Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
EPISODE 5 & 6 MANGWANA 🍿🎬✅
@@NaizaBoomFilms ndatononokerwa ini uuuumm Naiza boom kumberi kani
Ngariuye
❤ can't wait
Nngariuye
Thanks ngariuye
Paida ndokuyambira uchanyura chete................kune varikuona zvandikuona siya like 👍 👌 ♥️
@@philliphlopekazi6011 chokwadi ka Paida ndiye munhu anonzi achachema misodzi yeropa ko iye Nigel wacho dai akadanana ka na blackie nhai akasiya chapepa napaida wake
@@ropah07 zvanga zvirinane kuti nyamari atore black
@@philliphlopekazi6011 yeah pane kutsabvura munhu wemunhu chokwadi iye Nigel nemari yake kwake kusaona vasikana here
Chokwadi ndaona mumwe azochema chete dai paida aterera yambiro yamai vake
@@lindsaythomas-ox2mk zvichingobvawo nablackie akanyengera Paida
I love Cleo.You play roles very well daughter. Keep it up my baby girl.
True ❤❤❤she's a natural
Love cleo❤❤❤
Love Cleo ❤❤❤
Rudo ngaruvakwe nemoyo kwete nemari ❤❤ wise words from dhafu
Inindangabata kuti wait and continue 😂😂😂😂, dhafu to the people 🎉
Cleo is a natural ❤she's just an innocent soul
Talented at young age
Dhafu's fans lets gather here... we've got a meeting😅😂😂😂
😂😂😂
Dhafu anoraira veduee she is good mother
Chimhamha chedu dhafu
Dhafu and chapepa qualifies to be 10:01 Nollywood acters
Those who like before watching gather here... tinenge tichitoziva kuti tikubikirwa mutakunanzva cz Naiza boom never disappoint
Ichooo team Dhafu unganai pano tione uwandu hwenyu
Dhafu kumberi🎉🎉
Yah dhafu ano actor hake boys haa ndafara keep it up sisi dhafu
NyaMari is full of himself 😂😂
No one is talking about those frames 🔥❤️
*nhasy ndakasikawo ndipeiwo ma likes aaaa*
Mr Nyamari vane pride 😂😂
😂😂yakawandisa
Isingaiti ende Paida acharidza mhere
Welldone chapepa take it easy ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉😢😢😢
Yesaya😂😂😂😂
Dhafu hatina zera naye 😅😅🙌🙌🔥💥big up to senzeni anogona shame💥😅💯
Big up naiza boom 💥 👏
Likes hamurwadziwe guys naiza boom boom 🎉🎉🎉🎉
Chapepa you are soo charming and loving enda kumberi chokwadi ❤❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Aiwa dhafu anogona guys kana achiactor ari mai she does it so well even akaita a student 👏🏿👏🏿👏🏿❤️she plays every role she gets so well ❤️😊
Samantha dhafu wagonesa chokwadi paida uchachema wega❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢😢
Nyamari is our own Jim Ike
love you guys munondigonera ndiri zvangu pa🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🙌🙌🙌 dhumba kkkkkkkk
haaaa anopedza naiza. nditsvagireiwo basa kusouth ikoko mukoma
Kkkk dhumba
Wonderful acting guys. Haa murikugonesa. Interesting story line. Keep up the good works ❤❤❤
Waiting for more fire ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kurambana straight chokwadi good dhafu ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Dhafu ndokutemba well done mummy love you 💜💜💝💝💞💗💖💖💓🌟🌟⭐
Ndrikuona rimwe fan rafa nesugar masinhi arikutapirisa aya......😂😂😂😂
@@tawandasami307 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
imagine 😢
Naiza boom crew thank you for being consistent pakudropper videos👏🏿👏🏿👏🏿and great story lines
Black ma 1 shame 🤣🤣🤣
Swallow your pride nigel don't vhaira coz une mari
