they is no truth but hate and he trying to prove himself innocents which is not even a good sign of leadership. As for me I will ask this question to him how can Makandiwa be a leader when he is this ignorent , this starts when he said he doent even know were he kept his own certificates this only means to me he only wanted to gain riches and wealthy through a ministry of somebody else he he was a true man of God doing the will of God he should have started preaching without a ministry meaning from zero.
Kudya mabhuku hakunei naMwari
Ana Peter John and Paul hapana kana bhuku rechikoro
Mweya mutsvene ndiye anokudzidzisa zvaMwari uri muwildernesss kwete zvekutii ndakadzidza zvisina maturo
Hold on kunyaya dzechechi Zigo kupolitics wainge uchisupporter bato rokurohwa
Maprophets ayaaaa anoganzaaaaa zvisina basa
pem is not perfect for sure,
but to bunch him with this other guy is crazy and unjustified.
Chikoro cheTheology chiri paVerse ipi muBhaibheri
Iwe kwako kwawakaenda grade 1 to form 4 kuri pa verse ani
@@user-in1ie9mf1k😂😂😂😂
😂@@user-in1ie9mf1k
But he is wiser than you....your question says it all.
@@user-in1ie9mf1k apa mashaya mubvunzo mukuru grade 1 to form 4 its not about the bible but general knowledge. Abvunza zvakanaka kuti theology zviri paverse ani mupeika verse
3 years pa campus ukanozadzisa kwa Boateng😂😂😂😂😂😂
Kwa Boateng akanoita makore mangani
Zigo anoremerwa nemazino...
Baba vane pride ava ingoparidzai Jesu kwete kuzvikudza sekuti ndimi mega munomuziva zvichashamisa mukupera kwemazuva vazhinji vozoti taiparidza nekuporesa muzita renyu asi Jesu achati handina kubvira ndakuzivai saka vanhu tangai maisa Kristu mumoyo ko marwo, kuzvikudza nekutuka zvinobudirei mumazwi evanoti tinomuziva Jesu. Varungu vakati pride comes before a fall people should not believe in men of God but God himself
3 years of studying God? 🤣🤣🤣
Do you have hearing disability
Wapedza kuzvikudza zvako manu, proof yekuziva magwaro dhololo
@farainyoni2407 usatuka munhu asina chaakanganisa.
I'm not here to judge anyone but the Bible says muchavaziva nezvibereko zvavo
chonakidza ndechekuti coment section yakazara nevanhu vane ruvengo kkkk... no opening of scriptures... plus its not health for a non believer to say amen when a man of God speaks... its taboo
Haa ibenzi iro ratidza O level ceetificate
Bible harienderwe kuchikoro rinozarurirwa
Paul akaenda kuchikoro asi paaka zarurirwa vhangiri na Jesu akarasa zvima diploma philipianes 3 vs 8
He studied theology ..so he is not send by God
Makandiwa anotofunga kuti anoparidza wow
Makandiwa achabatwa zvake pa moment of Laughter. Personally I dont believe in a man but where truth is, I can tell. Mr Makandiwa the food you are talking about ini ndoishaya ini......I'm more gifted than God......ndo food yacho here akomana. I once listened to your sermon RANGARIRA MUKADZI WA LOT. KKKKKKK you opend a half verse the whole sermon....is that explaining Jesus as you mentioned. I saw your video uina Ubert Angel muchizodwa na Boateng......is that what our Lord instructed.? Honestly vhangeri hamuma vaMakandiwa. Just do an argument with scriptures timboona pamakadzidza kusvika pacho.😢 Just admit that when it comes to sound doctrine you are still empty dont convince or confuse people. You went to school kuti ugopuhwa sangano saka it was not a calling 😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkkkkkk has pa carton app Zigo vakazokunyanyira kkkkkkkkkk hahahahahahahahhahha ndaseka hangu
But face yakov vakagona kunyanya nzeve idzo kkkkkkk
😂😂😂😂
Kusaziva kufa
level of maturity Ina Prophet Makandiwa is too big for Chiwenga ,,chiwenga is a an attention sicker ndosaka aidhomoka prophecy dzePolitics back those days chimweya chaicho ma1
Abata twabam na TF Chiwenga
Makandiwa I Gava iro
Vakuita sei vamakandiwa nyara iwee
Makandiwa aiita mwana mudiki
Having diploma in theology does not mean you are educated no,in theology university you can go without 0,level, he actual go back to school lately 2014,he is a fool.
