Haa Solo chopisa 🔥🔥 , Thankiew Naiza tadzidza God 's time is the best ,Marombe manyama ndivo vanotori nemari yakachena .Nyamari vairarama nemhiko but mhiko inozongowana anoityora ndomagumo azvo .Siyabonga team Naiza ♥️♥️♥️
pamusoroi ini ndinemubvunzo pemusoro petsoko mbiri handina mhosva nazvo kuti dzibatanidzwe asi ndinemubvunzo kune mvana imire apa iyi vapanzwa siyai like senzeni unogona my favorite Actress
Haaaa akomana, saka firimu ratopera here sua. Msatidaro amana fambai rimboti rebels zve next time, like zvamakaita pamy high school teacher apo, ehezve, next time toda maepisode akati rebei. Zvisinei thank u nebasa rakanaka, mmogona guys, lots of love guys
Haaaa Team Naiza Boom muno actor zvenyu Ndadzidza lesson kuti mari yekuzvishandira ndoyakanaka and mari yekuromba inokudzokera Thank you for the lesson!
Naiza boom makanyanyisa munoziva zvamunoita, Solo unondiitira wangu, Dhafu, Nyamari, Chaps big up guys handingakupedzei kukudomai asi ndinongoti fambai nebasa guys. Director basa sebasa❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Eheezvee ❤️ apa wapedza Director wangoti ga ga ga kwete zvekuswero zeya kunge shoko rerufu 🤜🤜🤜 tora sando idzo ndedzako ❤️❤️❤️❤️.mobva maisaka rimwe ndava ndimi vatinovinga panapa
To me every cast member nailed their roles from the beginning of the episodes to the end it was 🔥.l only discovered Nyamara from these series because l took a gap watching Naiza boom due to my internet 😂but I'm happy Naiza boom introduced us Nollywood figure Mr Nyamara 🎉🎉he was giving Nollywood vibes 🔥 Chapepa my guy your role was amazing and you nailed it🔥🔥🔥🔥 hat's off off to everyone this was ✨🔥
Was hoping Solo will survive and run to the venue of the wedding and spill the news infront of the crowd then Nyamari confesses. Anyway its also good as it is. Thank you mr Machiona your story was great
Naiza to the fullest hoyoooo motoooo uyu big up to solo Nyamari chaps n Paida Haihwa movie mauraya😂😂😂🔥🔥💥sando dzenyu kty ngwiiiii haaaa Mfundisi matadza kuita munamato here munhu waMwari😂😂😂🙌🙌fake pastor ava😅😅🔥Dhafu ahoyiiii🔥💥💯
Nyamari chaiti chururu-chururu chakapwa dzambarafuta raveigo Solomon to the world Chapepa wisdom what's a gud response calm & congratulating the arrogant Nyamari.
PA NHAMO YEMUROI EPISODE 1 NHASI NA 5:00PM HAAA IRI MA 1 MANJE 😂LINK IRO 👇
ruclips.net/video/0THt8KBFVJk/видео.htmlsi=aW-lJQBuSVZMB3st
rinenge rakapenga
Can't wait 😊
Ngariye ❤❤❤❤❤
Ngariuye the goat 🐐
o
❤❤❤Solomon can act hama dzungu ngatimupeiwo maruva ake🎉🎉🎉🎉🎉🎉
🎉🎉🎉
🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹🌹
💐💐
🎉🎉🎉🎉
Vanoti NB huchi siyai zvibodzwa zvavo apa❤❤❤❤
🎉🎉🎉🎉🎉🎉
❤❤❤❤❤❤
❤❤❤💯
Marombe manyama kana wanakirwa nesasi iri siya like 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkkkkkkkiest chekenyenye😂😂😂😂😂😂😂
@@2BG570😂😂😂😂😂😂ndachema nekuseka nhasi dear
@@TirivanhuChitsa 🤣🤣🤣🤣🤣🤣 pakashata kkkkk
😂😂😂 in ndafa nekusekawo
Imagine 😂😂😂😂😂
Magona Naiza lam happy to see all characters from my high school teacher 🎉🎉🎉🎉🎉
