Mwari nzwirai vakoma vese tsitsi pasina Tinashe mugabe zvimwe zvirikungo rova boys we are going through a lot apa hatina mabasa apa urikuitiswa sooo sorry honcho apa munhu akutochema kunge akafurirwa?
Rundo Rudo🧐😏 yimpofu 🤔🤔🤔 love is Pain 💔💔💔 sorry My brother marwadziwa kuswika pakuda magogo kkkkk munkoma mo eta kushuta mafilm kkkkk musadaro muregerere my Brother
Zvamakada kufanana kunge ma twins Ryan ne mface uyo😅
😂😂😂 ndakawana zvandaida munozvinzwa hre girls zvinoita boys dzedu kkkkkk .
Muchauya ku mbanje 😂😂😂😂😂
Vachatijoiner kuzvibhodhoro kkk.
Can we all ignore how this girl was singing?😂 and king Ryan enjoying ....
😂😂Aachitaura
KingRyan kuzowedzera salt pachironda😂😂😂
Dating is so scary in today's world unoitiswa💔
Bae ndoda ma gogo angu kkkkkkkkk 🔥🔥🔥🔥🔥
Ryan haatodi munhu ano cheater anoto chatcher kudarika acheatwa😂😂
Anokurumidza kuenda paFeeling station
kkkkkkkkkk wataura fair apa.
😂😂😂😂😂😂zvkaom
Vakasangana iye angati babe anoti tane 3 years tiri tese asi ndakatanga kumuda manje
Ndochii ichocho
madhoti
magogo edu tkumada....wawakamapfeka here......muface arkuda kunodzosera.......hanzi kn uchindida ndipe magogo.........nerent futi kkkkkk vamwe vanhu varkurarama easily amana nekuoma kwakaita zvinhu uku guys
Never call someone baby iwe uchiti hauchada. 100% uyo anoenda kumusikana wake
Hai hako iwee bbe chiiko zvichatsotsana full time
😅😅😅😅hnzi naRyan magogo tirikumada
Muchauya kuzotijoina henyu kumbanje😅
😂😂😂😂😂 hanzi nhai jeso.....😂😂😂😂😂 haaaahhh ryan uri mumero.....magogo edu tikumada......
Inni hngu nakanakidzwa neuye wePolony😂😂
Hai no mhani magogo anesa aya ladies am single again......... 😂
Toda magogo edu sister rent moiwana kuna marshall
Arikutofunga hake rent after abatwa 😂😂😂this girl
Meaning mface anga asingamude anga ari wekuitisa
munhu aakuda kutotizira uyu.....iwo magogo aya akamboita sei nhaimi tkuda pic
Ryan ndiSatan😂😂
Vasikana vanombozvida here zvemazita ekuChina. Huncho
Havambozvide vasikana zvemazita eku china kkkkkkkkkk huncho
Ko chitauriso chiri kubatirweiko nhai 😢
Shirt yako Yakanaka wangu
Ma gogo ane nharo eyyy 😂😂😂😂..mbabvu dzanku Ryan hmmmmm 🥰
Mwari nzwirai vakoma vese tsitsi pasina Tinashe mugabe zvimwe zvirikungo rova boys we are going through a lot apa hatina mabasa apa urikuitiswa sooo sorry honcho apa munhu akutochema kunge akafurirwa?
