Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Zvirinani kurasikirwa nezvese zvepanyama asi mweya wangu uchiponeswa. Dai Ishe atibatsira, very powerful sermon thank you Lord. Thank you mother neshoko rechokwadi.
# Zvirinani, what a wonderful and sobering sermon. Zvirinani kurasikirwa nezvinhu zvose zvingandizunguza pakutenda . Jesu Kristu ndinotenda nerudo nenyasha dzenyu muhupenyu hwangu kuti ndiziva shoko rehupenyu rakadudzirwa
This man can expose the hidden meanings of the word of God.
Mwazvita henyu Ishe nekudya kweMweya wangu , nditenderei henyu ndirambe ndichizwa nzara yechikafu chakadai Amen
I love it more when Apostle preaches in Shona
So as it was in the days of Apostle Paul, it is so in our days of Apostle Talent!.....
Ndizvo zvakavanzika zvawMwari. Chokwadi zvinoda nyasha kunzwisisa hukuru hwavo. Ishe tibatsirei tigone kutenda mushoko renyu
Dzidziso iyi inoshamisa nekuti Mwari Hapana.wavanoda kurasikirwa naye (. PANE VAKANYORWA Mazita Avo mubuku reupenyu thank you JESUS
Amen can't get over this
The way i like it when you preach in shona
Was also eagerly waiting for it as well
Thank you Jesus for giving us true gospel
What a sermon 🙌🏽.. Thank you Lord!
For we are a sober generation......
Mwari une nyasha dzinoshamisa
Ngaiparadzwe nyama yangu zvirinani ,kuti mweya wangu uponeswe
I was also eagerly waiting for this sermon, thank you💞
WE ARE A LEARNING PEOPLE .THANK YOU HOLY SPIRIT.
Shoko rakadudzirwa rineupenyu husingaperi, zvirinani kupinda denga ndisina maziso ese pane kupinda mugehena munehonye nemoto usingaperi nemaziso maviri.
Akatanga basa acharipedzese zvesure, thank you Apostle.