Haa Solo chopisa 🔥🔥 , Thankiew Naiza tadzidza God 's time is the best ,Marombe manyama ndivo vanotori nemari yakachena .Nyamari vairarama nemhiko but mhiko inozongowana anoityora ndomagumo azvo .Siyabonga team Naiza ♥️♥️♥️
Marombe manyama 😂😂😂😂😂 director baba ava vanongona and he knows how to play his role very well
Nyamarii wacho nhasi mamhepo ayani amubata ehurombwa hwake ❤❤❤
Director uku kunonzi kugonesesa ❤Ndambochema na Solo 😭😭😭.Ndikazoseka ndak kumuchato😂😂😂 you are number1
Kana ini 😭😭😭😭
pamusoroi ini ndinemubvunzo pemusoro petsoko mbiri handina mhosva nazvo kuti dzibatanidzwe asi ndinemubvunzo kune mvana imire apa iyi vapanzwa siyai like senzeni unogona my favorite Actress
Haaaa akomana, saka firimu ratopera here sua. Msatidaro amana fambai rimboti rebels zve next time, like zvamakaita pamy high school teacher apo, ehezve, next time toda maepisode akati rebei. Zvisinei thank u nebasa rakanaka, mmogona guys, lots of love guys
Bom trabalho Naiza boom 🎉❤, gosto muito seu trabalho 👏 é incrível
🎉🎉🎉🎉 coisa boa mesmo..Moçambicana que entendi Shona😂😂😂..
Haaaa Team Naiza Boom muno actor zvenyu
Ndadzidza lesson kuti mari yekuzvishandira ndoyakanaka and mari yekuromba inokudzokera
Thank you for the lesson!
Combination yaJonga neumwe wacho Uyo yakapenga kkkkk
Naiza boom sando dzenyu 🔨🔨🔨🔨🔨🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️Munogonesa, Solo you are the GOAT 🔨🔨🔨🔨🔨❤️❤️❤️❤️❤️
Naiza Boom good job me breddah let's push our talents respect to you
Naiza boom makanyanyisa munoziva zvamunoita, Solo unondiitira wangu, Dhafu, Nyamari, Chaps big up guys handingakupedzei kukudomai asi ndinongoti fambai nebasa guys. Director basa sebasa❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Solo my favorite actor ❤❤❤
Solomon is a good actor 🎉🎉
Yes yes ❤
@@helenmwale1987 g
You can say that again
Yes❤
😂😂
kkkkkk😂😂😂😂😂 naiza huchiii haaa nyamarii akauyakunonakidza kunaiza wanofariranyamarii mupeimaruwa musarwadziwe tinayefutii kunhamoyehure arikupefoma nyamarii musarwadziweguys nekuisa like kunanyamarii❤❤❤❤ love you niza forever🎉🎉🎉🎉🎉
Chapepa unekamwe kakupusa nematukirwo awakaitwa nablacky nanyamari uuummm
😅😅😅😅😅
Ndokugona kwacho,playing his script
Maperero acho abhohwa panaChapepa apo
Eheezvee ❤️ apa wapedza Director wangoti ga ga ga kwete zvekuswero zeya kunge shoko rerufu 🤜🤜🤜 tora sando idzo ndedzako ❤️❤️❤️❤️.mobva maisaka rimwe ndava ndimi vatinovinga panapa
Nyamari anotuka heyi
Solo machemero awaita zvaita real chaiyo nderekana misodzi yangu yakubuda😢😢
Aiwa keep up the good work guys
Kkkkkkkkk dhafu hanzi ukada kundiomesera musoro kuge tsvina yemunhu asinganwe mvure 😂😂😂😂
Kkkkk ndaifarirawo iyi❤
I'm happy to see all characters from my high school teacher ❤
Mufundisi maone mamuonawo seyi,kkkkkk,haana kumira mushe,Paida musikana akazungaira weldone,Senzeniiii to the world,kkkk,Dhafu,hapana zvaambhuya apo,Jonga and Partner,too bad ,Nigel,the money maker yah uri smart,ndafara kuona team,team rese,maita henyu nekudzikamisa Blakkie,muchato waidirwa jecha uyo,Blakkieeeeey
