Размер видео: 1280 X 720853 X 480640 X 360
Показать панель управления
Автовоспроизведение
Автоповтор
Don’t forget to subscribe 🙏🏻
l am watching from south Africa chirongwa chako chakanaka vahanzvadzi well done ndachifarira
Thank you so much sistran ❤
I'm just patiently waiting for your call . Coz I know pane achauya chete 😂😂
That young lady is cute
I'm watching from Botswana l hope vangu hauye ikoko Ryan nekuti ndinga pisere hangu yooooo 😂😂😂
But anodiwa coz ndiye atanga kutaurwa
It doesn’t matter….. munhu anoku haaku chite
@@kingryan_Official lkkkkkk zviriko
dai achidiwa asiri kucheatwa😂
Life is not fair 😂 it's bibiliking it's complicated 😂😂😂
Muchazvirega zve love mukauya kuzotijoina chi house girl ku Joni
Aaah gara wasiya hako hapana hapana ukadzokera akutokuita munhu ari desperate. Wamai tsveta pasi zvachose
Kasoft kako ako ndekemunhu arikuda munhu wake 😂😂😂😂😂 musiye aende uyo haana basa haaroore pamberi nebook uchiri mwana
First to like and comment ndiiuye kushoot here😅😅😅
Kkkk huyai musarega
This is the root of our poverty, mjolo at teenage and being cheated on too
Ukaona bae wako achinzi tipei number, obudisa fon kutsvaga number ziva kuti zvadhakwa. Wako anongiziva number nemusoro
Ndosaka uchizorwadziswa shamwari ndosaka uchizorwadziswa coz uno capture ma memories coz uno capture me singing angu ini Killer T's voice
❤❤ mr Dembetembe kkk
Watching from SA Vasikana garai mangosiyana nazvo zvema tests, dananai nevanhu venyu coz it's obvious kt hausi one
unozvimba... ita zvema books
😆 🤣 😂 😹 ko iwe Ryan wakupinda ne mafeelings pachihure chevanhu? Hanzi bhushiti aah iwe
😂😂😂 zvorwadza- mwana anga akudedera
@@kingryan_Official 😆 🤣 😂 😹 😆 handiti arikuramba achidzokera ku paper 2 and revision
Veduweeka unofa nemjolo uchingot im fine its ok im fine
All the way from Seychelles,love your videos,mwana ngaatize nelife yake kkkkk
Good mrng fam❤
Good morning 🎉hope you slept well
Vanofa vari vana vadiki ndavambodanana nemabooks
Haa mujolo dzangonharo hadzo
Hamuna zera nawo 😂
Kutoroorwa nekuroora ndodzatova nharo coz mjolo wakumberi
😂😂😂😂😂 chirongwa ichi chinonakidza
😂😂😂
Vana chiboita zvechikoro izvi zvevarumu izvi chiboisayi pasi kani
Ryan unenge wanakirwa nekamwana aka
Bulawayo hakuna rudo uko kwakafira magamba akawanda anga asina kuroora ndosaka vachi chitwaa
Kkkkkkkkkkk Umjolo uyanyisa ziyabuya lapha ko Bulawayo
😂😂😂akapusawo musikana 😂😂😂uyu karikuratidza kuti kamwana kadiki umm
Zvorwadza
Haaaa king mupihwe number yemwana uyo toda kumboishandisa kkkkkk
Watching from paNjanja apo paZai One apo
Hazvina basa munhu anenge achitsvaga wekuroora
Pfacha 😂😂😂😂😂
🎉❤
Zvakaoma atleast kwedu zvavepowo izvi wagona mkoma nebasarako mjolo wakanyanya veduwe
😂that's bullshit 😂 Mwana ngaaite zvechikoro Ryan ndiye adaro
🤣🤣🤣🤣🤣 haaaaaaaa zverudo muchazvirega
....tadzoka Tanga tamborasikira mu bush bush musina network boosters ka now here bigtym..... Bulawayo girls and Gweru wakayita bota bota ....ku soft soft yacho wanzwa kuti Boyz cheating ma1.....whyyyyyy
Where are you watching from?
From SA
Marights ekuisa vanhu mukumawanepiko😂😂😂
Pamati "kuisa" apa hapana kujeka mukuru. Munoreva "kuisa" kupi chaiko? kkkkk
Vanofa varivana vadiki ndavambodanana nemabooks
❤❤❤
she is cute..@KingraynOfficial ndipeiwo number dze mwana isu vari serious..😎

Watching from SA
Vasikana garai mangosiyana nazvo zvema tests, dananai nevanhu venyu coz it's obvious kt hausi one