Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Haaa Nyarie urikungovhura hombe wakatiza kumba iyezvino waba ft mari yatete apa nhema dzaunadzo soo😂😂
Keep it up team prblm murikunonoka
Haaaaaaaa Nyari aba mari yekumukando kwana mai Thelma😂😂😂😂😂😂😂😂
Nyarie nungo and kutaurisa futi pane bsa wena apo
Haa Nyari akaoma iiii 😂😂😂😂kunyepa kwacho maiweeee
Nyari kundiuraya ne BP pa phone 😂😂😂👐🏾👐🏾👐🏾👐🏾👐🏾👐🏾
😂😂😂Its the look yaNyarie kuna Vee for me
Nyari well done unogona hko cey pakupihwa round rekudzorambudzi
Haaaaa Nyarie kunyepa kwakoka ko ivo sir ve Geo vaunongotaura asi ndiyo yaunoendera kuchikoro kwacho
Munoita zvinhu natural chaiyoNyari unogonesesaApa waba mari yatete😂😂😂😂😂
Well done Nyarie
lets keep pushing guys don't forget to like share and watch ❤
Nyarie anovhura hombe ovhara diki
Kubva wauya nerofu rese kundiita nhunzvatunzva hahah Nyarie idya warara mubus kaiwe
Nyarie iziso hre raurikupa Vie 😂😂😂
😂😂😂😂Nyarie Wageza mubhazi
Kkk😂😂 round yekudzora mbudzi..
TETE BOE MANJE
Nyarie is a real character. 🎉🎉🎉🎉
Ndageza mubhazi lol 😅😅😅
😂😂😂😂😂 ndageza mubhazii Nyari
😂😂😂 kumusha ndokunoitwa mukomana 1 nekuti vamwe vanozoshaya😂😂😂😂
Accounts dzokunetsa bcz haugare unemari Dany usadero
Veee mamuonawo here veduwee ❤
Ndapotsa ndasara😂😂😂
Tete nditete chaivo. And nditete xvechokwadi.Very real.
Nyarie Nyarie Nyarie how many times did I call you 😂😂😂😂😂😂
Umm Nyari akatiza kumba akasiya tete vari kuruzevha ,azotangirwa kusvika sei natete
Nhaimi next episode ngaiite tomorrow
Guys let’s not skip adds to support our local creators.🔥
Kkk nyarie usaite drama se drama raunoita mu bus hamugezwe
I like tete’s voice
Nyari wangu
VANHU VAMWARI PUMUSOROI NDIRI MUKOMANA ANE MAKORE 16 NDINO ACTOR MACOMEDY NDIRI MUKADZI NDOKUMBIRAWO MUNDISAPOTEWO channel yacho yakanzi Mai munya Zim Comedy, please Ndokumbirawo mundisapotewo anhuwee musandisiyawoba please Ndokumbirawo anhuwee
Vee kutambira tambira padhuze ne camera ne red yakazadzwa iyo 😃😃
Nyarie ita mushe iwe😂😂😂
It's lit🔥🔥🔥🔥💯💯💯,,,,Nyarie anondisparker kunatsogona kuratidza kaunhu kasistren vekumusha,,,,tete vane motherhood figure ,,,love you all guys❤❤,,,,ndatozoshamisika kuti hezvoo yatopera nguvai
Kkkkk ava vanogona
Nyari,, Nyari,,Nyari❤
Nyari to the fullest 🎉
Nyarie 😂😂😂 kufurira
😂😂😂😂😂Nyarie kaa aiwa ndatenda hangu mwana akangwarisa uyu
Following please ❤.
Nyarie ma1😂😂😂
Ummm Nyari ndaimbokunzwira tsitsi bt problem ndiwe ummm kambavha nekunyepa zvese pamunhu 1
😂😂😂😂😂😂😂
Nyarie Nyarie usaite iyoyo 😅😅😅😅😅
Ndaona Tunga arasiswa ini😢😢😢
Sir veGeo 😂😂😂
Hezvo Nyarie wakazosvika kutwn wachinja dhirezi
Nyarie kuactor here unogonesa
Nyarie😂😂😂
Nyarrie hey aaa
Nyarie Nyarie haaa makanyanya guys
Kkkkkkk haaa Nyarie kkkkkkkk
My team❤
Nyarie akatengesa fodya
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 kunyumbwira 😂😂😂😂😂
Kolandline vane phone
Nyarie kungosvika nekutoba mari iweka
Nyarie zisooo😅😅😅
Ummmmm Nyarie watoba ka iwe mari yatete chenjera kudzoserwa kumusha kwawakatiza I we nehunhu hwako unonyadzisa iwe
Nyarie mabasa chaiwo
Can't wait for next episode, lovely acting guys
Account Junior
😂😂😂😂😂nyaga
Keep it up sister nyarie love so much well done ❤❤😂😂
Nyarie surrender
nyari ma1
❤❤❤
Nyari ka?