Mabhurugwa nemabhodhi nemapent liner zvanetsa 😂😂😂😂😂
Muchatooo😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉nyamarii neteam rakee hayii😂😂🙌
Nyamarii to nyanhamoo😢😂😂😂
Blacky na Dhafu ungati ndiamai ne mwana ,that was nice guys ❤
Nyamari pane basa😂😂😂 good acting guys keep it up❤❤❤❤
😂😂😂😂😂😂😂😂vakomanaa kuita kudonhedza machair nekutiza munhu azviendera yake😂😂😂😂😂 pidiguu dhiii l'm dead wooo
❤❤❤❤ well done guys this movie is so amazing 🎉🎉🎉🎉🎉
Nyamari haa anotuka hake 😅😅😅😅
Jongà hnzi hatibvi tisina kudya rice
Kuzembenge ndaona hre kuti kune imwe hanzi Panhamo yemuroyi🤣🤣🤣🤣🤣
Naiza boom tashaya kuti tokutendai neyi god bless u all actors makanyanya😂😂😂😂😂😂😂 hatimire kuseka
especially final part ndadambuka mbabvu nekuseka
Solomon une Talent dai usipo dai ndisingaone naiza boom unotiwaraidza 👊👊👊👊👊👊👊sando dzako
😂😂😂ndebvu dzinenge mbudzi yakaruma chikorobho fr me
Naiza boom to the world well-done guys more power Paida uyooo muonei kkkkk
To me every cast member nailed their roles from the beginning of the episodes to the end it was 🔥.l only discovered Nyamara from these series because l took a gap watching Naiza boom due to my internet 😂but I'm happy Naiza boom introduced us Nollywood figure Mr Nyamara 🎉🎉he was giving Nollywood vibes 🔥 Chapepa my guy your role was amazing and you nailed it🔥🔥🔥🔥 hat's off off to everyone this was ✨🔥
A great movie indeed, continue with good works
Nice movie gyz 🎉🎉🎉 if u are watching from gwanda leave a like
Yithi amaJawunda amahle
Touch not the annointed kkkk😂😂😂 iiiiii
😂😂😂😂 haaah Nyamari chine mabars.....chosasa rough...haaah Naiza you are good at grooming
I can't believe mudhara Nyamari a disappear 😂😂😂😂😂
Seriously 😂after that betrayal you going back to your partner?? Nah lets be seriously 😂
😂azviko😂
Haisiriyo true love yacho here lol
😂😂😂 marombe manyama 😅😅😅😅😅 team naiza murikubviraa😂😂
Haàà mbinga mbinga kuseri usakanganwa Kuti mbinga yakambomitisa Amai nemwana
Maintain yang iri madam yakazongo muka iri katsina zNyamoney
@@irenemugwira801mmmm matiii ko apa
Solomon nailed it - Great acting
Solo anogona vakomana ngaauye ndimutengere super chibuku chaicho🎉🎉😂😂🔥🔥
Thank u naiza and team. Well done. Was a beautiful story line. Keep up the good work ❤
Haa naiza boom hatina zera nemi ❤❤❤
Nyamari anozotaura zvaanoda semwana wen'anga ndati😂😂😂😂
Iwe anofarisa😂
Naiza boom 💖💓💓💓💞💞nhasi matigonera kutifadza kkkkkkkk😂😂😂hanzi chinditoraiwo vamwe vangu vaenda dai watofonera police nehama dzadhumba
❤❤❤❤❤❤love this guy #solo best actor in NB
❤❤❤❤❤SOLO unozochema zvema sure NAIZA NAIZA BOOM thank you so much rambai makadaro
Marombe manyama usazodaro mudhara nyamari 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂munhu anotsvinya hake iyeyu
Was hoping Solo will survive and run to the venue of the wedding and spill the news infront of the crowd then Nyamari confesses. Anyway its also good as it is. Thank you mr Machiona your story was great
Thank you so much boss