anenge arkutoda magogo kupfuura munhu uyu....munhu wekuda tunhu twemunhu kwete munhu wacho
Kugadzirisa nyika. Haaaa zviri dry izvi. Moti kandry ingaita nyika? Gogo dzadiwa shuwa
😂😂😂king pane anotombonangawo munhu wake zveshuwa here😂😂😂
tikuda magogo edu bbie..haingaperi iri 3--0 shaa😅😅😅😅huya nemagogo edu
Painful😢😢😢 hanzy nhy Jeso😂😂😂🔥🙌🙌
kkkk hanzi ahingangopere iri 3-0 mujaya arikuda magogo ake
Kkkk ko kuzoti handna kukuramba uyu wakapusa mu face uyu🎉🎉
Marshal ndewe pavanhu ana huncho newe rent 😅
😂😂😂 my brother arwadziwa nemagogo ake shuwa
Shaina mwanawe 😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉 eishhhhhh mjolo ma1 guyz 😢😢😢😢😢😢
Nhai Jesu😂😂😂gogo irikudiwa back 😅
Babe ndati magogo uuye nawo🤣🤣
Nhai Jesu 😂😂😂lol
Ava vanhu vanoti hona munhu akuda kutoti rambanisa kasi makadzidza mu one class all ma statement enyu akafanana
this is the best video's in zim compared to cheaters---well done king
ApaMashal wacho ndiye wekumborambwa pano nekaBebi kaakadanananako kwe 1 year and half😂😂😂 akuti akuda maPresents ake
Huya nemagogo angu kuno…..it’s so sad askana Ava
Babe ngatipe number dza Marshall timu tester futi 😅
😂😂😂😂😂😂 pno ndngouya kuzoseka zvnku matsotsi sure
Hanzi ndodiii ne rent mwedzi wakupera dzimwe hondo dzatirikurwa kah dzihombe sure
😂😂😂
Dzosa Gogo redu
Rundo Rudo🧐😏 yimpofu 🤔🤔🤔 love is Pain 💔💔💔 sorry My brother marwadziwa kuswika pakuda magogo kkkkk munkoma mo eta kushuta mafilm kkkkk musadaro muregerere my Brother
Yaah mukomana agonekwa pa3yrs pawaidiwa usati wakudawo munhu unoda kuti adiiwo
Dzosa gogo iwe mwana
Garment pamberi
Bee dzoka wo ka magogo eumwe😂😂
Magogo neGament ngazvidzoke kkkk
Kupakurira vamwe xaaaa 😂😂😂😂😂
Kkkkkkkk mjolo dai tambosiyana nawo hatina zera nawo for now we must be humble tingotsvagirwa varume nevabereki vedu
Kkkkkkkk usadaro😂😂😂
Magogo rikuada 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂 hanzi nhy jesooo apa angaatoona atoenda kwa freeman 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 gogo irikudiwa back
😂😂 babes handisi kuti ndirikukuramba ndikungoda magogo chete......
Ko kuzoti asi munaye ipapo munodarirei😜😜😜😜
Wakapiwa mbishi yawaida😂😂😂😂😂😂😂 ahuna magogo dzaunodzoserwa iwe
ZveMjolo is Not for the weak hobho vatisiya neiyoyii pandemic
😂😂 haaa it's too complicated
babeee ndati MAGOGO🤣🤣🤣
Ryan ko kuzodaira song kkk
King why muchidaro vanhu imimi😅😅😅
Dzosa magogo edu haaaa murudo motyisa haaaaiiiii
Handina kukuramba asi magogo angu
Dzora gogo
Muchati joiner kumbanje muchazvirega
Kurambwa wakatemba
Kkkkkk haaa izvi zvanyanya weduwe
Zvemujolo muchazvirega muchati joina kumbanje😂😂
Huyai nema gogo sisteren kkkkkkkkkkkk rent shandai asikana
Apa ari kutoda rent
😂😂😂😂😂Ryan hanzi magogo edu tiri kutoada😅😅😅
Ndabva ndafunga mkoma vemapolony😁😁😁😁
Magogo
Kkkkkk Ryan magogo tirikumada
Aya matofo ayaaa ese uuum siya babie plz😂
Umm kkk ndakawana zvandaida 😂😂
Kokufanana hanzi apo
Aaaaah apa gogo hadzisati dzapera kubhadharwa kkkkkk yoweee
Kkkk ryan takusuwa shame ngausadaro mjolo veduwe
😂😂😂😂😂 Ryan hauite shuwa 😂😂😂😂 gogo dzanetsa yoooh
Kkkkk gogo dzanetsa idzii lol 😂😅 mjolo will kill you haa akutofunga rent yake ...haa these girls vanokuitisa lol 😂😅🤦
Yemagogo yatora mukombe iyi guys 😂😂😂😂😂🎉
Magogo anetsa kkkkkk
Aaaaah mukomana ari so cool uyu
Tikuda magogo chete😂😂😂😂
Dating isn't 4 the weak#huya nemagogo angu
😂😂😂😂😂😂 ndaseka hangu😂😂😂kana uchindida hunza magogo
Ryan zvauriwe watodhumaniswa kkkkkkkkk
Hanzi wakazvitsvaga unozviwana zwakahwanda ka
😂😂😂 iii pachokwadi ese ma epsode hapana andaona asina kurasiswa 😂
Kkk ayas zverudo ma1
Ungarambe uchiti babe kune munhu ari kuku cheater here .magogo edu tomada bee
Ndatohwina😅
Rent anobhadhara ndian ichiiita mujolo😊
Tikuda gogo
Huya nemagogo titaurirane
Are you brothers Ryan you look alike yeyiiiiii
😂😂😂😂Nhayi jesu
Kkkk ndati magogo😂😂😂😂😂😂
Ndatii magogo uye nawo