Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nuff respect to Killer t the Chairman and Winky_D the Gaffa. Privacy huchi baba🔥🔥
Big up baDivante
Uuuuuuum hakuchina Zimdanco chokwad akaenda na souljah love
😂😂😂 ko Calaz mamuisirei neSugar momz😂😂😂😂😂😂😂😂
Xaaa wanosaiza mabhandity
Hwindi pamshikashika🔥🔥🔥🔥🔥
Zimdanehal hakuchina uuuuuum zviri kundirwadza
Lady Bee muroora zukuru wangu, akaroorwa naRonald Gwindi mwana webrother yangu
Brother to my friend Simbarashe
❤️❤️❤️
Mababe manyama
Aaah zvekudhara izvii taneta nachoo ichi
Winky ma 1 zvekutodaro secret
Ko wa Wink D🎉
Its a mystery 😞
Freeman is a real man
Masiya ribhe😂😂
Mazimdancehall artists akawandisa, but kana muchida part 2 inowuya
😊😊😊😊😊 wow
This is so cute 💕 love all the couples
Calaz momuiteiko
Yeye Winky D😂🔥🔥🔥🔥chopisq
Zvawaita calaz ndezvekumama
❤️💘
Winky D chibaba
😂😂😂Winky D absolutely nothing
Mukadzi waPoptain mamuonawo ere
Ehe tamuona hedu but ayita sei....
Bazooker is holding Pumacol's daughter moes?
Eh, they are best best friends and the wives too are best friends
Zvimwe zvamuno compare vo Pama artist hazvimeke sense chenyu chingotererai music chete zve life yevanhu nema relationship avo munei nazvo
Zvinoda vanhu zvinosiyana.....
Thanks
❤
Winky d
Ende munonyepa
Ras Caleb and Thelma Kapisa beautiful couple and their three beautiful kids
Gafa maritadzaka kkkk
Haaa Winky kaa surrender 🙌🙌 ane hama nemafriends ari so loyal.
Haaaa Gaffa bodo havana kwavanomuwanira vashaya kana signal wena kkkkk
Sekuru vamako
Ko gwere irikupi
Lol Van choga manyepa munhu uyo aive wekungo shooter naye video chete
Freeman & Guspy ❤❤
Kkkkk ahhh ma 1
Ok
Winky D haana mwana nemukadzi
That's just one of the many theories......
Wait bazooka have 2 children???
Killer T arikuperei kudaro kuita twukumbo twudiki twakadaro
😄😄😄😄
Pana killer t manyepera vanhu haa makaoma
Tiudzei chokwadi...tiite macorrections 😆
Baba harare
Pamazimdancehall artists here?
😂
HAndipo ney😢😢😢
Next time
Killer t haana kuroora mheni
Ko vamwe vanoti anemukadz wani
N
Ma girls friends ayo akiller t, raster iwavo Havana mkdz musaudzane nhema imi
Where is JP
PaZimdancehall?
Van Choga anokejulakejula everyday
Kumwe kunyepa mnokunyanya Guys vayimbi vazhinji ava maNeighbours zvese neHama dzedu ko zvmnotaura mnozviwanepi aaayas maKuhwa too much
Handina kuona mujaya😢😁naJp
😆 pamazimdancehall artists here?
Hanz Zimdancehall
Winky D is not a Zimdancehall wanzwa.
Ehoyi
every successful man there is an evil spirit he takes care of
Bhoo here?