KUTI MUNHU BABIE AFTER CHEATED HAA ZVOREVA KUTI UCHIRI KUDA. I BET THIS GUY WENT ON TO APOLOGISE KUMUSIKANA. THEY ARE TOGETHER RIGHT NOW AND HE HAS IMPROVED PAKUDA MUNHU WAKE
Mufana uyu is too weak. Akatoperera pachisikana chine moyo miviri anotoenderera mberi nerudo from there ipo pane umwe what is the reason yekumuti bbie pakadayi
Vanhu vanonyepa avo ryn...vanhu ndovakudzokerana manje.....anenge akungoziva kti ndinaro hure rangu
Manje vanokaura vega
Type yekubvisa hembe to apologise 😭
Kkkkkkkkk haaahh ryn famba wakagadzirira one day dhinha rikukumhara i tell you......blessed arwadziwa.....mjolo ndewekupenga
Blessed wept 😂😂😂 zverudooo muchazviregaaa😅😅😅😅
Blessed itawo semurume mhani usaitiswe nemusikana ibvapo kuchemedzwa tsvaga zvimwe mhani
Starting to follow u nezuro and looking for previous episode 😂😂😂😂😂 This chanel nakidza mhani sei musina kundidaidzawo imi vanhu bepano😊
😂😂😂PANO panonaka Kani uya nemabag tigarire pano😂😂😂
Hauna kudaira but ndakakudaidxa
😂😅
😂😂😂😂😂 Pano chemawo pano
Pachachemwa pachachachemwa pechachemwa ndati baba pachachemwa
Zverudo izvi Pinda ne1 side kuitira disappointed uipe zvimbo painouya iwane pekugara ,huya kumbanje bless Hakuna zvese izvi
😂😂😂😂😂😂
Muchati joiner kumbanje
iDoda aikhali ...murume haachemi iwe mhani.unotinyadzisa
Blessed siya chimunhu ichiii usamuti babe baaaaa
Kupi arikudzokere...nyanzwa kabebi kacho 😂😂😂
Haaa mukomana uyoo, akapata sure. Kutochemera kahure Ako.
Ryan wakufanira kufamba nemonya wangu uchazondiudza hako
Bless uyu aka softwa bhoo anodzokera why keep on call her baby nzenza yakadaro
Sorry nhanha Blessed imbonokura hanty wozoita zvemujolo😂
Haa strategy yawashandisa iyi mmm haiite
Blessed azvimba amana kusvika pakuchema here kkkkkkk
😂😂😂😂😂Mukoma Ryan 😂musakushidzira moto nhaika😂😂😂
Takayenda takayenda 😂ku itel 😅
Kkkkk wangu simba moyo uri murume
Ryan une kamwe kakuchidzira so instead of kunyaradza vamwe ah 😂😂😂😂
Zverudo muchazvirega
Kkkkkk hanzi Blessed uri ITEL
Uchiri kutoti babe iwe uchifananidzwa ne itel😂😂
Blessed arwadziwa yooh huyai kumbanje wangu ,
Sahwira Siya zvemabbe
Shame sorry blessed warwadziswa siyana naye never take here back uchawana wako
Kkkkkkkk Blessed rakapusa iro😂😂😂😂😂
Sorry ndokurara nebhutsu kwacho yut man I am very sorry Ryan pliz unoisa request mapic evasikana toaona toena kuti ITEL ndiani between them
Akadyiswa nefoshoro😂😂
😢😢😢i need time yekuchema hangu 😂😂😂😂😂😂 blessed sorry kan
Pakuzorara neshangu ndopaneyese manje 😂😂😂😂😂😂
Shangu NEMA socks ayo😅😅
Ummm Talisha iweka usadaro blessed asvika pakuchema
Mujolo uyanyisa singing hangu😂😂
Kkkkk haaa .muface uyu Kah achafira mumaoko evanhu
Mukoma vangu vazvimba yhooooo
I love Ryan neconfidence dzake😅😅😅😅😊😊😊
KUTI MUNHU BABIE AFTER CHEATED HAA ZVOREVA KUTI UCHIRI KUDA. I BET THIS GUY WENT ON TO APOLOGISE KUMUSIKANA. THEY ARE TOGETHER RIGHT NOW AND HE HAS IMPROVED PAKUDA MUNHU WAKE
Boss Ryan to the fullest dis guy akanyanya torai mari United ❤😂
Muchati joiner kutumbwa
Chimbopota uchichinja kamskana kaunofonera ako Ryan , kudhara ndichirinzwa voice iro
Uchirikumudedza baby futi😮
Siya bishu iro haudiwi wanzi Uri itel
Takanosvika 😂First here✋
Matii madiii zvenyuu isu takazvisiya kareee izvii kunwa doro kuri nani nembanjee
Eish eish eish haaa Talisha no mhan😂
Haaa noo hatidi varume vanochema isu ukwane iwee
Unonzwa seunotsva amana😢
😂😂😂umm vaskana 🙌
sorry mufana wangu zvinowanika siyana nemahure aya
Pa argument if yr name is still babe u are ok talisha 😂😂😂😂😂😂
Kkk
😂😂😂😂
Kkkk babbie futi here Blessed lol 😂😅 ha sorry my brother 🤦🤦
😂😂😂😂😂😂😂mjolo uyanyisa srry blessed
Unonzwa kutsva😂
Uku ndokuwatya kkkkkk muchazvirega henyu zvemujolo
Rasta vanogona kufenda
Iyitero😂😂😂 vasikana tisadaro
Kkkkkkkk
😅😅😅 talisha imwe type
The gaslighting 😂😂😢
Guy is weak as faq.... I cn guarantee you they still dating aftr this.
My thought exactly 😂
Chinhu 1 chinorambirwa mukadzi chihure. I repeat chihure. If she can cheat, she can kill.
Aaaaa lam so sorry chommie my beloved frnd 😢
Hoyo 😅😅😅😅😅
😔😔😔😔 sorry hako Blessed,move on
Unowana mumwe siya hako musikana uyo kkkkkkk
😂😂😂😂😂😂..mjolo pandemic
haaaaa kokuzoti babe manji kkkkkk
😂 mjolo uyanyisa
Ryan manyama wemarelationships
Hello 👋
Chigame ummmm vanhu vanourayana
Talisha usadaro😂😂
Ma 1
Mjolo pandemic
Musadaro amana
Yah ma1
Kambudzi kkkkk
Kkkk haaaa munjolo kaaa
ipapo kkkkkkk
itel yachema veduwe🤣😂😂😂
Kkkkkk 😂 mafoni ma itel achema kkkk
Haaaa mupfanha uyu ngaachiita zvembanje 😂😂
Who else like before watching
Ichoooo😅
Ķkkkķ itel chaiyo 😂😂
Kuf kaf 😂😂
Yoo cnt wait for 8
Uchiri kutomuti bbe
🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Pakaipa
Mufana uyu is too weak. Akatoperera pachisikana chine moyo miviri anotoenderera mberi nerudo from there ipo pane umwe what is the reason yekumuti bbie pakadayi
Shame,sorry Blessed
Huye bodo 😂😂😂
If u are nt strong go and eat jiggies
This one he's desperate
Kkkkkkkkk
But people out there, are you any way concerned with what these girls are doing, this is a disaster pa fair. Hunhu vaenda
kkkkkkk drama