Ko kufinyama ndekweinhai nyari
Well done my sister nyarie love you ❤❤❤😂😂😂 guys
Uuuuuum Nyarie wageza mubhazi iweweka 😂😂😂😂😂😂😂keep it up guys tirikunakidzwa mufunge🎉🎉🎉
There munogona
Keep up the good work nyarie
Nyari nablack weNaiza booms ngavambo actor vese.
Ngavasapihwe scene yekurovana pliz vanokuvadzana😂😂😂😂
Naiza hadii kuti vanhu vake vano actor kumwe kungoyita izvozvo anokudzinga chero kuchura page rako hadii
@@jestinakanyenda889 Nyari and Vee gd combination
@@CarolineDzariramakamboshanda naye here Naiza zvamuri kutaura izvi 😂😂musashanda nezvekut ndakanzwa taurai zvaakakuudzai Naiza wacho
Hmmmmm I smell trouble pana Nyarie 😂
Bhoo here Nyarie neku finyamisa kumeso kudaro 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂hazvina kutombo kufita kana ka one you are too beautiful for that sha❤😍😍😍😍
Ko waba marii nguvaiko futi nhayi Nyarie?😂😂😂😂
Nyarie nyarie l hope zvandrikufunga azvisirizvo zvawaita😅
Hec nyari n team
Thanks Nyariee🎉🎉🎉🎉
Nyarie anonyeba wakomana kusvika pakutinyebera hembe yaabva akapfeka kumusha haisisiriyo😂
I like chapindira chimusikana 😂😂😂😂ukaita mwana akadai unenge uri biz everytime
Mmmmm ndikuwona Dan atorwa na Nyarie,cz kunyepa kwake kurikumberi
Nyarie ka unotaurisa iwe hanzi wabva watondiita nhunzva tunzva kkkkkk apa ukunyepera tete watiza kumba zvako 😂😂😂
Nyari please gadzirisa # dzina 88 dzakawandisa and ndokumbirawo # dzavo dze app idzo dzina 71 hadzisi paapp
@@CarolineDzarira okay huyai ku WA yangu 077 785 7936
@@Nyariee ok thanks
Nyari 😂
Nyari haunzwi iwe watoba ipapa hauchengeteki chokwadi
Tete is a good actress ❤❤❤
😂😂😂😂😂😂Hanzi ndageza mubhazi ... Confusion yega yega
Account Junior lol kkkkkk
Munodadisa gyz rambai makadaro
Nyarie kusvika nekuba mari hre hre asikana
Nyari kkkkk unondisetsa nenhema dzaunadzo asi zvoitika zvako unogona ndaseka zvangukkkkk
Mmm face ya nyarie ,,,, kufinyama aona Vee , jealous yoooh
Tete is a good actor
Iyo Geography une daka nayo Nyarie 😅😅😅😅
😂😂Nyarie kaa zvino munogarisana hre natete
Tete is a baddie❤
Haaa Nyarie urikungovhura hombe wakatiza kumba iyezvino waba ft mari yatete apa nhema dzaunadzo soo😂😂
Keep it up team prblm murikunonoka
Haaaaaaaa Nyari aba mari yekumukando kwana mai Thelma😂😂😂😂😂😂😂😂
Nyarie nungo and kutaurisa futi pane bsa wena apo
Haa Nyari akaoma iiii 😂😂😂😂kunyepa kwacho maiweeee
Nyari kundiuraya ne BP pa phone 😂😂😂👐🏾👐🏾👐🏾👐🏾👐🏾👐🏾
😂😂😂Its the look yaNyarie kuna Vee for me
Nyari well done unogona hko cey pakupihwa round rekudzorambudzi
Haaaaa Nyarie kunyepa kwakoka ko ivo sir ve Geo vaunongotaura asi ndiyo yaunoendera kuchikoro kwacho
Munoita zvinhu natural chaiyo
Nyari unogonesesa
Apa waba mari yatete😂😂😂😂😂
Well done Nyarie
lets keep pushing guys don't forget to like share and watch ❤
Nyarie anovhura hombe ovhara diki
Kubva wauya nerofu rese kundiita nhunzvatunzva hahah Nyarie idya warara mubus kaiwe
Nyarie iziso hre raurikupa Vie 😂😂😂
😂😂😂😂Nyarie Wageza mubhazi
Kkk😂😂 round yekudzora mbudzi..
TETE BOE MANJE
Nyarie is a real character. 🎉🎉🎉🎉
Ndageza mubhazi lol 😅😅😅
😂😂😂😂😂 ndageza mubhazii Nyari
😂😂😂 kumusha ndokunoitwa mukomana 1 nekuti vamwe vanozoshaya😂😂😂😂
Accounts dzokunetsa bcz haugare unemari Dany usadero
Veee mamuonawo here veduwee ❤
Ndapotsa ndasara😂😂😂
Tete nditete chaivo. And nditete xvechokwadi.
Very real.