Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Nyari likawo ma comments edu zvotipawo simba
Taurai hnyu
Nyarie bata Leee umbotiroverawo plix 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mukoma Lee ndimi moita tiende mberi makanyanya
❤
Mai Tadiwa welcome back. It’s good to see you again
Lee angouya akakanda bhomba kwaakutobaya
We miss you gamu namai takawira matirasawo ere isu mafans enyu😢
lee🔥🤣🤣🤣
Nyari wagonekwa !! Unowanzoti lee mwana😂😂
I am sorry but I don't know why people think Lee is entertaining , he is irritating m he is hard to understand , I don't get his character
Gamu hesi
Hazvanzi ya Nyarie guhwa 😂😂😂😂😂
Lee kungopinda akakanda joker uuuuuu .Apa pasangana vanhu vanogona acting, kubva zvaita kunge chokwadi. Ndatogumbukira Lee
Ko vanhu makandirwe aitwa bag naLee vanhu sei musiri kumataura?
NaLee unosvika pakugumirwa chokwadi 😅😅
Lee and Associates 😂😂
Good combination among
Kkkk ko lee unotaurirei nyaya dzisiri dzako 😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 vatopihwa 10 tsano 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkk vanhu vanoty Lee , Nyari chimbovapai ma Aqua please
Hanzi ipa Nyarie 10 dollars iyoyo anogoidii nhai
haa dressing yamukoma lee haaite😂
Apa Nyari waifanira kuchema. ..😂hakuna anotadza kuchema pakadai
I like nyari too much
Thnx Nyari Gamu tanga tamusuwa
Leee😂😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂Lee Lee Lee veduwe ❤❤❤❤ hanzi ndingazive mhopo dzehanzvafzi yangu
Ko mubhutsu irikutsvagei
But leee usazodaro sister yako
😅😅😅😅 lee ane 1 inonofura chte
Lee takakutadzireyi senyika
In short musaroora mahure 😂
Leeee😂😂😂😂😂😂😂😂
Lee ma1 unopera Simba kutonomukira muchipatara
Lee aisa madhiri ose pazhee😂😂😂😂
Haaaaaa mai Tata vanogonesa
😂😂 lee apihwa 10
Lee akakuroya ngaakunzwire tsitsi chokwadi kkkk
Lee ka unouraya nyari ne BP
😂😂😂😂😂😂😂 kuchiweshe
Iri mubhutsu umu 😅😅😅
Lee anopedza bhora
😂😂😂😂😂😂LEE KUSERI
Lee ma1
Kkkkkkk tsano manyama
😂😂😂Lee anofarisa
😂😂😂😂😂😂😂
Comic haaa chibaba
Leee😂
Haaa nyarie😢😅😅
combo iyi nyanyest
Gina
😅😅😅😅😅😅
Lee😂
Lee 😂
🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkk pakaipa
Gamu and Sarah missed you❤❤❤
😂😂😂
Lee bodo kkkkkk
😂😂
Kkkkk lee ma1
Kkkkkk comic
Leee chibaba
Zvadirwa jecha na tsano
Lee 😂😂 problem, keep on doing these collaborative you'll go far
Kkkk
Asi Lee ka 😅😅😅
Gamu pfutseki wako ukutiregerera where where you all along kuita kukusuwa kunge Mari ya Chivhayo
Panoti Lee unotoziva hazvipere mune zvakanaka , anotongodira zvinhu jecha 😂😂😂
Nyari ngatipinde tese mu comment section kwete kutisiya tichipinda tega hanty kaaa anyway basa munogona weduwee murambe makadaro
Thank you for making my day guys ❤ Combination valembe
Pawakabvisa 3,😂😂😂 so Gents its safe to marry a single mother 😢
Nhaiwee Lee saka chii chawaita nhai
Welcome back Gamu🎉
😂😂😂😂😂haaa Leee svika Million Followers ndiwe Comedy yacho soo far paZim
lee anoponjesa vhiri rese kuti fototo😂😂😂😂
Gamu where have you been
Raising her baby I guess
😂😂😂 handigone kuswera ndisina kunwa Doro ten haibudi
Koiwe Lee wangauchizvitaurirei ko nhay 😢
Mhopo dza Nyarie 😂😂😂😂😂😂 Lee uribasa hako ndati 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 mukati comic tine zera naye isusu?
Kkk Lee wakanyanya
🥰
Haaa ndaita kunzwa mudumbu zvangu ini apa vanhu vari panze kkk 😂😂 lee anotumwa hre nemivo
Haaa Lee ndakukoniwa chii nhai...Well done guys 🎉
Lee usadaro sister yko😂😂😂😂
Comic kusvika nekukonzeresa 😂🙌🏿
Lee harisi bag rawamboviga imbwa hre😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂😂Zvinhu zvese musango nalee
Lee zvisiri zvema skits brain dzako boo here
😂😂😂 @comic elder hatina zera naye
😂😂😂😂😂leee is a goat 😂😂😂💔💔
Lee kana haiwaaaa bodoo😂😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 Haaaa ndaseka Leee ma1
Hanzi handigone kuswera ndisina kunwa doro
Idya 10 usa iyo kkkk Lee
Elder Elder Elder ndakushedza kangani
Haaaaa Lee itori ngozi chaiyo
Nyari likawo ma comments edu zvotipawo simba
Taurai hnyu
Nyarie bata Leee umbotiroverawo plix 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Mukoma Lee ndimi moita tiende mberi makanyanya
❤
Mai Tadiwa welcome back. It’s good to see you again
Lee angouya akakanda bhomba kwaakutobaya
We miss you gamu namai takawira matirasawo ere isu mafans enyu😢
lee🔥🤣🤣🤣
Nyari wagonekwa !! Unowanzoti lee mwana😂😂
I am sorry but I don't know why people think Lee is entertaining , he is irritating m he is hard to understand , I don't get his character
Gamu hesi
Hazvanzi ya Nyarie guhwa 😂😂😂😂😂
Lee kungopinda akakanda joker uuuuuu .
Apa pasangana vanhu vanogona acting, kubva zvaita kunge chokwadi. Ndatogumbukira Lee