@@RosemaryPhiri-nv7zw pamwe ndeyekuromba ft who knows
Kutaurawo hangu semunhu mukuru 😂😂😂 muromo yevakuru haivire Pasi Paida mwanangu 😂😂😂😂😅
Blackie inyoka inoruma ichifuridzira 😂😂😂
Guys shout out to all of u U guys can act 😁💗I’m your biggest fan
Nigel is from America 🤣🤣🤣 ah ndaseka
Blackie I love her character 😅😅😅😅😅😅😅
Mmmmm chapepa ndiwe here waita madrawing ayo😂😂😂
😂😂😂😂 wait continue wait continue ndochii ichocho dzokera Kuna Chapepa uchatambwa chimbare
Asi.Dhumba kaaa but ndakambenge ndaramba...team Solo let's gather here
Nhasi ndini ndatangao kusvika ❤
Welldone ❤❤❤ keep up the good work
😂😂😂gwanya kwenya richapera cei manje kkkkkk
@@NokuChuma-ve2si piriri iri kudyiwa nemakonye kkkkkkkk
@@ropah07😂😂😂
Waiting foŕ firework firework s ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Blacky utori dambudziko chairo 😂😂😂😂 unemoyo weblacky
Black munangagwa ed
😂😂😂😂😂Blackie die vangu hadziii kudraw Chapepa sory zvako ummmmm paida paida 😂😂😂😂pne achanyura apoooo
Please waiting for next episode please faster faster please ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂 wait and continue
Chapepa na dhafu mogona zvenyu kani yooo . Naiza ndizvooooo
Kkkk Dhafu wait continue ndochandabata
Blackie 😂inyoka inoruma ichifuridzira kkkkkk 😅
Paida unonyangadza mani isayi ma like
naiza boom to the world ❤❤❤❤
Mr Nyamari look exactly like harry B an Nigerian actor
Paida nyamariii uyu akasiya amitisa mai nemwana ukooo hameno hakoo 😅😅😅😅uchanyudzwaa😂😂😂
Director mukupisa pa Africa
❤ NB
Jonga na Madam please we love you team Naiza ❤❤❤
Paida! Paida in 's dhafu's voice munogona guys 🎉🎉🎉
Big up team naiza 🎉🎉🎉🎉
Muchasiiwa vana payida mukazvisvora
Iri iafrican movie iri tikutoziva magumo😂😂😂😂😂
Noone is talking about Black,that girl is talented 👏
Smother dhafu goood chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
nyamari ane mari pa real life hr kna ndeye paku actor kkk haaaa he boosts himself around irgh
Wise words dhafu
❤❤❤
Keep it up guys❤
Quanzi "wait and continue"😂
Dhafu good message yawataura. But chaps wakanyura Pana paida kkkkkkkk. 😂
Rambai muchidaro naiza boom tinokudai naiza boom ❤❤❤❤❤
Dhafu ka mapencil akapera anoita Sey kkkk NB to the fullest ❤
Dhafu ini ndangabata kuti wait and continue 😂😂😂
Sando dzenyu Naiza🔥🔥🔥. Standard of acting yakadziya and continues to improve everyday.
Paidakudazvinhukwako❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
This movie rinodzidzisa zvekuti, thank you Naiza boom, ndatoona zvichaitika mberi ini uuuumm kuchachemwa shem, Paida will regret her decision
Tiri ku kumbirawo Dhadirai pa move
Thankiew NB 🔥🔥🔥
Moyo pawada wada and I know that feeling chapepa I almost die coz of mjolo 😭😭 u have to be strong chaps😢😢😊
Good job guys
Yaa Dhafu dzidziso yako ndeyekuvaka chaiyo hameno kna Paida ukasaterera ndaona wazochema mangwana miromo yevakuru haiwiri pasi
Naiza boom one of the best
Ooooooo Kiriyo wamhanya 😂😂😂
Wait and continue 😂😂😂
Black kuda zvinhu ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Takutoda kuona lion Uyo 😂😂😂
Naiza the best
Haaa Mr nyamari mari munayo zvenyu but respecter ivo Ambuya😂😂😂
Keep it up guys
Paida don't ignore red flags u will regreat Black mhunzamusha mharadza musasa roorwa iwe.