Kungoti ma ending akawandisa kungoti mumwe NEMUMWE anenge ane ending yake
Thank you Naiza murikubata Basa uye tirikudzidza zvakawanda muma drama enyu❤❤
Yaaa good movie guys full of good lessons. Tisada zvinhu kupfuura rudo. Hatizivi kunobva Mari dzimwe. Ndaona futi vanhu vasabata vakadzi vevanhu
Of All the actors,,, ,,,NAIZA BOOM has made a name. A big One ❤❤❤,,,, ,,,,,when i grow up i want to be like him 👊
Gegegegege aaah dhafu hanzi kuomesa musoro kunge tsvina yemunhu asinganwe mvura jķkkkkkkkiest dhafu plz woo
Naiza to the fullest hoyoooo motoooo uyu big up to solo Nyamari chaps n Paida Haihwa movie mauraya😂😂😂🔥🔥💥sando dzenyu kty ngwiiiii haaaa Mfundisi matadza kuita munamato here munhu waMwari😂😂😂🙌🙌fake pastor ava😅😅🔥Dhafu ahoyiiii🔥💥💯
😅😅😅😅😅😮😮 musoro pa ropa rikabuda neuko😂😂😂😂😂 naiza kuseri rambai makadaro munogona ndatenda hangu❤❤❤
😂😂😂😂😂Kwai marombe manyama
Nyamari haana mukanwa anotaurisa anepamuromo nekutsvinya
Solo can act more than other people in nb film
Kkkkkk naiza boom wakanyanya hako nhasi ndaseka ndiri ndega vanhu vakawuya kuzowona kuti chii😅😅😅😅😅
😂😂😂😂😂😂😂 my ribs kkkkkkkk ukada kundiwomesera musoro kunge tsvina munhu asinganwe mvura kkkkkkkkk 😢😢😢😢
Makamuwanepiko groom uyo😂😂😂 he is a great actor👏👏👏👏
Nyamari ndiye ane chimuti❤❤❤
Nyamari chaiti chururu-chururu chakapwa dzambarafuta raveigo Solomon to the world
Chapepa wisdom what's a gud response calm & congratulating the arrogant Nyamari.
Ma pantliner amai gegeggegegegegege asikaaa
Solo chimudhar kozoti chapepa haaa mukubvira gyz
Kkkkkkkk,Maikoro maikoro,slow down iweka,this is suberb❤❤❤❤❤❤
Nyamari to the fullest 🔥🔥 kkkkkkk
Madame wakachena makanaka madame, anodvumirana neni isa ma like
😂😂😂😂hanzi kunyarara nemamiriro akaita zvinhu in Solo's voice 😂😂😂haaaa warwadziwa xem
Senzeni na nyamari vanopedza vane ma words ekutuka kkkkkkk
Solo chibaba...chopedza mascots...hanzi kana pane anoziva kuna gogo undichengetero😂😂😂
Ko nyamari 😂😂😂😂 hahahaahahah hahahahaah this guy is a legend
Chapepa maiiiiii hoooooooooooooo❤❤❤😂
😂😂😂😅😂😅senzeni ko iwewe chaps waenderei kumuchato kana usingade kusimuka
Mmmmh am so disappointed na Chapepa kusvika kumagumo aaaah, you failed to represent us. 😮
kkkkkkk naiza boom is very nice episode gus gus well done❤❤❤❤❤
Wow wow that's awesome rinodzidzisa shemi 😢🎉❤❤❤❤makorokoto chapepa
Vemagown vagona vapinda thru naiza boom kkkkkk 😂😂😂🎉
Wedding yacho nhasi ma1chaiwo 😂😂😂❤
Solo chiona veduwe 😂😂😂😂 yu re the best solo kkkkkk akomana ko gogo vangu 😂😂😂😂😂😂
❤❤Nyamari, Solo, nana Jonga veRice mandipedzera
Ndini ndega ndaona kuti Mr nyamari na paida look like a real couple 😢😢😢😅
anyone anobvuma kuti nb ari creative hiya like🎉
Chinditoraiwo in Solos voice,,NB to the fullest ❤
Short and sweet. Thank you so much crew🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Am happy to see madam Destiny ❤❤❤❤
Me too
Nyamari usadaro Chapepa hanzi marombe manyama
Thanks you
so l like this movie ❤
Dhafu never disappoint 😅😅😅😅😅😅😅 hanzi musoro wakaomarara kunge tsvina yemunhu asinganwi mvura yakawanda 😅😅😅😅