Unobatsira vanhu yes but unekahunhu kasingadiwewo nevamwe kuhu bully nekusada kuudzwa where you're wrong bvuma kutsiurwa.everyone has a good and bad side Melly
Zuva na Merencenzi vanonyangirana. There is no love between them at all. Zuva anezvigumbu zvakawanda na "Sisi" vake. Melly wo, anezvigumbu na Zuva, ndokusaka kumuburitsira ma audios ake na Prikisi!!! She wanted to expose hunhu hwake. Sort of kuruma wobva wafuridza. That is Melly towards Zuva. Saka matsotsi mairi avekugerana!!!
This so sad . Ma Zimba tapered instead of opening Ma lives and encourage vanhu vadzoke kumusha and do businesses. Apa ma age so atoenda zvekudaro. With wakashandireyi mu diaspora?? GUHWA. Mmm… zvakuda deliverance izvi.
Zuva na Melly are 2 peas in a pod!!! Their behavior is the same. When they address each other, they do so vachinyeberana. They have never been truthful to each other. There is competition between them, even if they want to pretend as if there is none. They BOTH know kuti they are competitors. That is why some peope don't have friends.
People mis use the word Love. Hanzi Swagger I love you. Chihera I love you. Milly Mel I love you. You can't love strangers you don't know. 😂😂😂. Save love for your husband and kids. Just pass time with people 😂😂😂
Hausi kunzwisisa Zuva zvaarikureva, still you're being defensive haakuvenge you are taking everything in a wrong way.everything Zuva said was all good points.akadzosa yes nyaya dzekudhara ziva kuti chinokanganwa idemo kuti wakatema muti but muti wakatemwa haukanganwe.wakarwadzisa vanhu kare ikako coz you were bully and still bully inzwawo advice yake.vakadzi vakuru ivavo they use money to control you for sure.you don't want kuti vataurwe coz they sponser you pakibatsira vanhu ivo vachikurasa mostly.ingoteerera
Zuva na Sisi Melly mukomana ne muningina? I thought kuti they are friends. They look like 2 people of the same age. I may be wrong semunhu ane problem yemaziso uyezve ne dementia!!!

Body language yake ne apology yake hazvisi kuwirirana. Ari kuto roller zvake maziso ake mahombe and folding her arms
So true I think social media yatoiita vanhu mental health. Chasara kuudzwa kuti ndaenda how times ku toilet. Private life should be kept private.
Sure
Zuva na Merencenzi vanonyangirana. There is no love between them at all. Zuva anezvigumbu zvakawanda na "Sisi" vake. Melly wo, anezvigumbu na Zuva, ndokusaka kumuburitsira ma audios ake na Prikisi!!! She wanted to expose hunhu hwake. Sort of kuruma wobva wafuridza. That is Melly towards Zuva. Saka matsotsi mairi avekugerana!!!
This so sad . Ma Zimba tapered instead of opening Ma lives and encourage vanhu vadzoke kumusha and do businesses. Apa ma age so atoenda zvekudaro. With wakashandireyi mu diaspora?? GUHWA. Mmm… zvakuda deliverance izvi.
Zvinonyadzisa
Munenge mapinda nemoyo vanhu voita peace😂
Haya vema families ava vanogara vari mudefence mode,Zuva akutonzi muroyi coz ataura chokwadi😢
Zuva na Melly are 2 peas in a pod!!! Their behavior is the same. When they address each other, they do so vachinyeberana. They have never been truthful to each other. There is competition between them, even if they want to pretend as if there is none. They BOTH know kuti they are competitors. That is why some peope don't have friends.
We appreciate you, my sister God is watching don’t even worry about what each individual is commenting. We love you and respect you.
People mis use the word Love. Hanzi Swagger I love you. Chihera I love you. Milly Mel I love you. You can't love strangers you don't know. 😂😂😂. Save love for your husband and kids. Just pass time with people 😂😂😂
Swagger naChihera haasi mastrangers vakaonana in real life
Why are you apologising Ku kanhu aka nhai Melly....iye akakutuka zvekuku kumura hembe but he is justifying it
Ndimi munokajaidza imi
Spoken like a very mature person,well done Melly
If this is not planned, hameno
Inga iwe wakati hauudzirwe zvekuita paplatform yako saka uyo unomutsiurirei kkk
Zuva mungati ihama yenyu ASI pafeya zuva anegodo nehupenyu hwenyu anogona kukuisirai poizeni musaisa zuva padhuze nemi
Hausi kunzwisisa Zuva zvaarikureva, still you're being defensive haakuvenge you are taking everything in a wrong way.everything Zuva said was all good points.akadzosa yes nyaya dzekudhara ziva kuti chinokanganwa idemo kuti wakatema muti but muti wakatemwa haukanganwe.wakarwadzisa vanhu kare ikako coz you were bully and still bully inzwawo advice yake.vakadzi vakuru ivavo they use money to control you for sure.you don't want kuti vataurwe coz they sponser you pakibatsira vanhu ivo vachikurasa mostly.ingoteerera
zuva haafana kudaro munosimira nayezuva
Zuva yu are wrong dai waenta mu inbox ya sis vako simple I love yu so much zuva apa watadza babe
Zuva na Sisi Melly mukomana ne muningina? I thought kuti they are friends. They look like 2 people of the same age. I may be wrong semunhu ane problem yemaziso uyezve ne dementia!!!
kana ini sisy Melly ndovafarira
She is not sharp
Chii chinonzi okd cargo iwe Langa?
Kkkk
Go fund yakazo kwana here yemba?
Hie sisi melly. Love you zvekutodaro