Why do people believe Chiwenga? Who told you to that munoziva sei kuti takapiwa shoko naMwari. Chiwenga akakuvadzwa pama rererwo ake you can tress that. Kana munhu achaitaura zvavanhu especially negative atori ne problem yezvakaitika mu life yake
The style is becoming the same kwese
Isu hedu taive neumwe kuma sero tichikura toziva zvakawanda kkkkk shoko mkomana murefu anga ainaro chose achikura pane zvakazoitika hazvo if mufundisi wedu chiweshe aivepo aipupura zvizhinji
No sense
Chiwenga chibaba kana mazogara
Haa diploma re theology kudzidza here ikoko?
Ko iwe ungawana deploma here usina kuenda kuchikoro... waunoti akadzidza munhu ariku driver ndege here?
@@user-gu5rz2qg6v Kuenda kuchikoro hakusi kudzidza same nekuenda ku church hakusi kunamata. Unokwanisa kuziva kudarika munhu ane diploma asi iwe usina diploma.
@@thurammangwiro678 dont lie to yourself you headless chicken ,,,,,, think before you comment and answer or its better to be quiet
go and get it if its easy ,,,
@@tanakadenhdere Handina kuti riri easy , I think subject ne context zvakurasa in any case I have more than a diploma but still ndirikuti hazvisi zvekushamisira nazvo.
But why chiwengwa achituka mamwe maprophert ndozvirimushoko haanoverenga hr
Yes zvirimo wani. Ndizvo zvinotofanira kuitwa kana vanhu vachirasika
Makandiwa haana magwaro
Well if u studied the Bible for 3yrs, surely you wld have known not to challenge Gods supremacy,what was the miracle baby about nhai mufundi?
i dont go his church , but we cant doubt miracles even in the new testament Jesus did miracles , what we can question is the POWER behind miracle not the miracle itself , GOD can do anything LUKE 1VS37
Theology uchidzidziswa chii nani Paul anga akadzidza kuchukoro chagamariel but Jesus did not consider his knowledge he got from Garmariel rather akatomuti hazvisi akamutuma with a proper doctrine,and Paul says ndakarasikurwa nekukudzwa kwandaive nako to gain Jesus,because pamurairo hapana aikunda Paul,so akaraikirwa nekukudzwa kwaaiwana nekugona murairo kuti awane Kristu.bamukuru kana muchitoda denga rasikirwa nezvamakadzidza 3yrs kutheology kwenyu uko muwane kukudzwa kunobva kuna Jesu,vanhu vakakuunganirai avo munowana support kubva kwavari pano panyika musi wamuchabuda munyama muchabata sure kuti manga makaunganidza huni dzemoto wekugehena
The bible says false prophets go to Bible School to learn the word. . I like it he says he did not like that diploma. However he sounds pompous about himself. A man of God must be humble.
How do you concede someone who is humble.
@@adolfmunemo7195 you don't talk much about yourself. Let your actions and deeds speak for you.
@@benjaminmangena9437 no man, expressing myself never makes me proud, ironing out myself ain't pride, telling you that I own a house in borrowdale ain't pride. So where did you get your statement from.
Hmm pabhaibheri Chiwenga chinoziva
Madzibaba vanongoenda wani kusina shoko,sakazvekuti vanhu vanoramba vachiuya hazvinei nekuti kuneshoko here kana hakuna
That's why makandiwa never talks about all that, he concentrates on Jesus other than who is doing what. Learn or perish.
Kkkk he is not more gifted than God no, you can go to hell with your so called papa to mie he is a lair
6:54 he finally admitted to be Amai aswell.
When it’s about education per se Chiwenga is highly educated than Makandiwa, when it comes to the gospel I don’t know.
