Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Iyi ndiyo church yandrikuda kudzidza nekukura ndiri...🙌
Thank you appostle
Thanks the Apostle of our time for undiluted gospel.
Truth
Chingwa chehupenyu. Paul mudiki thank yu God
The only true living Gospel
❤❤❤
Vhangeri yezvokwadi
Chokwadi chinourayisa vanhu hatizvide
Uuuuuu vangani vamakanzwa vakaponeswa vairwara moti hakuti akaponeswa motonyepera vasinga verenge bible
😂😂😂😂saka urikufunga kuti urikuriverenga here?urikuverenga nyambo nengano dzemareteguru iwe hausi kuverenga bhaibheri
Uriduzvi mazita evanhu akwana papi horoiwe
Vhangri yenyu yskanaka vachiwenga asi zvikoporofita siyanai nazvo
Majaira kuudzwa number dzezvitupaka
kuporofita hanty unenge wazvipihwa hre ska osiyana nazvo sey kna azviphwa ?
Nyararai kana musina kunzwisisa ukaona munhu akuti munhu chaiye akakwana anedzinodhonza woziva kuti vakuda kusimbisa nhema dzavo
And zveshuwa kana usingapengi wakakwana mushe mushe haungabvisi chegumi,kana uchichibvisa urimurwere womweya,spiritual madness
I wonder why havagone kuparidza vasingataure vamwe vashumiri tave pamazuva ekupedzisira
We are instructed to expose false preachers. Saka a true preacher will always warn people of false preachers like vans Magaya and Makandiwa
Changers ririkure newe