Very good dhafu ukuziva iweee
Naiza boom❤❤
😂😂😂macalls acho angotanga pamaintro iyezvino haachapindi for the why😅😅😅😅 kana zviri zvebasa
Can't wait ngayiuye zvayo
Dhafu usasiye mwana achitongwa nemasalad zvinoendwa weee😂😂😂😂😂😂😂
Patiently waiting 😢😢😢
Waiting please ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Haa kutaura chokwadi Cleo ndokuda unondigonera hako but zviri zvemoyo I love you ❤❤❤ wakaroorwa hr
Big up team naiza
Naiza boom munogona rambai makadero
Solo solo😂😂😂
Dhafu wakachi master chi game chacho 🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️
Like the song its so touching inonzi chii guys ndikuidawo
Yaah team naiza munotigonera zvenyu🎉🎉
EPISODE 5 & 6 MANGWANA 🍿🎬✅
@@NaizaBoomFilms ndatononokerwa ini uuuumm Naiza boom kumberi kani
Ngariuye
❤ can't wait
Nngariuye
Thanks ngariuye
Paida ndokuyambira uchanyura chete................kune varikuona zvandikuona siya like 👍 👌 ♥️
@@philliphlopekazi6011 chokwadi ka Paida ndiye munhu anonzi achachema misodzi yeropa ko iye Nigel wacho dai akadanana ka na blackie nhai akasiya chapepa napaida wake
@@ropah07 zvanga zvirinane kuti nyamari atore black
@@philliphlopekazi6011 yeah pane kutsabvura munhu wemunhu chokwadi iye Nigel nemari yake kwake kusaona vasikana here
Chokwadi ndaona mumwe azochema chete dai paida aterera yambiro yamai vake
@@lindsaythomas-ox2mk zvichingobvawo nablackie akanyengera Paida
I love Cleo.
You play roles very well daughter. Keep it up my baby girl.
True ❤❤❤she's a natural
Love cleo❤❤❤
Love Cleo ❤❤❤
Rudo ngaruvakwe nemoyo kwete nemari ❤❤ wise words from dhafu
Inindangabata kuti wait and continue 😂😂😂😂, dhafu to the people 🎉
Cleo is a natural ❤she's just an innocent soul
Talented at young age
Dhafu's fans lets gather here... we've got a meeting😅😂😂😂
😂😂😂
Dhafu anoraira veduee she is good mother
Chimhamha chedu dhafu
Dhafu and chapepa qualifies to be 10:01 Nollywood acters
Those who like before watching gather here... tinenge tichitoziva kuti tikubikirwa mutakunanzva cz Naiza boom never disappoint
Ichooo team Dhafu unganai pano tione uwandu hwenyu
Dhafu kumberi🎉🎉
Yah dhafu ano actor hake boys haa ndafara keep it up sisi dhafu
NyaMari is full of himself 😂😂
No one is talking about those frames 🔥❤️
*nhasy ndakasikawo ndipeiwo ma likes aaaa*
Mr Nyamari vane pride 😂😂
😂😂yakawandisa
Isingaiti ende Paida acharidza mhere
Welldone chapepa take it easy ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉😢😢😢
Yesaya😂😂😂😂
Dhafu hatina zera naye 😅😅🙌🙌🔥💥big up to senzeni anogona shame💥😅💯
Big up naiza boom 💥 👏
Likes hamurwadziwe guys naiza boom boom 🎉🎉🎉🎉
Chapepa you are soo charming and loving enda kumberi chokwadi ❤❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Aiwa dhafu anogona guys kana achiactor ari mai she does it so well even akaita a student 👏🏿👏🏿👏🏿❤️she plays every role she gets so well ❤️😊
Samantha dhafu wagonesa chokwadi paida uchachema wega❤❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉😢😢😢😢😢
Nyamari is our own Jim Ike
love you guys munondigonera ndiri zvangu pa🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🇿🇦🙌🙌🙌 dhumba kkkkkkkk
haaaa anopedza naiza. nditsvagireiwo basa kusouth ikoko mukoma
Kkkk dhumba
Wonderful acting guys. Haa murikugonesa. Interesting story line. Keep up the good works ❤❤❤
Waiting for more fire ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Kurambana straight chokwadi good dhafu ❤❤❤😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Dhafu ndokutemba well done mummy love you 💜💜💝💝💞💗💖💖💓🌟🌟⭐