@Lucas-se6in you are answering the wrong question. Mr Makandiwa did not say he is more educated than Talent Chiwenga. He only spoke about the issue of being educated. If you have a diploma and I have a degree the fact is we are both educated, simple!!
@@yllabisI am not answering to any question. I am just stating a fact and neither did I say he is not educated that’s why I used the word per se in comparison and take note of the word highly it’s there for a reason. So don’t try to redraft a fact to make it an answer to a question which was never asked 😂😂😂 simple!!
@@Lucas-se6in You remarks are irrelevant as you have so rightly admitted. You are answering a question that was never asked LOL!!!
@@Lucas-se6in Okay Mr Facts. What educational qualifications does Apostle Chiwenga have?
Don't be proud Makandiwa. Kudzidza hakuna basa neshoko raMwari. How can you brag about a diploma. Ko kuzoti vane masters vodii
Vane ma masters acho vane mari here ina makandiwa
He’s not bragging that’s why atoti handina kna basa naro handitoziye kuti riripi coz ndakangozviitawo kut ndipiwe sangano
Manga muchinzwisisa here
Do you know what the term prod means, the guy is clearly telling you that for you to be accepted they needed that and you can't fight the system you go through the process, understand b4 using feelings and hatred to comment
@@user-in1ie9mf1kkwete
@@adolfmunemo7195 unotoshaya kut anga achiterera sei buh zvataurwa zviri clear pakatotaurwa neshona vakatozot anditoziye kut chiripi chi diploma chacho coz ndakangotora coz its a necessity ku college
Theology school is a waste of time. Only the Holy Spirit can give us revelations from the Bible.
It’s never a waste of time. The bible talks about stirring up your gift..and that it will make room for you.
He even laughing at himself 😂😂😂
Aaaaaaah
Ungadai watinzwisawo zvakataurwa naApostle Chiwenga zvinova zvakazopindurwa na Prophet Makandiwa
problem yevenhu vamazuva ano yu think the rich are wise but what yu dnt know is they are wise in their own eyes but the poor can be wiser than a rich man, what ever makandiwa is saying is just foolish an also chiwenga was wrong he should have not judged his qualifications without the knowledge
Unonyepa makandiwa
Makandiwa is good but Chiwenga ari kumurimera
Didn't know studying the Bible measures one's education.
It does but depending on level. Check the Faculty of Theology at Oxford University. This has produced eminent academics. But we’re in the zone of PHDs here and not a DIPLOMA at some college somewhere.
According to the systems of this world and the position you are it may be important if it's going to help fulfill your goal, it's not evil
@adolfmunemo7195 ooooh hazvisi evil nokuti Makandiwa akakuenda but according to scriptures it is EVIL and that's being antichrist,read Philippians 3 and Acts 22 uwone kuti hapana chaMwari chinobva ku bible college but ZVEVANHU kureva kuti Makandiwa arikuparidza zvevanhu kwete zvaMwari just like Paul before he was saved,Paul PERSECUTED the church of Christ nokuda kwe theology,theology contradicts the doctrine of Christ....hakuna kana one munhu waMwari akashandisa theology as part yokutumwa kwake mu bible rose.....theology chinyangadzo pamberi paMwari....that's a classic own goal.....asi kana wakaputirwa haumbofa wazviwona
@@adolfmunemo7195...And those who truly believe in Christ are not subject to the systems of this world because worldy systems are enmity to God....God made the devil the god of this world meaning that Makandiwa is a subject of the devil
1Cor1:18 For the preaching of the cross is to them that perish foolishness; but unto us which are saved it is the power of God.
19 For it is written, I will destroy the wisdom of the wise, and will bring to nothing the understanding of the prudent.
20 Where is the wise? where is the scribe? where is the disputer of this world? hath not God made foolish the wisdom of this world?
21 For after that in the wisdom of God the world by wisdom knew not God, it pleased God by the foolishness of preaching to save them that believe.
@@thembandlovu3344 and the same bible instructs us to pray for our leaders who are leaders of this world meaning their existence is know by God and requires our prayers then you hear another sturge saying things of this world don't matter, You need Jesus. Saka uchaitasei dako iwe?
Makandiwa teaches deception
Chiwenga knows scriptures full stop.
@Kelvinngaite Stop hating someone because of what someone told you. Chiwenga has a personal vendetta against Mr Makandiwa.
What evidence do you have that he teaches deception?
Makandiwa wakabva kuvanhu wakapihwa vhangeri nevanhu hauna kupihwa naMwari Galatian 1v 1-12 Apostle TF Chiwenga kutumwa kwavo unongokuonawo wega kuti iyi vhangeri haisi yekudzidziswa nomunhu asi naJesu Kristu ❤❤❤❤.
Yaaaaaaaaaaaaah Sure Chiwenga is right
Makandiwa igava hapana kana chaMwari chaanoziva uyo, and anopindura achitya ngaanange nemo nemo sezvinoitwa naApostle Chiwenga inga ana Pauro vaisavanza wani kuti ana Dhimasi vakada nyika yazvino
3 years studying the bible. What a classic own goal.
Wakapinda ne back door ask TT Chipere.u failed form 4 kkkkkk argh tozviziva
Hahaha unozvizivirepi ayas u pple soo zvinhu zvaakataura ega ndozvaunoti unozviziva 😂😂😂
Diploma haripo apo kkkkkkkkkkkk
Diploma harina basa pamberi paMwari
Chodiwa humility
Makandiwa mwana hake pakudzidza pana Chiwenga
So sad Makandiwa is so obsessed. He has a demon that uses him so he don't even know what he is doing.
Now u even bragging here wth a Diploma in theology, what is Theology iwewe unonyadzisawo iwe. U failed commerce and science chaidzo asi woti u passed a test of learning about God. Nxaa this guy anozonyadxisawo pamwe pacho unoshaya pekumuhwandisa napo.
This is a disgrace Mr Makandiwa,
After all he is more successful in each and every aspect of his life that your entire generation at a go, learn or perish don't be a fool.
@@adolfmunemo7195benzi ndiwe unofunga kuti kufuma kwepanyama kunechekuita nokunamata.......kufuma hakuna kushata asi ukawona wakukuisa muzvinhu zvekunamata wapesana nemagwaro
1Tim6:3 Kana kunomunhu unodzidzisa imwe dzidziso, asingabvumiri mashoko akarurama, mashoko aShe wedu, Jesu Kristu, nedzidziso inofambirana nokunamata Mwari,
4 unongozvikudza, asingazivi chinhu, asi unongokarira mibvunzo nenharo dzinomutsa godo, negakava, nokutuka, nokufungidzira kwakaipa,
5 nokukakavadzana kusingaperi kwavanhu vanomurangariro wakavodzwa, vakatorerwa zvokwadi, vachiti kunamata Mwari ndizvo zvinofumisa.
6 Zvino kunamata Mwari pamwechete nokugutsikana nezvatinazvo ndizvo zvinofumisa kwazvo;
7 nokuti hatina kuvuya nechinhu panyika, hatigoni vo kubuda tinechinhu.
8 asi kana tinezvokudya nezvokufuka, tichatenda nazvo.
9 Asi vanotsvaka kufuma, vanowira mukuidzwa nomumusungo, nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kunokuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokurashwa.
10 Nokuti kuda mari ndiwo mudzi we zvakaipa zvose; vamwe vakati vachiida zvikuru vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya neshungu zhinji.
11 Asi iwe, munhu waMwari, tizazvinhu izvi; utevere kururama nokunamata Mwari, nokutenda, norudo, nokutsungirira, novunyoro.
12 Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, ubatisise vupenyu bwusingaperi, bwawakadanirwa kwabwuri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi pe zvapupu zvizhinji.
Muslims are filthy rich but they don't acknowledge the gospel of the cross kureva kuti kuva rich panyama azvireve chinhu panaMwari,unotoita rich usina kana idea naMwari....pamweya unenge urimurombo wekupedzisira,kana dzaanhau dzevhangeri Makandiwa chigunduru chinotogara mustreet chichidya pama bin,murombo wekupedzisira