Ndrikuona rimwe fan rafa nesugar masinhi arikutapirisa aya......😂😂😂😂
@@tawandasami307 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
imagine 😢
Naiza boom crew thank you for being consistent pakudropper videos👏🏿👏🏿👏🏿and great story lines
Black ma 1 shame 🤣🤣🤣
Swallow your pride nigel don't vhaira coz une mari
@@RosemaryPhiri-nv7zw pamwe ndeyekuromba ft who knows
Kutaurawo hangu semunhu mukuru 😂😂😂 muromo yevakuru haivire Pasi Paida mwanangu 😂😂😂😂😅
Blackie inyoka inoruma ichifuridzira 😂😂😂
Guys shout out to all of u
U guys can act 😁💗
I’m your biggest fan
Nigel is from America 🤣🤣🤣 ah ndaseka
Blackie I love her character 😅😅😅😅😅😅😅
Mmmmm chapepa ndiwe here waita madrawing ayo😂😂😂
😂😂😂😂 wait continue wait continue ndochii ichocho dzokera Kuna Chapepa uchatambwa chimbare
Asi.Dhumba kaaa but ndakambenge ndaramba...team Solo let's gather here
Nhasi ndini ndatangao kusvika ❤
Welldone ❤❤❤ keep up the good work
😂😂😂gwanya kwenya richapera cei manje kkkkkk
@@NokuChuma-ve2si piriri iri kudyiwa nemakonye kkkkkkkk
@@ropah07😂😂😂
Waiting foŕ firework firework s ❤❤❤😂😂😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Blacky utori dambudziko chairo 😂😂😂😂 unemoyo weblacky
Black munangagwa ed
😂😂😂😂😂Blackie die vangu hadziii kudraw Chapepa sory zvako ummmmm paida paida 😂😂😂😂pne achanyura apoooo
Please waiting for next episode please faster faster please ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
😂😂😂😂 wait and continue
Chapepa na dhafu mogona zvenyu kani yooo . Naiza ndizvooooo
Kkkk Dhafu wait continue ndochandabata
Blackie 😂inyoka inoruma ichifuridzira kkkkkk 😅
Paida unonyangadza mani isayi ma like
naiza boom to the world ❤❤❤❤
Mr Nyamari look exactly like harry B an Nigerian actor
Paida nyamariii uyu akasiya amitisa mai nemwana ukooo hameno hakoo 😅😅😅😅uchanyudzwaa😂😂😂
Director mukupisa pa Africa
❤ NB
Jonga na Madam please we love you team Naiza ❤❤❤
Paida! Paida in 's dhafu's voice munogona guys 🎉🎉🎉
Big up team naiza 🎉🎉🎉🎉
Muchasiiwa vana payida mukazvisvora
Iri iafrican movie iri tikutoziva magumo😂😂😂😂😂
Noone is talking about Black,that girl is talented 👏
Smother dhafu goood chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
nyamari ane mari pa real life hr kna ndeye paku actor kkk haaaa he boosts himself around irgh
Wise words dhafu
❤❤❤
Keep it up guys❤
Quanzi "wait and continue"😂
Dhafu good message yawataura. But chaps wakanyura Pana paida kkkkkkkk. 😂
Rambai muchidaro naiza boom tinokudai naiza boom ❤❤❤❤❤
Dhafu ka mapencil akapera anoita Sey kkkk NB to the fullest ❤
Dhafu ini ndangabata kuti wait and continue 😂😂😂
Sando dzenyu Naiza🔥🔥🔥. Standard of acting yakadziya and continues to improve everyday.
Paidakudazvinhukwako❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉
This movie rinodzidzisa zvekuti, thank you Naiza boom, ndatoona zvichaitika mberi ini uuuumm kuchachemwa shem, Paida will regret her decision
Tiri ku kumbirawo Dhadirai pa move
Thankiew NB 🔥🔥🔥
Moyo pawada wada and I know that feeling chapepa I almost die coz of mjolo 😭😭 u have to be strong chaps😢😢😊
Good job guys
Yaa Dhafu dzidziso yako ndeyekuvaka chaiyo hameno kna Paida ukasaterera ndaona wazochema mangwana miromo yevakuru haiwiri pasi
Naiza boom one of the best
Ooooooo Kiriyo wamhanya 😂😂😂
Wait and continue 😂😂😂
Black kuda zvinhu ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉
Takutoda kuona lion Uyo 😂😂😂
Naiza the best
Haaa Mr nyamari mari munayo zvenyu but respecter ivo Ambuya😂😂😂
Keep it up guys
Paida don't ignore red flags u will regreat
Black mhunzamusha mharadza musasa roorwa iwe.